Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Hekani waro👏👏👏
Hosho ne ngoma ndizvo zviri kunyanya kunzwika engineer ngaaone kuti mbira dzakakonekitwa here but music group bhooo chaizvo
Vanowanikwa kupi gogo shumba
Ndakarohwa mari nevamwe gogo soo handichatauri zita. Kubva October last yr hapana change yandakaona.ndichamboedza gogo shumba vanenge vanogona basa
Taura Zita dnt be afraid of her she can't do anything since her muti is useless....
@@bethenmasuku4696 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Hause wega wangu panyaya yako iyi
Taurai zita tibve tavaziva vasarambe vachibira vanhu
Maiwe zvangu thank you mukoma Robert tombodzibvirivinda hedu matendwa mwari vakuitirei zvidhafu dhafu happy Sunday magonesesa
Ini ndirikuda kuziva kt part 7 yabanda makabvisa hr cz aisi kuonekwa ndoda kuiona maybe pane ane ruzivo ndiudzeiwo kwairi kuwanikwa
👏👏👏👏👏
Gogo Shumba or homwe yasekuru Shumba
Gogo Shumba can dance ummmm
Shumba Mhondoro❤
Ngoma bhoo chaizvo
Hekani Mhondoro tombodaidzawo vari nyikadzimu tiwane marairwa ka mateze ngavaite anzwike awo hosho nengoma zvakarongeka.Haaa Ashumba kubvirivinda chete, ndichasvikawo ndadzoka ndinonzwa kurarama chaiko nembira uuummm Soko iweeeee, haka, cheka, simudza, iwe iwe iwe
Gogo varipapi ava vanenge vari nani pama charges avo
Ndakanzwa sekt 100 dare
@@sheillahchakanyuka1260 vanenge varinani vanoshandika navo
@@sheillahchakanyuka1260 thanks dear
Hukwati hurikudzudza ndaida kutsika dare iri
Hekani waro👏👏👏
Hosho ne ngoma ndizvo zviri kunyanya kunzwika engineer ngaaone kuti mbira dzakakonekitwa here but music group bhooo chaizvo
Vanowanikwa kupi gogo shumba
Ndakarohwa mari nevamwe gogo soo handichatauri zita. Kubva October last yr hapana change yandakaona.ndichamboedza gogo shumba vanenge vanogona basa
Taura Zita dnt be afraid of her she can't do anything since her muti is useless....
@@bethenmasuku4696 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Hause wega wangu panyaya yako iyi
Taurai zita tibve tavaziva vasarambe vachibira vanhu
Maiwe zvangu thank you mukoma Robert tombodzibvirivinda hedu matendwa mwari vakuitirei zvidhafu dhafu happy Sunday magonesesa
Ini ndirikuda kuziva kt part 7 yabanda makabvisa hr cz aisi kuonekwa ndoda kuiona maybe pane ane ruzivo ndiudzeiwo kwairi kuwanikwa
👏👏👏👏👏
Gogo Shumba or homwe yasekuru Shumba
Gogo Shumba can dance ummmm
Shumba Mhondoro❤
Ngoma bhoo chaizvo
Hekani Mhondoro tombodaidzawo vari nyikadzimu tiwane marairwa ka mateze ngavaite anzwike awo hosho nengoma zvakarongeka.
Haaa Ashumba kubvirivinda chete, ndichasvikawo ndadzoka ndinonzwa kurarama chaiko nembira uuummm Soko iweeeee, haka, cheka, simudza, iwe iwe iwe