i don't see any attitude issues here like many are saying .. Mbida knew somehow kut ndiye akuenda nechimuti .. that feeling of being a winner yakamutadzisa kugadzikana .. iBMW ka iyi musakanganwe + kungonzi wakunda vanhu vese pa zimdancehall clash is one pure feeling you can't contain easily 🦸♂️
Haa but zviriko here Libho can't compete with Mbida mupeye vezera rake this abuse Mbida ndiFreestyle king so Libho can't freestyle than Mbida haa that's not fair amana mmm
Haa mbida anorova but libho ngavamupewo chero mari because amira mira zvekuti dai vasina kuti akapela mybe aihwina kkkkk + mbida anotoswerera ma freestyle kauyo asi pa song ku studio hagone mbida kkkk another problem mbida mota icha driver nani inoswera yadirwa mutoriro
Talent can take you up but attitude and discipline will keep you there. Ndatopedza so
i don't see any attitude issues here like many are saying .. Mbida knew somehow kut ndiye akuenda nechimuti .. that feeling of being a winner yakamutadzisa kugadzikana .. iBMW ka iyi musakanganwe + kungonzi wakunda vanhu vese pa zimdancehall clash is one pure feeling you can't contain easily 🦸♂️
.keep trying Liboh don’t worry zvichaiita stable
Sound itsvina...level up chill spot
Mbida hoyoo 🎉🎉❤❤
Clash haisi yekuimba mangoma awaka recorder kare ndopafira libho clash is for free style
Mapfuma aJAH LOVE amukira Pana MBIDA
Thanks soul jah love copy and pst
Cheers 🥂 to super Nice records ndokwazvakatangira zva Mbidaa❤❤❤❤❤
direction chaiyo hapana apa discipline is the most important thing mbida
Its giving Fioooooo❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Sound quality matiuraya
Koahagone kigarikika here
😂😂😂😂 yeah l didn't make a mistake pakuva kuVigilance family, tosangana ikoko musi wa31 naWinky
I think there was supposed to be a women, s wat wat With their own price let gather here vakuti let's empower women in music
Why their separate price kana vachizvikwanisa vaingotiratidzawo ipapo panevamwe.
He is the winner but attitude yake ma 1.... Then kibbo well one broo keep on trying one day you are going to win it
Lol anoziva kuti muhombe
Yadii attitude ipapa😂😂😂🙌🏽🙌🏽
@@EmpireUnruly-fi3gvChi Anytime💥💥💥💥
My view too his attitude is bad
Whatever but he is the best on freestyle
Mbida aitoda Jah love. But kakusada kuterera kaanga achiita apo manage swatudzai mbambaira isati yakura.
Itori confusion iyoyo kt ndini hre apa ndaenda nayo 😂😂😂😂😂😂
Madhodhi hazvinzwike izvi
Congratulations to the Winner 🎉
next time isai mbida uyo na Nicky Vybes pane zvandikuda kuona
Anotyorwa-tyorwa round 2 Mbida uyo
Tsvaga payoutube panapa paStarFM iripo
Mafanz ezimdancehall aneproblem zvii zvirikuimbwa apa let's support zvinhu zvinrmusoro mbida anogona asi apa hapana zvirikiitwa
Fr ,can't even hear what they are saying lol
Ndoo freestyle yacho zve
Congratulations mbida D 🎉🎉🎉🎉
I know unopisa bro ramba Wakadaro Bt Gadzirisa Attitude yko chte chte bro usazonyanyoita SaBlot bro
Good discipline unoidi kumangoma ku clash pamusoropazvo... ma good guys haahwine uko
With that attitude anoita london boy manje manje mbada wenyu iyeye
Freestyle mukaitanga naMbida munenge makamira
Congrats Mbida D
I always said mbida is the king of freestyles after souljah love
Libho muhombe uyo
Congratulations young man
Please pfekedzai mukomana zvakanaka zvimabrugwa izvo ndezvei mukati and belt kukwidza brugwa
Congrats Mbinda
silent k sabotage
Congratulations to Mbida
Being honest with you guys munowanzira libho sabotage
Mbida ❤
Mbida muhombe uyo 🔥🔥🔥
Dj Fidel my home boy I see u
Eissh kudhakwa kwacho mupfana mbida
Haa but zviriko here Libho can't compete with Mbida mupeye vezera rake this abuse Mbida ndiFreestyle king so Libho can't freestyle than Mbida haa that's not fair amana mmm
Congratulations 😎 ✅
They should do a freestyle for about 30 seconds not kuti mafans akajamba munhu otomira pasina chatanzwa
Libho deserve something mufana uyu went Kuma final 2 😂
Congratulations chibaaaa
libho muhombe hake zvema ngoma chaizvooo
Congrats
❤❤💥💥💥 mbida chibaba
Finally he deserves it
Attitude ipi yamuri kutaura apa
Haana Order anenge parank
Mbida lacks discipline but he's good 🔥
Discipline yei ipapa 😂😂😂
@@EmpireUnruly-fi3gv Aewa anogona but munhu ngaaitewo order🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Hakuna discipline kumabgoma. Mukuru
Tough luck Libho, wakatamba game rakapera 😢😂
Problem yekuzvida mnje munhu ingoita ka behavior
Mbida💥💥💥💥
Congrats Mbida...bt ndezve zheti izvi.. Ras Domba outa DZ aiva mhanyisa vese avo..@Chillspot you know that
Mbida ndibaba uyo
Madhir
Chauya chi waaaa
Attitude ya mbida maone
He maad Mbida
Kutsika speaker
Mbida ndisoja love lite uyo
Akambozvitaura comic pastor
Sky Tee, akarova
Mbida fiona massive
Libho zvichaita stable
Jah loce chaiye
Kana chandanzwa zvangu pana mbida wacho
Mbida makapedza basa but mafana wank Libho usanyanya wara pako pachaita chte bcz irikungoendaka iwe ku final navo vese
Ndadzidze kuita hunhu
Improve ur quality
What about chichi
potai muchicompare libho nevanhu vezera rake boys anotyorwa mupfana uyo😅
taura hako wari kubiridzira mwana
Ichokwadi chocho
@@rodgersmurimaanogona asi maFreestyle anokwara
Mbida ndibhudhi vakomanawee
mfana hana discipline but ane chipo maybe mutoriro
Makabirira pogba
well deserved
Dzine STI hadzisi kugadzikana
Ummmm ko anenge achingofamba famba mbinga wacho sei..ahhhh.atitude maone
Congratulations mbida❤
Haa mbida anorova but libho ngavamupewo chero mari because amira mira zvekuti dai vasina kuti akapela mybe aihwina kkkkk + mbida anotoswerera ma freestyle kauyo asi pa song ku studio hagone mbida kkkk another problem mbida mota icha driver nani inoswera yadirwa mutoriro
Mbida ❤❤😅😅
Mbida
Ah type yemusic uyu haumbonyatsonzwa kuti varikutii
😂😂😂 unongonzwa ruzha chete
Izvi kana usiri mazviri hauzvinzwisise but ukatora Jamaican music woipindura kuisa kuchivanhu kwedu woti bvisei zvimwe zvinyadzi unogona kuzvinzwisisa kt zviri kuenda nekupi
Mbida❤❤❤
Achatofamba achititsika mufanha uyu
But mamusingafane kupinza mbida na libho imi aaaa mabirira 😢😢😢
Handi ndo final here 😅
Ko chipokooo chaSaurooo chiripiii
Regai atore hake mukomana anogona
Varikuimba kutiiko
Amana kaaa libho atadza ft
Chopedza basa mbida
ngaasiye ma drugs Ane kakusanzwisisa soo
His good but With that attitude
Ko dzungu ndereiko nhai Mbida 😂😂😂😂😂
Pakuda chiwa
Mbida asenzesa zvaiita mumastreets well known,
No he is good and confident
Papachida chipoko chasauroo
Haaah ndezvekumama izvi🤣
I said it before 😂
i like mbida but hapana zvaakaimba inyaya yekungoziikanwa chete
Why is vapfana vachifarira kutsika maspeakers
Mbida iMbada😂
Ko hameni ndini ndega ndrikuinzwa here? 😂😂
Hahaha neniwo
Silent killer was supposed kuenda ne BMW but security yakabhaiza dai yakamusiya akagara pa speaker ipopaya