Mark Chiita Basa Rako Denga Rakakuzodzayi Mwana wekumusha, Moramba muchitsvaga Mwari Vakuchengeteyi, Waya dzaunoridza Mukoma Mark hadzigadzirwe panyika ino, pane kwadzinobva, God Bless You Mark My Brother, Homeboy Basa SeBasa Hapana Chekumirira, If i was not called into ministry ndaiuya kuzojoiner Band renyu, zvakadaro we are together, More Grace, More Favour Mukoma Mark
That leader guitarist is deadly.He's still yng and he'll go far.The band leader is also good at choosing stars who seem to be the cream amngst guitar players. The band is comprised of yng and energetic youths who if not disrupted will be around the world.
Team M a Musician Handina Godo Uku Ndokuimba Mwana Wekumusha, M a Pastor But when you sing pane zvandinonzwa Mukoma Mark, You came the right time, My First Time To Comment Music Inogona Mwana Wekumusha, I will meet you one day a talk, Infact Mark Wakadanwa NaMwari Kuzoimba, ndataurawo ndirimuoffice yangu
Mark Ngwazi the best on top of the rest good music akatanga achigona uye acharamba achigona
Mark is a polished musician indeed. He has churned out hit after hit. He needs to soldier on at that tempo.
Wayaaa wayaaaaa
Lead Iyo Yakanyanya Guys Salute 👌
This guy is a top musician
That guy Obert Mangwani ipfuti,mvuto,❤
Ndafungana makare Ndakananga Kariba mubhzi riya Power coach ❤
❤ wayaaaaaaahhhhj wayaahhhh
Mark Chiita Basa Rako Denga Rakakuzodzayi Mwana wekumusha, Moramba muchitsvaga Mwari Vakuchengeteyi, Waya dzaunoridza Mukoma Mark hadzigadzirwe panyika ino, pane kwadzinobva, God Bless You Mark My Brother, Homeboy Basa SeBasa Hapana Chekumirira, If i was not called into ministry ndaiuya kuzojoiner Band renyu, zvakadaro we are together, More Grace, More Favour Mukoma Mark
Lead wako anogona sahwira, murikubika Music Boys Ndokuti Madzimbabwe Uku, Thanks For Showing others the way and motivation
Wakudzokera panana gudo muriwo manje ...good song kwete zve pressure zviye
Que o nosso Bondoso Deus continue lhe abençoando meu Ídolo 🎉🎉❤
Lyrical content mufesi muhombe uyu size 7 half yebutsu ❤
Thumbs up Lead man i like i like
Famba Mark ❤❤
Well-done Mark🥳🥳🥳🥳
That lead guitarist is 🔥🔥🔥🔥🔥
Lead giter ummm akaipa
Mark for president 2028
That leader guitarist is deadly.He's still yng and he'll go far.The band leader is also good at choosing stars who seem to be the cream amngst guitar players. The band is comprised of yng and energetic youths who if not disrupted will be around the world.
Haaaaaaaa 😀😀😀😀😀 uyu anonzi Ngwazi uyukaaa aiwa mupei zvinhu zvake achiri mupenyu hake coz ummmmm ndatenda hangu 🙏🏽🙏🙏🏽🙏🏽🙏
Ahhh mark ngwazi plz wandifungisa kure
Anogona mark ngwazi
Anogona munhu uyuuu❤
Lead iyo hmmmmmu huchest
Good Mr ngwaz ramba wakadzvanyaa
Music is on top no complaint quite powerful melodious but lucking dancers ❤❤❤❤❤❤❤🎉
This is a nice song
Good sound, good message 👍
Mark the maestro, haa uyu anogona. Obert Mangan munobata basa bro
Father ten years team management anorowa anogona wena lead bass ose magitare anogona wena rhythms
Mark to the people
Outer joy center
Nharo nezvine nharo❤
Good massage ❤
waiting for it
Ummmmm uyo akabata Lead haana kumira good 👍👍👍
Good sounds Mark
Album yandinonokera iyi. Ndakaimira apa haisi kubuuda ahhhhhh, Mark ka. Mufana anondigonera uyu.
Tipewokami baba Mike uuuuuuuummmm nyemu nyemu zvanyanya izvi eish tamirira tanzwa
Iyi ma1
une chipo mark ngwazi wasimudzira sungura yanga yanyudzwa ne zim dance
Mark to the WORLD🎉
Wire dza Obert Mangani father 10 years ndodzimwe dzichaturaya takavarairwa
ko zvanotopedza mkomana wenjanja 🔥🥂
Hoyo hoyo hoyo 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Good mark
Somewhere lead like J C and Tembo
Famba Mark Ngwazi
Musoro bhangu Vakuimba zve Kupakurirwa nyama unotorwara chete iwe
dzoobatanidza manzwi zvakarongeka
Wakanyanya ngwazi
Ayipo wani pauzukwende 😢😢😢😢
I was disappointed chaiko 😢
UKU NDOKUGONA
Munhu anogona uyu apa lead 🔥
Ari kurova lead zvese nerythm
@@ossynyax854 ane chipo ummm
Haasiriye here obert mangani here uyo hii team management anorowa anogona wena 😊
@@crispenmadzamba6467 ndiye ummm anogona uyu
Wapera vakuimba zvesadza
hapana zvamuziva bamunini bvisai chiheti chawakapfeka icho ndoo chinokutadzisa kufunga iwe imbwa iwe waunofunga kuti anokunda ngwazi ndiyani
Rovai bhora mberi wakkannyanya Ngwazi
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Mark never disappoint
Kupera kwachaminuka
Imiiii makapera musati matanga wanii😂😂😂😂😂😂
Dance manyama, give that man a Bells
Anogona zvake sando dzake
Famba! Famba! Famba! Mark
Iyi good song Mark kwete zvinyambo zviya
Ma one
Wire dza Albert Mangani dzirikupopota baba
Yaaah Zidzoro iro rakakurira zviripo ndazviona ...famba mwana wami sisiriya
Urichibaba kunge chamisa
Mark ngwazi idhara iri
ko madancer atotanga akacharger song ichingotanga
Father 10 years
Ma1 ayoooo❤❤❤❤
Mark unondiitira gyz
MaDancer acho anongogara aka picker all the time yangwe song ichiri paSlow mode
😂😂😂😂😂😂
Ma dancers manyama
Obert mangani
Chibaba icho paDance floor apo
Lead ma1 ayo
🔥 🔥 🔥
Ichi chinogona ichi live yacho hayina kana ruzha wena
Chopisa ichi
Unogona mark but taneta kumirira zvisiri kuuya kani tipe tinakirwe isu
Hande mwana wamai Sisiriya
Uri chibaba iwe
Live ichiri kunetsa apa zviri kushata
Godo ndoriziva bt uhu huroyi
@@jumanji7629 mukosho wamai vako duzvii
Haunganakirwi nevaimbi vese
I think its because its unreleased song maybe haasi kuti nemo nemo for now
Team M a Musician Handina Godo Uku Ndokuimba Mwana Wekumusha, M a Pastor But when you sing pane zvandinonzwa Mukoma Mark, You came the right time, My First Time To Comment Music Inogona Mwana Wekumusha, I will meet you one day a talk, Infact Mark Wakadanwa NaMwari Kuzoimba, ndataurawo ndirimuoffice yangu
Good songs
Lead iva nechokwadi
Ichi chibaba
Ko Mark haanakuzobuditsa iyi sei?
Lead guitar kumberi eish.
😂😂😂😂ndaita kunakiriwa zvangu niiii famba ngwazi
Mutunhu unemago
Magi tare AVE Boe manje mark BATA ipapo
Macheso ngaadzosere mwana drummer wake ahhh
Vana ndivo vanoda kundotambira Real Madrid the biggest team in the world 😅😂 unoda vafire kuLuton here
😂😂😂 saka iwe ukawana basa rinobhadhara unoramba uripane risirikubhadhara here
Chakaipa
Father ten years
Mark Ngwazi kukara maAlbum ose hapashaikwe song inotaura zvekudya kkkkkkkkkk
Iwe ukwane Mark 😂😂😂😂😂😂😂
Uyu mukomana unogona gyz massage kuseri
Uyangenzela mfowethu salute
7 june munomama nengoma😊
Kure ikoko
😂
Ngoma dzako here
Ngoma dzako here
Sekuru gudo😅
Butsu size 5
URIKUTAURA AUSATI WAEMBA WAAKUIMBA TICHAKUZA
Kuti ndiwe wakamutengera Guitar🎸🎸🎸🎸
😂😂😂😂😂 sota