Inzwai zvakataurwa nemaporofita maviri (2) nen'anga imwe (1) padambudziko rimwe (1)

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 27 сер 2024
  • Inzwai zvakataurwa nemaporofita maviri (2) nen'anga imwe (1) padambudziko rimwe (1)

КОМЕНТАРІ • 13

  • @Rebhara
    @Rebhara 3 місяці тому

    Matakanana aya, kudyirwa mari kwega kwega😂😂😂😂

  • @amosnhauro6433
    @amosnhauro6433 3 місяці тому

    Vakanwiswa mudzepete wakasangana nemudzi wekaruvavange.ukanwa usina chawadya unoona zvaunenge uchifunga

  • @TheChekas
    @TheChekas 3 місяці тому

    N'anga nevaporofita kuvharwa kwega, better kutomwa mari yacho

  • @user-wu2bm3cj6x
    @user-wu2bm3cj6x 3 місяці тому

    Ngavaende kwa Miracle Paul.

  • @kapesakapesa-ii2qz
    @kapesakapesa-ii2qz 3 місяці тому +1

    Zvegrazy zviya mushonga uya wamunonwiswa unokuitai masaskam motanga kuona vanhu kazhinji waurikufungira zvichibva kupfungwa dzako Hapana paya kurohwa cash chete.

    • @ROGUE406
      @ROGUE406 3 місяці тому

      Yes - vanonwisiwa mudzepete which makes them hallucinate

  • @it3788
    @it3788 3 місяці тому

    Mahallucination😂😂😂🎉🎉🎉

  • @vivianmasamha9111
    @vivianmasamha9111 3 місяці тому

    Kunwiswa kambwa nekambucha😅😅😅😅

  • @miriamnyakasoka9292
    @miriamnyakasoka9292 3 місяці тому +1

    😂😂😂ngavafambe futi otherwise hapana chakabuka

  • @youngcee8121
    @youngcee8121 3 місяці тому

    😂😂😂😂😂😂😂❤❤❤

  • @komputerultimatesolu-tions5193
    @komputerultimatesolu-tions5193 3 місяці тому

    mamic aZigo anoshanda ai