Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Thank you Silvester for coming back on home away from home
Hie Sylvester Thank you nezvirongwa zvemumajeriBut i think unifanira kuti munhu atsanangure zvakamupinza mujeri nemhaka yekuti ini ndiripanze asi ndichirarama zvimwechete nezvakapindira mumwr mujeriSo ndoda kuziwa zvinosungisa nezvisingasungisi
Yaaa shuwa seipapa nen ndaisatozivawo kt ivhu rosungisa
Better makatichinjira advert, chiye chaisvota kana mimba chaisvodza
Pekutangira munapo sabhuku munhu ane purazi sure imi kune vanoda rubatsirwa chairwo kwete zvenyu sabhuku
Kwai na sabhuku mhosva rusudzo chinhu chinongouya 😂😂😂.
Sabhuku Sirivha bhanditi only in Zim lol
Silvesta chibaba. Ndokugona kutsanangura kwete zvatete waya watinombozwa
Sylvester😂😂😂😂😂hanzi havatauri wani 😂😂😂😂😂wandinakidza
Zvauri home wangu chiurunga pano pagutu
Siya mumhu ataura mhosva yake kwete zvaurikubvunza izvo hatinei nazvo
Nhai zvako iwe zvinonakidza zvacho pasi tsvee
😂😂😂😂😂
Thank you Silvester for coming back on home away from home
Hie Sylvester
Thank you nezvirongwa zvemumajeri
But i think unifanira kuti munhu atsanangure zvakamupinza mujeri nemhaka yekuti ini ndiripanze asi ndichirarama zvimwechete nezvakapindira mumwr mujeri
So ndoda kuziwa zvinosungisa nezvisingasungisi