Leonard Zhakata - Chero Kuchibva Cash (Official Music Video)
Вставка
- Опубліковано 7 вер 2024
- Executive producer: Albertt Mtengwa
Audio producer: Macdonald Macdee Chidavaenzi (Eternity productions)
Visuals produced by: Mr Hasty(Rocklife media)
Special mention to: Capenet Business Consultancy
Subscribe and Also follow L.Zhakata on
Instagram: / karikoga_leonard_zhakata
Facebook: / zhaxleo
Mufundisi wedu is cool....ndokupera kwemashoko angu
Chokwadi chinoti zhakata hambofe akapera zvekumhanya l love you mudhara
Baba va Chamu.... kubva kare kusvika nhasi... nanhasi kunakidzwa chete. Yeukai. Amai Leosa. Tungidza Gwenya. Baba va Samson. Unochemei
Shungu dzemoyo...Mugove
munogona baba zhakata. Makazvibata pahutano hwenyu. vamakaridza navo panguva imwe chete vakaparara vazhinji vacho asi imi muchiri chigwindiri. Kuziva kwenyu Musiki kwakuchengetai
Everyday ndogara ndichiridza music yaZhakata chero yakudhara🙌🙌 mfce anoimba zvinhu zvisingapere uyu.. I mean imagine song ya1994 but ichiri kunonakidza 2022.... Chibaba ichi🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Legend isa like if you agree
Ndiri mwana mudoko asi ichokwadi chamukutaura
I don't hear shona bt chinumber bhoo mhaan ichi, unobiwa iwe, checker time, dakuenda, unondinonotsa,,,,,,ndaisa like b4 ndaterera....... .. ... . . . .....
My dad’s all time favorite(#Makombe garage & butcheries PaKADOMA)..😍Leonard karikoga zhakata😍
Takamirirwa mukoma tiri kutsigira kut zora ngaimuke sepamavambo mureza ngausimuke ngoma iyi inhapitapi buditsayi iri àlbum ndatenda
One of the greatest Zim musicians ever.....paMessage hapana hapo anokunda this guy
Nic 1 Zora music boe zvekuti nic homie
Mukoma Zhakata munodadisa zvirambe zvakadaro
Zhakata waenda kuseri kwekuseri. Chinumber ichi chipikiri chekongiri
Zora music to the world. Ngoma ndiyo ndiyo ma cadre... Zoraaaaa
Muvhimi weZora Approves
Hustle ngoma ndiyo ndiyo
Go Baba Chamu. Chero kuchibva Cash..............nayo nayo.
Chibaba chemusic ,one of our living legend, always on top of the game
Keep going our social work ambassador
Yuh can say that again mwana wamai. Baba Chamu our legend
Tese tinozvidawo
Tese tinozvidawo. Ichokwadi ichocho
Uripiko muninina wangu Gefta Muchini, Huya uone
May the Lord bless everyone watching this video spiritually, financially and health wise 🙏
AMEN 🙌 🙌 🙌 🙌 🙌 🙌 🙌 🙌 🙌 🙌 You too
Amen
Amen
So Lord is going to bless us n a song that dont evn glorify him cash ndo ma 1 ityai Mwari
Nyatsoterera mwachewe
👯♀️🎻🎸🎺🎷🎤🎤🎤🎤🎤🎤🎸 kana yaenda yaendaaaaaaaaa
Tese tinozvidawo, tese tinozvidawo x4 🎶 🎶
More Zoraaaaaaaaaa
Ndini mumwe wezora Mr Zhakata keep going good work
Hapana ziso risingaudze moyo hutapitapi hwaraona ruchiva rwochinokwenya panagaya, wanikwe watoda wanikwe watoda....
Nairo dollar richinge rapinda muhomwe, rinoita kuswinya, rinoita kutonga
my number 1 artist ...live long ..Zora Music
Mudhara kubva kudhara makanyanya baba vemagitaaaaah
Legend l salute , respect u ,thumbs up Koga u taught me what life is thru yo music u inspired me l dont know what my life would be dai musina kuimba
❤
Chinopisa asi usatsve💥💥💯💯💯
Thumbs up LKZeee mdara Zoraa makanyanyaa
Here is the man who inspired my life from my tender age. The Albulm Hepenyu Mutoro was released at the time when I was testing waters of this life and was inspired to soldier on. Mukoma Zhakata, I hope I will meet you face to face so that you will understand how your music inspired me. You have been constantly constant with consistency in inspiring our generation. Thank you Sir!
Me too l am his fan since long time.l wish to meet him too one day
I love zhalata
His message is unmatched, it really resonates with reality. You can actually make wise decisions by just listening to his songs. You don't need another advisor if you have his songs ❤️❤️❤️
Ngatibate panonaka ma cadre !!!!!!
Muimbi wandinofarira uyu I luv Mr Zhakata
😊 Zora Music from Bishop L. Zhakata❤
His lyrical prowess is unmatched! Hanzi "svisvina zvichatapira mari haina matsengwerengwe* kana yaenda yaenda"
Kana chipo chiri chadenga pfavai henyu....havo Moyondizvo Vagoni vebasa
More Zora to da World!!!!
My favourite musician , munogona Va zhakata
Looking forward to more of this mutalunanzva
My legend on music God bless you Mr Zora
For me it's the dance
❤❤❤❤ LKZ chibaba icho
My best ever musicians. Matigonera moyondizvo tanga tamirira taneta tariro yanga yapera. ZORAAA MUSIC
❤🇿🇦
God bless you muzukuru Zhakata
Ndachinzwa chinopisa asi usatsve ngona ndiyo ndiyo vakomana pamberi nekusvaka cash, VaZhakata your are marching on in the month of March I salute you
Thanks mdra wedu..
We all.love good things for sure...nice vid
Kana tazogara aya madhara aya legends are born to be great work baba vedu❤❤❤
Mukomana wemabelts matatu. ❤️
Baba Chamu(forever young) ....kamtakunanzva kemumhanzi,,, aiwa munoramba muchitigonera
My inspiration the great LKZ
Mukuru mukuru hanga haigare pfunde
Mukuru imimi ndine Feature nemi musafe, or ndichangoita cover mondiitira🥰
Cash ndiwo musoro wenyaya...
Haaa ma fireworks aya🔥🔥🔥
Hamupere mudhara muno mature nekufamba kunoita nguva ,cash ndiwo musoro wenyaya . salute kwamuri mukoma Leonard
Master of lyrics LKZEE
Sumptuous...varidzi vengoma
Chibaba icho Ma1 ayoo
2024 still there
This is a true testimony that MR ZORA will never be a spent force........!!!
A musical ancestor, relevant in the 21st Century, untouched by time, unrivalled and unmatched. A doyen of our sound, a musical colosus. What an excellent delivery from LKZ.
He lives outside of time, belongs to the TVA, Time Variance Authority. He basically controls the timelines and dimensions that conquer man. He’s not a man!
ZORAAAAA forever and ever.
excellent Baba chamu
chibaba ichi💥💥💥💥
Cheukira chafadza moyo
Zvabatwa na LKZ zvinongonaka so
Vanhu ava vanechipo kwete chido
Beautiful Baba Chamu.
Ini kaYellow fever ndakaona guys.
Video upfu iri🔥🔥🔥
Haaa well done elder l salute
Last legend standing
Ndoo music manje iyi
Love wezora🤛🤛🤛
Makagona baba vachamu
The fact that the legend is from Zimbabwe 🇿🇼 its a loss to the world who wish to have him as their own, long live to Zora music long live to the LKZ
Ngoma ndiyo ndiyo Zoraaaaaaaaaaaaaaaaaaaa
Big up
Ndapotsa ndanonoka
usatsveeeeeee
Ngoma ndiyo ndiyo ma cadre.. weldon baba Chamu.
Another subscription is added
More cash baba
Well done king of ZORA that's gud kudya kwenzeve kwatoda uku
Koga Zora music
Makanyanya mudhara Zhakata.
Zora Cadre ❤
Best of the best
My legend baba chamu
Chinopisa 🔥🔥Usatsve.
Keep going
You never disapoints mdara
Vakuru vanogona ava
Zora
Chero kuchibva cash
Makura mdahara wangu
Wakaipa wangu
My father,my father
Haaaa mdhara makanyanya
Chero kuchibva cash ndizvooo moyondozvooo