Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
❤❤❤❤ chikrist chaponda pari rongo ❤❤❤❤ Madzibaba vapondesa munhu nenzuzu ❤❤❤❤paida vemanzuzu vanogona kukumbirira pachivanhu❤❤
❤❤❤ Wrong marketing yaurikuita Yamadzibaba Samson ❤❤❤❤ vakauraisa munhu ne Nzuzu ❤❤❤ havavna kushandisa chivanhu chemunvura ❤❤❤❤unodakuvapo kuzodii basa vakarikoniwa ❤❤❤
❤❤❤❤Vakauraisa mwana paidiwa chivanhu apa ❤❤❤❤❤
I drama zvinobvunzwa wanhu here zvamukubvunza izvo
Aaaaaaa mutori wenhau akadhakwa he must learn kubva kunana Andrew neShamba
Kana tozogara pasi nemutoriro wakarova mutori wenhu hakuna zvadaro seizvi
Mutori wenhau uya kuzoshambadza madzibaba.
Haugone kutora nhau Uri kuadvetiser baba Samson nyararara
❤❤❤ chokwadi ❤❤❤ izvo vakakoniwa kukumburira munhu kumanzuzu ❤❤❤ ndokuzoburitswa apondwa
Dj enda unoridza music
Auna kana nhau dzaunotora tibvire apa auna chaunogona ,ko kusiira vanogona zvekutora nhau
Marketing yamadzibaa yamurikuita ,tibvirei
Ango advertiser munhu wako zvakanaka
Ummm your questions iiii
Izwi riri kubuda harisi raDJ Sparks, kunze kwekuti ane chikosoro.
Spark haadhomeke pamubvunzo mutori wenhau akadhakwa even Kana kumarketa Samson kwacho kwadhakwa
Mbavha dzawanda iwe wakambotiisira mumwe madzibaba kutaura naye anongotanga nekuti ndinoda 100US
Ko muri kutaura semunotya kunge ndimi muri kutorwa zvaksitika asi hamuna chokwadi nezvamuri kutaura
what kind of journo is this mmmmmm plz respect our data
Hapana zvazvichibvunzwa apa wawavingei chaiko 😊
Taurisaiwo ka nhai veduwe
Kuita drama chairo nhai chii chakadaro
Musatambe nesu imi
Kuita kunge drama