Mugere ne dhimhoni imi isu tine hama vana chihera wani vagere zvakanaka wani,ndine hama dzangu dzinoyera soko iiii vazhiji havagari nevarume vanochenama,ivo vana doggy venyu ava handiti zvinhu zvama kadzidzira through ma porno iii kkkk.yeah rega chihera akuonese moto wakafumuka, ko iwe wakarara navo mai ava vanetsitsi nyoro haa futi ka .
Proudly mamoyo
😂😂😂😂😂wakakwira bhasikoro rembombera,hanzi bvunza vanhu vese vandakakwirana navo
😂ok kwacho
Mapudzi anowira kusina hari
Chengatai dzimba kunze uku mahwani
Wakawana zvawaitsvaga. Dai wakatoita zvekuwora chaizvo.
Muchinyanya kuda zvinhu
Unoda kunamatirwa uyo chihera anedhimoni
Kikiki chihera hokoyo hazviko zamu rinoita kuti uve ne feeling iri bhoo chihera haana hunhu 😂😂😂
Kkkkk chihera ma1
Mugere ne dhimhoni imi isu tine hama vana chihera wani vagere zvakanaka wani,ndine hama dzangu dzinoyera soko iiii vazhiji havagari nevarume vanochenama,ivo vana doggy venyu ava handiti zvinhu zvama kadzidzira through ma porno iii kkkk.yeah rega chihera akuonese moto wakafumuka, ko iwe wakarara navo mai ava vanetsitsi nyoro haa futi ka .
Varumeka ko dai iri AIDS