preshmore Are you Christians? All you say is good but are you Christians? Because today, if you reject Prophet Kacou Philippe, then it's Satan that you call Jesus-Christ and whom you worship without knowing it. www. philippekacou. Org
Mazvita Chabayanzara Are you Christians? All you say is good but are you Christians? Because today, if you reject Prophet Kacou Philippe, then it's Satan that you call Jesus-Christ and whom you worship without knowing it.
1.UNA vanhu vako, Mwari
Kudzo dzose nguva;
Unovachengeta iwe,
Pane nzvimbo dzose.
2. Kana voyambuka nzizi,
Uve navo iwe;
Kana vapiswa nemoto,
Vanochengetwa newe.
3. Pavanokutambudzika
Vanosimba newe;
Napane zvinovaruma,
Unovachengeta.
4.Ishe vatarire iwe,
Ivo vanhu vako;
Vanotenda, vanofunga,
Ivo vanhu vako.
Ishe vatarire ivo vanhu vako
❤
I can't stop playing this song
Nepane zvinotiruma muve nesu Ishe
Powerful song.iv watched this vid over n over granny inspires me
Mudhara akatii ashaya 2003 zvinhu zvaiti zvaoma ndiyo hym yataiimba zvinhu zvisina kumira mushe kanondisimbisa
The way the old lady dances is a ministration on its own ....she does with deep understanding
The meaning of the song is fully expounded in the way Gogo expresses herself throughout. She has seen it all Mwari Una Vanhu Vake
Watching nd listening beautiful song God is great , is there anyone here 2020. In this hard time God will protect us forever
Iam here Oct 2024
Deep worship
I love Gogo. She is my inspiration in these matters of the spirit
Munondichengeta Mwari panenzvimbo dzose
Even ndichiyambuka ndzizi...muneni...mumoto muneni
Ndinosimba nemi...munochengeta even panezvinodakundiruma
Ameni!
our old lady once again feeling blessed having such amongst us
My go-to hymn zvangu zvarema zvarwadza... Inondinyaradza munaShe
Im here coz of thos Gogo may our Gd lord continue to do wonder's to her it's a pity she was sidelined but blv u me u left a mark gogo
Let you name be glorified Jesus. Im so touched with this song
Tafara NJANJI
2024 Muna vanhu venyu Mwari
Mwari nguva dzose anoponesa vanhu vake kuburikidza nemuporofita-mutumwa mupenyu. Uye kune chizvarwa ichi ndiKacou Philippe.
Ishe titarire isu vanhu vako
Praise God ndinonzwa presence yaMwari always when I play or sing this song
Napane zvinovaruma unovachengeta. Ishe vatarire iwe iwo vanhu vako.......
Thank you Lord nekutichengeta nguva dzose.
Annamore Ziweya God has sent Prophet Kacou Philippe to save humanity.
www. philippekacou. Org
Jesoo we love this God komborerwa Afm uri mukuru kwazvo
Una Vanhu vako Mwari,,,,yesss unovachengeta,Ilove ths song& gogo avo vanondikomborera
Oswell Mupandenyama Mwari nguva dzose anoponesa vanhu vake kuburikidza nemuporofita-mutumwa mupenyu. Uye kune chizvarwa ichi ndiKacou Philippe.
#ProphetKacouPhilippe
God is great, awesome , faithful and good all the time. He is ever present and raises a standard when a flood comes. Praise him forevermore!
God is great he has proved it countless times
Pava nokutambudzika
Vanosimba newe
Napane zvinovaruma
Unovachengeta!!
Hallelujah
sandra mudzingwa amen
Amen
Psalm 20:6 Now know I that the LORD saveth his anointed; he will hear him from his holy heaven with the saving strength of His right hand.
hallelujah Ishe unavanhu vako , Glory to Jesus we love you Jesus
2021 stil here for granny ❤️❤️❤️
This song l don't knw wat to say it lifts me tooo much the lyrical content is just too powerful
UNA vanhu vako, Mwari
Kudzo dzose nguva;
Unovachengeta iwe,
Pane nzvimbo dzose.
2. Kana voyambuka nzizi,
Uve navo iwe;
Kana vapiswa nemoto,
Vanochengetwa newe.
3. Pavanokutambudzika
Vanosimba newe;
Napane zvinovaruma,
Unovachengeta.
4.Ishe vatarire iwe,
Ivo vanhu vako;
Vanotenda, vanofunga,
Ivo vanhu vako.
Zayn Nash Amen
Hi Brethren, haunawo here a much clearer version. I want to learn to sing it.
Mai Kuvheya is a Minister of God
Beautifully sang... Beautiful prayer. I absolutely love this song
preshmore Are you Christians? All you say is good but are you Christians? Because today, if you reject Prophet Kacou Philippe, then it's Satan that you call Jesus-Christ and whom you worship without knowing it.
www. philippekacou. Org
thas my 1st tym hearing ths song ....amen so powerful
Powerful indeed
Eish i miss Rufaro its been long gogo mwari ngakurangarirei
so soothing when down... and reasuring
Una vanhu vako Mwari 🙏🙏😇
to God be glory,amen
pano kutambudziko ,pane zvinoruma munotichengeta,,
That old lady she her dance has got words of its own which is more meaningful than the hymns words. Vanokomborera
Vakakomborerwa havo vanofira muna Kristu
Gogo ndokudai ndabva ndafunga mai vangu
Gogo vanodikomborera Mwari akuwanirei nyasha
Laina Pfumbi me too bless her
Hey this song ka kana wakaremwrwa unorerukirqa
God be with grandma. God bless
Gogo knows what's up❤❤❤
Nanhasi una vanhu vako Mwari 🙏🙏🙏
jesooooo muchawonekwa chete neuyo musi...yessss!
Tiri vanhu venyu Mwari munotichengeta
gosh i so miss rufaro
I love this hymn
I love this song
I love this hym unovachengeta
Goodnight mbuya murefu
Powerful hymn
Titarirei Mwari
Powerful n so touching
Deep song l can't have enough of it
Gogo vanogona vachitiitira zvakanaka. Very strong
Great n powerful song i like
Gogo vabatwa nesong ,hey I miss gotekwa
Mwari vanoda vanhu vavo
mazvita Jesu
Una vanhu vako Mwari
amen tikandireiwowo mharidzo dzacho
❤❤❤
My pple
Nutty bass right there
my all time reviving song
yes yes n the way u sing it yaaz....super!
gogo u are loved
my favourite place to be #Gotekwa
Chipostori chakare ndachifunga ini
una vanhu vako......even mucovid muno.....nepane zvinovaruma...unovachengeta
Powerful
Haleluyaaaaah!!
Amen, Kudzwai henyu Jehova
salute mudhara Chiwaridzo
Holy spirit take control
I would like to make contact with you sis Alice Ndlovu
/so so touching
Mwari ngavakudzwe nguva D zose thank yu elder chiwaridzo
is Mr shopo the one leading this song?
Ropafadzo Madaza prolly elder Chiwaridzo
yaaa chimbo ichi chatendeutsa mu South African nyangwe asinganzwe Shona chakanyanya kani .hamuoni nyangwe Gogo vabatwawo seni chinobata kani
live long gogo huvapo hwenyu hunoita tidziirwe
obrigado Jesus
powerful prayer
amen
Megan Kathleen Dix
tinoti Ebenezer tirimo mu AFM inokomborera that song
so touching
Ameen indeed
i just love this hym
Mazvita Chabayanzara Are you Christians? All you say is good but are you Christians? Because today, if you reject Prophet Kacou Philippe, then it's Satan that you call Jesus-Christ and whom you worship without knowing it.
Amen
Mbuya Murefu
Ishe vakauya nguva yerumbidzo kudai tese tinoenda powerful song
Amen
Amen