BREAKING |Dangerous prophecy from Apostle Talent Chiwenga Hanzi zvinhu zvakunyatso kuoma mu Zimbabwe

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 10 вер 2024
  • IF YOU WANT TO ADVERTISE YOUR BUSINESS CONTACT 0774045235
    follow us on FACEBOOK link / djsparkszw
    EMAIL US trustysparks@gmail.com
    #apostletalentchiwenga #chiwengavides #talentchiwengalatest

КОМЕНТАРІ • 111

  • @TendaivalentineMandaza
    @TendaivalentineMandaza 17 днів тому +2

    Ichi ichokwadi chemahara vana ve Zimbabwe lets gather here tione kuti tingabatana sei.

    • @ThembelaniKhumalo
      @ThembelaniKhumalo 16 днів тому +1

      Nematyira amoita ayo hanzi garai mumba tofira mahara vanhu vagara vaparara nenzara

  • @rodnisunn936
    @rodnisunn936 22 дні тому +4

    I made my decision to go abroad and apply for citizenship there after I later realised that I could never enjoy my freedom as a citizen in my own country. It's very sad but I had to do this because I'm growing old and I need a better future for my kids. Raising a family in Zimbabwe from a paycheck is not easy unless if you're stealing.

  • @JimanBhubesi
    @JimanBhubesi 23 дні тому +3

    Whether it's a prophecy or a common sense, but this is the truth. Politics divided Zimbabwean a lot

  • @user-ho3jj6lt2p
    @user-ho3jj6lt2p 12 днів тому +1

    Thanks God bless you talent no one like you thanks brother
    Boterekwa rapera

  • @NosterMataya
    @NosterMataya 26 днів тому +3

    Hakuna zvakadaro mwari ndiye anemhinduro dzose hazvina kuipa kuva nemuonera was apostle chiwenga asi kubudikidza nezvimwe zvatakaona mukurarama varipo vainzi havanzwarwo nhasi varipi vakarova Pasi munhu kanhu kuna Jehovah mangwana chaiye kunoswerwa kwotaurwa zvimwe kana Jehovah vada vana vajehovha ini handisi muporofita asi zivai Kuti kuchema kwenyu Jehovah vakunzwa manzwikwa manzwikwa tarirai zvirikuita munyika meso enyu kumbirai Jehovah Kuti akubatsirei kuona kana satani achiri akakudzimayidzayi musatya musavhunduka musadenha nekuti kudenwa kwamuri kuitwa imi musingapinduri ndiko kwakutyisa mudenhi kusvika pakubuditsa masoja nemapurisa Kuti vakuvhundutseyi nekuti Jehovah achamuka akakupai Simba mese zvenyu rekuramba kumbunyikidzwa kwete zvemusi we SADC chero mukazviita hazvina shanduko hazvinounza asi ndopakutangira mavambo ekuramba zvose zvamusingade rambai makaisa kutenda Kuna Jehovah nekuti kuita kwenyu hamusi murikuita kwakadaro kwekupa runyararo Kuzvinhu zvamunoona Kuti aiwa zvanyanya izvi asi Kuti murikugadzirira kudya patafura yakachena huye yakaisvo naka

  • @mahafrika7116
    @mahafrika7116 26 днів тому +10

    I don’t think this is a prophecy but applying common sense. Ian Ndlovu I can trust. Melontic anoona even though prophecy dzake dziri more about death but they come true.

    • @rachelntini4252
      @rachelntini4252 26 днів тому +1

      He’s showing off how good he can see Zimbabwe with his education knowledge but what has he done to improve. Only a true man of God will ask people to stand together in prayer. Because they know what prayer can do. We Zimbabwe want to have a praying leader

  • @wyperchirinda1925
    @wyperchirinda1925 26 днів тому +7

    I trust this man all the time coz anotaura chokwadi thank God for giving us such man

    • @GamuchiraiMhiripiri
      @GamuchiraiMhiripiri 25 днів тому +1

      😂😂😂😂 hapana zvaari kumboprifita uyu kuzvigaya akarara hake maonero Ake zvikuita munyika

    • @DjKLCMasara
      @DjKLCMasara 25 днів тому +1

      I agree with you hama, vanhu havangode kunzwa chokwadi

  • @Subdue11091D
    @Subdue11091D 26 днів тому +5

    We serve a living God and loves us all as a nation. As a result nothing will seperate us from the love of God. All is well with Zimbabwe in Jesus's Mighty Name.

  • @HenryKarima
    @HenryKarima 20 днів тому

    For me I see prosperity in future we need to support hutungamiriri huripo nekudzidisana how to love each other discouraging our government is not the solution but to support what is positive nekunamatira hutungamiriri huripo, Mwari vakazvitendera sezvazviri so love, unity and piece comes from God as a gift kana tikatendera Mwari kuti vazviite torega kushoora nekunyomba vatungamiriri

  • @lovemoremuverengwi1268
    @lovemoremuverengwi1268 26 днів тому +4

    This is not prophecy but analysis

  • @lillie2917
    @lillie2917 25 днів тому +1

    Thus what surprises people! You the man of God, should ask or pray to God and ask for blessings in Zimbabwe not giving bad prophecies always!
    We all believe, God is a forgiving, Loving , protecting God! He says , knock ,the door shall open, ask , you shall be given! Ask on behalf of the people of Zimbabwe man of God.

    • @tafadzwamukuku5809
      @tafadzwamukuku5809 22 дні тому

      God has 2 sides, he loves a lot but he also gets angry one example that's why Sodom and gomora was distroyed

  • @patricktsimba8941
    @patricktsimba8941 25 днів тому +1

    Very true,l saw it happening today at unit J shops 😢 very sad

  • @LazarusSefala
    @LazarusSefala 17 днів тому +1

    Yes yes amen amen prophet Zimbabweans we don't love each others

  • @user-ho1td6iy7c
    @user-ho1td6iy7c 26 днів тому +6

    Chiwenga murwere, demon zvaro rinoda kungozikanwa kuti ririko, chiremwaremwa chezanu,aituka Chamisa but anotaura zvwkuoma kwezvinhu zvipi iye muzanu uyo

  • @honestmachirori4484
    @honestmachirori4484 17 днів тому

    It's only pain that will unite a people, when people start thinking by their hearts rather than their brains. Only then will we begin to feel pain the same and eventually UNITE.

  • @user-eq6zh6uh4m
    @user-eq6zh6uh4m 26 днів тому +7

    Kkkkkkkkkk chiwenga muporofita or analyser kkkkkkk usadaro hapana muporofita pasi pano,corrona wakaitadza

    • @normadchabikwa6001
      @normadchabikwa6001 26 днів тому

      Isu kumasowe takaiudzwa kungot we dont do zvekushambadza

  • @stanlystenily7515
    @stanlystenily7515 26 днів тому +3

    Man of GOD please give people hope, we are already in pain, please comfort the ppl that things are gonna get well than telling us that there's more disaster coming

    • @muvavaurikennedy5250
      @muvavaurikennedy5250 20 днів тому

      But kutaura choqadi hakuna kuipa chero chisina hope tu us mu Bible chaimo varimo vatumwa vaitotumwa kuzotaura shoko rerufu chairo kut ndawona wabaya😂

  • @danielgwama2195
    @danielgwama2195 24 дні тому

    I agree with this guy for the first time kumusha kwedu they are taking our stands owing mutero and they don't care chiefs are captured

  • @masimbanakarapa1571
    @masimbanakarapa1571 26 днів тому +1

    This is mot a prophesy he is talking what he knows and what is happening

  • @EvansHamunakwadi
    @EvansHamunakwadi 26 днів тому +1

    Zve Zimbabwe zvakutoda kutonga kwa Mwari nekuti zvaramba....🤔

  • @TendaivalentineMandaza
    @TendaivalentineMandaza 17 днів тому

    17 august yakatoramba because we are not yet united and we dont feel for each other ,

  • @tamarikwekweza5882
    @tamarikwekweza5882 15 днів тому

    True. Chokwadi chemahara

  • @ashlycone7155
    @ashlycone7155 18 днів тому

    Well said,Shona people think they own Zimbabwe,soon it will come to an end.

  • @LeonardJoe-s9o
    @LeonardJoe-s9o 25 днів тому

    Ndava namatire zimbabwe kuti ED abve pliz ashunguridza tese muzimbabwe

  • @alfredmoyo2467
    @alfredmoyo2467 26 днів тому +1

    Uyu anongotaura zvagara zviripo not prophecy.

  • @Michaelmushamba274
    @Michaelmushamba274 21 день тому

    The truth has been spoken

  • @user-jq9xi6eh2p
    @user-jq9xi6eh2p 21 день тому

    Zvanga zvagara zvakambonyorova hr ana chiwenga vakutopenga njere avo ngaasatihwise usimbe neprophecy dzake madenon nxaaaa

  • @fredmhofu6381
    @fredmhofu6381 26 днів тому +1

    Chero zvazvaita ndoo patimire zvaamanjemanje

  • @flavennhamomutema4362
    @flavennhamomutema4362 18 днів тому

    Ko Adonijah akazodii nezvigubhu zvikusukwa

  • @richmutsena9709
    @richmutsena9709 23 дні тому

    😢😢zimbabwe 🇿🇼 marwadzo

  • @SippeMngam
    @SippeMngam 26 днів тому +1

    Inoise chete nxaa huyai nezvinhu kwazvo pano

  • @libertchikwerengwe413
    @libertchikwerengwe413 25 днів тому

    Ngasatiudza Kuti zvinhu zviri kuoma pasina Kuti vanamatire Kuti zvinhu zvinake

  • @austintakawira2223
    @austintakawira2223 26 днів тому

    When the going gets tough only the tough guyz gets going

  • @GamuchiraiMhiripiri
    @GamuchiraiMhiripiri 25 днів тому +1

    😂😂😂😂😂😂😂😂uyu tamujaira noise hake chinoonekwa hapana kuda kuisa fear chii chatichaona chatisina kuona tatotindivara nazvo zvezanupf izvi aiwa tibvire zvedu kuzvimbirwa chaiko uku😢

  • @colletsibanda3284
    @colletsibanda3284 22 дні тому

    I don't think it's a prophecy hs just telling the truth Zimbabweans we have a big problem we ever u go on some places we're even afraid to speak shona when we meet other Zimbabweans 😢

  • @alecksithole1871
    @alecksithole1871 25 днів тому

    Amwe acho haasiriri maprophecy but ma analysis

  • @edwinmhini430
    @edwinmhini430 19 днів тому

    What is prophecy guys, what is the difference between prophecy and divination.

  • @vascosithole-si8bp
    @vascosithole-si8bp 26 днів тому

    Usatiitira noise unedzungu iwewe sparks

  • @RonaldZvemhari-kf2py
    @RonaldZvemhari-kf2py 26 днів тому +1

    Kwaaaaaa chiporofita chepi hasi muporofita zvachose Tale Uyo iduzvi nyaya dzekugadzira idzo mukaona situation yenyika Moti mwari vati kkkkkkkk dhoti

  • @AssaNgara-hj7dh
    @AssaNgara-hj7dh 24 дні тому

    Zvipropfita zvemuZim are only political analysis and are genuine

  • @zulusondhliwayo127
    @zulusondhliwayo127 26 днів тому +3

    But uyu hake haawanzi kutaura zvinopotsa

  • @SibongileSamuriwo
    @SibongileSamuriwo 23 дні тому

    Uri kuda kuita Peesident hre nonses dzidzisa vanhu kunamata kuna Mwari anorangarira zvauri kuzviona watibatsira nei bttr unyarare zidafi remunhu ndiwe zigoritoto

  • @bwestonibwestoni4661
    @bwestonibwestoni4661 22 дні тому

    HAA ZVAMAIMANJE TAA BOE

  • @EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz
    @EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz 26 днів тому

    Next time tiudze zvema boreholes not maprophet ako aya, taneta navo

  • @gordanmoyo8460
    @gordanmoyo8460 26 днів тому

    Itaivo kuti number dzema drilling dzinyatsoonekwa ndatenda.

  • @LangtoneMabwe
    @LangtoneMabwe 26 днів тому

    Good chiwenga talent

  • @clive-mq4fv
    @clive-mq4fv 23 дні тому

    That's very true

  • @davisonnjara4941
    @davisonnjara4941 23 дні тому

    The time to expose this charlatan has come.he is using his mind in the name of prophesy.Prophet Ian ndlovu is the real deal not ava

  • @TroyieMaddie
    @TroyieMaddie 21 день тому

    Apostole Ruzha tavajaira ava

  • @rachelntini4252
    @rachelntini4252 26 днів тому

    I haven’t taken time to listen to you. You are telling the truth. It’s very very sad. As you are a Christian please call for a fasting to all Zimbabweans to pray to God. I know most of Christians in Zimbabwe are educated but use their knowledge for show off . It’s sad . Very sad it’s true

  • @user-vq9ro2cd7d
    @user-vq9ro2cd7d 23 дні тому

    Vanhu vanoti tieikuporofita iwo vachiporofita zvinhu zvatirikungoona tese makadii kuprofita 2013 toziva kuti ndimwari kwete kutaura zviripaground ko mangwana zvikafumochinjamuchatii maporofita enhema

  • @BilyaletdinoMaphosa
    @BilyaletdinoMaphosa 26 днів тому

    This was posted ages ago on other platforms

  • @user-xz6jk9ty4n
    @user-xz6jk9ty4n 22 дні тому

    Prophecy from who is he a prophet, don't fool yourself

  • @WinnetMasarakufa
    @WinnetMasarakufa 24 дні тому

    Zvemaprophecies izvi taneta aiwawo kubva riiniko ,,these people they don't propheccy bt they analyse,xmmmm

  • @user-rz5on4yu2o
    @user-rz5on4yu2o 26 днів тому

    My best DJ

  • @kudakwashekadzinga7504
    @kudakwashekadzinga7504 26 днів тому +1

    Uyu taneta nekunyeperwa paya akati nyika ichatongwa napresident ane40 yrs 😂😂😂nhema dzegaga😢😢

    • @ronaldmunaki282
      @ronaldmunaki282 26 днів тому

      Akatoti ndakamutengera shangu chigubhu chiri kusukwa

    • @TroyieMaddie
      @TroyieMaddie 21 день тому

      ​@ronaldmunaki282😂😂😂😂

  • @leightachiveyi9907
    @leightachiveyi9907 26 днів тому

    Prophecy yei zvinhu zvirikutoitika

  • @user-lp4si4wb4c
    @user-lp4si4wb4c 26 днів тому

    Haiwaa zvinouya zviri pachena hazvo

  • @jerrynyauta6060
    @jerrynyauta6060 25 днів тому

    Chiwenga is not a prophet, he’s just a critic

  • @user-nh2iq2nm6k
    @user-nh2iq2nm6k 26 днів тому

    Apostle vagara havo vanoporofita zvinoitika

  • @Widzo3.3
    @Widzo3.3 26 днів тому +1

    Ian Ndlovu chibaba panyaya dzemweya. Morgan achafa, RGM achabviswa etc zvinoitika

  • @JankenKapolo-ie3xg
    @JankenKapolo-ie3xg 26 днів тому +1

    Unonyepa ndozvawatumwa nababa vako mnangagwa kuti upihwe Mari fustek go to hell auna divi iwe mxxxm

  • @mcdonaldk738
    @mcdonaldk738 26 днів тому +1

    Apostle ndianalyser not a prophet

  • @InnocentMalatji-qn8eh
    @InnocentMalatji-qn8eh 26 днів тому

    Izvezvi porofita ukada kuzvitevedzer unorasik vanongotauravo zvavo

  • @memorygoche2574
    @memorygoche2574 26 днів тому

    Zviporofita izvi zvichatiuraya takarivara😂😂

  • @willardhogwe4406
    @willardhogwe4406 26 днів тому

    Zvinhu zviripachena izvo

  • @Boomtargetfilms
    @Boomtargetfilms 6 днів тому

    he is not prophecy

  • @BlessingMuronzi
    @BlessingMuronzi 26 днів тому

    Mmmmm apostle

  • @trustchapfugama7490
    @trustchapfugama7490 21 день тому

    Ava vanorwara ava I think All them are fake akmbotaura yechigumbu now panemakore chisati chachena which means god is still busy washing a small battle

  • @ThimothyMurambadoro
    @ThimothyMurambadoro 23 дні тому

    It sounds more like a general statement basing on an assessment of current economical and political situation in Zim

  • @user-xv4dw7ss9e
    @user-xv4dw7ss9e 26 днів тому +1

    Even before election taingonzwa kuti prophecy asi hapana kana one zvayo yakabudirira 😅😅

  • @masimbanakarapa1571
    @masimbanakarapa1571 26 днів тому +1

    Chiwenga is not a man of God

  • @sibongilechipunza4949
    @sibongilechipunza4949 22 дні тому

    Taneta nazvo

  • @SusanMoyo-u5z
    @SusanMoyo-u5z 26 днів тому

    This is an old old prophesy

  • @Shashafiniace
    @Shashafiniace 26 днів тому

    Zvagara zviriko mekudakwachamisa kanawakambo wirirara kubvisa wamugabe chiichanetsa kuti wawirirane sepakutanga wanhu nyatsaikuongorora musati maitiswa sorry nemashoko

  • @wilbertmangava
    @wilbertmangava 26 днів тому

    Yeah

  • @tafadzwamusekiwah
    @tafadzwamusekiwah 26 днів тому

    CIo people

  • @user-ic8dt9ne8c
    @user-ic8dt9ne8c 26 днів тому

    Anonyepa uyo

  • @user-eq6zh6uh4m
    @user-eq6zh6uh4m 26 днів тому

    Joze anorova basa

  • @SippeMngam
    @SippeMngam 26 днів тому

    Nxaaa haiwa ngaafe iye fake prophet

  • @clivemuchemwa5607
    @clivemuchemwa5607 26 днів тому

    Masatanist aya kuda kubira varombo chete

  • @Naphtali-gq8rf
    @Naphtali-gq8rf 26 днів тому

    You dont need to be a false prophet to predict results of endemic corruption😅

  • @trustchapfugama7490
    @trustchapfugama7490 21 день тому

    Mubatirey pedo murwere uyo

  • @Shashafiniace
    @Shashafiniace 26 днів тому

    Zvagara zviriko mekudakwachamisa kanawakambo wirirara kubvisa wamugabe chiichanetsa kuti wawirirane sepakutanga wanhu nyatsaikuongorora musati maitiswa sorry nemashoko