Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Even Mukadota himself is happy in his grave. BHUTISI unogonesa
Rambai muchitipa mutakunanzwa bba Rwizi muri nhubu kkkkkkkk
Wan bissaka😂😂😂 madzibaba avo ndeve man u chete😂
Zviri pachena semhanza yembudzi iripamabvi munhu ukabatirwa gwaro rekufambisa hapana kwaunoenda madzibaba varikutonyebera mweya
Iyi inonakidza you good guys mogona
Madzibaba ndimi munhu vandatanga kusada munhu kuti aende kuUK😂😂
This is beyond excellent 🎉 Aaah baba Rwizi naBaba Phenie ma one chaiwo. The ladies make good compliments
Can't wait for next episodes
Mai Rwizi vanoseka sa Mai Phin the OG...
You guys mukunamata zvenyu vhurai maziso muone😂😂😂😂😂
Aewa Ba Rwizi ka😢 but ndimi dzamadzibaba idzo😂😂😂😂😂
Bhoo here😂😂😂..........weh bhooo bhoo😂😂😂😂 ndafa zvangu
You are excellent guys. Bhutisi, I can see Mukadota in you
Pane anzwawo ndimi dzamadzibaba hanzi ngweree😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣haaa mumwe waPassion
😂🤣😂🤣😂Baba phini ndambakuudzwa akawonekwa nembonje. bt Baba rwizi usadaro umwe vako😂😂🔥
This is great keep it up
Ba Rwizi ka musadaro
BaRwizi ndakutadzai hangu.
Munogona guyz well done ✅
Kkkkk hanzi ifirst grade yemunamato
Kkkkkk dzimudhara dzinosona idzi hadzinonoke kuwana statement
Wanbissaka kkkkkkk ndimi idzi
Bhutisi chinogona😂😂😂😂😂😂
Mukadota kaaa😂
Kawasaki Kawasaki 1 bisaka 😂 😂😂😂😂 haa ndachema
wow i cant wait for the next episode kkkk vanhu havadi chakanaka out there even your best friend can be evil like this yoooooo its unthinkable
Ba Rwizi the trouble maker kkkk😅. Hanzi munamato uyu first grade
Haaaa Mari kutenga mbiya . No change
Baba Rwizi sando dzenyu, variko vanhu vakadaro mukurarama 😅😅😅
Baba Rwizi makaoma zvenyu, i am feeling sorry to that beautiful lady mai Phenias
Keep it up Bhutisi and your team
Ha nice!!!
Bhoo ere😂😂😂😂…….Bhoo bhoo
baba finiyasi ipai udzai mudzimai wenyu mupihwe passport ndege inoenda
Baba Rwizi munombo vhara vamwe asi apa mavharwa namadzibaba.No change pa$5.
Murikugona keep it up 💯
Baba Phin chiiko nhai ! Haa makapusa mhani. Apa mukadzi wenyu ngaanake zvake
Lol sorry kani guys
😂😂😂😂😂 takenda muPremier Wan-Bissaka😢
Kkk I can't wait for next episode 😅😅😅
where's khedha 😢😢😢 nhai bhutisi
Hushamwari hwenyu uhwu hunenge made in China, hahugare hahugare....
Wan Bissaka🤣🤣🤣🤣🤣
Good stuff
Kkk zvanzi ndirikutsvaga remote kkk
Mukadzi webenzi ahana mufaro.baba phinias chiiko
😂😂😂😂achafara hake dont worry
Kkkkkkkk haaa madzibaba ndomanyama
Ba Phin kupusa kudaro
Same same na the OG wacho ka
Ummmm baba Rwizi nhasi ndaseka
🔥🔥
Vanogon ava
Inini Bhutisi ndoribigger
Murikumberi team
Kasong kacho kanondinakidza hangu
you sound is fluctuating up and down
Warren Park massive
Kutoonekana navo knowing kuty asorta
BaRwiziKaa
First grade munàmato😅😅😊
❤❤❤
Kkkkkkk😂
+44
This is not good
Bhutisi Siya character ya mukadota hausi kuigona
Iwe unoigona???
Itai imi
Not good
Gadzirai renyu rinonakidza racho mutipewo

You are excellent guys.
Bhutisi, I can see Mukadota in you