Tsanokadzi talks about kurarama kwaanoita se Ngochani nekubva kuZim achinogara ku South Africa
Вставка
- Опубліковано 9 лют 2025
- Exclusive interview with Tsanokadzi
#tsanokadzi #ngochani #tytieinterviews
Tsanokadzi talks about kurarama kwaanoita sengochani nekubva kuZim achinogara ku South Africa
Interviewed by Tytie (@tytie)
Tyte wakapiwa talent and you're blessed zvese zvaunoita its excellent well done ❤
Interesting, keep it up 👍👍
Thanks 🙂
Very interesting
❤️❤️
Interesting interview ❤
ndafarira.mibvunzo.yako.ndatozivawo.zvimwe.zvandanga.ndisingazive.ndaigara.ndichizvibvunza.kuti.vanhu.vakaita.seava.nhengo.dzavo.dzinomira.here.asi.ndaziva.nhasi.nekuti wabvunza.mubvunzo.iwoyo.❤❤❤❤❤❤
Thank you so much
Good interview Tytie
Thank you so much
Tytie unobvunza zvemhando yepamusoro graphics dzese bless you Tytie well done tozoverenga Genesis God created Adam and Eva not a lesser Adam. Zvakavanzika ndezvaMwari kana usingadi straight sex itayi saPauro woda Mwari zvachose, the suffering of this world cannot be compared to the glory ichazouya. Mwanangu usaite short term fix iyi, please don't donate your sperms sort your issues first mbeu inatsurudzwe, Tytie thanks for calling tsanokadzi vakomana at the ending you made my day👏👏👏
Mu zim makore ano ovonyanya kukurumbira kuita chingochani hapana zvino taurwa zvema feelings imhamo nenzara uye dambudziko remabasa muZim varume vopinyoresa kuti vararame it's very sad
Keep it up ♥️ interesting
Who am l to judge, keep well girl
Mmmmm deno mwari vatibatsira
Keep it up tyte wakapenga
Tsanokadzi ichooooooooo sahwi wangu wepamoyo
Good program indeed
Ari mandiri Mukuru 🙏
Tsanokadzi ndomufarira zvekudaro💃💃💓
Okay
Pakaipa pakaipa
Hezvo
Ndafarira mabvunziro ako tytie, u are very good ❤❤❤
Thank you so much
KO nhyie wezhira vanoita nezveiko tsanokadzi Ava kkkkkk haa mubvunzo unogonesa hako kkk
Yooo inga ma1 zvakaoma hazvo
I like the guy anogona kubvunza chaizvo well done good mubvunzo tsanokadzi vonopindura chaizvo he is very proud of his gay but zvehugochani to me it's a no to me 😢😢😢 repent Christ is on his way
Thank you so much
Kaduzvi kamface aka
Kaduzvi kamface kemunhu akaaaa
😂😂😂😂😂😂😂
Ipapa hapana zvinobvunzanwa kutongo shambadza basa
Kanoda kurohwa nxaa kapenzi washaiwei nxaaaaaaaaaa
Uuuuuum pakaipa
Mufana iwe une demon chairo unoda kurohwa neshamu yemupani chsiyo😢
Inga zvakaoma veduweee
I pray you brethren do not be so wicked Genesis 19 v 7
Uchaita Zim yekutaura pasocial kuno hakudzokeke zvagarwa zvakarambwa nababa Bona kuti hakuna mrume anofemera mumwe mrume mugotsi
Ndatodzidzawo zvakawanda
Yuhwi😂😂
Mufana uyo haana hama kaka dzidza pa chikanga siyai kazhakwe mugumo uripa dhuze
Matuzvi
haaa mpfana anoda kurohwa uyu angataure kut ndiokanyatsowana munhu anogona kurova basa wat wat kkk kusaiza vanhu
Vabereki vemwana uyu ndavanzwira tsitsi,amai vakabara mwana musikana vanotarisira mukuwasha nevakuru nekufamba kwemwaka.Zvimwevo vakabara mukomana vanotarisira muroora nevazukuru nekufamba kwemwana apa wo disappointer vabereki kudai how do they feel.Hapana mubereki asingadi muzukuru chero vaye vanoroya ringori demon asi vachida mbuya vaNgana kana kuti sekuru vangana.
😅😅😅😅😅😅ndine blambi
Kkkk ko ku Zim kaka mbo batwa wani kkkk kabvunze. Bt Zim haka uuye ako
Mfana, dzoka kumba uite munhu kwaye, momz arikuda muroora ne vazukuru nt satanic way of life yaukurarama iyo.. I feel bad for u mfana
Chkwadi uyo ane Demon rinoda kurohwa neshamhu anopembenuka chaiko pfutseeeki
Kwasara svidhen mhosva na swagger 🤣🤣🤣🙌🙌🙌
Kkkkk yes
Kana Ari svidheni 🙌
Kkkkkkkk
Nonsense
Mukosho wemurume une mari guys vanhu ava vanonyepa they know kut same sex intimacy is a ritual yemari
Kkk shuwa here
@@tytie yes its true akarohwa zvakanaka anotaura mushe mfana uyu ,dai wamubvunza kut haana kumborara nemukadzi here mulife make.Its a satanic act Tytie yes anogona akajoiniswa arimudiki bt ngaataure chokwadi
Havana maExpens anemunhu ane mhuri thats why vachinzi vane mari.think kt maneeds evana 2 nemudzimai zvinoda marii pa2months=iye yake iri reserved haana mhuri.Ndaikaona umwe mukomana aizviti mukadzi bt managed to talk to him asking some questions.Akanatsa kutaura kt varume vandinosangana navo vakandipa hanzvadzi dzavo ndodzirakasha dzikaita vana zvakare.from that gay ndakabva ndapererwa ndokubva ndatochinja topic 😂😂.Taishanda tose paComplex imwe and paitova nemukadzi akangaari murume wevakadzi bt aitova nemwana wake achiti aiita izvozvo nenyaya yeAbuse yaakasangana nayo pamurume.Shame kuna amai vakazvara kabenzi aka.Mubereki akazvara mwana anotarisira kazuru nekukura kwemwana wake
une demon rechikadzi riri mauri yu need deliverance wangu
Kkkkk aka kura akadaroo kanonz tawana ako
Mwana uyu ane dhimoni raari kutunhidza, Mwari ngaamubatsire atendeuke.
Handiti munoona dhimoni zvarinoita, kana kumbotya Mwari, hanzi I believe in God.
Vafana ava vakajaidzwa dai aiziva chigumbu china mai vake asingadaro . Vanondigumbura mhani varohwa nenhamo vaakukumurira mabhurungwa vamwe varume fakofu mhani mufana uyu ndikasangana naye ndomugura j...nde
Haa uganda varikucheka musoro wema Gay
Lust is what it is Sodom and gomorrah
Huya ndikupe mari yebhazi imbonozviita pa Uganda apa nyika yamusevenzi aiwa unodzoka wane mari shaa
repent
Ska wewe hauna wako unongotsvaga pawadira coz ndanzwa ndikaona anogona basa pamwe ndoona asingagone
Ummm respect to everyone
So long vasinga commit crime
Each to their own .
Mwari adi svina uyo ndewa satani Good example somizi atori nemwana ndozvoratidza kuti gay murume anehusimbe wekushanda nekakudzugaira
Inonzi artificial insemination vakomana
no one is born gay, its a choice
did yu research or mafungire ako
Tytie: This marks the day of your decline young man. I see you probably don't have good people around you to advise you well.
Imwe content iyi ..learn to walk away and keep away from . Botso ra Mwari unoriripa neyi?
Social media / influencer.....means you are responsible for zvese zvaunoita post because the decision is solely yours since its your channel.Just know that you have become part of the machinery pushing the agenda ...hona vamwe vari kukutenda nekudzida from this.
Pane imwe mari isina makomborero a Mwari .Fear God young man .As we speak ..pane mumwe wenyu mu blogger ( won't mention name) ari depressed ..after aita a review of the type of content ya aiposta and the damage they caused .God is real and so is the devil ....zvimwe izvi zvinoita invoke ma spiritual wars.....Are you spiritual strong?
Personally , i don't hate you ..for l have been a fan since you started & always rooting for you.Yes vamwe vachati hee hapana chawatadza but my man when the conscience hits you ...its difficult to fight it ...Unenge wavawega ...zvakazara mumusoro mako.GOD BLESS.
Sorry for wasting your time typing nonsense. I don’t have time yekuverenga nagativity. Ndrikushandira mhuri yangu. Imi vatsene endai kudenga usandinyaudze mind your business
@@tytie Aah Tytie kikikk...hatisi kurwa . You are missing the point .Hapana negativity , explanation ye kunyora yakasiyana ne kutaura chitionana.Dai waiziva hako kuti ndinotokuda chaizvo chaizvo....anyway all the best but hopefully you will understand one day.
He was made on God's image ...if God made a mistake then its on God ..
Ini handina kuona chakaipa pa interview tatodzidzaa zvakawanda Kuti Satan anotanga kupinda mumwana achiri mudoko .Tytie atoitaa Kuti tione pazvinotangira zvawekwauri Kuti iwee wadzidzei let's pray for our children hama