Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
mwana uyu ndewa mbuya mai john chete, vakafanana ava 👏
Is it not a sister? But I see features of Chairman as well kkkkkkk those 2 are married ka
chizvisiyaivo izvo chingonakigwai Zvipafa izvi zvashungurudza sabhuku.
Mwana wavo mbuya ajonh
Hwana uhwo ndehwa Mbuya Mai John chete! Kumbai fanana kunge mabhanzi kudero
Zvino mwana wasabhuku otora mwana wambuya mai john ivo sabhuku vanodawo mbuya kkk zvichapera mushe here kkk
Nhasi mbuya Mai John makachena😍😍😍😍❤️❤️❤️❤️❤️❤️
This team is good at breaking down social issues. Well done. How can these skits be made to reach those in marginalized communities.
Say that again my bro. Their skits dzinofanirwa kuiswa pa tv not only pa utube
Yaa it's true mbuya ndoo dangwe RENYU here makafanana toomuch
Mbuya mai John naVharazipi inongoro vhayorenzi pakasasvika Chairman noise haipere😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Mwana akafanana namai(mbuya mai John), voice ndera Chairman(baba)
Yes ndini ndatanga😍😍😍😍😍you are the best
The argument is very educative kkkk the more it becomes tense that more sense is made. Thank u guys
This whole team is great. Chairman, mbuya mai John and mdhara VZ✔✔🙏
Mbuya mai John iz glowing💥
Mbuya mai John dzokororai kadhanzi ako handina kukaona zvakanaka 🤣🤣🤣🤣🤣👏👏👏👏👏👏👏
Ipart yavari kuactor dressing yacho inoita vataridzike sevadiki.
Kkkkkkk Vharazipi sebete hre wakomana ummm mbuya mai John naVZ mungavadii kkkk
Kkkkkkkk sabhuku ma1 nice gogo nemwanasikna wenyuVamwe takaroorwa tiri vaduku nekuda kwehunherera
😂😂😂😂Isu semadzimai nemaYouth 😜mbuya Mai John nhasi mandipedza Kandi muchiri kuzunza kudaro 😳😳😳
Mbuya mai John 😍 ❤ makachena woooooow keep the fire banning
Very good content. Well done keep it up✅👍🏽💯
Dzorerwa pfuma yako VZ nendyire idzo
Pengai vatete Mai John,mwana ngasaenda kwavz,sungisau sabhuku ava😅
Dzidza kubatwa murume kueihwa kuite kushoma kkkkkkkkkkkkk
Vavhara zip please cgimbobuditsai rimwe drama magarisa
Mwana wamai john na Chairman uyo .
The girl's voice kkkkkk Ra Chairman
bata murume wako kuti kurohwa kwako kuite kushoma😹😹😹💔🔥🔥
bata murume wako kwete fon unoonawo kurobwa kako kuchiita kushoma kkkkkkkkkkkk
Mwana wambuya mai John chete uyu vakafanana
Ehe ndazvionavo!
"Muri zvipafa,mazvihwa...the accent kills me..very educative skit.
Mwana wambuya mai John uyo kufanana kwacho kaaa
Wakauya asina chinhu kubva kutown sebete kkkkkkk vharazipi zvipafa 😂😂😂
Well done. Sabhuku kkkkk ma1 🔥🔥🔥
Kuita fund raising yangu ...invoice yelobola 🤣🤣🤣🤣🤣
Usabata foni bata murume wako kkkk
mwana uyo akafanana nambuya mai john
👏👏👏👏 you guys are doing great
Madya zvnhu zvangu makudana mapurisah😂🤣🤣🤣VZ chibaba
Kkkkkk ndodada nemi vekwangu
Pane zvinhu ndepaVharazipi chete😂😂😂😂😂
Vakapa zoomer ne binocular kkkk
Mbuya mai John has lost weight l hope she’s okay
Sabhuku imwana wenyu here uyu bicos makafanana
Zvakaoma dzimba idzo
Muri zvipafa kkkkk. I died ,really died naVarazipi
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 can't stop laughing bata murume wako kkkkkwaaaa
Ndipeyi zvunhu zvangu ndipeyi refund kkkk vz
Keep it up guys ,haha munozvigonera basa 💪🔥🔥🔥
Mwana akafanana nambuya mai Jonh uyu are they related
Kkkķkkk solution iripo iwe usabata fon Bata murume wako
I don't know what can be done for this message to reach people with high rates of these practices because most of them do not use internet
True you can say it again
Mbuya munondipedza in hangu. Sabhuku haa munogona
Uyu musikana mwana waChairman nambuya mai John in real life.
Fundraising here sabhuku🤣🤣🤣🤣
kkkkk mbuya mai john kuita ka babe
Awa ndiwo ma Celebrate chaiwo vanodzidzisa munezvakanaka
Aaaah VZ ma1.
Mbuya vangu vaipikawo na Jesitina wekwaMudhubuuu
Hanzi usabata phone bata murume wako 😂😂
Dzidza kubata murume wako ndokuti usarohwe 🤣🤣🤣🤣
Kkkkkk VZ VZ, siya fon ubate mufes wako
Hahaha @ 4:07 Mai John confirms it's her daughter. Paita slip of the tounge mbichana
Taura hako
But vapagadzirisa zviri nice hapabatiki zvekumhanya kkkk big up to mbuya mai John
They look alike, the moment i saw her, I could tell
Sure ndatoona kutii vakafanana chose
Yeah ndiye mwana waMai John uyu mafananire achoka
Solution usabata fone bata murume wako kkkkkkk
Mbuya Mai John :)
Kkkkkk bata murume wako
Kuita fund raising yangu inini.. kkk
Mwana wambuya Mai jonso here
mbuya makachena so stylish
Very good guys
UYO MWANA WAMBUYA MAI JOHN HERE
Usabata phone,bata murume wako,😅
Siyai maphone mubate varume 😂😂😂
Well done ...
Uyu mwana vambuya mai jonh cht uyu
😀😀😀😀 zvine udyire
Mwana uyu ihama yambuya John chete ko mbuya John ko kuita kasikana kudai
BATA MURUME WAKO KKKK
Best actors of all tyme
mujira menge muri moga kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
mean wa Mbuya here uyu.vakafanana
We need refund please kkkkk.VZ mapurisa haadi kumahwaaa kkkk
I think uyo munin'na wambuya mai John not mwana
Sabhuku makanyanya ndipei refund yangu
But mbuya munotamba zvenyu kkkkkk
kkkkkk ndobva a binocular🕶️
Zvanzi aka binocular 🤣🤣🤣 vz vz panebasa😆😆😆
Mbuya vane lipstick nhasi 😎😎😎😁😁
Vapei refund yavo vainde nokty veduwe mujira unenge uri1
ipai Sabhuku refund kana asimgadi kudzoka 😂😂😂😂
Mbuya munorova Dance!!! Hanzi na VZ isai refund umu😂😂😂... Muviri wakanga usina ku gadzirira mimba
Sorosheni iripo usabata phone bata murume wako
Team munogona 👏👏👏
Kkkkk bata murume wako
Veduweka mujira unenge uri 1
Ne blouse...😂😂😂🔥🔥🔥
Spread the word!
Vatete vacho ndoovose kkkkkk
kkkk kodzidziwa kuda munhu
I love he just appears 🔥🔥🔥
Seems like sabhuku isnt feeling well ,hope everything is okay
Mudhara VZ murcy
Kkkkkkkk hanzi murizvipafa
Ndipei refund kkkkkk
Thanks gyz to teach pipo
mwana uyu ndewa mbuya mai john chete, vakafanana ava 👏
Is it not a sister? But I see features of Chairman as well kkkkkkk those 2 are married ka
chizvisiyaivo izvo chingonakigwai Zvipafa izvi zvashungurudza sabhuku.
Mwana wavo mbuya ajonh
Hwana uhwo ndehwa Mbuya Mai John chete! Kumbai fanana kunge mabhanzi kudero
Zvino mwana wasabhuku otora mwana wambuya mai john ivo sabhuku vanodawo mbuya kkk zvichapera mushe here kkk
Nhasi mbuya Mai John makachena😍😍😍😍❤️❤️❤️❤️❤️❤️
This team is good at breaking down social issues. Well done. How can these skits be made to reach those in marginalized communities.
Say that again my bro. Their skits dzinofanirwa kuiswa pa tv not only pa utube
Yaa it's true mbuya ndoo dangwe RENYU here makafanana toomuch
Mbuya mai John naVharazipi inongoro vhayorenzi pakasasvika Chairman noise haipere😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Mwana akafanana namai(mbuya mai John), voice ndera Chairman(baba)
Yes ndini ndatanga😍😍😍😍😍you are the best
The argument is very educative kkkk the more it becomes tense that more sense is made. Thank u guys
This whole team is great. Chairman, mbuya mai John and mdhara VZ✔✔🙏
Mbuya mai John iz glowing💥
Mbuya mai John dzokororai kadhanzi ako handina kukaona zvakanaka 🤣🤣🤣🤣🤣👏👏👏👏👏👏👏
Ipart yavari kuactor dressing yacho inoita vataridzike sevadiki.
Kkkkkkk Vharazipi sebete hre wakomana ummm mbuya mai John naVZ mungavadii kkkk
Kkkkkkkk sabhuku ma1 nice gogo nemwanasikna wenyu
Vamwe takaroorwa tiri vaduku nekuda kwehunherera
😂😂😂😂Isu semadzimai nemaYouth 😜mbuya Mai John nhasi mandipedza Kandi muchiri kuzunza kudaro 😳😳😳
Mbuya mai John 😍 ❤ makachena woooooow keep the fire banning
Very good content. Well done keep it up✅👍🏽💯
Dzorerwa pfuma yako VZ nendyire idzo
Pengai vatete Mai John,mwana ngasaenda kwavz,sungisau sabhuku ava😅
Dzidza kubatwa murume kueihwa kuite kushoma kkkkkkkkkkkkk
Vavhara zip please cgimbobuditsai rimwe drama magarisa
Mwana wamai john na Chairman uyo .
The girl's voice kkkkkk Ra Chairman
bata murume wako kuti kurohwa kwako kuite kushoma😹😹😹💔🔥🔥
bata murume wako kwete fon unoonawo kurobwa kako kuchiita kushoma kkkkkkkkkkkk
Mwana wambuya mai John chete uyu vakafanana
Ehe ndazvionavo!
"Muri zvipafa,mazvihwa...the accent kills me..very educative skit.
Mwana wambuya mai John uyo kufanana kwacho kaaa
Wakauya asina chinhu kubva kutown sebete kkkkkkk vharazipi zvipafa 😂😂😂
Well done. Sabhuku kkkkk ma1 🔥🔥🔥
Kuita fund raising yangu ...invoice yelobola 🤣🤣🤣🤣🤣
Usabata foni bata murume wako kkkk
mwana uyo akafanana nambuya mai john
👏👏👏👏 you guys are doing great
Madya zvnhu zvangu makudana mapurisah😂🤣🤣🤣VZ chibaba
Kkkkkk ndodada nemi vekwangu
Pane zvinhu ndepaVharazipi chete😂😂😂😂😂
Vakapa zoomer ne binocular kkkk
Mbuya mai John has lost weight l hope she’s okay
Sabhuku imwana wenyu here uyu bicos makafanana
Zvakaoma dzimba idzo
Muri zvipafa kkkkk. I died ,really died naVarazipi
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 can't stop laughing bata murume wako kkkkkwaaaa
Ndipeyi zvunhu zvangu ndipeyi refund kkkk vz
Keep it up guys ,haha munozvigonera basa 💪🔥🔥🔥
Mwana akafanana nambuya mai Jonh uyu are they related
Kkkķkkk solution iripo iwe usabata fon Bata murume wako
I don't know what can be done for this message to reach people with high rates of these practices because most of them do not use internet
True you can say it again
Mbuya munondipedza in hangu. Sabhuku haa munogona
Uyu musikana mwana waChairman nambuya mai John in real life.
Fundraising here sabhuku🤣🤣🤣🤣
kkkkk mbuya mai john kuita ka babe
Awa ndiwo ma Celebrate chaiwo vanodzidzisa munezvakanaka
Aaaah VZ ma1.
Mbuya vangu vaipikawo na Jesitina wekwaMudhubuuu
Hanzi usabata phone bata murume wako 😂😂
Dzidza kubata murume wako ndokuti usarohwe 🤣🤣🤣🤣
Kkkkkk VZ VZ, siya fon ubate mufes wako
Hahaha @ 4:07 Mai John confirms it's her daughter. Paita slip of the tounge mbichana
Taura hako
But vapagadzirisa zviri nice hapabatiki zvekumhanya kkkk big up to mbuya mai John
They look alike, the moment i saw her, I could tell
Sure ndatoona kutii vakafanana chose
Yeah ndiye mwana waMai John uyu mafananire achoka
Solution usabata fone bata murume wako kkkkkkk
Mbuya Mai John :)
Kkkkkk bata murume wako
Kuita fund raising yangu inini.. kkk
Mwana wambuya Mai jonso here
mbuya makachena so stylish
Very good guys
UYO MWANA WAMBUYA MAI JOHN HERE
Usabata phone,bata murume wako,😅
Siyai maphone mubate varume 😂😂😂
Well done ...
Uyu mwana vambuya mai jonh cht uyu
😀😀😀😀 zvine udyire
Mwana uyu ihama yambuya John chete ko mbuya John ko kuita kasikana kudai
BATA MURUME WAKO KKKK
Best actors of all tyme
mujira menge muri moga kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
mean wa Mbuya here uyu.vakafanana
We need refund please kkkkk.
VZ mapurisa haadi kumahwaaa kkkk