Chabvondoka🥵Leaked Audio MaCitizens oda kudzura Zanu-PF nemidzi yayo on SADC Pandemic Protest inzwai

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 21 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 14

  • @VeronicaMatimati-w2t
    @VeronicaMatimati-w2t 2 місяці тому +1

    Vanhu veZanu Pf imbavha uye imhondi , havabve mudzimba dzevamwe sekunonzi ndiwo vanobhadhara màRents nyika yose

  • @TywynKika
    @TywynKika 2 місяці тому +1

    ZANU pf ini hangu hapana zvayakandiitira sooo ini handiide

  • @InnocentMalatji-qn8eh
    @InnocentMalatji-qn8eh 2 місяці тому +2

    Vanhu vangaramba zvavo asi munhu uyo arikutaura chakwadi dambudziko vanhu havadi chokwadi tarisai muone chihori aimbove mutungamiriri wemapurisa aripi

  • @MildredNdlovu-v2y
    @MildredNdlovu-v2y 2 місяці тому +2

    ZANU must go we don't care we have suffered enough futseki

  • @henrymabuya3551
    @henrymabuya3551 2 місяці тому

    It's not about country of origin. It's about leadership qualities. No tribe has an origin in zimbabwe. It boggles my mind to see people rallying behind Mnangagwa. They have watched him raping and chose to remain mum, created a dynasty and have accepted it, has created syndicates with Chivhayo, chinese and a cabal of imperialists.

  • @ellisonmadenyika4239
    @ellisonmadenyika4239 2 місяці тому

    SAKA VANGANIKO
    MA LEADERSHIP
    E ZANUPF
    VATINGAUNGANIRE
    MUMA STREETS...
    ZVATINO VAZIVA
    TADIYI KUVAROVA MISORO.
    PROTEST KU LOOTER CHETE
    ZVINHU ZVE LEADERSHIP YE ZANUPF YACHO.
    "CHEMAHARA MUSHANA."

  • @StephenTumbwani
    @StephenTumbwani 2 місяці тому +2

    This guy mutsiurei se are fighting Munangagwa kwete kutuka mamwe marudzi do you have evidence Kuti They are Malawians u are going off topic.if u dont have anything tô say bem quiet.where have you been Malawians vachitonga lets just talk about removing Mnangagwa bro

  • @martinchenzirah8304
    @martinchenzirah8304 2 місяці тому +1

    Kkkkkkk ma1 chaiwo

  • @StephenTumbwani
    @StephenTumbwani 2 місяці тому

    Dont mix nyaya Hamã chinonzi Blantyre chiii

  • @EileenMaugara
    @EileenMaugara 2 місяці тому +1

    Kkkkk zvakaoma

  • @HappySunsetReflection-uh7ms
    @HappySunsetReflection-uh7ms 2 місяці тому

    Chirambai chinonzi zanupf kapaine achirkuita zvekurova vanhu munhu iyeyu haasi wemuno haazive nezvezimbabwe

    • @YonaMalon
      @YonaMalon 2 місяці тому

      Ndimi vamwe vachoooooo imi munoda kurowa imi

  • @Gamaliel0707
    @Gamaliel0707 2 місяці тому

    𝑇ℎ𝑒𝑟𝑒'𝑠 𝑛𝑜 𝐿𝑒𝑎𝑑𝑒𝑟 𝑖𝑛 𝑆ℎ𝑜𝑛𝑎 𝑡𝑟𝑖𝑏𝑒𝑠 𝑎𝑠 𝑎 𝑤ℎ𝑜𝑙𝑒