Brother nemupurisa zvaSabhuku wotozviitawo Sabhuku-Chief Mutasa's traditional court

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 26 вер 2024
  • Brother nemupurisa zvaSabhuku wotozviitawo Sabhuku-Chief Mutasa's traditional court

КОМЕНТАРІ • 39

  • @waltermakwasha
    @waltermakwasha 3 місяці тому +2

    A real leader ,this guy is sharp.Maoko kuna Chief Mutasa.

  • @KiethyWande-c7d
    @KiethyWande-c7d 3 місяці тому +10

    Tichaona nhamo gorerino nekuoneswa miti ma media aya zvakaoma ...shuwa kusiya vanhu vakagara muchitorana nemiti nxaaaaaa

  • @emmanuelmahove9989
    @emmanuelmahove9989 2 місяці тому

    Good leader

  • @jjspumaz
    @jjspumaz 3 місяці тому

    Goodwork Chibanda Keep on pushing zvinoita chete

  • @tallentchingovo3917
    @tallentchingovo3917 3 місяці тому

    Hon'o izvo tazvihwa izvo...vanoda kubira Sabhuku, asika ko ava vakadzi vandinoona padare nhambo dzese ndivanaani ava? Please ndibatsireiwooo

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 3 місяці тому +2

    Kumbotaridzwa musoro une zvima dreads zvozoenda kunotatidzwa miti hezvo nhai ana Chibanda ndookudiiko ikoko? Kana munhu achitaura ndiye anobudiswa mhani ma saskam ema cameraman makamawanepi

  • @thobelikhayandlobvu765
    @thobelikhayandlobvu765 3 місяці тому

    Chibanda you are doing a wonderful job but camera iri kuwandira mudenga

  • @thobelikhayandlobvu765
    @thobelikhayandlobvu765 3 місяці тому

    Dzikisa camera yko my dear makomo nemiti haana Basa thank you

  • @alisonzuva8822
    @alisonzuva8822 2 місяці тому

    camera mudenga nemumuti inotsvagei? Please camera to the right places.

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 3 місяці тому +1

    Ini mutupo ndiri Soko makwiramiti but nhasi ndaitwa Soko maonamiti ndi Chibanda😂

  • @maudenyamandi6239
    @maudenyamandi6239 3 місяці тому

    Chirungu chaVashe chakanaka zvikuru but l doubt kuti vazhinji vanozvinzwa.

  • @rodgersmakaza
    @rodgersmakaza 3 місяці тому

    Cameraman please tell people kuti your court sessions are recorded and published pane kuenda mumiti. Why are you doing that?

  • @jabulanimutasa4267
    @jabulanimutasa4267 3 місяці тому +1

    Cameraman we page iri akadhakwa last number. Unotoshaya kuziva kuti dzirimo here? Imi a chibanda tangai matsvaga cameraman kana murimi mutori ne problem hombe

    • @manasschibanda
      @manasschibanda  3 місяці тому

      Sorry

    • @lovemorechinyadza6603
      @lovemorechinyadza6603 3 місяці тому +1

      Ndaiti ndini ndega ndiri kuzviona ngaagadzirisa ipapo Kwete kutionesa miti tinenge tishishandisa data toona miti that's it's nonsense

  • @it3788
    @it3788 3 місяці тому

    Komukutora miti hindabavana zigo😮

  • @Jigsawblue-lb6kr
    @Jigsawblue-lb6kr 3 місяці тому

    Hmmmm padare paita vakadzi vanogeza apo kwakanaka here

  • @Clubber_Lang_
    @Clubber_Lang_ 3 місяці тому

    Ava vari paseri apa vana vaChief here? Nhasi kwakaipa, kunoda kuendwa uku.

  • @gilbertguzha5373
    @gilbertguzha5373 3 місяці тому

    Camera yachibanda asi inogara yakasungirirwa pagumbo kani tinongowona miti nemisoro yevanhu

  • @LorettaMangoma
    @LorettaMangoma 3 місяці тому

    Uyu anopenga nekutora miti uyu nxii

  • @proudmatutsa4653
    @proudmatutsa4653 3 місяці тому

    . Nhai vachibanda miti tinei nayo.

  • @RozinaTeedzayi
    @RozinaTeedzayi 3 місяці тому

    Mhenya ini ndadzionawo

  • @RozinaTeedzayi
    @RozinaTeedzayi 3 місяці тому

    Samson ibva pamberi pecamera

  • @St-G2
    @St-G2 3 місяці тому

    Manas waane matama. Basa ririkufamba 😅

  • @melverchawasema4905
    @melverchawasema4905 3 місяці тому

    Tiinzwe zviripano nhasi

  • @RudoMukombe
    @RudoMukombe 3 місяці тому

    Vamutasa vkamboita judge asi

  • @francischarewa2195
    @francischarewa2195 3 місяці тому

    pane mhenya mbiri dziri kubudikira kurwuji rwaMambo uko muri kudzionawo here varume

    • @St-G2
      @St-G2 3 місяці тому

      Dzoda kuiswa ehe ndadziona

    • @tmaktmak1464
      @tmaktmak1464 3 місяці тому

      Dzirikutaswa ndi Mutasa

    • @SelinaTangai
      @SelinaTangai 3 місяці тому

      Vana sikana vaMutasa

  • @tseletshuma8451
    @tseletshuma8451 3 місяці тому

    Ukuru hunodiwa zvokwadi