Endererayi mberi Nebasa renyu faya we will support you. My problem is most people are negative. Dzidzai kusumudzirana after all these pple may dis each other but mangwana vanenge vavese
First thing Tanga waenda kunogeza mazino silent killer . 2 wanawo chikafu chinovaka hutano kwete musombondiya yako chasara kumanya Brian zvaunotaura so kana mukadzi unaye here iwe . Boss Seh cal musapindure munhu uyu pane chakushota pari akuda vaMadunge chete
The guy next to him always wanted to laugh hard and he was high as a bird
Ziso raneta nekuita red
Yava ngirozi yengozir mazino akutopfupfunyuka sadza raakasiya apihwa naJava asati adzokera kuAm mutundo wake asiyane naBoss Seh Calaz
Siyai mutoriro mukuru wangu
Hanzi makarukwa but muri ma zuda...mudhanditi 😂
Ukutoshayawo mari yechingwa zvayo wodenha Mr Something again
Anopenga uyo
Chimbosiyana na Boss yalla iweNgirozi just deal with Mad viper
Ngirozi yehondo yanga isina kukwesha mazino🥺🥺🥺
Hutsvina jahman ivava vanondibhowa
Bronco ndiyo yaodza mazino ayoo haachatocheni
🤣🤣🤣🤣🤣
Uyu anopenga chete uyu kuzageza mhani
Hapasi pese panoda kushanda guka , ndinokusiya pasi uchiumburuka ,, Seh Calaz muhombe ,
Siyai guka mukoma
Gukamakafala.. Rakakura kupfuura vhuvhuzela.. Togara tichiteerwa😂😂😂😂😂
Rasta vakuda ku taster roger#mira izvozvo mhani
It's sad how they are escaping the pain neGuka
Silent Killer ndinokurova mira Izvozvo Mhani
Siya madrugs hama cz mmmmm
Endererayi mberi Nebasa renyu faya we will support you.
My problem is most people are negative. Dzidzai kusumudzirana after all these pple may dis each other but mangwana vanenge vavese
Hanzii ko na jah man ava
Kufa kana kufemdaaaa😂😂😂
Kuzageza mhani eish tsvina yooo
Unotonzwa mumwe achifarira ipapa inzwaiwo taitsi mazimab hamuna kana tsitsi...batsirai munhu aktopenga uyo 2:00
Mupei Sipo yekugeza Uyo
Ndomudendere macho hee amana🙌😂
Enda unogeza usiye zvodhaka izvo. Uno mhanya mushini soon.
guys munotiyi nenyaya iyi
Idhodhi iri bos matsanga musarindure hapana zvinozikanwa
Ndewe Kumama uyu ambassador
Ahisi kunzwisisika kwairi kubva nekwairikuenda.ukaona shona yakunetsa kunzwisisa ma1 kkkk ndiwo acho amoti malines here kkkk
Ko nzara idzo hindava dzave dzemakara makara. Asi GukaMakafela rinochinja colour yenzara
Mukoma wangu sauro vaitaura zvine musoro vachi rymer kwete mutoriro uyo uri wangu bt wakashaya apa silent
Uchafa nenzara
Haaaaa kana haungambosviki souljar love chibaba
Uyuu anopenga chete uyu ibenzi arikutii
iwe ndiwe urikupenga
mazino nenzara hmmm zvoda kushanyirwa nemvura
haiwawo mboko iwe. Enda unogeza tsvina iwe. Tokutarisira mugirazi iwe uri tsvina kudaro.
Inin anditye vaudzei I don't care ndovawachisa 🎵 singing hangu..mubhandit akakwana
Felt like doing an audio to tell you uridhodho iwe..... Mxm
Mukadzi wangu
Get a life guys-imagine the guys around him ...this is so sad
Mtorori mtori havachadagumbeze kanapilo ziva wobvawazia
Mudhara wangu vakuru avo
Wanhu siyai ngwere iite zvayoda iiii mudhara uyo
Idzo ndidzo ngwere idzo
Separate music ne madrugs mogezawo jahman munotobhohwa
Kkkkkkk haaaaaa avawo ava vemulunduqwa ava ngavasiyane namambo veReggae
Aaaa baba siyanai ne gooker makupenga manje
Mitoriro tumbwa mbanje fodya hwahwa kusageza zvese ipapo mukuru we Shiri haaaaa zvakaoma
Just trying to translate to my English frnds bt ndangozot arikunamata nendimi
Ziso ne zino BHO hre
Kkkkkkk😂😂😂😂😂 leave drugs guys
Iri iduzviiiii
Hapana zvinozikanwa apa. Siya mutoripo iwe silent killer
Silent dai urimumwe wasiya guka wakutodomoka iwe
Dofo rema dofo mbavha
Uyu nganyarare zvake uyu ngambogeza guka ndoyakumuvhura wakutiita sebenzi inzwa zvavari kutaura haaa unomakisa mufana iwee iwee ndiwe utori tsaga manje since calaz haana nyaya newe mufana iwe hona ziso kuvhurwa sembudzi yabikwa nenyanga rongoochomoka setsime remujecha stq stq stq unomakisa mufana iwee
kweshayi meno
Silent killer ngatange agadzira ma awards ake ,paitorwa ma awards angari kupi
Wapera gara pasi
Kkkkk zvembanje ...ukutaura zvisina kana musoro apo
Ha unoziva bhanditi hachizi chinhu makanyanya baba
Mbanje munodziwanza mukuru
Mbanje zvadzinoita
Zim yuts neguka kkkkkkk keep it real
why guys!!! anyway ndikoko maOstrich
apa hachikweshe mazino
They will never be peace
Dziri kutii idzowo ngaatange anogona kugeza azogona kutaura zvine musoro
Haaaa ibvai APA ana silent kuipa
Lighter muruooko...maPwem pwem
we say no to guka...
guka aiwa hatiridi kkkk
Chokwadi ichocho
Blaz ava vapera sehondo hahahahahahaha finish ......
Mufana Culture Love apindira Blaz ava
Siya mutoriro king murikuterwa
😂😂😂 can listen to ngirozi yehondo week rese ndichinakirwa
Silent killer go to hell enda unofo urimukuru we shiri urishiri hwai bombo clatttttttttt
mitoriro yenyu iyi yakukupengesai manje
Kkkk mkuru silent ma1
mmmm guka papa
🎉❤❤ nice
Nice kudhakwa me guka ikoku
Guka pamusha paro
Iwe uri dununu chairo
Haaaaa iwewe hapana zvaunogona...ukumanikidzira wangu
Haaaa tanga wagona kugeza iwe
Haaa if kushaya was a person siyai mtoriro mokweshawo mazino
Ava vema herbs/mutoriro/guka siyana nekushaya
Tanga wanogeze mazino urikutisenesa
Mmmm ziii hangu semubhanditi but kwedu togeza 🤔
Ha comment section iripano yazviramba 😂😂😂
Haaaa mufana uyu anobhowa
First thing Tanga waenda kunogeza mazino silent killer . 2 wanawo chikafu chinovaka hutano kwete musombondiya yako chasara kumanya Brian zvaunotaura so kana mukadzi unaye here iwe . Boss Seh cal musapindure munhu uyu pane chakushota pari akuda vaMadunge chete
Gosho rako iwe
Tanga wanogeza iwe iri kutanda bhotso #Fokoro #StayAwayfromDrugs
Munoitwa wastaki na Calaz baba imi itai mushe
Uridhodhi zvako iwe
Guka rakashata
Wow
Kkkkkkkk idzidzondinaka havy
Silent killer uridofo geza mazino
Hahahahahahah ukushaya hahahaha hautsvage mbiri wakabuda usati wapinda hahahahha
Rufu yekumage
Ziso bhooo here
Akaverenga comment section anofa ne bp kkkk
🔥🔥🔥🔥 Vema curtain
Siya zvinodhaka iwe bhangu
Tanga wageza
haa idziwo idzi dai dzasiya zvinodhaka zvadzirikutaura zvirikungocrusher crusher
Siai guka boyzz
Kupenga ka uku