For one gender's mating strategy to succeed, the other must abandon it's own ..It is a dual mating strategy called alpha phucks beta bucks... - Rollo Tommasi (The Rational male).. the alpha passes his seed and genes, and the she finds a suitable beta to take care of the alpha seed..
Is it good kuudza some1 kuti ariku chengeteswa vana 2 vane different fathers nhaimi. Apa mrume arikuchengeta vana hapana kana wake zvachose and the mother akasiya murume iyeye nevana akutoita zvezvikomba plus anopihwa mari every month nana baba vevana
Ini ndinofunga kuti Lloyd ndiye Baba vevana vese, chakaita kuti vatsvage Ava Baba inenge nzara Lloyd ari kujeri. Mwari dai vapa Baba Ava mukadzi akavimbika, mapudzi anowira kusina hari.Well done The Closure Team 👏👏👏
Vanga vashaya vakadzi here kuzonhonga munhu ari kutombererekawo zvake nenhumbu yake. Sometimes desperation doesn't pay. I hope he has learnt his lesson shame
Mr Mugabe are you a Psychologist??? Haaaa munogona kubvunza and that soft rapport and questioning is a skill only professional who work with people in the helping profession have. Well done
anofanira kuti included and not say "not excluded" kune vanhu vasiri privy ne english zvekudaro its an emotional roller coaster watombo celebrator, kkkkk excluded uyoooo kkklll
Mr Mugabe i dearly honor your sacrifice you do representing Zim on a big platform God bless but i had a suggestion if possible after the show you should take participants for deeper counseling because most of them are left broken hearted... thank you
My brother you are walking in your calling ... loved the way you spoke to sisi vedu. With no judging and no patronising you showed empathy thank you hako urikubatsira muri dzezimbabwe you are one in a million tinashe 🙏
Hazvigumire ipapo if DNA tests become compulsory birth registration by both parents should also be compulsory. Chimboko chevarume chekuramba kutora ma birth certificates should be banned.
Here is the show packed with all emotions: joy and sadness; anger and delight/pleasure; hope and despair; disappointment and relief; fear and comfort plus; honest and betrayal; terror and protection. I love the way this show is unpacked. You cannot truly guess. Love it or hurt it this is a Reality Show. People are predictable and at the same time predictable. Some love some hate. Some destroy you yet some develop you. Keep it up
We thank u Tinashe Mugabe fo the DNA programme varume mudzimba umu they need closure vanzwa nekuchengeteswa vana vasiri vavo..asi vanhukadzi ngatityei mwari purizi.Icho chinotuma munhu kupomera nhumbu isiyake chii.inhamo here or kushaya kwekuenda..munhu enda kumuridzi wemwana plus vakadzi dont mix men danana nemunhu mumwe zvisapinze matambudziko mumba
Mr Mugabe may God bless u for helping those inocent children to know their biological father thanku mothers lets be honest and truthfull to our kids tinofa tikasiira vana varimupain kurarama asingazive baba vake
If the NGO's or World Population Services, sponsor this Global DNA to conduct door-to-door DNA tests this world will be a better place. From my point of view this company is not up to destroying relationships, but to build and strengthen honest relationships. I love the way it's presented and if they can ask for less detail because nowadays the girls hook up with so many crooked men and boys before getting married.
Showa wachengeterwa nhumbu yekutanga and then you step out on this kind man 🤦🏾♀️on your second pregnancy 🤰🏾 ; my dear sister l am appalled 😧apa you rushed on another 3rd target. Wonder if the pregnancy belongs to Mr Current after seeing this he should also go for another DNA. Vakadzi ngatitye kukudza vana mumadzinza asiri avo.
Zero percent. Oh. I feel for the father. Dai kuinewo kana 20%. Amai ava vakangwarisa. Eish ko kusazotya zvirwere uchingoti apa warara usina dziviriro. Thank you vaMugabe, uye makachena.
The last questions before ma results averengwa set me shame......they actually make varikubvunzwa amai prove if they had other affairs going on or not....unogotambirirei zviripo iwe waive nemurume umwe. if you never cheated you should be bold enough to say ma results haabudi achiti baba ava havasivo baba vemwana period. ma answers acho anondisekesa
I really like this show! Vanhu vakawanda varikuchengeteswa vana vasiri wavo mudzimba umu
Ma1
It's shocking. People are busy cheating & sleeping around without protection zvavo
Nice
For one gender's mating strategy to succeed, the other must abandon it's own ..It is a dual mating strategy called alpha phucks beta bucks... - Rollo Tommasi (The Rational male).. the alpha passes his seed and genes, and the she finds a suitable beta to take care of the alpha seed..
Is it good kuudza some1 kuti ariku chengeteswa vana 2 vane different fathers nhaimi. Apa mrume arikuchengeta vana hapana kana wake zvachose and the mother akasiya murume iyeye nevana akutoita zvezvikomba plus anopihwa mari every month nana baba vevana
Ini ndinofunga kuti Lloyd ndiye Baba vevana vese, chakaita kuti vatsvage Ava Baba inenge nzara Lloyd ari kujeri. Mwari dai vapa Baba Ava mukadzi akavimbika, mapudzi anowira kusina hari.Well done The Closure Team 👏👏👏
manje ne age yavo iyi maybe havatobari. l hope he does coz he deserves a faithful woman 💃
End vatokura nhai vanodawo vana vavo shame zvinorwadza
As woman l used to think kuti DNA checks are disrespectful to the woman asi uuuummmm they need to be compulsory
Sure
Yep
Most men vakuitiswa
This man wanted a family if only this woman was straight forward and not be moving from one man to another.kuzviomesera mukadzi uyo.kunyadzisa.
Vanga vashaya vakadzi here kuzonhonga munhu ari kutombererekawo zvake nenhumbu yake. Sometimes desperation doesn't pay. I hope he has learnt his lesson shame
Aramba kuchengeteka shame
Some men are very stupid. How can you fall in love with a pregnant woman?
Great job. Mr mugabe mune chipo munotaura nemunhu kusvika ataura zvose. Well done
Akadzidziswa naTilda kkkk
Haaa Tinashe anochena bigup makoti mai Mugabe
I feel sorry for baba ava chokwadi vane moyo wakanaka vakatambira mukadzi uyu ane pamuviri pake and he was willing to raise the kid as his
Mai ava ibenzi
That was the first good wrong move he took in his entire life. Hazviitwe izvoo!!
@@DC-jj7rr Havana kupfuhwirwa coz vakazvipira vasati vagara wese
I can only imagine watching as a relative to the new husband... Aah🤔... Hakuna muroora akadai.
LOL imagine !
LOL THE NEW HUSBAND NEEDS A DNA TEST
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Ndipewo number dzabhuti weku M are ndivape mukadzi
Kkkk
what really hurts me is that the father had no any other kids and he is so faithfull
Mr Mugabe are you a Psychologist??? Haaaa munogona kubvunza and that soft rapport and questioning is a skill only professional who work with people in the helping profession have. Well done
Kanobvunza kamufes ikako kkkk. Thumbs up mukoma Tina.
anofanira kuti included and not say "not excluded" kune vanhu vasiri privy ne english zvekudaro its an emotional roller coaster watombo celebrator, kkkkk excluded uyoooo kkklll
Nice mbhida there. SBWL
And hadziseke chero zvino setsa he keeps his cool always
He is good and professional on questioning.
Mr Mugabe i dearly honor your sacrifice you do representing Zim on a big platform God bless but i had a suggestion if possible after the show you should take participants for deeper counseling because most of them are left broken hearted... thank you
My brother you are walking in your calling
... loved the way you spoke to sisi vedu. With no judging and no patronising you showed empathy thank you hako urikubatsira muri dzezimbabwe you are one in a million tinashe 🙏
I feel sorry for the man. All he wanted was a family
eyy i doubt if he will ever trust a woman again
Yes, he seems like a god man.
Ndarwadziwa naMukoma. He is a men he is a father. May God bless you with a loving and honest father
Shame
The way he started the family was a bumpy one already. its not too late
I am so addicted to this show watching 1 by 1,kaka laxer hako kachirovesa zvinhu
Such a relief for the man...he looks happy
Mr Mugabe muri kugadzirisa nyika. Keep it up Sir
DNA testing should just be compulsory. Hapana kugadzira nyika kunodarika ipapo😅
These African women must be dealt with by compulsory DNA testing mwana achingozvarwa
Dai zvatotangira muzvipatara
@@tapiwagona6205 African women who happen to be the mothers of these African men always remember that
Hazvigumire ipapo if DNA tests become compulsory birth registration by both parents should also be compulsory. Chimboko chevarume chekuramba kutora ma birth certificates should be banned.
tenge tisisina show kana zvadaro
Mamboti hamusi kugutsikana ko Lyold abvepi kkkkk like this programme
Kkk avo ndimai muhule chaivo umm Lyoid again apa she's preg pamwe haasi wemrume wavainaye again now
Kkkkkkkkkkkkkkk taura hako kkkkkkkk ah veduweee
Kkkkkk anogona ari Lloyd kk
this program is exallent.thank you Mr Mugabe.zvinosiririsa varume kuchengeteswa vana vasiri venyu.
This guy is a great presenter. Well done
Mai vairovesa zvunhu 😂😂,,the confusion on her face lkkk
Ko kusazogutsikana manje😂😂🔥
Thanks mukoma Tinashe. The problem is that the woman ijoki. She is saying anogona ari Lloyd meaning that she isn't sure.
Here is the show packed with all emotions: joy and sadness; anger and delight/pleasure; hope and despair; disappointment and relief; fear and comfort plus; honest and betrayal; terror and protection. I love the way this show is unpacked. You cannot truly guess. Love it or hurt it this is a Reality Show. People are predictable and at the same time predictable. Some love some hate. Some destroy you yet some develop you. Keep it up
Thank you Tinashe Mugabe you the true prophet of our days . You are cleaning our country
I like the calmness ina Tinashe uchikwesha vanhu nemubvunzo 😂😂
Thanks Vimbie
@@theclosurednashow Tinashe unorova graft! Great show
i say its professionalism...sm lies and responses ndirini ndaiseka....kudoubter maresults amai
Apa iye achiziva hake maresults
🤣🤣🤣🤣vanobva vadura zvese
We thank u Tinashe Mugabe fo the DNA programme varume mudzimba umu they need closure vanzwa nekuchengeteswa vana vasiri vavo..asi vanhukadzi ngatityei mwari purizi.Icho chinotuma munhu kupomera nhumbu isiyake chii.inhamo here or kushaya kwekuenda..munhu enda kumuridzi wemwana plus vakadzi dont mix men danana nemunhu mumwe zvisapinze matambudziko mumba
thnx eey
Ndaseka hangu kkkkkk hanzi anogona kunge ari Lloyd hahahahaaaaaaaaaaa.. mai ava havana kudzikama zvavo iiiiiii.. Munogona basa vaMugabe
Vana Lloyd vapinda busy
anogona ari Lloyd lol , hayas , she actually knew.This is a great show.
Thank you
Anogona kuve ari Lloyd, zvichireva kuti pamwe haasi Llyod.kkk
On the follow up, i liked the idea of doing the test for free to help the the child. Thanks for doing that.
So thoughtful of him
My favorites show watching from Capetown enjoying the show
This father is sweet and genuine
Mr Mugabe may God bless u for helping those inocent children to know their biological father thanku mothers lets be honest and truthfull to our kids tinofa tikasiira vana varimupain kurarama asingazive baba vake
Well done Mr Tinashe Mugabe.This a very good program
Thank you guys for going deeper with the case so that mwana azive baba vake , thank you....God Bless
Her eyes tells the whole story
I hope the man does not hv fertility issues eish thank you Mr Mugabe with this show it is teaching people that man can also hv fertility issues
Show yabatsira vazhinji keep doing the good job thank you so much
Dai zvaita sisi vaya vekubhawa vapiwa baba ava tigadzirise nyika zvinhu zvifambe
Kkkk sure
Good thinking.solution chaiyo
Taura hako coz baba ava vanotatidza rudo
Taura hako
Ukanzwa munhu achiti ndotambira zviripo i statement remunhu arikuziva zvaari... dai vakadzi tarega kushoresana veduwe
Mr Tinashe Mugabe we love you keep it up you a saveing lives
Thanks guys, u improved well paIntro song iyo
Mr Mugabe please may u please do dna to Baba denzel n mai Denzy please please help
God bless you Mr Mugabe 🙏🙏
Since i started watching this DNA show ,i have concluded promiscuity is the order of the day mu Zimbabwe
It's everywhere where men and women are kkkk
I used to think Zimbo women are one of the most faithful women on the globe, haaaaaaa im shocked
Mr Mugabe all i can say is Godbless you forevermore
I feel sorry for baba ava
Mukadzi uyu ihure simple as that
Mr Mugabe I love that man please ndipei # dzake .Havaa nikwe zvokumhanya varume avo . Pindurai nenumber dzake pls tichengetane zvedu isu.
what happened to this case was Lloyd found?
Ukaona ma bride maids ataura kuti ukuitiswa ichokwadi🤣🤣
😂😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣 ndiwo anoziva zvese
🤣🤣🤣 true
Bride maids from hell kikkkk groom team does not grasss
If the NGO's or World Population Services, sponsor this Global DNA to conduct door-to-door DNA tests this world will be a better place. From my point of view this company is not up to destroying relationships, but to build and strengthen honest relationships. I love the way it's presented and if they can ask for less detail because nowadays the girls hook up with so many crooked men and boys before getting married.
What a shame a really nice man. The young lady needs to slow down and think.
our own Judge Lauren Lakes Paternity Court ..welldone dai zvaingoitwa panozvarwa mwana cz vamwe vanhu hunhubu hwacho inyaya yekukura achinzi Mhofu iye ari Samanyanga hake
Thank you Margaret
Kkkk
Lloyed kkkk
Kkkkkkk
Heyyyy now I'm scared ndinevazukuru vandirikuchengeta vachinzi ndewemwana komana wangu yoooooo my eyes are open thank u Mr Mugabe DNA mariiiko
App me on 📲0719428436
Mwari dai vakaropafadzawo baba ava! 😢
Hanzi handina kugutsikana kwakuzoti anogona ari Lloyd 🤣🤣umm varume vese vakafunga ma dna vakawanda vana handivawo
Ngavachengeterane vana varume avo imboko
Woow that's nice murikubata basa bro Tinashe
🔨🔨🔨🔨 the DNA man Tinashe Mugabe you deserve nyundo dzenyu. Haa basa muri kurova. Keep on keeping up the good work
My favourite Channel. Watching from Zimbabwe Gokwe Nembudziya ❤🇿🇼🇿🇼🇿🇼👍
Rambai maketsika nenio ndriMunyaradza umu kkk
Looking good bright clothes suite you better than darker colours
he took care of her friends,her pregnancy and above all pays him back in this manner!
Great job. Fixing the country😁
Ndatanga kuona comment yako ndikazviziva kuti zvadhakwa😂😂😂
No matche kkk Tinashe ndoda kuziva mukadzi wako ndinzwe kuti haagare mucourt here nemibvunzo yako
Kkkkkkkkk haaaya this man is so soft when he is asking questions 😂😂😂😂 unototaura chete
Baba ava vakura. Not surprised kuti seed hapana vatorine wo issue dzavo
Ndisekuru chaivo
He is one of the good ones 🤗
Mr Mugabe do come to this show knowing the result already or not?
Same question with me😂😂😂😂
Thanks Tinashe nebasa rako vanhu varikuchengeta vana vasiri vavo uye kuramba kuchengeta mwana wake
YOU WELCOME EEY
Hamusati mamuwana here Lloyd uyu Nhai Closure Team, tinzwe hedu kuti ndiye here baba😎
Still looking for him 😊😅🤞🧬
😂😂😂
Damn.Apa Lloyd wacho ari married 🙆🏾♀️🙆🏾♀️🙆🏾♀️pakaipa guys.
Zvirwere hazvipere
Ndewa lodza kkkkkk kamomz aka karombe hazvisekese
Its always the ones who look innocent that are deadly
Lol to innocent that you think they can’t even hurt a fly 😂😂😂
can you always put a ling on follow up shows in the description so we dont have to hunt for them
Eish i am so sorry mudhara. I hope you find someone better for you and have children with him.
Immm upenyuu hwakaomashuwa....vakadzi munotinyadzisirei kudai
Apa wakawana murume akakuda nenhumbu yako and took care of your child unodawo munhu akaita sei
@@shellykaponda8905 nhayimi
Be blessed Mr Mugabe vamwe vakadzi sooka tinozoda ku blama varume hedu 🤔
Mai avaka kuzoti handina kugutsikana huye ndanyara
VaMugabe mufambe nemapitsi ebp mupe Vana Baba .....vanhu vari kukuvadzwa mwoyo Ava💔
Va Mugabe murume ibhachura kauyo ndisanganisei naye ini ndiri single
Kkkkkkk Kkkkkkk yaaa anochengeta anochengetana nemimba isiyake
Inbox me for his number
@@theclosurednashow yoo pakaipa
Pindai pamadating sites
Tsvaka dear because varume vacho vanotsvedza kunge muramba
i really like vanhu vanoita DNA vakarongeka zvokuti ,asi mukadzi uyo atori benzi zvake nekuti anongozvara sembudzi kkkkkk apa varume vakasiyana here
Ummmm amai ava vanonyadzisa kuchinja varume nekunetsa kwazvinoita ini hangu ummm
Iiiiii handina kumbonyatsogutsikana ini...
Chimboribatai tione...Mr Mugabe kaaa
Mr Mugabe you are wearing nice suit 👌
2021 Mr Mugabe thank you for fixing the country ❤️❤️❤️
Where is Lloyd please Huyai ne2 kana mamuwana
Mukore uno tsumo yekuti gomba harina mwana hayichashandi kwakunzi gomba rine mwana, ❤️❤️🔥🔥🔥
Aah ndaingodzwa vakadzi varivo vanoti ndiri kuhurirwa bt this show yandiratidza kt vakadzi vari pamberi pagame iyi havabatike chete pasina DNA.
Let's hope kwaari ikoko ndipo pamba pe pregas
Mukadzi akaoma kuchengetesa murume vana 2 wasi wake
Eish zvakaoma amai ava inzenza yekupedzisira.l dout kuti mwana wekutanga haasi wemurume ainzi ariku jeri,havatozive ana baba ve vana vose.
Aah mai ava zvakaoma shuwa job well done
Ladies tine tumwe tuma drama twema shuwa shuwa
I like ur dressing Mr Mugabe....
Showa wachengeterwa nhumbu yekutanga and then you step out on this kind man 🤦🏾♀️on your second pregnancy 🤰🏾 ; my dear sister l am appalled 😧apa you rushed on another 3rd target. Wonder if the pregnancy belongs to Mr Current after seeing this he should also go for another DNA. Vakadzi ngatitye kukudza vana mumadzinza asiri avo.
Nhai
He is a psychologist,social worker,scientist,historian he really knows his job!
When Mr Mugabe was asking if he had any other child , l think he was feeling bad for him 😂 be he already knew that this one is not his
Zero percent. Oh. I feel for the father. Dai kuinewo kana 20%. Amai ava vakangwarisa. Eish ko kusazotya zvirwere uchingoti apa warara usina dziviriro.
Thank you vaMugabe, uye makachena.
The last questions before ma results averengwa set me shame......they actually make varikubvunzwa amai prove if they had other affairs going on or not....unogotambirirei zviripo iwe waive nemurume umwe. if you never cheated you should be bold enough to say ma results haabudi achiti baba ava havasivo baba vemwana period. ma answers acho anondisekesa
Ukangodzwa munhu achiti ndotambira zviripo, wotoziva kuti hapana hapana
Gud job Mr Tinashe
Mapudzi anowira kusina hari ....koinga kune varume vanemoyo yakanaka ....amai vanekahudzenga kkkk
Speed 🏃🏃🏃🏃 kunobvunza sekuru Llyord 😂😂😂😂😂kuti havana mwana here kunze uko
I want us to get to atleast 500k subscribers... I know it's a little too much but that's how faith works. 😉😉😉
VaMugabe matauriro enyu eish. Kuita semuri kujuruja majuru. Kujuruja munhu kusvika ataura Lyod uyo kkkkk ndaseka nhasi. Keep it up
ayah ndaseka Mr Mugabe munovhunza nehunyoro.... amai vazot anogona ari Lloyd ndanyara