Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Ndafunga kurekure jehova ndibatsirei
I used to go to this church just watch the dances and the drums. I felt like crying remembering my childhood in Gokwe
Wandibaya moyo my childhood church
which part of Gokwe
Asi makazosiya kani
No its wasnt really my church , as a child taingoenda kunotamba ngoma hedu kkk@@winstonmanjo8925
Gokwe Defe, Dopota@@waltermtingwende9454
Ndatenda hangu Ngoma ya baba
Famba zion vakomana miss home❤
Ndizvozvo chaizvo murikugona
Mugomo wakuma apa
Chero usingadi kutamba mukomana anobata mugomo uyo. Kubata zvebasa chaizvo
Maridzangoma sando dzako mwari ngakuropafadze vanhu pazvinhu zvavo
Ummm ngoma ndo ma1
Yakarohwa kkkkkkk
I miss my granny .we used to go there when I was young😢😢😢😢
Ndaimbobata musoro ,l used to go a lot tairova 3 magemenzi my friends grew up in this Church....Pardon and Adon Mutodo..Miss this lots
❤
Basa ngaribatwe
Ndatenda chikoro icho Zion ndiko kuti basa
Iiiii ngoma inobatwa apa
Ndokutendai vakomana. Ndokutenda Maridza
Zion rababa vangu VaTononga nanaVaMatiki
Iwe zivambiso uripi
Ngoma bhoo pondo dziripi
Basa vakomana ❤❤❤
Irimo here mu Pretoria timbouya
F2 iriko
Well done Ano
Thank you boss!
Zion woyeee hero basa haaa nhamo dzese unombodzikanganwa tombobata basa ramwari ndakutenda hangumaridza
Ngoma yakabatwa
Moses Zenda kkk
Kkkkk haa munogona mazion hamen
@@davidmbaimbai440 does it mean Moses Zenda and Solo "Igwe" Zenda are brothers??
@@tellymas4572 yes
My favorite place
Masoja aya especially momz varipamberi apo
vmy fav church ever
I love this that’s my favourite church
ndakunzwa zenda
Famba zion
This is my church
Jobo makanda boe here apo mkoma baaaaatttttaaaaa ngoma iyoooooo
Haa taura zvenyu ngoma yanga yakabatwa apa ndatenda zvang
Ngoma yakabatwa apo
Basa rakabatwa Kani .......ndoochikorozve ichi
Ndoshuva mwari vangonditenderawo kubata nemi zuvairi vanhu vakakomborerwa mhani, wakaona uchiita nguva yekumira pakadaika
Amen
Mai Admire Nyangwa pahosho bhoo hre
zion at its highest calibour well done bro
Thank you!
I like this church
Ndatenda zvangu
Chukucha ...Ipapo rova ngoma duzura....hota hota ,,,,hosho apo
amennn amenn rungaka iro chikoro changu icho
Famba zion😍
I miss chipinge
Ndatenda hangu vanhu vamwari
Meet glo Adonai Amen
Zion ta de parabens
Ngoooooooma 🤗
One love
Nguva yekunamata ishoma kudarika kutamba vakomana
ndatenga hangu
Famba zion rababa iweeee
Good one
Zion ir handina akawanda naro rinofamba ne combination
ndoChurch yank iyoyo tir kwaBishop Rumhasa
Ndokutendai vakomana
Thanks bro keep it up
Haa chechi yakapenga iyi
Ndatenda hank maridza mabata basa charohwa chigubhu ndokwedu ka uko
Basa sebasa
Feel like crying this is the church that made me to know Jesus Christ
Zion kumshs
tamba ngoma yaBaba yakatirera church iyi
One
Amen amen
Tambai ngoma vakomana nevasikana apo
Wengoma ndomuBiger zvekutodaro
Nice
ndatenda benard
Basa chikomana
Kudzipa ngoma
Bvisai mutsvanga apo
Abviswe, aita seiko nhai?
Iam going to buy a garment for that guy with a white shirt whovis strongly shaking
Pamuka basa apo vakomana , ukasafara pazion wonofarirepi nhy
Zion raenda nenyika. Ko wasiirei murovi wechigubhu pa Video. Handisi kumuvona.
Aripo wani. Tarisa zvakanaka.
Check 57 mins zvchienda mberiii
Apo ndaziva vakawanda vanyangwa hebby mutsvanga namai Sabina bhoo hre
Kukudza zita raJehova
Ano I think its high time you create a church channel
We are working on that!
Zion chikoro
rugare mazion mangwanani ano ... zion nditakure ndiende
kusvika achidzoka takarindira ipapo
Murinye yakarira shame ndatenda basa vakoama munhu pabasa rake
🙏
Zion haina chembere hero basa
Ngoma yakarira