Radio yeiko maxuvano, Sungura artist they lack modernisation, unoona munhu haana kana Facebook account, kana paSpotfy haabatike so sometimes you try to blame maRadio stations but maArtist acho ndiwo asirikuda kufambidzana nenguva…..Ndakabva kutaura naFirst Farai manje manje n he listened now you can find his music anywhere
But you need to market yourself more, I only discovered about you today. Your music is very good, visibility is needed!
Uyu xaa ndati xaaa anonzi Mathew Perego Machine chando chered ❤❤❤
You are a good artist my brother ,keep pushing zvichaita chet
good song bra keep it up
Tonyo
Tonyoooooo.....takaenda zveduuu
Perego machine
Heavy ngoma bro 👊🏾
Excellent my brother keep the fire burning 🔥 Takaenda Takaenda kuti jhuuuuuuuuu jekiseni. #DZIDZA MAKASA
Am here after l hear his plea pertainig airplay issues, surely some efforts arent appreciated fairly, something must be done!
THANK YOU FOR LISTENING♥
PLEASE DON'T FORGET TO SUBSCRIBE, LIKE, COMMENT & SHARE
Gore rino ra 2024 richanakidza 🔥🔥🔥🔥
Tonyo zvazvinhu
Zvinonakidza izvi but tokukumbiraiwo kuSptify Perego
❤❤❤❤
Uuuuum kuseri uku chimhanye mdanakirwa
Rhythmist chibaba achiriye here George
Market this song its a hit
Thank you so much, we have taken note. much♥
hooooyoooo ma 1 ayo Tonyo Tonyoo Tonyooooo
Wakaipa
Perego kuseri
Fire 🔥 Fire
Yeess basa rakarohwa apoo❤❤ thanks perego
You are most welcome, tinotenda.
Bass guitar makatinyima apoo chibaba....rope in Ronny Mudhindo...unenge wapedza masports ipapo
Tonyo kwakuseri team
Wangu kwakuseri uku kkkk Tonyo
Ano Gona uyu sando dzake
ramba wakadaro nzira yaurikufamba ndaiziva
kufambirana neguva ngaapinde hake mukomana
thank you
Wakatinyima bass apooo
Next time ende kuTru tone studios ndovanyatsobuditsa sound chaiyo yeSungura but otherwise wakagona
Why is muface uyo hazi kurira pa radio
Haasi kuita tonyo lol
Marketing dept yake must be jagged up
Radio yeiko maxuvano, Sungura artist they lack modernisation, unoona munhu haana kana Facebook account, kana paSpotfy haabatike so sometimes you try to blame maRadio stations but maArtist acho ndiwo asirikuda kufambidzana nenguva…..Ndakabva kutaura naFirst Farai manje manje n he listened now you can find his music anywhere
@@nishrapsvevo4736 Thank you so much, we have taken note. much♥
@@nishrapsvevo4736plus vanganiko vanoterera radio yacho