Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Bozhongora nysya dzimwe dzoda kuteetera tisiri pabasa kkkkk bcz senge yemuporofots wekutizira seri ker Crawrer kkkkkk ndirikuuona pamweya speed yemunhu arimugemenzi😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂 hanzi masikati machena
Kkkkkkkk KB na Bhozhoooo munotidzingisa basa imi maporofita aya emadzibaba haachaoni ndivo vana Ekedhi chaivo😂😂😂
Capetown nechando cheduuuuuu
Ummm mai avo vanoita chimbuzi mubucket vanoshandisa mushonga
Umm tave kumazuva ekupedzisira shuwa gore rino varoyi vese tichavaziva 😂😂
Kkkkk 😂😂😂zvakaoma chemuporofita icho
Ndakachibata chimuti paCapetown, poòooooòooooooò rikiti bvuuuuuuu
Haa nyika yakuguma mai vekurohwa necoffin avo zvakaoma
Ende Amwene avoka ,vaingoda Zijamhu kwete kuita zvokuva sekerera izvo Nxa-a Huroi hwokutoita kudada nahwo Haikona 😮😢😮
Zvakaoma veduwe, vanhu vanoda kusvibisa chinamato and zvakashata
Ndirikudawo kutaura newe Bhozhongora😮
Kkkkkkkk iyi yandiuraya iyi kkkkkkk
Roorwai mega chii chinemge ngozi
Hamubate foni vaBozhongoraNdakafona hamuna kudaira
Chakanyanya chekwa Murehwaa
😂😂😂😂 madzibaba kkkkk
Vana madzibaba venyu ava vanoda kurohwa dhemeti
😂😂😂😂 mufarokwamuri
Kufa hr kana kufenda😢
YAAAAA ZIMBABWE YAIPA SHUWA
Ndakachibata kuti dzviiiiiii ndiripa hillbrow pa joni
Mai vechimbizi vane mhiko dze business
Ko kungodzokorora bhozho aaah motipedzera data nedzakare idzo
Pfapfaidzai mukoma Bhozho namukoma KB munoita kuti tinzwe zvakanaka nezvinotyisa mai avo ndivo vane yese
Horomity😊
Poooooi rikiti bvuuuuuuuuu haaa amai avo vekuitira mubucket vane mushonga chete
Bvoooooooooooo rikitiiiii pooooooooooooo
Tachibata chimuti pacapptwn
Pakubvira
Bhozho

Hamubate foni vaBozhongora
Ndakafona hamuna kudaira