Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Iyoyo yacho tirikuiziva zvedu as we can see the colour yejacket iyo... Tiri kuda iyoyo
lets gather here all those who, 1st like before even listening to the song because we know Enzo never disappoints👑👑 bvriiiii
The Deal Chapter 4 (official trailer)ua-cam.com/video/JLq5tnw4MoY/v-deo.html
This time not so much 😅😅
Makhadzi -Magear Reply(Official Audio Visualizer) feat King Shaddyua-cam.com/video/3uFLxpEEXBA/v-deo.html
Ndatozoona kuti Enzo haagone kutadza🔥🙌
Anongogona kugona chete kkkk
Iyoyo yellow ndiyo yatiri kuda iyoyo bvrrrrr🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Idzi ndongoma dzataiziwa kubva tichikura,Enzo wepa 👊👊👊👊👊👊Argentina
vakapikira kupisa ahoyiiii 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Regai azviti ENZO because ipfuti yemashuwa... chiraaaaaaaaa
Iyoyo briiiiiii keep it up bro .....nikuda one newe cz unopisa
Mwana wamambo, ndewa chadenga or kudenga. You choose.
iyoyo song is the best. l though it. was oskid production. saka simplex now has taste. keep it up
Mangoma deport Ribhe levels na Fantan. AHOYI
Bvunza murume waGamu🔥🔥🔥
Kudzi achiri kurema❤️😍
song ye Christmas 🎄 takaenda soo 🕺
Yes yes muzvambuuuu ipi iyyo🔥🔥🔥
Uyu haapotse uyu!!!!
First bar kuwanza moto hakus kubika 🔥🔥🔥
Pa yellow apo huchi kutapira 🔥🔥🔥🔥
Handei tese So #Stalion Party 🔥🔥🔥
Mwale Art ....anogona maVisuals mupfana uyu👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻
Ana KUDZI let’s gather here!!! Sando dzenyu
Pazorohwa garo apo ,,, haa kudzi mutema 💥☄️☀️
this beat should be our official beat as zimbabweans💥💥💥
What kind of Zimbabweans do we evolve to become with this beat? KOkungoti the beat is good zvoperera ipapo panekutipinza tese mubeat hahaha.
Ndo yatirikuda iyoyo
So hande tese so 😅😅😅😅😅😅😅 ipi iyoyoooo ❤❤❤❤❤ amanaka ini ndapenga
Vibez 🔥lit
🔥🔥🔥
Ipi iyoyo tikuda iyoyo ndiyo yatikuda 💯🔥🔥bhagamuu
Icho chabika rimwe hit 🔥
"bvunza murume waGamu" chakandwaaa!!!
I believe in grit, uyu mwana wevhu anoshanda#keep the energy Enzo
Uyu siyanai mhan
Enzo ishall haagone aiwa, anotogonesesa uyu kwete zvishoma
Cymplex producer of the year ngaapiwe hake horyt
Hitmaker....Chachida kaOskid soo
#iyoyo kuwanza moto hakusi kubika 🔥🔥
Uyu nyangwe akandituka ndotamba cz hayiiiiiiii anogonesa❤
Chiraaaa , kuwanza moto hakuz kubika
Uyu atanga nezvisati zvamboitwa kana nani 💐mupeyi maruva ake
Aya ma bvriiii 🔥🔥🔥
Yipi tirikuda iyoyo, iyoyo❤️❤️❤️❤️Kudzie the hitooo
Chopisa ichi🔥🔥🔥
ndeya levels here yaitaurwa apa neEnzo
Kudzi mutematema aka Stylan auya futi.... Team Enzo 💕🥰
IMWE TALENT IYO ua-cam.com/video/RdNYD2S-jhs/v-deo.html
Yassss 🔥 🔥
Ma1 aya🔥🔥🔥
Brrr 🇿🇼🏃🐐
'ndi KUDZI arikurema,,,,🔥🔥
Chakaipa!!!!!!!!!!!!!!
Iyoyo ndiri kuda iyoyo
💯🔥🔥 kuno chasvika
Brrriiiii 🔥🔥🔥 haaa Enzo wakanyanya wancu
Enzo hoyeee isa like apo
Chingoma che kisimusi chavapo, Enzo chibaba.
Hit yei ipapa.... Musade kufadza muunhu nezvisina bsa
chigama muri captain 🔥
mwale ndi king , gangster.jenduruman vakawanda vanokuremekedza ,
Aiwaaa🔥🔥🔥 kana uchiti Enzo chiGoat siya moyo ❤️❤️
Enzo uye mhaaaaaaaai...ndachema zvangu
bvriiiiiiii💥💥💥💥💥💥💥
java hona mwana uye oita manyemwe big up enzo
Creativity ndoiziva ndikainzwa ini... Ipi iyoyo
Chibaba icho!!Wakaipa Enzo
Uyu anopedza mfana wedzungu career,how can he challenge this 😏
Ehye ishamhu ndiye kudzi mutema zvesure achirikurema
Bvriii🔥🚀ndoyatikuda iyoyo🔥🚀
Mfanha akagona akasiyana naPassion uyu...ikozvino adzoka muTune...unorombeswa naPanga ukapusa mpfanha
💥💥CHIRAAAAAAAAHHHHH
Iyoyo wega unongomaziva ma system yacho
Am here for mwale art
Symplex 👏🏼👏🏼👏🏼👏🏼👏🏼
Ichooo , chakandwa chiraaa ,
Brrr🔥🔥🔥🔥🔥💯💯💯
Kaaa chuu zveshuwa
Kudzanai Kudzanai Kudzanai. Ndakubidder ndakanyarara
Saka Enzo pawaiti wasiya kuimba waida tizodii chaizvo 🤔🤔This song is 🔥🔥🔥🔥
🤣🤣🤣🤣🤣nhai nhai Enzo haaite
Sound iyo ihombe 💯🔥🔥🔥
Chirikupisa 🔥🔥🔥
ndikudzi achiri kurema 🔥
iri kunakira kure IYOYO....kuwanza moto hakuzi kubika shuwa o
hoyooo pamberii nechange
❤❤❤❤❤❤iii iyoyo ndiyo yatirikuda
chiraaaaaa!!!!!!
Ka beat kakarongeka aka 🔥
Maiweeeee🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥💃💃💃💃💃
Makanyanya baba wabata ngoma I love ths song iyoyo nyc baba wabata ukupisaaaaaaaaaaaaa iyoyo
Aiwaaaaaa!!!! TRACK RAKAIPA
Iyi ndiyo yatichatambisa kisimusi gore rino. Iyoyo.
I'm Ndebele, l don't understand Shona, but mmm ngoma iri ririkuseri kwekuseri, Ishall makanyanya
Here in Ukraine we've stopped fighting only to listen to your song ❤🔥❤
😅😅😅haiwa 🤣😹
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Eeeh🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkk haMa1 ayaa
😂😂😂😂🔥 wandiremera
Yellow iyoyo
mabrrrrr🔥🔥🔥
Number ma 1 irooo
Hoyoooo 🔥🔥🔥🇿🇼
Intro ma1 🔥
this song pamastage tichadambuka makumbo hedu. munhu wese sooo....flash. mafon achabiwa
🔥🔥🔥🔥thanks father..song ye Xmas tanayo
Chiraaa
Cheers to us we understand this liberation song yellow nation CCC to the fullest
Zvaimbwa papi izvozvo
@@tsitsitembo592 Uri dofo iwe enda uko
@@amayengepower9330 ndiwe utori dofo ukupinza politics padzisingakwani
Matanga
@@tatendagarira3426 unopenga iwe hapana zvaunoziva
ramba wakachitsika Enzo
Iyoyo yacho tirikuiziva zvedu as we can see the colour yejacket iyo... Tiri kuda iyoyo
lets gather here all those who, 1st like before even listening to the song because we know Enzo never disappoints👑👑 bvriiiii
The Deal Chapter 4 (official trailer)
ua-cam.com/video/JLq5tnw4MoY/v-deo.html
This time not so much 😅😅
Makhadzi -Magear Reply(Official Audio Visualizer) feat King Shaddy
ua-cam.com/video/3uFLxpEEXBA/v-deo.html
Ndatozoona kuti Enzo haagone kutadza🔥🙌
Anongogona kugona chete kkkk
The Deal Chapter 4 (official trailer)
ua-cam.com/video/JLq5tnw4MoY/v-deo.html
Iyoyo yellow ndiyo yatiri kuda iyoyo bvrrrrr🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Idzi ndongoma dzataiziwa kubva tichikura,Enzo wepa 👊👊👊👊👊👊Argentina
vakapikira kupisa ahoyiiii 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Regai azviti ENZO because ipfuti yemashuwa... chiraaaaaaaaa
Iyoyo briiiiiii keep it up bro .....nikuda one newe cz unopisa
Mwana wamambo, ndewa chadenga or kudenga. You choose.
iyoyo song is the best. l though it. was oskid production. saka simplex now has taste. keep it up
Mangoma deport Ribhe levels na Fantan. AHOYI
Bvunza murume waGamu🔥🔥🔥
Kudzi achiri kurema❤️😍
song ye Christmas 🎄 takaenda soo 🕺
Yes yes muzvambuuuu ipi iyyo🔥🔥🔥
Uyu haapotse uyu!!!!
First bar kuwanza moto hakus kubika 🔥🔥🔥
Pa yellow apo huchi kutapira 🔥🔥🔥🔥
Handei tese So #Stalion Party 🔥🔥🔥
Mwale Art ....anogona maVisuals mupfana uyu👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻
Ana KUDZI let’s gather here!!! Sando dzenyu
Pazorohwa garo apo ,,, haa kudzi mutema 💥☄️☀️
this beat should be our official beat as zimbabweans💥💥💥
The Deal Chapter 4 (official trailer)
ua-cam.com/video/JLq5tnw4MoY/v-deo.html
What kind of Zimbabweans do we evolve to become with this beat? KOkungoti the beat is good zvoperera ipapo panekutipinza tese mubeat hahaha.
Ndo yatirikuda iyoyo
So hande tese so 😅😅😅😅😅😅😅 ipi iyoyoooo ❤❤❤❤❤ amanaka ini ndapenga
Vibez 🔥lit
🔥🔥🔥
Ipi iyoyo tikuda iyoyo ndiyo yatikuda 💯🔥🔥bhagamuu
Icho chabika rimwe hit 🔥
"bvunza murume waGamu" chakandwaaa!!!
I believe in grit, uyu mwana wevhu anoshanda#keep the energy Enzo
Uyu siyanai mhan
Enzo ishall haagone aiwa, anotogonesesa uyu kwete zvishoma
Cymplex producer of the year ngaapiwe hake horyt
Hitmaker....
Chachida kaOskid soo
#iyoyo kuwanza moto hakusi kubika 🔥🔥
Uyu nyangwe akandituka ndotamba cz hayiiiiiiii anogonesa❤
Chiraaaa , kuwanza moto hakuz kubika
Uyu atanga nezvisati zvamboitwa kana nani 💐mupeyi maruva ake
Aya ma bvriiii 🔥🔥🔥
Yipi tirikuda iyoyo, iyoyo❤️❤️❤️❤️Kudzie the hitooo
Chopisa ichi🔥🔥🔥
ndeya levels here yaitaurwa apa neEnzo
Kudzi mutematema aka Stylan auya futi.... Team Enzo 💕🥰
IMWE TALENT IYO ua-cam.com/video/RdNYD2S-jhs/v-deo.html
Yassss 🔥 🔥
Ma1 aya🔥🔥🔥
Brrr 🇿🇼🏃🐐
'ndi KUDZI arikurema,,,,🔥🔥
Chakaipa!!!!!!!!!!!!!!
Iyoyo ndiri kuda iyoyo
💯🔥🔥 kuno chasvika
Brrriiiii 🔥🔥🔥 haaa Enzo wakanyanya wancu
Enzo hoyeee isa like apo
Chingoma che kisimusi chavapo, Enzo chibaba.
Hit yei ipapa.... Musade kufadza muunhu nezvisina bsa
chigama muri captain 🔥
mwale ndi king , gangster.
jenduruman vakawanda vanokuremekedza ,
Aiwaaa🔥🔥🔥 kana uchiti Enzo chiGoat siya moyo ❤️❤️
Enzo uye mhaaaaaaaai...ndachema zvangu
bvriiiiiiii💥💥💥💥💥💥💥
java hona mwana uye oita manyemwe big up enzo
Creativity ndoiziva ndikainzwa ini... Ipi iyoyo
Chibaba icho!!
Wakaipa Enzo
Uyu anopedza mfana wedzungu career,how can he challenge this 😏
Ehye ishamhu ndiye kudzi mutema zvesure achirikurema
Bvriii🔥🚀ndoyatikuda iyoyo🔥🚀
Mfanha akagona akasiyana naPassion uyu...ikozvino adzoka muTune...unorombeswa naPanga ukapusa mpfanha
💥💥CHIRAAAAAAAAHHHHH
Iyoyo wega unongomaziva ma system yacho
Am here for mwale art
Symplex 👏🏼👏🏼👏🏼👏🏼👏🏼
Ichooo , chakandwa chiraaa ,
Brrr🔥🔥🔥🔥🔥💯💯💯
Kaaa chuu zveshuwa
Kudzanai Kudzanai Kudzanai. Ndakubidder ndakanyarara
Saka Enzo pawaiti wasiya kuimba waida tizodii chaizvo 🤔🤔
This song is 🔥🔥🔥🔥
🤣🤣🤣🤣🤣nhai nhai Enzo haaite
Sound iyo ihombe 💯🔥🔥🔥
Chirikupisa 🔥🔥🔥
ndikudzi achiri kurema 🔥
iri kunakira kure IYOYO....kuwanza moto hakuzi kubika shuwa o
hoyooo pamberii nechange
❤❤❤❤❤❤iii iyoyo ndiyo yatirikuda
chiraaaaaa!!!!!!
Ka beat kakarongeka aka 🔥
Maiweeeee🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥💃💃💃💃💃
IMWE TALENT IYO ua-cam.com/video/RdNYD2S-jhs/v-deo.html
Makanyanya baba wabata ngoma
I love ths song iyoyo nyc baba wabata ukupisaaaaaaaaaaaaa iyoyo