I am loving these Jah love stories,thank you for documenting the life of Makuruwane,now we know the people who were in the circle of Chibaba,nemamwe mazita aitaurwa pama songs.
Iam the one which love music yaSoul Jah love & ndainyanya kufarira ma diss ake soul jah love ainditira boe like song yake 'kutangisa ma1' ndinoiimba yese pasina kukakama.My his soul still continue rest in eternal peace . Nash dai matibatsira nemaproducers akaita saOscidi na Ptk
i'm just in first minute and boom sound is not clear. Varume tapota can you fix sound i know you can fix it. kuwona hatiregedze zvedu but sound gadzirisai.
Ana manna manna makamuita sey Chibaba.He sang you paTaneta nenhamo .after kastatement kekuti kanopanza he said (Ana manna manna vese vakungonditi) yet he trusted you as his friend
Vanhu ava vanemari dzavanowanawo here pazvimacomputer zvavo izvi?, These guys are just poor and common, l can't believe kuti vakashaya kana background irinane.
If you're reading this may God bless you and your family
Chibaba for life. Help me guys l am failing to forget. I am failing to let go. His songs are coming hard on me😢
I am loving these Jah love stories,thank you for documenting the life of Makuruwane,now we know the people who were in the circle of Chibaba,nemamwe mazita aitaurwa pama songs.
Munofadza kuterera Ba Paris.munekakurongeka kana muchitaura👏👏
Father Paris anotaura sa good manager, big up unno self
Ave vekopisi yeRed vari kubhowa nxaaa baba Paris munenge maive good manager thank you 🙏
I gave my friend the nickname Father Paris. Ainzi Paradza uye achiita zvekuParidza shoko
Iam the one which love music yaSoul Jah love & ndainyanya kufarira ma diss ake soul jah love ainditira boe like song yake 'kutangisa ma1' ndinoiimba yese pasina kukakama.My his soul still continue rest in eternal peace . Nash dai matibatsira nemaproducers akaita saOscidi na Ptk
I loved soul jah love with all my heart n soul
I love you too
🥰🥰🥰🥰
You shld interview PTK and Dr Gluco as well
Ndivo maproducer aSauro ekutanga
@@sonofguy4877 esp ptk cz ngoma dake na sauro magatsi
ptk/gluco please 🥺
One of the greatest zimdancehall musician
Father Paris vanenge Vai a good manager. Big up yoself Fada Paris
Very good
Pana Soul Jah love pliz takarasikirwa neUnique talent
Thank you for doing this documentary it’s good to know JahLove from the people who actually know him .
Rest in Peace Makuruwani
Father Paris I just like to meet you for greetings, you are on point
Big up Father Paris
Big up father paris Boss khaya tisngakanganwe Manamana...thnks guys tiri tese mukuchema hazvisikubvumika nanhas
Iii guys kusvika rini tichi chema nyaya ye sound?? Especially pana Boss Kaya..
i'm just in first minute and boom sound is not clear. Varume tapota can you fix sound i know you can fix it. kuwona hatiregedze zvedu but sound gadzirisai.
Chibaba u were a true legend ur legacy lives on. Ur respect towards Gafa n Tuku was very clear
Improve on the sound, background music and voices are clashing in some parts
Father Paris vaudze tiri vana vepasi 🔥mangoma haana kutanga nhasi
Father Paris vaudzecmunhu vese ane purpose
My heart aches every minute when I think of China's😢😢 rip
Father Paris vane kakurongeka pakutsanangura.... Hameno Kaya ummm
i agree
True
Boss khaya mune kamwe kakudhomoka soo
😂😂😂😂😂😂😂,,,I thought l was the only one who noticed😂😂😂
Kkkkkk wazviona kaa
🤣🤣🤣
Respect Boss Kaya (BLESS IT UP) & FATHER PARIS👊🏿👊🏿👊🏿💯🔥
Big up mdara Kaya
Respect boss khayaa
We want more of these Father.Paris 👊👊
Haazi Father Paris uyu bombo
True haazi father paris ahh
Father Paris musaite zve folazi😀
Anokuvara ndini,rip ngwendeza
Ava vanonzi Kaya vanedzungu he is speaking offtopic
FATHER PARIS VAKADZIKAMA ZVISINGAITE
Rip Jar Love ticharamba tichinzwa mhanzi yako 🙏😥😥
More life Father Paris💯🔥
So touching eish😭
Father Paris on point, Jahbless
"Father Paris vaudze vanhu vese vane purpose"
Rest in freedom my king soul jah love but apa wandibirira tichasangana kudenga
Rest in peace Ngwendeza your legacy will never die
Nash Tv you can do better i hope part 2 haina kuita se part 1 pa sound.
Father Paris bhoo manje
Chibaba rambai muchizorora murugare💔
5:27 pabatisisei kt ngwendeza ndovaive mukuru wema dance NASH TV TINODAWO PTK,SUPER YUT AND MA FIRST DANCERS A SOUL JAH LOVE
Madancers i have link up with 1 guy
Thank you Father Paris
ngwendeza
Father paris chi ba ba ba
Good documentary but please improve your sound especially that boss Kaya interview.
Large up to super yut 💥
Chazezesa
Pakuti baba shero vaimutya wanyepa wangu
Paris🔥🔥🔥🔥🔥
Rest in Peace chbaba
Fathe paris avas vekufio hrre
Father PARIS nuf respect
Continue to rest easy Ngwendeza, wakarwadza moyo wangu hangu.
Ngwendeiza
Ana manna manna makamuita sey Chibaba.He sang you paTaneta nenhamo .after kastatement kekuti kanopanza he said (Ana manna manna vese vakungonditi) yet he trusted you as his friend
Sauroooo Mhofu yemukono
Tisu anhu achooooo
Father Paris vane kamwe kakurongeka kavanako
Pakuzoti Baba Shero manyepa
Sauro Sauro!! ane pamutauro!!!
Guys sound yemdara we kepisi uyo hapana. Haasi kunzwika
haa bos kaya havas kunakidza
PTK next plz
Haa mfesi ane cap ye red haasi kunzwika nash tv mugadzirise next time
Zvesure
Kana ndafaaaa ndapinda muguvaaaa
Boss Kaya mana mana
Saka vanhu vana boss khaya ma guard here
kkkk lol
Rip ngwendeza
Guys ko sound indava?
Manamana 🤣
😂😂😂😂Kudya tyoki zvadzo
Ko manamana adii kutaurawo
In the coming episodes
Vanhu ava vanemari dzavanowanawo here pazvimacomputer zvavo izvi?, These guys are just poor and common, l can't believe kuti vakashaya kana background irinane.
Motenga here Music. Vanoita Mari sei muchiita piracy
@@lenso3757 kutenga tsvina iyeyi?, It's not worth it.
@@Dalailama3674 OK vaita HAKO mwari akukomborere
No offence but that's not Father Paris wandinoziva weku Fiyo aifamba naConquering uyo blaz uyo arikubhaiza
Ndiye chaiye wekufio angosakara chete but ndiye
@@tanyachikwanah1058sure here uuum saka pakaipa
🤣🤣saka haumuzive zvee. Wakaratidzwa asiriye
@@napstardaghettokid0946 kkkk kuti kudaro here enda pavideo yaChibaba Zvandinomudira pane muface ndakagerwa zuda anenge akapfeka mabhingo ane shirt yewhite ndiye ndiye Father Paris
ndiye chaiye
Big up father paris
Big up father paris