As for me the script writer kunakidza kwandiri kuda ndiko kuri kutoitika sometimes kunakidza kwazvo ku creator a script rinopinza vanhu nemoyo saizvozvi
@@petronela7548 zvoda kunakidza manje baba sj mazuvano PGS yakaexipire here mui renewe plz irikukundikana more kkkkkk ose Amaka applier akazokudzokerai ose kkkkkkk
Zve V11 zvozikamwa nemwi vawoni but vanhu vari pa ground sezvo vachiziva kuti munhu imhunzamusha they can take the side rekuti ari kuda kungo konzeresa kuti asare achipinda iye panyanga vanhu varambana
@magtommedia yes asi tete I think Kwaiva kuda kungoprotector marriage yemwana wavo chete plus ka kuti zvinakidze umwe anouya ovhara coz ndopArt yatakamirira iyoyo kkkkk yekubvondonga kwamadhiri a baba sj ose tione kuti vachadii uye reaction yamai sj but already Mai sj chokwade vanacho kuti SOMETHING wrong but kungoti vakaterera advice yatete chete BIG UP MANGTOM MEDIA
Tindo tindo tindo!! How many times did I call you? Anyway imboenda zvako kune chigevenga chaw akapiwa na Danny icho uchisiya wife material. Ukaona munhu anoonekwa na Slimmie kuti uyu batisisa bata manzwi. Magtom media huchi
Mhamhito hokoyo negogo inokumhara chete from Mai Sharmaine ,l am happy to see Yu guys again ,haa Nancy zvadhakwa kuside kwako naTindo kkkk hanzi mweya yemadzinza yakugara Sharmaine from baSJ thanks guys zvaendwa nhac
Nyambo from an O.G fan 😂;Tikati gare gare toyeuchidzana kuti baba SJ ndiye woga murume pa CA akamitisa mamai nekumwiswa drink. Saka paya pamunozoimba munoziva kusasimba kwangu mobvira drink here baba SJ ? 😂😂😂
Ayewa Magtom❤🎉 huchi thanks guyz nebasa ramukuita we pray mwari varambe vachikupai wisdom pabasa renyu musaneta guyz we love you so much munotipa zvinovaraidza pfungwa pamwe nedzidziso once again we love you ❤❤❤❤❤ Magtom Family Apa nhasi episode yandiitira pfupi why kkk haaaa guyz handigone nemi mhani shem ❤
Yesia i'm glad the SEVEREs are back muchirongwa. Hope Slimmy and Charmaine will know the secret behind ana amai vavo kuti sei vasingawirirane kkkk apa zvakabvira kuchikoro chaiko.
Kkk kwauyiwa. Vanamukurungai vode kugwa😂😂 Ini pese pavapinda ndenge ndichingoda kuti mai EJ vapinde kkkk Dhayi mudzore tsvimbo kuna Nancy ndapota hangu 😢 ndohwa urombo naye ini
Those who believe magtom media is the best in Zimbabwe let's gather here
Those who are here to see reaction yamai SJ isa like tione
Mhamhito l was missing you
Zvinhu zvakadai zvoitika Chokwadi Nancy is very loyal ungori munyama chete wainawo
Jabwa jabwa rina Nancy
Kkkkkk ndatobatikana kunge ndini Nancy 😮
Me to@@nobuhleshalommhangmi8508
Pana Nancy pari kundirwadza chokwandi ndai anamata zvachose
Asi Kelly akamupa yambiro kt namata
Happy to see mhamhito yoooh long time mhamhi
Tindo usadaro
Welcome mhamhito namai Shmaine,hot mangtom💪🏾
Number 1 from South Africa 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@@MaiPMasukuta kna ini ndokwandiri
Mhamhito welcome back, happy to hear from you and seeing you as well chihelele, its been long hey.
kubva masvikirana kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
Mhamhito i love you girl I'm your biggest fan great acting😂❤❤❤
Capetown gathering here veduwe
Cpt tiripano
Yaa tirii tiii
Nancy ngaaroorwe kt zvinakidze aaaaa please bba juju
Shuwa
Achatoroorwa naSlimmy regai muone
😂😂 handiti haachadi kunamata h Nancy wacho ,coz zvimwe zvinotoda minamato
As for me the script writer kunakidza kwandiri kuda ndiko kuri kutoitika sometimes kunakidza kwazvo ku creator a script rinopinza vanhu nemoyo saizvozvi
@@magtommedia yea true, sometimes misodzi inofana kutobuda uchiona drama so kana ragona kugadzirwa, saka go that way baba Juju, we trust you 🤝
Am happy to see mai Charmaine and Mhamhito ♥️♥️♥️♥️ had missed Double Chihera - pavazosangana pacho manje 🔥🔥
Hondo ya Chihera na mai Sharmein. Haipere hre. Nice to see thm back. Wat a suprise
Ko ini kuzoita ma goosebumps papinda ma Charmaine ndafara zvekti ndanga ndavasuwa 😊❤🎉 welcome back mommy
@@petronela7548 zvoda kunakidza manje baba sj mazuvano PGS yakaexipire here mui renewe plz irikukundikana more kkkkkk ose Amaka applier akazokudzokerai ose kkkkkkk
@@petronela7548 tamirira kuona mhamhito na Mai mukAro vachipanana zvishandwa kkkkkk
😂😂😂Team SA huyai tinzwe mai Sj vachivira ne hasha.
hiiiiiiiiiii iyi isurprise kwatiri tese welcome back mai SHARMAINE ndanga ndakutokusuwaiwoo zvechokwadi ndafara chose
Nhaimi ko mose muri2 hamuna kunzwa Kuti pane mav11 here y muchiramba zvunhu zvanzi zvineproof
Zve V11 zvozikamwa nemwi vawoni but vanhu vari pa ground sezvo vachiziva kuti munhu imhunzamusha they can take the side rekuti ari kuda kungo konzeresa kuti asare achipinda iye panyanga vanhu varambana
@@magtommediaSlimie ane lucky munhu uyu 😂😂😂
@magtommedia yes asi tete I think Kwaiva kuda kungoprotector marriage yemwana wavo chete plus ka kuti zvinakidze umwe anouya ovhara coz ndopArt yatakamirira iyoyo kkkkk yekubvondonga kwamadhiri a baba sj ose tione kuti vachadii uye reaction yamai sj but already Mai sj chokwade vanacho kuti SOMETHING wrong but kungoti vakaterera advice yatete chete BIG UP MANGTOM MEDIA
Chihelele vanouya vachidzima motoo kkkkkk
It's hauusiye musha uyu ndinewe for me 😂😂😂😂😂😂
Kkkkkk zvenharo
@@bridgetmatava950 kkkkk that's my husband for you.......hanzi uchapinda hako mugroove hauna kwaukuinda
😂😂😂😂😂 kwanzi nababa Sj kna iri mweya yanatete inoda usiye musha manje hauende ndinewe pano😂😂😂😂😂😂
@ kkkkk imagine apa ndivo vari kushungurudza mwana wevaridzi
Aaaah episode ranhasi full of surprises ..l missed this two magogos
Tindo Slowly replacing Baba SJ. Yeaaaah can't wait for the Champions League finals😂😂
Kasi vanhu makaisa auto commenting here 2 minutes idzodxi haa MAGTOM kaaa
Hanzi hauusiyi musha ndinewe😂😂😂baba SJ ka
First come first save kasongo
So happy to see two wonderful women after such a long absence 👏👏👏👏👏👏👏 .
Nancy izvozvo zvauri kuona pana tindo kut achinja ndizvozvo wangu kungoti uri murudo chete bt ndiwo maredflags mavis narudo matongosvika nehondo 😂😂😂
My prayer is muwane masponsors akawanda if ariwo anodiwa motipakurira ka2 peweek this is so nice ,this dramma is super B
This is fantastic movie love you guys so much ❤❤❤❤❤❤
Mahuchi uripi magtom ndicho chikafu changu
Rimwe gore sekuru Mahuchi na Eazy vakadhumhana kwamai Charmaine vachinotaimira zvawo 😅😅😅😅..Welcome mai Charmaine
For us who starts to like before watching..ndafarao pandaoma Bhiza rangu Pressly paPlotting against Pastor 2 watching all the way from Kaapstad ❤❤
The way this guys have improved with every production kaa
Oh I am happy to see these two women. Vakange vaendepiko they are the rock of Magtom media
Sharman is on fire 🔥 haa wakagumbuka ende ndini ndendagara ndinenyaya yangu asi zvandozopopotera unoshaya Kuti zvichizvefon hre ndafa nekuseka nhasi
Ah
It’s the song for me kkkkkkk “hama dzimba dzakamira mutorwa nemutori, rudo runokosha” 🤣🤣🤣🤣 baba avaka 🙌🏽
Handirege mweya yetsvina ichikushandisa kuti usiye imba yako ndinewe chete, in Slimy's voice😂😂
Tindo tindo tindo!! How many times did I call you? Anyway imboenda zvako kune chigevenga chaw akapiwa na Danny icho uchisiya wife material. Ukaona munhu anoonekwa na Slimmie kuti uyu batisisa bata manzwi. Magtom media huchi
Haaa mai EJ vachatorongedza maplan chete till nyaya yavo yavapachena kkkk ndaona KIM aita kuuya ega padeni afurirwa naBELLA
Good to see mamhito and mai Charmaine. episode well done. maNocks padoor repamba paSlimmy ndachingofunga kuti pamwe ndiBella kkkkkkkkkkkk
Me too hey😂😂
Mhamhito hokoyo negogo inokumhara chete from Mai Sharmaine ,l am happy to see Yu guys again ,haa Nancy zvadhakwa kuside kwako naTindo kkkk hanzi mweya yemadzinza yakugara Sharmaine from baSJ thanks guys zvaendwa nhac
Slimmy washata, waipa Slimmy
Kana murume asisakude anoita tuma drama seari kuita Tindo itwo tuRough ndozvandakaitwa munhu kukutsvagira tunyaya iye munhu ane dzimwe pfungwa
Chero mkadzi futi kkkk
Asi Tindo achachema ndiri kuzviona zvangu achiterera ichi chekuda kufurira Kelly
Thank you for bringing back our legends
Vamwe Tanga yatove worried kuty ko nhac taakuda kuinyimwa hre 😂😂😂yabva yaty turu🎉🎉🎉
Yavapo ndini ndotanga kunonga nyama guz
I began to watch magtom late August but now l got to you here 🎉you are the best guys ❤
Baba SJ munhu wamakapa mukadzi wenyu Nancy uyu ummmm handimutraste Tindo 😂😂😂
Ndauya ndichimhanya chaizvo kubva kubasa kuti ndibatewo nguva bt ndasvikawo hnku nguva dzchiri pedyo❤
Mhamhito dzongouya dzaka charger 🤣🤣🤣🤣
Happy to see u ambuya vaSlimmi
Dan ndosaka uri kushungurudzwa naNyarie nxaaaa
Twumakomba twunokuita bhoooo here Tendai😀😃😀😀😀
Ayehwa Pana Nancy ndanyanya kupinda nemoyo ko chitai kaa mweya wedu uzorore ❤❤
Mamito dai madzikama henyu,ndava wenyu mwana ndopasina shame.
Tindoe dai midzimu yako yakurangarira ndavaLucky reCash nderaNancy,asipo ma1 bvunza Heavy😂
Well come back mhamito and mai shamie❤🎉
Hiii,welcome back mai Charmaine naMhamhito,tanga takusuwai,mangosvika muine moto muchi glower
Yeah these guys the deserve something kuma NAMA awards again
Nyambo from an O.G fan 😂;Tikati gare gare toyeuchidzana kuti baba SJ ndiye woga murume pa CA akamitisa mamai nekumwiswa drink. Saka paya pamunozoimba munoziva kusasimba kwangu mobvira drink here baba SJ ? 😂😂😂
Ndafara kunge ndichambundira mai Charmaine ❤ ndanga ndakusuwai mama makadii henyu
Mhamhito vauya zvinepower welcome back 🤣😂🤣
Nancy wangu 😢😢😢😢😢😢 please musamudaro ndanzwa kuda kuchema. Paanotaura achirwadziwa 😢 chiso chake ukachitarira ndinonzwa kubaiwa moyo.
Slimmie and Sharmaine munondiitira kwaaaah tukane tukane modanana, munodifungisa ini newangu sure. ukawana murume anenge Slimie haaah bhoo unochembererapo zvedi, hanzi hauusiye musha iwoyo mweya wematete puma....... aewa Samanyanga mukadzi wenyu momuda zvenyu, misikanzwa zvayo but mai Sj munhu wenyu kkkk. Mai Shamie you are glowing hey but mazongobhaiza kuda kurwa namai vemukwasha mhani, kasmart kenyu hakade izvozvo
Ndafara nhas.mai shameine.mhamito hokoyo slimy.haaaa ma one Ako ayo
Thank you Magtom,Mhamhito l have missed her drama😂😂😂😂Mai shamain welcome back
First nhasi ndipeiwo malikes
I can't wait for episode 86 ,please Nancy ngaaroorwe Tindo Siya hunhu hwako
Moda kundinyadzisa ini... Ichiri yefon here iyi😂😂😂😂
😂😂😂 thanks magtom ndandavasuwa mhamito kkk mandigonera neniwo mandichaya neserprise ❤❤ love u guys
😂😂😂😂😂😂😂 mhamhito na ambuya va slimy haaaa ndigonzo na kiti sure😂😂😂😂
I'm happy to see Queen Shebha ❤❤
Nancy ngadzokere pakunamata rudo rwake naTindo ruenderere mberi Nancy Nancy namata iwe satani ari kufamba hana kuzorora Dan waita chifukuto murudo rwako
Munozodhuwa tuma minitsi mhani dai muchimboitawo kana 40 munites hee. Love you guys
Welcome back mai Charmaine good to see you back after long time
To me it was the best episode ever n bringing the 2 mothers was woow had missed them veduwe
Nhasi kutogaya kuti ndakasirawo 🙌🙌🙌
Complicated affairs to the world ❤
Ayewa Magtom❤🎉 huchi thanks guyz nebasa ramukuita we pray mwari varambe vachikupai wisdom pabasa renyu musaneta guyz we love you so much munotipa zvinovaraidza pfungwa pamwe nedzidziso once again we love you ❤❤❤❤❤ Magtom Family
Apa nhasi episode yandiitira pfupi why kkk haaaa guyz handigone nemi mhani shem ❤
Yoweee 😂😂😂😂😂 chabva chaputika zvikara zviviri kusvikirana amai kani I'm happy to c mamhito and Mai charmine n'yan'ya😂😂😂😂
Always complicated. Love you guys. Rambai muchitipa mutakunanzva
My gooodness i am soooooooooooooo happy. Lovely to see mamhito and mai Charmaine. December has been amazing so far. 👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽
Ndirikuwadziwa na Nancy murudo murudo ❤❤❤❤❤❤❤❤....
Hoooyoop Rudo na mhamhito 💥💥💥💥
Yesia i'm glad the SEVEREs are back muchirongwa. Hope Slimmy and Charmaine will know the secret behind ana amai vavo kuti sei vasingawirirane kkkk apa zvakabvira kuchikoro chaiko.
So happy to see Mhamhito and Mai shami it's been long.
I feel sorry for Nancy shame
Durban fans let's gather here gogo cee😂😂😂😂
Happy to see mamhito and mai Charmaine this combination hatina zera nayo😂😂 kusvika nefight chete mamhito 😂😂❤
Haa you are consistent magtom media, well done
Was waiting for this. ❤ Thanks team keep up the good work 💯
Ambuya vaslimi kuseri . Vanonzi ani pa page pavo tiva teere
These days it's rare to find a lady like nancy
We are there only that we are unfortunate like Nancy
Tindo wandibhowa ...pliz Nancy ngaazororewo mumba ..haudiwe tindo .. Dan akuisa mudongo uchachema ....hokoyo namai SJ muri kuvira kkkkkk ndakutyai
Tiripo hatiregi ku like pamberi ne magtom ❤
I'm proud of you guys ❤
Mhamhito welcome back manje matouya ne drama hehehe
Kkk kwauyiwa. Vanamukurungai vode kugwa😂😂
Ini pese pavapinda ndenge ndichingoda kuti mai EJ vapinde kkkk
Dhayi mudzore tsvimbo kuna Nancy ndapota hangu 😢 ndohwa urombo naye ini
Both mothers inlaw...beautiful as ever
😂😂😂😂amasevere acharohwa negogi❤❤❤❤ thanks magtom🎉🎉
Was patiently waiting for this thanks
I'm waiting for next episode I'm happy to see Mhamitoh for this episode
Haaa ndapinda nemoyo nancy asachemawo always kudaro 😢 ko Gaza akaendepi guys i miss them nethat lady aka actor pa the runner ari bbe raslimie😊
🔥🔥 I was impatiently waiting for another episode, let me enjoy it ryt now
Beb ratindo nyowani ibeb chairo.... thanks danny.. 😂😂😂 hona tukomba mumatama
Teteka! Teteka !baba sj hamusi kuvaziva
Havasi kuvaziva zvavo
Mai Charmein is back, baSJ pfugama uise maoko Kuna a'mbuya
Oooh welcome mhamha mhamhito long time not seen now its a game go also ambhuya va Slim welcome
Mhamhito ❤❤❤