Mai Magirazi havasi ivo vanotonga. Anotonga kana kupa judgement ndiMambo . Maii Magirazi basa ravo ndere kuti ma relevent facts abude pachena. Vanhu vazhinji vanenge vari mudare havagone kunyatso jekesa nyaya dzavo. Mai Magirazi vanonzi court assessor pamwe nemurume agere the other side, ndiro basa ravo kana vapedza Mambo azotonga
I respect Chief Zimunya. But that woman must stay away from this court. She is disrespectful to the country. Plz chief attend thr court without her . Too much speed that woman . Havana tsika mai avo . Vanomyadzisa senyika. This chiefs must learn from Chief Mutasa .
Mai Magirazì pliz dzikamai.....munoita kuti pazoita stereotyping on women in leadership. Dai vadzikama....vano judger nyaya isati yatombopera kutaurika vobva vatanga kupupira ne conjecture. She is not fit for the role. She makes the whole dare a circus
amai chief ndaimboita kakuvamaka so o but i think mu court munotoda mudzimai anotaurawo achiona semudzimai cause maonero evanhurume can be biased. vanotaurisa havo ehe but at times she is right
Why do i see some form of portrayal of the late President Mugabe and Doctor Amai Mugabe just before their downfall in the affairs of Chief Zimunya's Court? Anyways i love this Chief, very level hearded and wise, dai pakasachiika yekwaGrace naBob apa😢😢
Oooooh chief Zimunya woyeeeee Udzai Mai wagirazi awo kuti nyaya mudare inotaurwa ... Mabato ose opedza kutaura ... Morega kuva judgemental nyaya isati yapera ... You take important notes or points down panenge papachitaurwa nyaya Questioning skills dzinodiwa .. using open ended questions... Iyi ndiyo mibvunzo inopa munhu kutsanangura zvizere ... Although Tete ava vanoramba ne kitchen vanofona kunge vari wrong pahu right hwawo but ummm dare raratidza kuva biased from the first 3 minutes. Haaaa kutonga hakudi dzungu
Apa it seems like avo vakutonzi vari right bcoz ndivo vakaenda kwamambo , uyo mukadzi uyo kana Ari mukadzi wamambo mmmm mambo vakurasiswa nyaya inofanira kupinzwa kure ramambo the jury then yoongororwa mativi ose pozobuda judgement
My question is vakadzi vemadzimambo vanotonga mhosva kana kutaura padare sezvinoita Mai avo here , ndiwo mafambiro azvo here patsika dzevanhu vatema ? Vanoziva ndidzidziseiwo
Mambo Zimunya vari under petikoti government. Nyaya yese iri kuenda kwamambo zimai rema girazi iro ndiro riri kutonga. Hamuna vateedzi vamambo here mudare iro. Mambo endai muno rutsiswa this i sickening nxaaaa
Mati chief kumba uko kune chinobuda ikoko? Ummmm dzinotobatwa nehope mudare idzo Ndichataura na sly timbono sungisa mai vemagirazi kwa chief Nyamaropa 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
mari dzinozo taurwa nana mambo ndedzei,vanhu kumaruzevha 300 wanoiwanepi🤮🤮🤮zimbabwe is disgusting,apa zvimw mambo zvacho ndizvo number 1 kuti vanhu vaende kuzanu
Saka chief haachatotonge nyayaka apa petticoat gvment ndoyane nyanga dzose
Mai Magirazi havasi ivo vanotonga. Anotonga kana kupa judgement ndiMambo .
Maii Magirazi basa ravo ndere kuti ma relevent facts abude pachena. Vanhu vazhinji vanenge vari mudare havagone kunyatso jekesa nyaya dzavo.
Mai Magirazi vanonzi court assessor pamwe nemurume agere the other side, ndiro basa ravo kana vapedza Mambo azotonga
Mukadzi anotonga namambo is very clever anotaura zvine musoro ndimu farari
Mambo mukadzi uyo musiyei kumba ummm akanyanya
Chief avo varikutongerwa nemukadzi apa achivhiringa nyaya haizozwiki kwauri kuenda nekwainobva mai avo vadaenda padare vanovhiringa nyaya
I respect Chief Zimunya. But that woman must stay away from this court. She is disrespectful to the country. Plz chief attend thr court without her . Too much speed that woman . Havana tsika mai avo . Vanomyadzisa senyika. This chiefs must learn from Chief Mutasa .
Mai awo sure wanopedza data redu nenguva ya mambo wachingotaurisa
Mambo looks so sick .😞hope he recovers soon.
Kunyararisa nekukura handioni achirwara.kunyanya kutongwa nemukadzi kkkkk
Muri Doctor here mukunda. Mabvq matoonq nepamavideo kuti vanorwara. Ko kungoonawo zvakanaka.
Anonzwa na amai vano ganhira zvese zvese.
Ko mambo looks very sick wani…aah he was my most favourite mambo..maybe that’s why vakujegwa namai magirazi avo..
Wishing mambo a speedy recovery..
Vanoda kusungwa muromo nedhuku mai iwawo aaaaa panebasa
😂😂😂
Kkkkkk
😅😅😅
Uyo magirazi speed yembwa nhatu
Mai Magirazì pliz dzikamai.....munoita kuti pazoita stereotyping on women in leadership. Dai vadzikama....vano judger nyaya isati yatombopera kutaurika vobva vatanga kupupira ne conjecture. She is not fit for the role. She makes the whole dare a circus
amai chief ndaimboita kakuvamaka so o but i think mu court munotoda mudzimai anotaurawo achiona semudzimai cause maonero evanhurume can be biased. vanotaurisa havo ehe but at times she is right
Mai Magirazi, muno nyanyo mhanya, siya nyaya irudunuke zvakanaka,, marujata ndimi mambo here? Papazi, siyai mambo vatonge
Why do i see some form of portrayal of the late President Mugabe and Doctor Amai Mugabe just before their downfall in the affairs of Chief Zimunya's Court? Anyways i love this Chief, very level hearded and wise, dai pakasachiika yekwaGrace naBob apa😢😢
Oooooh chief Zimunya woyeeeee
Udzai Mai wagirazi awo kuti nyaya mudare inotaurwa ... Mabato ose opedza kutaura ... Morega kuva judgemental nyaya isati yapera ...
You take important notes or points down panenge papachitaurwa nyaya
Questioning skills dzinodiwa .. using open ended questions... Iyi ndiyo mibvunzo inopa munhu kutsanangura zvizere ... Although Tete ava vanoramba ne kitchen vanofona kunge vari wrong pahu right hwawo but ummm dare raratidza kuva biased from the first 3 minutes. Haaaa kutonga hakudi dzungu
Apa it seems like avo vakutonzi vari right bcoz ndivo vakaenda kwamambo , uyo mukadzi uyo kana Ari mukadzi wamambo mmmm mambo vakurasiswa nyaya inofanira kupinzwa kure ramambo the jury then yoongororwa mativi ose pozobuda judgement
Mai ava vakafanhira
Well said here
Dai ma points aya asvitswa kwamambo na bataps
Mukadzi wamambo anotonga .m
ambo wacho zii anogarirwa musoro kkkk
They are so judgemental before even getting all evidence necessary
Kitchen haina Kana chainacho muchinyeperwa nekumapositori kwamuri kuenda Tete havaroyi murume uyo apedzisira kutaura ndopane nyaya yese ipapo
maReturn soldier anokonzera confusion mumusha woye. reflect on why your marriages ended kwete kuda kukonzeresa
Ndimi munongotadzirwa mega🎤🎤🎤🎤🎤
Kkkk
@@gracekhoza5289 kkkkk everyday tete azodai everyday heee kitchen yazodai aaaaa hereamunaaa
@@dorcasmushango4713 akatobvira akavamaka tete vaita jambwa
@@shinelikestars2759 nhai zvako munhu zvotangira pakuti tete vako step tete so if vari step huroi hwawoho hunobata iwewe sei anepamuromo mkadzi uyu
Murikuviringidza mbuya imi Mai imi tovai chipfuva
Mai Magirazi vanotonga mudare and nekumba you can tell. Dzungu too much . Who is the real chief ? This court has become a circus
Vanhu vachema chema nawo mai vegirazi avo . Ko vadii kumboita step down mambo vatonge nyaya dzacho
mbuya ine magurazi iyo yatopa judgement kudhara....iri 1 sided sandiko kutonga nhau
Mai vemagirazi awooo u need to adjust a bit ,u are talking sense but u are overtaking the chief murikunyanya kumhanya give them chance to talk ka
Mkadzi wamambo reminds me of Grace amai doctor mugabe,ummm pane basa
ok mukadzi wake. Saka kuzozembera cheya ya mambo.
Mbuya avo varikukanganisa nyaya, uye tsika chaidzo havadzizive
That lady corrupts the system to the core, Koo anotsvakei mberi uko, rava jinda ramambo here? Grace Mugabe version
Tokumbirawo kuti Mai awo wemagirazi variku mberi ngavamboite step down. Vakutonga ndiwo ko Mambo wozoitei. Pliz inzwaiwo chichemo chedu ngavabve kumberi uko.
Inotobhowa pitcot gvt iyoyo haidzikami inenge ichifarira kubuda pa TV
Mai Mambo ndotovanyarira havasi kugona kubatsira kutonga
Kambuya kakafitwa nehuroyi
Kitchen inee hurombwa iyo inogara zvidoma
My question is vakadzi vemadzimambo vanotonga mhosva kana kutaura padare sezvinoita Mai avo here , ndiwo mafambiro azvo here patsika dzevanhu vatema ? Vanoziva ndidzidziseiwo
Haasi mukadzi wamambo ndisisi vacho, vanonzi madziashe vanofanirwa kubatsira but avo vakangwarisa havo
@@fortunatemuchekadzese1939 Hoo ndi sisi va mambo , Haa vakangwarisa
Mambo Zimunya vari under petikoti government. Nyaya yese iri kuenda kwamambo zimai rema girazi iro ndiro riri kutonga. Hamuna vateedzi vamambo here mudare iro. Mambo endai muno rutsiswa this i sickening nxaaaa
Mai vane ma girazi avo wakagadzwa pachigaro vachipada zveshuwa ummmm dzungu racho rakanyanya
Kwekupedzisira kwazowanda noise mainini varikutora varume vevanhu ndevapi
Baba Taps mutipewo magumo enyaya iyi
Tipeiwo the last part of the story please.
ZISO RIRIRKUPIHWA AMI VAMHANGARA NEVAKADZI VAVAMHANGARIRA NDEREKUTI IWE TICHAKUBATA MANHERU
Mai vane maglass vane sari
Chero vakatsvaga vanhu vanoputsa vana mai avo vanokuvara kana yakashata kitchen iyo panoda kuti pafambwe kutanga
Akomana gogo ayo ane utsinye tinomuziya muroyi kani
Mati chief kumba uko kune chinobuda ikoko? Ummmm dzinotobatwa nehope mudare idzo
Ndichataura na sly timbono sungisa mai vemagirazi kwa chief Nyamaropa 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂
Ehe kugadziriswa kwakanaka namambo but pamari iyo $300 us pamunhu ndoona seyakawandisa ini vanhu varikushupika veduwe
Zvakaoma wena unoiwana pai mari iyoyo
Gogo muroi avo
Mukadzi anotonga namambo uyo mmmmm anotaurisa
Nditori nemubvunzo kuti mukadzi uyu mukadzi wamambo here kana kuti atoriwo part yevadare vamambo
@@chadwickmukwasi2784 hanzi ndi sisi va mambo
Mukadzi wemagirazi uyo anotaurisa too much
Kkkkk
Kungopedza nyaya mabo ngavaise vanhu kun'anga finish kwete kuti mbuya avo vanotanga kuputsa imba
Tosvika sei kwaMambo Zimunya
Mukadzi wamambo sure mai Grac kkkk bt wakutaura zvawo chokwadi
Asi mai avo vanotonga namambo ndivo mkadzi wavo here?
Yes
Machinja topic kaaa
300 USD or chii hiii vanhu vanodyiwa Mari ..apa ndimi mukutambudzwa apa motorerwa Mari kon'anga dzacho dzotii
Yakawandisa shuwa
Tete hwana kuchena apa chokwadi kusanyara huroi huripachena kusanyara sure munhu mukuru kambwa kemunhu kufarira kt hama dzichitambudzika
Mudzoke nepart 2 baba taps
Yakaoma nyaya iyi!!!!!"!
Dare ndorida asi mai vari kuna mambo avo ayisarendi
I wonder kuti hama dzavo hadziverenge our comments kana ivo vega
Mukadzi waMamnbo anekakumhanya ......... Mambo Zimunya haasiye arikutonga
Panotongwa nyaya vakadzi vanombodeiko ndiyani paumanbo mukadzi uyu
Haaaa pane nhau uroi chaiwo.vanotyei
Masamba asiyana baba vataura kekupedzisira vandigonera
N'anga haizvirapi
mari dzinozo taurwa nana mambo ndedzei,vanhu kumaruzevha 300 wanoiwanepi🤮🤮🤮zimbabwe is disgusting,apa zvimw mambo zvacho ndizvo number 1 kuti vanhu vaende kuzanu
Kuda kurewera huroi sure vanhu hamunyari nehuroi
Taura sure mwana wehazvadzi tete vane hushereketwa apa pachokwadi tete musadaro sure endai mupunze imba iyo tete
Ndoda kutenga magirazi angu nditongewo dare machira zvimba vekwedu uko
Kora chiiko
Bedroom
Imba yekuvata ndiyo inonzi Kora
Ko kudzokorora asi hakusisina zvitsva here
Nonsense kujaira zvemahara, wakabhadhara mari ye kutenga solar??
Tsek wako wazvinzwa dako rine shena
@@TaMa-xd6ut tsek wako wazvinzwa ,handisi shamwari yako ,handitambe newe pfutseki
@@ephraitmwitha9999 uri ngongonii ndapedza newe
@Ta Ma tsek wako tsvaka vanhu vane bitterness sewe nxaaa next time unopa mhanya pa you tube mbiti yemunhu
Part 2 inouya riini Baba Taps
Kana wabhadhara mari ye solar
Hakuna zvakadaro Tete kitchen haisi yavo
Ini ndakakura nevanhu ava tichinamata tose zvesure vana avo Ave dambudziko hazvina kutanga nhasi zvakatanga vana avo vachiri pwere zvesure vaenda kunopopota kuti ibvai pa stand pangu uye mukichen vaiona sadza riine ropa kuseni
Baba vaTaps ndokumbirwa kutaura nemwe kuinbox
Masowe masowe masowe nekuparadza Misha haaaaa
Hooo kana zvataugwa kwa Tasvu hazviputse nhaika. Muchiteerera nyaya kna dzichitaugwa. Huku dziri kuchekerwa mumusha umu hamuna kudzihwa ere?? Zviri kunzi mbuya vakataura zvakati voga hamunawo kuzvihwa ere. Vazhinji variko kumasowe vaitaura huye mufungire iwowo wamunawo asi nhasi ndivo variko kumasowe 🙈🙈🙈
@@muzezuru nyoraiwo maonere enyu ini ndomaonero angu andaona
masowe ndoarikuuraya huku here
masowe ndiwo arikuuraya huku here nayi thandiwe
@@josephmatende6954 nyorai muono wenyu ini ndanyora muono wangu
Ngavamboenda kwagogochihoro vanobatsirika
Ini ndinofunga mukadzi uyu is strong willed uye akapuwa chipo chakanaka chisina varume vazhinji rekudonongora chokwadi.Kuzonzi iye aite mubatsiri wamambo achigara mberi kuziva basa rake.Varme vazhinji tinotya vakadzi vakadai.Dai seni ndakapiwa mukadzi akadai haiwa raiva gorokoto chairo.
Nyanyest
Owe why uchida kuputsa kitchen yaamai weumwe putsa yaamai vako
Mai Mambo you distort nyaya yese and you change the orientation of the story.Hakuna Dare rinotongwa nemukadzi.Mambo,this is disappointing.
Mukanya doesn't look well. Watever it is ...get well soon Mukanya.
Ma1havachadairisi mhosva dzawo
Ko makuita sei
Dare haridi kutongwa nevakadzi
Chokwadi senge mai magirazi avo vane dzungu yoooo
Iye akamboti mukadzi wamambo atovewo mambo ndiyaniko ,haaa mambo uyu anopinzwa musango namai ava
Nonsense
chimukadzi ichi chine dzungu rakanyanya
Mambo vanhu ngavayende kumapadza ndokunopedza zvese
If dzungu was a person
Haisi repeat here iyi???
Haisi tarisai tete vacho havasi vekutanga maybe inyaya yakatongwa same day
Mai avo ndochief hre ? Mambo vacho zvavakangonyarara
Girlfriend Yamambo kkkk
@@nondochirau9664 kkkkk
@@nondochirau9664paukama
Dzakazungaira idzo
STOP IT😅😅😅😅