Cheers to us who don't wanna say it's saint flow just because we fear kuti mukomana anotipinza pama1 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂JT 🔞 I a big fan of JT but ndichamusiira kuti haana tsitsi nemwana 😅😅😅😅😅😅
Honestly people they are just overrating Saintfloew, yes kugona anozama but not zve level ravakumuisa, we can't compare him to Voltz JT, we all know kuti Voltz is a GOAT, people must know the difference between GOAT and MAN OF THE MOMENT, Saintfloew was the man of the moment UNFORTUNATELY he's no longer the mam of the moment maybe he will be back again 🤷
Tokumbirawo musatienzanisirewo saint wedu nemunhu anokundwa na Michael magz saint ma league amakumuisawo soh kah makubhaiza ndokuenzanisa winky na holy ten makubhaiza big tym plus zvaoneka kuti hanuma kufunga xm🤐
Haaa Voltz idhara haaayi mhani🔥🔥🔥
Na geez anema 1 boys🔥🔥🔥
Chero Jt akati ey ey anovakunda vese .
A round of applause fi di comment
Chero akatoridza muridzo Jt🔥
😁kk, fair hre manje
Unenke unopenga iwe😂😂😂😂
😂😂 ndochokwadi
Gangster repaZim ma1 boiz🔥🔥
Jt ndewema1
Jt Maine amana
Don't ever compare JT with hip hop nephews 😂😂😂
JT ane ma1 ane maPlan 🔥🔥
Cheers to us who don't wanna say it's saint flow just because we fear kuti mukomana anotipinza pama1 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂JT 🔞 I a big fan of JT but ndichamusiira kuti haana tsitsi nemwana 😅😅😅😅😅😅
Saint ndomufarira asi apa aka nyunywa na JT
Honestly people they are just overrating Saintfloew, yes kugona anozama but not zve level ravakumuisa, we can't compare him to Voltz JT, we all know kuti Voltz is a GOAT, people must know the difference between GOAT and MAN OF THE MOMENT, Saintfloew was the man of the moment UNFORTUNATELY he's no longer the mam of the moment maybe he will be back again 🤷
Saintfloew zvamanje manje ndiye ane chimuti
@@givemorefletcherthom.3055 last year not this year
Fair
@@admirechenge1917 last year ne this year yacho arikupisa mkomana we tea
@@givemorefletcherthom.3055 you mean Bipolar ndoikupisa here, last year akangopisa pamasongs asri ake futi
Ngaabve kuNash kaa uone kuti unomunzwira muphone mako🤣
Jt akabva atoimba kkkk hanz Jt pama comments ese hooooyoo
Both of them are equally good, inyaya yekt vanoimba zvakasiyana
true
No😂😂😂 manyepa , nyangwe zvakasiyana pqne muhombe munotoziva voltz
JT 🔥🔥🔥
Im not a Zimbabwean but that guy anonzi JT maone
Dako rako unotii handisii Zimbabwean uchitaura Shona 😂😂
Jt ane ma1 boys
Haaa zvimwe ndezvimwe voltz muhombe 🔥🔥🔥
Topihwa one takarovatmz two Santa 💜💚 too di world 🌍🌍
Fire watta hoyoo ❤❤❤
JT munonyatsomuziva here imi xee moto uyo 🔥
Haaa zvipiko zvekumama vese vanokundwa naHoly 10
Zvese mungataura henyu but mwana anonzi Saint anondiitira shame iiiih finish
Obvious Jt
Anonz JT uyo musiye, ndatenda hangu👏😂😂chinogona chimufes ichi🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
JT🔥🔥🔥🔥
Jt hatipere tese🔥🔥🔥🔥🔥💥,,jt anokunda mese🔥🔥🔥
Kufananidza mazhanje neApple uku, in this case sendi riripaflo he is just a zhanje,
Freestyle rariri ma1 ndati😭😂😂✊🏻
Freestyle rariri ma1 ndati😭😂😂✊🏻
Santa hooyo🎉
Jt pamaComments ese
Saintfloew idhara
Saint floew to the world
@@RonniejnrTawona mukuziva imim ndimi munodiwa mucommunity
Saint arikuwanza chingochani neka producer kake
VOLTZ JT without a doubt🔥
Personally I love the hiphop sound 🔥🔥 JT akapedza
That is great and nice 🎉🎉🎉
Dont contaminate jt guyz nxaaaaaaaaaaaaaaaa😂
Jt tha king kwese
Voltz chibaba Painful JT Ane MA 1 🔥🔥🔥
Musaenzanise Jt nezvisina basa
taura hako iwe
Music yakanonoka kusvika munzeve dzenyu hntie hamuna kufunga baba😜
Haaa voltz JT
Jt siyanaii naye❤❤❤❤❤❤
JT is on fire
Boiz musaworster time muchicompare voltz jt nezvnhu zvisina Basa,,, nxaaaa
Saintfloew anogona asi JT killed
Voltz JT 🔥 🔥
Monya reTea
Tokumbirawo musatienzanisirewo saint wedu nemunhu anokundwa na Michael magz saint ma league amakumuisawo soh kah makubhaiza ndokuenzanisa winky na holy ten makubhaiza big tym plus zvaoneka kuti hanuma kufunga xm🤐
Saint floew,,, ane mamelodies Jt anongokana rym but hazvina kana Sound inonzwika...
futseke
futseke
Saintfloew 🔥🔥🔥
Saint aimba kunge akadzipwa nemadzihwa 😂😂😂😂
Voltz akavhuna for realzz🔥🔥🔥😤
Gangsta Boyz ummm Jt moto
Jt pamaComments ese😂❤
Voltz Jt natural talent respect king king🔥
haaaaa Jt ma freestyle anouraya ummmmm
JT #tag dallah64 ati VOLTZ🔥🔥🔥
Mwana wamai sibiya uyo siyanai nsye chopedza icho
Jt ndibaba
No offense i love these 2 artists saintflow chibaba JT ndi tateguru
Pane mbudzi ne Goat between the 2
Santa my favourite
hey jt idhara boyz
Tinashe Mutarisi pachavo knows kuti Voltz MAGETSI😅😊
Voltz JT gangster........ gangster repaZim all the way 😮😮😮❤❤❤
Aewa mukomna we tea chi mdara
Saintfloew ndibhudhi
Jt anokunda wese , Jt macomments ese
SAINT FLOEW 🎉
❤🎉
saintfloew killed it hoyoooooo
Voltz jt
Muchirine dzungu nanhasii😅 jt muhombe
🔫Then, Ma Verts, Now 🏹Kutidzorera mashure, Next Nop Makoni album🔜. What more do you got installed for us Jt😢❓❔🅿️⚡
Umwe is a melody rapper umwe is a deep rapper
Jt to the world guys🫡
Dai aisapisa aizopisa wacho ndian #jt❤
I respect JT voltz magetsi aya skelem
Hapana chozivakamwa siya izvi level ra kikky rinoda uite 20000yrs
Jt 🎉
Voltz to de world🎉
JT anema1 Boyz🔥
Voltz jt moto
Santa got the flow🔥🔥🔥
there are all good in their on style
Jt❤
Voltz mdara
Santa
respect saint
Jt all the way
JT❤🔥❤🔥❤🔥❤🔥
Santa aka trainer
JT kills
Voltz Flow Bol siyanai naye❤❤
Volts jt❤❤❤
voltz uuuuummm anopedzera ndati
Voltz jt painful 🎉🎉🎉
voltz jt
Jt ma1 volts to the world
JT hoyo💥💥💥
Voltz mawani 😊😊😊😊😊😊😊
Jt ibhuru ❤❤❤❤
JT was the only who did a freestyle
Volts mukuru uyo
Jt hazviperi mushe
jt wahwinha