To those against the ruling party I say a fool knows but the point is to understand chamisa has a vision but the way he wants to operate n bring back Zimbabwe into a better country is the one which make him a traitor because he wants to bring back the whites into Zimbabwe
Hwenje nyatso isa mu Traveling gear chaimo,,,,,chipo nde chako usadzokere shure...pamberi ne chipo chako....chikomana chiri kurova nziyo dziri kunakidza Total marks 150%
This song can be sung with someone with no future , never skool before ,anodhotera musango ,uye akaberekerwa pa mharadzano panorasirirwa mhepo dzemu village .Gava Mwedzi chaiyo .Akaberekwa ne rape asina baba kana hama .Akamirira kurarama ega ,saizvozvi masaga echibage achatengwa chimbo ichi ,uchandodhakwa obva osura kukanganwa kuti pfungwa dzake ndedze juru...Kufa kuraswa
This guy is only looking for favours next door yako ikutoshaya food asi iwe ukuguta nekuimbira munhu akauraya hama dzake kana ku Zhombe James Mukoma wake akangexasingamubarsire akangozomuviga chete
I'm not a Zanu PF supporter but iyi music ndinoridza. Inonakidza
Magitare munogona asi manzwi ekuimba hamuna mukoma wangu .since 1980 hamusati masvinurawo nanhasi !
Long live Zanu Pf
Ngaapinde hake mukoma ☝️☝️
When zanu is done with you uchazoona kuti young man ndiani?
karikunaka wena kanotambika takaenda kunoisa vote Pa yellow pana Young man ipapo
mukomana ndiye ane makey enyika akaona makusvika pakutora tax kurovha rakuzama zama betting kupererwa last number
music zvayo munorowa hwenje, chipo munacho.
Makabaya shumba😂😂😂
Aiwa ngoma mobata hwenje .
To those against the ruling party I say a fool knows but the point is to understand chamisa has a vision but the way he wants to operate n bring back Zimbabwe into a better country is the one which make him a traitor because he wants to bring back the whites into Zimbabwe
Small boy to you ma zanu but to some of us he is the one we want,go young generation,chamisa hoyeee
Hwenje kuyimba mogona ndimi chete masara mogona mu zanupf
Taura zvako chief chamisa anonyepa dai aida kutungamirira vanhu angadayi akaratidza
Mhata yako vanhu tiri marombe nenyaya yevanhu ava
The world needs young generations out old cows forward Chamisa
Ngaapinde hake mukomana CCC ☝️☝️☝️☝️☝️💛💛💛💛
I’m in love with your songs shumba
Unogona Mukoma wangu
Viva Shumba, viva Hwenje, viva Zanu Pf
I think you are very let me ❌❌❌❌
Pa zanu ipapo pfee
Arikuchemei ko young man
Ed chibaba musanyeberwe
Small boy for us ,Chamisa has my vote 2023.tinokuda Chamisa mwana wamai Nero CCC huchi
Makahodiii 😂
ngoma mobata baba zvimwewo tichasangana 2023
Ed pfee kupiko iwee ezvino vaimbi vakubhadharisa nechibage kuratidza kuti nyika yava marengenya
Chamisa is a youngman yes but i like his vision.He can take us to the promised land.If the truth be told,you have talent brother
Take yourself to that land why wait for Chamisa to take you there 😂😂😂😂
@@obertdzvimbo3295 kliklikli
Makanyanya chibba Ed pfee
Haaasi Moses kauyu😂😂😂😂
Ngwere yemimanzi
Arikupinda nyangwe zvidii
Very soon you will be in the same shoes that of Tambaoga . Zanu chiwororo
Hwenje nyatso isa mu Traveling gear chaimo,,,,,chipo nde chako usadzokere shure...pamberi ne chipo chako....chikomana chiri kurova nziyo dziri kunakidza Total marks 150%
Hwenje handeyi
Young Man arikurohwa
Chief muri duzvi imi
Urishasha
small boy mustudio chete chokwadi zvenyu munochiziva. music munorova zvenyu
Uyu ndoanochitama manje uyu
i don't belong to any political party , but i enjoy your music
Kkkk even me dzorovaa idzo hwenje
viva
Muchazonyara rimwe gore
LET'S GATHER HERE...music munogona baba ASI (but)😄😄
vari kuresva zvekuimba chete
One munhu asara anogona kuZanu😂
Kuteya ngwena ne nicles wakazvinyepera small boy wakaipa chibaba kkkkkkkk
Ed pfeee
Rapist no
Viva Zanu pf. Chief murikuseri
Good music batana na poul madzore
😅😅😅😂
Same riddim sa jah ruster farai
Hapana anoramba bba vake nokuti vatadza kutenga sugar nechingwa
🚦🚦🚦✊✊
aikaka
🚦🚦✊✊
CCC pamberi pasi nembavha
PFEEEEEEEEE
hezvoo
chandinodira zanu ndechekuti hapana anosara mu box rekutambuda
ccc chamisa
Same bit , same words 😂😂
Uri duzvi
Kuimba munogona chief but pekuzodhisa mukomana apo mandigumbura
This song can be sung with someone with no future , never skool before ,anodhotera musango ,uye akaberekerwa pa mharadzano panorasirirwa mhepo dzemu village .Gava Mwedzi chaiyo .Akaberekwa ne rape asina baba kana hama .Akamirira kurarama ega ,saizvozvi masaga echibage achatengwa chimbo ichi ,uchandodhakwa obva osura kukanganwa kuti pfungwa dzake ndedze juru...Kufa kuraswa
imi makatoendawo here kuchikoro kwacho nezvamunonyora izvozvi?
🤣🤣🤣🤣kunevanhu vanotuka veduwe ndaswka zvngu
Hwenje anogona kuimba bt ma songs acho chete ndoma 1
Not about music but chiVocalist😅
Pamberi ne ZANU vakuru mdc ndeye bhunu chete viva garwe... Chigaba chehuchi hachidirwe mavhu
Iro garwe rekurepa vana🤣🤣🤣😂😂
@@erisherm.8451 It comes with being the president
The only party that wjll take this country forward its zanu pf and we have to sort those who use zanu pf for the sake of their intrestes
mumhanzi morova but vanhu vamukuimbira vaparadza nyika takuita marombe swero mbeya nenyika dzevamwe
haagone mufesi uyu anongotaura chete nxaa ma ZANU ma Satanist
This guy is only looking for favours next door yako ikutoshaya food asi iwe ukuguta nekuimbira munhu akauraya hama dzake kana ku Zhombe James Mukoma wake akangexasingamubarsire akangozomuviga chete
Telented but no future!!!!
nxaa
Wasted talent 😢😢😢
karikunaka wena kanotambika takaenda kunoisa vote Pa yellow pana Young man ipapo
One munhu asara anogona kuZanu😂