Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Drewmas Media inenhungamire yekutipa gwara rehupenyu
Chiyokoto ayipedza zvake
Rino joinika Cy... Group racho re Drumas media
Tipei vo link
Handiti takashaikitwa na Everisto Chiyokoto. Kamdara kaye kaive nemsindo😂
Tipeyiwo namba dza sekuru ava
Inini vaneshamba ndine vanhu vatatu vandinoda kuti varoiwe vakanditira hutsinye kungotora Mari yangu Mahara
Number dzasekuru dzinodiwa vanenge vanogona sekuona kwangu
Murisei zvenyu Shumba and team?
Ndokumbirawo address ya sekuru ava
Ku Angonia kupi chaiko?ndokwandiri parizvino.
Problem Iwe Andrew unotengesa number dzana sekuru vako ivavo. Saka kuvashambadza its useless. Munhu anoiwanepi mari yekutenga number
True ipapo
Unoziva problem yechanel iyi haiise number dzephone pavideos that's why isisaterwe nevanhu vakawanda cos vanhu tinenge tichida nhamba dzevabatsiri
Ko Inga number dziri pa screen
@@charliemiketmdluli8536number ndedze drewmas not dza sekuru
Number
Nbr please
Pls Andrew ndipewo number dzasekuru Avo
Andrew haape vanhu number for free, anobhadharisa uyo
@@Wavie2007ndipo pawanobhowa
Apo Andrew wacho anoda $200 kuti akupe number dza chiremba ini chaiye akandidaro
😂😂😂😂 tell me about it kkkk.
@@Amarie077 akandidaro last year ndichida number dza sekuru banda .ndakatozo rowerwa basa racho namadzibaba veku Pretoria zvese zvika faya bhoo now I'm Australia 🇦🇺 bhoo zvekuti
$200 yei mukawana nguva mutikwanire please
Ava vanototyisa vanorombesa ummm unopedza dzinza
@@drewmasmedia3856Imari number ya Sekuru????
Tokumbirawo number dzasekuru