Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
*🎉PLIZ PRESS SUBSCRIBE TO SUPPORT US*
Rubbish
baba Macheso havana munhu waanotarisira pasi,,He is Mr Zimbabwe,i love that man
@@garikaimuyambo7720 true
Taura hako
Taura hako that's he remains the king
But akashamisika pane pasina kunzwa zvakanaka
@CephasChizomba 🤣
Saka featuring Macheso yacho iri papi. Unorwara just like Sillent killer wacho. Say no to drugs!!
Uri duzvi
PA VISUAL KA BABA. IS HE NOT FEATURING?
Ngwere I Ngwere 🔥🔥🔥🔥💯🫂
Ngwere Ane chipo
Baba Shero was like "grade rembanje dzaari kurova nderekupi iri"😂😂😂😂
Varikutoridawo grade iroro 😅
Hwereshen
Haaa iyii ingwere kkkk
Muzukuru wa Gogo Janet 🔥
🤣🤣🤣
Chiy chonaka
Rehab yakatozoramba here apa
Duzvi rako iwe ndiwe doctor wale heree unotaura zveRehab
@@TendaiMachaka muri mhata rudzi rwese ungadefender zvemadrug zvekumama Dai uripadhuze ndakumamisa machine kufa
@@providekhoza-ux1ug 🤣🤣🤣🤣kana shungu ufunge...asi zvawataura ndazvihwa asiwo zvandataurawo wakatozvihwa so.
zvinonzi Macheso anga akamira pastge kwete kuti akafeature silent killer ,takutokudzidzisa kutaura wanga uridofo kuchikoro iwewe
Horyt mkoma munoziva zvese tidzidzisei
Chipo icho
Macheso haafe qkaita collaboration nasilent killer haabvume anodzikisirwa pasi nemafans ake
🤣🤣🤣 Ko paakaita naSeh Calaz
@iTV_ZW calaz akarongeka haafananidzwe nengwere ngwere palevel rekufadza team redombo vanodirwa izvozvo ndozvavakagonawo zveart rekungo rhymer mawords asingarevi chinhu vanenge vakarohwa nemadrugs vofara
@@SimbarasheHanyani-em6sc kkk rega tingodaro
Subscribe for more #videos
Chipo chekuimba uchiimba nekuimba usingaimbe
Hapana hapana
Kkkk hindava
Kkkk Kwai beche😂😂😂
Mai Dembo hazvina kuvaitira boe
Ngwere inogona zve skiri rake amana but makada kuzoti aite kunge Holy ten or master h
@@JaamessyWilliam nhai
Very silent 4 real
Ngwere inoda kumboongororwa panotoda masentist
Kkkk
😂😮😅 mafanz ajamuka kamupfekero kengwere
Macheso s look is of trying to understand Bt did get it😂😂😂
😂😂😂😂😂
Haagone but anodiwa nevanhu hake
@@TanakaNyambo-m9j 🤣🤣🤣
Inga kupenga kunoto bhadhara 😂😂😂😂
Ngwere😂
Ma1 aya
Ngwere yarema muZimbabwe
Haunyepi
Haaa but ngwere kana mazogara guys kuseri kwekuseri
Ngwere
Batai munhu pliz drug ma 1
Mur vakomana vedombo imi kutumira zvisiko
Ok
Macheso aripapi apa vanhu munotijairira futi
Tarisa ka pavideo
Drug rakaipa musabata
Gosoloso😂😂😂😂😂
😂😂😂
Hanzi namai dembo munokumbira kwete kungoimba
@proudmakado 🤣🤣🤣
Kkkkk m🎉
😂
Kudenga kuna manuwere zvorevei that's nonsense. Emmanuel means God with us here on earth So how can it be Kudenga kuna Mwari vanesu Doesn't sound good
@@nelbertgwaijena6104 ukutiiko iwe🤣
Maakuda kuvhundutsira bashero
Kkkk usadaro
Your sound was poor where was your engineer's