I think slim he is one of big brains in zim
Uyu murume akasiyana nevamwe vese Uyu..
Ane pfungwa dzakasimba Uyu..
If u ar Magtom media fans drop yr like
First here for the love of magtom Media 🎉🎉🎉 kana uchisimbisa Magtom Isa like
Dhibhobhoni kufitwa ne raster hre 😂😂😂
I love the creativity of slimmie the director. Hats off bro
I thought I was first, but ndazoita meeting ne brain dzank they is high rate of unemployment in our country sando dzenyu magtom 🎉🎉🎉🎉🎉
Kuno kuHarare vanhu vanenge ana Slimmie vanonyepera kuda kubatsira tinotiza very fast ndiwo matsotsi acho pamwe kumaoutskirts uko muri safe henyu
I thought I was first, in less than a minute already 49 views..sando dzavo Magtom media!
Mr Director, you’re gifted beyond measure!!!! Your level of creativity is top notch!!!! Continue with your great and amazing work, level ramave hapachadzikike 🔥🔥🔥🔥
Good work magtom media!
The creativity of Mr Director is too much thank you very much Zhou
You are supper natural suit Man. May the Lord protect you with your family and your team work.
Slime ndiga acte newe here sure
zvakanak kuwa pano its nice to be here now muden masara two madomasi but i prefer kutenga data zvamanje manje
Magtome please background noise maungira tigadziriseivo aite low mavoice evanhu venyu ati kwirei thanks mogona top fancy love you director ❤❤❤
So creative, PGS activated Kim wanyura
Haa Magtom Media Shamhu yestress.Baba Muzondiwa mwari wakuwedzere makore akawandisa nemhuri yenyu murambe muchitipakutira mutakunanzva ❤❤❤❤
Watching from Luanda Angola
Kkkkkk slimie ka baba vangu zhou unondipedza strong
Kim waaplayirwa PGS 🤣😂😂😂🤣🤣. Baba juju kaaaa nanhasi I can't believe kuti in real life hamusi tsotsi 🤣😂😂 am sure mai Muzondiwa vanogara vachiseka kkk
Guys mamboona kut hasha dza Kim ndedze munhu ane Zemo akuvara ne chikara 😂😂😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
🎉 munopisa baba juju keep on
Slimie akatonyanya zvekutodaro mnje👑👑👑
Hanzi I know vehicle but iyi handiizive 😂🤣🤣🤣
Always on top of the game ❤❤❤❤ magtom media
But me still asking kuti what about the drug dealer slimie ❤❤❤❤❤
Kuyibvunza hakubatsiri boss kana yangovapo muchawona nekuiburitsa parizvino ngatishandeyi nezvataku pakurirai tichiyenda mberi
I think #Magtom vakambotsanangura kuti sometimes cast members do travel (like everyone else). Saka izvozvo zvinozokonzera kuti tibikirwe zvinyowani nevaripo, takamirira kudzoka kwevakafamba.
Zvakanaka zvakadaro. Stress dololo. Keep it up #Magtom 👏👏👏
@CarolineNzvugwa-pk3ed we know that but mukawona isati yabuda it simply means kuti zvakaimisa hazvisati zvaita
Kuzoisa mwari mukati kkkkk hanzii gap rakavhenekerwa nedenga 😅
Haaaa ndatenda hangu Slimie urihuchiiiii 👊👊👊👊
Ndanzwa bhera ndirikure uhuuuuuh ndauya manje
Aka releaser everything ndaseka hanguuu 😂😂🤣😅
Slime is the best acting
Kim paku actor Ave pane rimwe Level rekunyanya yoh ❤❤❤❤❤❤❤
This classic rambai muchibika mutakunanzwa
slimie anebrain dze 95% dzevanhu vemuzimbabwe
This is wonderful stuff, well-done guys. Keep it up.
Slime ❤️❤️❤️❤️
You never disappoints
Haaa Magtom is always on point kunanga mahara😂
slime you are the best keep it up
I'm married. What an intro!
Good work thank you guys❤
Keep up the good work,I love Magtom media ♥️
Hie I'm Tom😂
Hie I'm Married 😂
hoyo deal rashanda
Dhibhobhoni wandinakidza at first sight 😂😂😂
slim chibaba icho
Shamhu yangu yestress ❤❤❤❤
Kim you are a good actor
Magtom kuvanhu
Slim is a talented guy ummmm keep it up mactom media makanyany
masterclass from magtom
Baba vangu Zhou in Slimie's voice 😂😂😂
Kkkkk Director manje hanzi day light robbery kkkkk ,,zvaendwa zvanhac
Magtom Will never disappoint
Sound nhasi paPrecision apo haaaa mahwani hapasi kunyatsonzwika
ndafarira kusvika kwa Izzy muthis drama😊🤣
Slimmie 😊
Hayi baba juju huye bodo,makaoma 😂😂😂Kim abva arohwA neshock of her life
dhibhobhoni ava nerasta futu kkkkk.... i was waiting for eazy plus marobbers awo neako slommie, pfuti futi waiwanepi
Makapenga team rangu 🎉
Magtom media zvekugona takabva nazvo kure iweeeee ❤❤❤❤ udzanai nevamwe nezve magtom izvi
Chimwe magwana ❤tatomirira❤❤❤
PGS❤️🔥 haipotsi
Kkkkkkk hustle iri ropera mushed er😂😂😂😂
It's tsamaya for me 😂😂😂😂
Saka Kim atodyira to the good Samaritan, PGS activated!!!!
Slime haaa ndakusaluta sando dzako . bring more
Kkkkk haaa slim hatina zera naye
Well done guys this is great ❤❤
Kkkkkk maengine aya 🤣😂🤣
Magtom ihombe❤❤❤❤❤🎉
Bamunini vangu marikugona kani.😂😂❤❤
First to view 🤙🔥🔥
Thumbs up to the Director ne team rese
Kkkkkk warashikira paurikutsvagwa 😂😂
"Gap rakavhenekerwa nedenga"
Well done guys good job keep pushing guys
Haaa director vakanyanya havoo guys hmmmmm ndofunga pavanonyoraa zvinhu zvavoo vanotoora nguva yavoo haa musoro vavo I computer big tym
Good work guys ❤we is Scotchman
Slime watopinda machena pana kim apo ❤❤❤❤❤
Raster vakafanana na seh calaz
Kkkkkkk nhasi mandipedza baba juju
Yeeee yauya❤
Pane anoda mari here aende anorobber musikana wandirikuda ini ndoita sendabatsirawo kuti musamurobber kkkk ndatowana plan
Usaona kunonoka ndanga ndichiuya sahwira wangu magtom media mondigonera ❤❤❤ Slime haaa njere dzacho dzakanyanyisa uuuu 😂😂😂😂😂
Ndaona ndanonoka ndakarohwa ne data
Jah rasta Dhibhobhoni 😂😂😂
Honestly slimie hatina zera naye, unofunga mumwe wangu
Excellent job keep the 🔥 ❤❤❤
Slim ritori bhuru mumusoro
Yekeli umuntu😂😂
Dhibhobhoni makes me happy hangu😍❤
Baba vangu Zhou in slimies voice 😂😂😂😂😂😂thank you team
Haa slim chibaba
Very good guyz ❤
Hoyoo
Baba vangu zhou iweeee magtom yava kumberi iyi
First here
Hahaha this too much
Vari kufarira kukwira kwema subscribers siyai like yenyu