Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Siyanai nevaneshanje nemi, we will keep on supporying U wangu, tinokufarirai zvekudaro.
Hupenyu Nyathi usavateerera vari kutorwadziwa newe enderera mberi nekugwavhira mhuri yako.Vanhu siyai vana imi ndivo Vega here vana Nyathi chavakakutadzirai chiiko huipi chaihwo nxaaa.love you Nyathi family❤❤❤❤❤
Usazvidye moyo wangu, kurwiswa is a Sign U are BIG BROTHER
Be strong Nyathi anebhora ndiye anomakwa hake siyana nazvo
Mai Nyathi unotaura zvine musoro Uri mudiki pamakore but brain dzako dzakarongeka ndedze munhu anoziva zvaakanaka anoziva kwaari kuenda.Ita zvinokuitira iwe siyana nevanongohukura igodo nemi
Thank you for addressing this issue Nyathi family i really love you the way you are ❤
Ndinokufarirsi zvikuru but i think vedio iro i dint feel comfortable kurina neFamily. Itai zvamagara muchiita iro harina kundibata zvakanaka. Tinogona kuona zvisirizvo AIM yenyu. Raita kunge rezvinyadzi pakuoona kwandaita. Ndinotokufarirai zvekudaro vanangu asi zvinyadzi kwete. Love U guys , keep On going.
Good job nyati taura vaudze anambwa uri kuzvishandira.
❤❤
You have gained a follower 🥳
KwaT Freddy shuwa ndakaiona munhu akatuka vaidanana kusvika mukomana arambwa nemusikana mukomana akatadza kuzvitambira ndokuprinter profile yanyakutuka akanopa kufamily kwake akanyora kuti ndakuzvisungurira bcz of munhu ari papic apa andituka kusvika pakurambiwa nemusikana wangu ndakaiona for surw
Ndakaiwonawo
Nyathi asateerera macomment ari negative bcz anogona kudzokera kumashure ngaangotore comments with facts not kuteerera zvikutukwa
MaZimba Ane godo Nyati ndozvavanoita izvozvo zvavakakuitai natytie Kuti munetsane huroi to much😅😅😅
Taura hako Nyathi vaudze vanhu avana chakanaka
Nyathi bvuma kutii wakavarairwa chete usarambe
Pawaigara ku mukuku waidii kutaura uchidero
Leave them alone!!!! and go to hell who are you 😡😡
Kuma ishungu ❤❤❤❤❤❤❤😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅 oa wataura vari kupedzera mari ku fake life vasingachengete vavereki
Ende wakabatikana shuwa sorry henyu vanangu
Vanhu tinongotaura tisingazivi zvofamba sei magona mataura kuti vanhu vazivi munotoziva zvamuri kuita
Siyanai nevasenga kudei itai zvinoita kuti murarame chete
Kukumbira munokumbira bvumai chete
Wakakumbirwa chii ukavapa tikudzosere
Sure akakumbirwa chi timupe @@ChristinaMukute

Sure akakumbirwa chi timupe
@@ChristinaMukute