Olla wekwaMadondo unotaura chishona chineudzamu asi mhamha hamuma kuzopedzisa kubvunza Olla wakazobudirira here kunyora Olevel nokuti unehunyanzvi hunodakadza🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Maita basa amai Chisamba nechishona chakanaka chakadzama .DJ Olla well-done ..ndinodaira kuti vechidiki vadzidza..Olla You are so humble and down Earth.God bless you 🙏
Well done Mai Chisamba and DJ Olla I really enjoyed this Show. Ndadzidza zvakawanda 🎉🎉 I was raised by Gogo and I could relate vanokosha vanhu ava. Proudly Zim❤❤
Well inspired story Dj Ollah. Neniwo ndakatomborara pamanewspaper but nhasi i do have 2 properties.kwatinobva hakuna basa asi kwatinoendeswa naMwari ndokwakakosha.
Great interview Mai Chisamba. DJ Ollah you have a bright future. May God bless you. Hope all young kids learn from your humility.Well done and keep it up. Thank you Mai Chisamba
Perfect interview by a veteran Mai Chisamba. DJ Ollah 7 you are so inspirational, thank you so much. Keep up doing well in your career, God bless you abundantly 🙏
You nailed it! Chokutanga kutenda kukuru kuna mai Chisamba. Chepiri kutenda kuna mukoma Ollah. Inspired to inspire! You came a long way my brother! The tittle must be changed to KUPEPETA, RWENDO RWADJ OLLAH MUNHEPFENYURO!
Amai chisamba machengetwa naMwari ndakangokura ndichikunzwai kusvika nhasi munongovepo
Apa she is aging like fine wine
iwe ndiwe unombobvunza vamwe nhasi tati timbokuvhunzao oh this is lovely❤
Olla wekwaMadondo unotaura chishona chineudzamu asi mhamha hamuma kuzopedzisa kubvunza Olla wakazobudirira here kunyora Olevel nokuti unehunyanzvi hunodakadza🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Good to see mai Chisamba on youtube , dai vakapinda kare Million yavepo.
She has been on UA-cam for more than 5 years
@mbizi4573 but she hasn't been uploading right, or I was missing them
@@tinashenyangari282 probably she hasn't been uploading. But her channel is quite old
Ndadzidza zvakawanda pawuri Olla
Hupenyu hwa DJ chitori chikoro, dhange. Kutenda kuna Amai Chisamba. Much love God bless.
Eish andina kumboziva kuti mukana wakaita seuyu uriko ndiri munhu anoda zvekutepfenyura kungava kuverenga nhau muchishona ndebele isixhosa/ isizulu pamwe ne kushamarara. Wandipa shungu DJ Olah. Dai ndaiwanawo mukana sewako uyu ndaizofara sei❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Dj Olla, you will see great and unsearchable things in your business according to Jeremiah 33:3 for God’s glory
Maita basa amai Chisamba nechishona chakanaka chakadzama .DJ Olla well-done ..ndinodaira kuti vechidiki vadzidza..Olla You are so humble and down Earth.God bless you 🙏
Ollah you're an inspirational to all us maYouth emuZimbabwe.Confidence and Dominance 100%
Mwari varambe vachikuitira zvakanaka Olla,an inspiration to many
Mai Chisamba thank you for this interview,stay blessed
Olla gogo’s baby no wonder ur so down to earth
Thank you mama Chusamba
OLLAH unotaura mashoko anovaka ndadzidza zvakawanda🙏🙏
Interview skill yamai Chisamba is spot ON
Mmmm ndavhunduka ❤ vanorova
Saka Olevel akazonyora here mukoma Ollah
Shona inorohwa baba
Well done Dj Ollah.mashoko makukutu aya 🔥🔥🔥
I love the way he says VaTaderera even though I'm not related to Admire❤😊
Well done Mai Chisamba and DJ Olla I really enjoyed this Show. Ndadzidza zvakawanda 🎉🎉 I was raised by Gogo and I could relate vanokosha vanhu ava. Proudly Zim❤❤
Ollar wandifungisa Ambuyavangu..vakandikudza zvakanaka..ndiri zvandiri nhasi nekuda kwavo MHDSRIEP
Makachena chaizvo Amai Chisamba ❤
Chishona in this cast is amazing 🎉❤
Amai venyika chengetwai❤❤❤
Saka nhai Ollah chirungu chaunotaura icho ndeche munhu akakurira kumusha here
Ini ndachitadza ini
The secret is kuramba uchitaura chirungu pese pese read books, newspapers verenga uchideedzera zvinoita chete
Thank you mama mai chisamba happy to see you watching from🇬🇧
Wakabva ku vanhu my brother
thank you Amai .
You restoring our Pride . last saw yr shows in 2009 now u giving nhapitapi online u are saved on my list .Chengetwai Mai Chisamba
Well inspired story Dj Ollah. Neniwo ndakatomborara pamanewspaper but nhasi i do have 2 properties.kwatinobva hakuna basa asi kwatinoendeswa naMwari ndokwakakosha.
Ollah sure the day you say your fairwel I was really hurt keep it up Ollarr you have got supporters GOD BLESS YOU ❤️
Kushaya dzidzo hakuzi kupera kwehupenyu
Mwari vanokusimudza zvakadaro
Maitabasa mai chisamba naDj Olla
Great interview Mai Chisamba. DJ Ollah you have a bright future. May God bless you. Hope all young kids learn from your humility.Well done and keep it up. Thank you Mai Chisamba
Perfect interview by a veteran Mai Chisamba. DJ Ollah 7 you are so inspirational, thank you so much. Keep up doing well in your career, God bless you abundantly 🙏
Ollar u are a blessing pakushamarara shuwa ndiMwari❤
Urambe uchinamata my son
Gogo's boy
Mwari arambe achikuitira zvakanaka Olla
Thank you very much Mai chisamba. I didn't know Kuti mkomana akamborarama kudai. I respect you Ollah
Mwari varambe vachikuropafadza Olla
One of the best interviews out here, i hope olla took notes especially on respectful interviewing
Anofanirwa kutora manotes e respect
I really enjoyed this show. Ollah wakabva kure asi Mwari ari akavhura misuwo & you'll get very far. Youre so humble❤❤
Thank you soo much Mai Chisamba naMkoma Ollah, haaa apa makatigonera
May the good Lord bless you and keep you Dr Chisamba and my dear brother Olla
You make me believe in miracles
Amai Chisamba Mwari vakuchengetayi ndakangokura ndichikunzwayi kuti kuna mai Chisamba nyasha dziripamusoro penyu😊❤
Well done mwanangu DJ Ollah 7are an inspiration to the up coming generation ❤❤❤
Well-done ollah uri chidadiso chaggo
Thank u mhamha ne show yenyu,Ollah is so humble u must go far my Brother God bless u ❤
Love you Ollah
Amen iyoyo..Mkoma Ollah dada nerudzi rako.
Nice to hear ola. Namaichisamba
Mwari vanogona veduwee ❤
Ollar akachenjere God bless you
Hey so inspiring my son Ollah dai vana vedu venyika vadzidza
Watching from Texas USA
I love this! Happy to see you both.
well done mama chisamba ndakakura ndichikuonai pa tv black and white DJ makabva kure madzibba
Love that the programme is in Shona 🎉🎉
Excellent show👏👏👏👏👏
Tinokutendai mai Chisamba, asi dai madzikisa gejo remivhunzo, Ollah anopisa vanhu pamainterviews ake 😂😂😂
Citizen journalism 😮
Dj ollah my favourite
You nailed it! Chokutanga kutenda kukuru kuna mai Chisamba. Chepiri kutenda kuna mukoma Ollah.
Inspired to inspire! You came a long way my brother!
The tittle must be changed to
KUPEPETA, RWENDO RWADJ OLLAH MUNHEPFENYURO!
Loved this
I love her interviewing skills. I love her❤❤ Ollah you are such a humble person, may all your hopes and aspirations come to fruition.
Vanofana kumbodzidzisa tete Tilder 😂
@@lucymashinge 🤣🤣 vaita sei Tete Tilder
@@marg86hanzi vadiniko tete Tilda vanhu havafanane ziva izvozvo 😂😂
Hanzi na Ollah vari ku Hugoslavia ummm usadaro Ollah😂😂.But u are an amazing guy though
Thank you Ollah ure an inspirator n a motivator
Well done Olla.
Mai Chisamba munogona
Lastly, kindly add subtitles to cover your global audiances as well
what an inspiring msg ....thankyou
What a show, well done
What a great interview. Itirwai zvakanaka ne denga mai Chisamba and Dj Ollah
Tinokutendai mai chisamba and dj olla7 ❤
My best dj Ollah 7
Waal ndafara kuon mai Chisamba
Well done DJ Olla, thank you Mai Chisamba for the show
My best Dj ollah homie wangu
A good interview from.both parties
The best Dj ever my homie wangu... happy to see you mama Chisamba❤
Watching from Ireland it was really good to see mai chisamba naOwen wekwamadondo
Well done Ollar
Ndadzidza kut muupenyu ndinofanira kushingirira zvinobuda chete thank you
Haaa mai Chisamba show yenyu spot on👌
Olla zvawatowa sekuru nhai , keep pushing hard
Dj olla une hunhu
You are on the spot Olla
DJ Olla I surrender you for your appreciation to gogo who raised you and gogo thank you ne moyo wamakayita wekuchengeta muzukuru up to this stand
Great interview
Thank you for this show, I am now a new follower of Mai Chisamba through DJ Ollar
Same here
Love you Dj Olla waJackie Ngarande
That's true Dj Olla vamwe vanorasa hunhu nekuti wane mbiri thanks mhamha wedu
Chipo unacho mwana wagogo,maungwe ndokumusha
Mhamha wedu ❤️❤️❤️❤️ Dj Olla lots of love to you
Thank you so much mai Chisamba kuti tizivenezva Olla
Beautiful
Mai chisamba no.1
Thank you DJ Ollah nemashoko makukutu and mhamha Mai chisamba
DJ Ollah 7 ndinotori nechishuviro chekuvawo navo ndakagara wow vachindubvunzawo manhepfenyuro yavo
Kkkkkkkk ndasekerera kana michiti iwewakambondi bvunzawo kkkkkkk am so happy and you are free kubvunza zvamunoda
Love you DJ Ollar 7
Proud of u Owen Mwana wekumusha
May Thanks to mukoma Gringo
Mashoko makukutu iwayo! Mai Chisamba these are veterans.