Alick Macheso Akaona Munhu Uyu Anomupinza Basa Chete inzwa Achidzorera Waya DzaBaba Shero🔥 2023
Вставка
- Опубліковано 7 жов 2024
- ✅SUBSCRIBE FOR MORE VIDEOS
Alick Macheso Akaona Munhu Uyu Anomupinza Basa Chete inzwa Achidzorera Waya DzaBaba Shero🔥 2023
#alickmacheso #sungura #francoslomo
alick macheso hand over his bass guitar to son esau macheso,alick macheso,simon mutambi,mark ngwazi,live show,alick macheso live show,esau macheso,etv zw,itv zw,alick macheso bass guitar playing guitar,alick macheso,macheso songs,eriki sungura,alick macheso top 10,top ten alick macheso,alick macheso bass,alick macheso best guitar moments,alick macheso amuna wanga,macheso,alick macheso madhawu,sungura music zimbabwe,sungura music
The only man who hits bass notes in complete imitation of the maestro Macheso.Well done chibaba chetevedzero❤
Check out Simon Mutambi
pa 1:46 apo akauraya😂😂
Vanhu away Ndinovafarira zvekuti duuuu,Aleck Macheso & Simon Mutambi 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥💪🙏😊
Aaaaai mhani kkkkkk anonzi ani muchinda uyu?Ko Macheso akazviona here izvi 🔥🔥🔥🔥
Hanzi anonzi Royi, akanyanya ndachema zvangu
Anonz Voidy
Alick macheso is the yardstick of sungura music in zimbabwe .....
Whaaaal Zimbabweans are so talented this is awesome 5stars bro
Kuti munhu anzi anogona he has to play like Macheso. Thats how legendary Baba Sharo is…
NdoStandard kaaaa
Uyuuu blaz anorova nemo nemo
But takuda wo ake manotes
Herobasa vamacheso muripi honai zvoita vana
@@freddymanyuwa8187Anawo ake
Practice makes perfect kip up the gud work brother
Macheso ndiye God father we sungura
The guy is immensely talented yooo !
Wow my brother from another mother excellent well done wakanyanyisa ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
LOVERS OF SUNGURA SOUNDS AYAYA AYAYA SOUNDS 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🇿🇼
this is why we stay alick macheso is a superstar....thanks guitarist u are also great
Roy anogona asi kwaMacheso anopinda basa achiridza which guitar bcz Kuya kune full force yakasimba kwete mbichana haana waanogarisa paBunch
Kwakazaris
Does this guy play for any band he is good though .
Kkkkkkkkkkkkkkk vaudze kwavakuda kumuendesa uko kune zvitsiga zvododonya wire kkkkkkkkk
Kwa Baba Sharo ummm kwakaoma kunana gwenya magatare , Baba va Sharo is the best teacher, vanokwenenzwera munhu, yes angayenda as a super substitute, on apprenticeship kuitira ramangwana rake rive super up!
Zviri sei sei Akoma, mungaitawo number dza Roy here we Bass uyo
Sending love ❤️ to macheso
I salute you 4rom Z@mbi@🇿🇲🇿🇲🇿🇲🇿🇲🇿🇲🇿🇲
I like the fact that he plays different songs non stops
Akaoma munhu uyo. Chirombo chaicho
Yaaaaaaaaa thanks man uuuuuuuuummmm weldone man ndanakirwa zvangu
I forget to wash my clothes because of this man it's fire
Haaaa zvipo zviri munyika umu anodawo support
uyu anoriwana chete basa kwababa shero ikoko 💥💥💥💥💥
The way he switches to the next bass guitar is amazing😂😂😂😂 macheso himself can learn one or two😅😅😅😅
Kkkkkkk
Akaipa munhu uyu
Waya waya waya waya
This guy akaita practice yakakwana anogona kusvika pa level yangu aaaah anogona mhani.
1:46 Iri akarigona like there's nothing to take away from this, Macheso himself apo
Yaaa, anogona kutevedzera baba Shero
Ane shayi munhu uyu zvinoda kutendwa
He so talented 🔥🔥🔥🔥🔥🔥💯🇿🇼
Kkk anopinda basa achiridza which guitar n macheso oridzei pabass hapawanikwe nzvimbo ku OMK
Yess Anokona Baba shero ngavamupinzebasa uyo Anechipo uyo
Wuuuuuuuuuuuu woooooooow ❤❤❤❤❤❤❤ fire 🔥 fire 🔥
Cheso power 🔥🔥
I don't even know how many times do i watch this video
jealous down guy this man has got talented.he followed baba shero footsteps 👣
ma zimbo ma1 chaiwo ,,Macheso has done his part to give upcoming bassist a standard to start from.Zim is rich i tell you
A verdadeira magia africana ❤️🙆🏿♀️🔥🔥👌
@Alick Macheso please please take this guys to your band ❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️
Zvino zvavanoridza gitare rimwe akamutora iye Macheso wacho wochijoiner maJuice kumadhanzi hake zvee nekuti basa rake panenge pasisina
@@munyakatema23 taura hako kikiki
No Macheso should teach him how to catch the fish 🐠
@@michaelbeezimondi3339 i agree
He should partner with Simbarashe Macheso
okay, thats really good. a great bassist wish whoever akabata lead guitar had at least half the talent to chip in apo ne apo
Who is guy playing da bass guitar,he is a star in coping
Roy Vapemoyo aimboridza naLuck Kumene
Akutonyatsomira stanzi racheso chairo nhai akapenga
🎉too much
Uuuuuum well talent this guy
Impressive
I am hard to please musically but this is amazing- is this from Africa
First song yanga ichirira inonzi chii
Kkkk kana uchida zvinakidze otoridza Macheso ukasadaro ma1 ako
Missing a few notes but he us good, macheso is good I now appreciate❤❤
You are the best jealous down
Void ma one
Very good broo🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉 keep it up
Ma1 Aya sando
Welldone but pane pawaita zvekusadharara naro. Second from last ma1
Realy take those guys
You are unstoppable Bra keep on the Legend him self
I respect this art, well done
Keep it up bro you are a star more talent more blessing
The talent is there
Ma1 ayoooo
Zimbabwewean are most talented i can tell ,,, go where ever you want in the world, they dominate
❤
1:20 Nemo nemo baba vangu moyo😢😢😢😢😢🎉🎉
Kooo gitare rairohwa pekutanga rinonzi chiii pliz
Title please 🥺
Title of the second song
2nd is Solo bass from Madhuve
Ummmmmm mahwani aya
This is awesome aaaah 🔥🔥
Well done bro thumps to u👏👏👏
Anoporonga basa ravamwe, ngavaite band rake kwete kuita gate crush mashows a Franco nevamwe vaimbi
Anaro Band baba, anonzi Roy VapeMoyo
Haawane basa coz iye macheso wacho anenge asisina chekuridza
Macheso ngatore munhu uyu maone
Atorere baba Sharo basa here
Yadya basa
mudhindo mudhindoooooooo Rony weeeeeeee
Chakatipa SHUNGU kudadirwa
Akaipa uyoooo
Yeah anobata mfana uyo
Eish
Munosota bro,, good bass man
Excellent 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Aaaaaaa young Macheso unopisa
Ummm akanyayisa
Weldone mfana Nyambare wava kudambura wire.
Ndazvifarira andifungisa baba shero
Anogona kutedzera. Mkoma NGUVA dzapera muchiridza dzevamwe
nice
haaaaa yaaah this man iz amazing keep it up bro
Mmm very good man keep on doin this❤❤❤
Mukomana uyu huchiiii
I salute you bro I hope nemagitare muchaenda kure
If he stays away from mahure anoenda kure, coz chipo chiripo chaizvo
Macheso must see this
Anorowawo zvake hatina chatinomuwengera kana godo naye kasi chandanzwa apa kadhisikodhi karimo uye chopu chopu yekuda kuzviti ndasvika pana baShero ndozvakukanganisa wapfanha wakungobata bass zvakuita sekunge Bashero ndiwo wawe measurement kana kt chipimo chewanhu zvinokonzeresa kuzobhowa kwenzio kumashure uko waimbi waitoziwa kt ndidembo,chibadura,chimbetu,ketai,chimombe,majaivhana etc kwete kungodai wakungoti ndibashero
Superstar
Photocopy yaa baba sheroo haa anogona mface uyu❤
Up up ua maaaaad
Hummm motoooo
Vakomana munhu uyoooo iiiiiii iii fyaaaaaaaaaaaaas
Haaa ndanakirwa kani
Big up bass guitar 🎸
Waaaaaaaal, who is this guy
❤❤❤ talented. You are great
Wow I'm so impressed the way he plays dammn good .... so amazing he reminds me of baba shero's songs 🎵 out of the blue..kkkkkk
Iiih haa uyu anogona
Dzogona idzo Damn…..
Keep the fire burning my luv
Chibaba ichoe jelouse down
Uyu anogona uyu ummm whats his name
Chakaipa ichi chinenharo