Stufflage Bire (38) Anoti Akanoromba Mushure Mekuona Tapiwa Nyamanhindi Achiita Mari

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 28 вер 2024
  • Stufflage Bire (38) Anoti Akanoromba Mushure Mekuona Tapiwa Nyamanhindi Achiita Mari #tapiwanyamanhindi #tadiwanyamanhindi #Stufflagebire #kuromba

КОМЕНТАРІ • 84

  • @mitchelltinotenda1580
    @mitchelltinotenda1580 Рік тому +11

    Nyaya idzi dzakubhohwa

    • @Bombshelltelevision
      @Bombshelltelevision  Рік тому +4

      Yes but with another point of view it's educating us eg dont trust anymore especially Vanhu vausingazive,, kunyanya Vakadzi Vanoda Varume vanemari learn Kushanda so I think it's not that bad 👀🙏🙏

    • @kingjamesZW
      @kingjamesZW Рік тому +2

      @@Bombshelltelevision nyaya dzakadai dzakanakira kuti vanhu tiziwe kuti dzimwe mbinga dzakapingwa

    • @emeldanyamhunga7737
      @emeldanyamhunga7737 Рік тому

      Taura hako

    • @sinkiwesaimon2720
      @sinkiwesaimon2720 Рік тому

      @@Bombshelltelevision havasisina rimwe basa

  • @tsitsialfonso401
    @tsitsialfonso401 Рік тому +4

    Mabasa ehusimbe chete iwaya, ukashanda nesimba God will bless you

  • @aishakariyo826
    @aishakariyo826 Рік тому +15

    Hubenzi hunotangira pakugara mustreet zera rako nemakuriro ako ayaa kuda zvakachipa

  • @tawandatrappessy3123
    @tawandatrappessy3123 Рік тому +8

    i wish nyaya idzi dai marega kudziisa pamedia nekuti maituro aya muchakonzeresa vanhu vakawanda tsvagai nzira dzamunga batsira vanhu ava izvi zvemedia makuita semukukurudzira

    • @memorymunyama70
      @memorymunyama70 Рік тому +1

      Taura hako hama

    • @collenhove1876
      @collenhove1876 Рік тому +1

      Yeah very true zvakuita kunge vava kukurudzira vamwe kuti vaendewo plus all homeless will end up take that route

    • @Dephinenhamoinesu
      @Dephinenhamoinesu Рік тому +1

      Exactly my thoughts " normalizing the abnormal"

    • @rambochauke710
      @rambochauke710 Рік тому +1

      Chokwadi mavakuuraya hunhu

    • @tafadzwamalamba3504
      @tafadzwamalamba3504 Рік тому +2

      Iva vanhu vakuita advertising n'anga iyo neivava vepage iri yatova advert iyi

  • @howardabimu7523
    @howardabimu7523 Рік тому +4

    Mukoma Saint pliz dai maita kuti nyaya dzakadai musaita muchidzi buritsa pamhepo nekuti vazhinji ndawona vatora nzira iyi senzira yakanaka yekuita nayo mari, Zvinozova nekubara dambudziko mangwana kuvana neruzhinji rweNyika.

    • @rambochauke710
      @rambochauke710 Рік тому

      Chokwadi chizere

    • @FlorenceSithole-vn4xt
      @FlorenceSithole-vn4xt Рік тому

      This is so true, zvikuuraya ruzhinji kunyanya vana vatinobereka nowadays vaakungoda fast and easy money

  • @franktanakandlovu9797
    @franktanakandlovu9797 Рік тому +3

    Situation yenyika ikutuma vanhu kuita yose yose

  • @sibombawa9678
    @sibombawa9678 Рік тому +2

    Ko munotorerei nyaya dzaUncle Saint, aaaaaaah hamunyari

  • @julietmatare4854
    @julietmatare4854 Рік тому +6

    Guys pple in zim we need deliverance,work hard you can get everything what you what, believe in god

    • @chipomarimo2608
      @chipomarimo2608 Рік тому

      Vashande kupi no industry tarisai moone kuti akabva rinhi arimustreet

    • @julietmatare4854
      @julietmatare4854 Рік тому

      @@chipomarimo2608 thank you for you reply,this guy is not a street kid, is a person who is doing his job,keeping cars and washing them,he was suppose to wait for blessings from God .justice for being patient ,all those who are rich they suffered a lot before.Everything have time 📖🙏

    • @SimaoSaide-i9n
      @SimaoSaide-i9n Рік тому

      Noise level yako irikuwanda siya vanhu vaite hupenyu hwavo wada itawo

    • @SimaoSaide-i9n
      @SimaoSaide-i9n Рік тому

      Ma prophet ako ivovo vamwe tisu totova rombesa

  • @sharontangirai1262
    @sharontangirai1262 Рік тому

    Saka wakarombera kupiwa 20usd kugezesa mota here inga zvakaoma

  • @brendasimango6847
    @brendasimango6847 Рік тому +1

    Mhiko dzinotaurwa here mukuitawo interview yemadhoti kuromba kweiko tibvirei makutibhohwa

  • @AlbertinaMakosa
    @AlbertinaMakosa 4 місяці тому

    Aiwa tibvire apa

  • @ephraim.pndebele8601
    @ephraim.pndebele8601 Рік тому

    Its the same ne nyaya ya java na mlaudzi zvaive zvekunyepa zvose mlaudzi aitonyepa at all market strategies

  • @tichaonargwafa565
    @tichaonargwafa565 Рік тому

    Inyaya dzekunyepa idzi

  • @achibvongodze3607
    @achibvongodze3607 Рік тому

    Ndimi vanhu munozotinetsa mangwana kuti hamuziviwo hr vanobatsira mishonga yenyu yapanduka matadza kuzoteedzera mhiko dzamakapiwa. Makupedza hama. Nezvinhu zvekunotora muchiziva. Makudza kudzidzisa vana zvakashata vana vacharamba vachienda kunoromba

  • @MutsaiChikuni-u4f
    @MutsaiChikuni-u4f 7 місяців тому

    Ava mazuva ekupedzisira zvose zvakufumuka zvakubuda pachena kudara saisaitika izvi chero wakaromba

  • @King-ed7on
    @King-ed7on Рік тому

    Vari kubhadharwa hr vanhu ava

  • @allenkuchenawashe4929
    @allenkuchenawashe4929 Рік тому

    Waiti urikunosvakeyi wakawan zvawaida zvee

  • @albertchiwa7518
    @albertchiwa7518 Рік тому

    Unoda shamhu

  • @MBIZIDUBE
    @MBIZIDUBE Рік тому

    Saka watova mbinga kkkkk

  • @lintiemuridzo723
    @lintiemuridzo723 Рік тому

    Register to vote

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 Рік тому

    Saka 60 imari here nonsense mese muri 2 kudaro

  • @chingombedaries
    @chingombedaries Рік тому +4

    Regayi kufambisa nyaya dzekunyepa vakaromba havataure itsotsi iro

  • @kadohwatadarwin8559
    @kadohwatadarwin8559 Рік тому

    Inyaya dzekunyepa idzi

    • @nancynjerere
      @nancynjerere Рік тому

      Zvese inhema idzi kuromba its not easy vanhu varikuda kunyengera vanhu

  • @eugeniajulias
    @eugeniajulias Рік тому +3

    Ko iwe vakazoendawo koromba usadaro warasika muchafa

  • @shoraiglmpofu2760
    @shoraiglmpofu2760 Рік тому +8

    Nhungo dzinoparira sure

  • @spiritrenewalfellowshipint7315

    As churches we still have a lot of work to do in preaching Jesus Christ.......we cannot watch his people selling their souls to the devil...

  • @edithmaradzika2265
    @edithmaradzika2265 Рік тому +2

    Seems marketing kuromba apa .

  • @tatendagwata9768
    @tatendagwata9768 Рік тому +4

    Hamusati watanga Ur kuti unozvinhu zvaikunetsa APA zvaapo manje zvichakunetsa worse

  • @bettinamavhuringe3083
    @bettinamavhuringe3083 Рік тому +5

    Maakutsvaka attention vanhu imi motipedzera data

  • @tatendagwata9768
    @tatendagwata9768 Рік тому +4

    Uyu anopenga chete uyu Nxaaa

  • @kingjamesZW
    @kingjamesZW Рік тому +3

    Ahhh kungowedzera ne54 dollas chete

  • @juliaschenai7613
    @juliaschenai7613 5 місяців тому

    Ko kuzotora production yeimwe media house moibroadcaster papage renyu ndiko kuita sei

  • @gracemupita1801
    @gracemupita1801 Рік тому

    Kunyepa chaiko murikubhadharwa imimi ma Street kids imimi dai mukasu ngwa coz u are influencing other young ppl arikubvunza wacho newe street kids Sungwai nonsense

  • @oppamapepa2493
    @oppamapepa2493 Рік тому +1

    Uchapedza dzinza

  • @tatendagwata9768
    @tatendagwata9768 Рік тому +2

    Iwe pfusteki rakajeka nekuromba hre 😡😡😡😡😡😡😡

  • @evelynbhozhera5769
    @evelynbhozhera5769 Рік тому +2

    Uuuu shuwa dai nyika yachinja vanhu vasaite zvinhu zvinozonetsa mangwana

  • @Ruthmbewe-sp9xz
    @Ruthmbewe-sp9xz 3 місяці тому

    So what are you teaching mhuri yezimbabwe

  • @ephraim.pndebele8601
    @ephraim.pndebele8601 Рік тому

    Ma advertising aya kuda kut sekuru vazikanwe chete

  • @BrennanFrozeer-jj7zx
    @BrennanFrozeer-jj7zx 11 місяців тому

    Peiwo number dakurombawo

  • @joggamun9238
    @joggamun9238 8 місяців тому

    You only live once buddy ,enjoy your life to the fullest ,hapana anoziva kuti denga ririko

  • @edgarmarevangepo4882
    @edgarmarevangepo4882 Рік тому

    Kuromba hakushamisire uye,hakuna hupenyu,this guy needs,kubatsirwa..Mwari ariko kudenga..anobatsira let this guy be cleaned ne blood ra Jesu

  • @nyaradzomakuvire2315
    @nyaradzomakuvire2315 Рік тому

    Vana varikuzim vanzwa netema huni kuti vatengese hadzisi kutengwa kuchera mugodhi hapana chabuda saka vava kudai. Asi mwari ndiye akudiwa kunyanya nekuti patoipa

  • @agneschipofya3470
    @agneschipofya3470 Рік тому +1

    Ityai Mwari mutori wenhau murikudzidzisei nyika

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Рік тому

    Chandinoshoora ndechekuti hapana rubatsiro asi iyi ikurudziro research with no solution of this type will destroy families zvikwambo and Satanism this is dangerous game which must be kept secret

  • @sydneympofu5417
    @sydneympofu5417 Рік тому

    Mazvokuda mavanga enyora.Grinder isimbi inocheka imwe simbi.U turned to the wrong road tht u wil not return bra.

  • @MaviviLovemore-dk6ys
    @MaviviLovemore-dk6ys Рік тому

    Kkkkkkkkkkkk unenhamo mukomana

  • @DannwellZimbwedza
    @DannwellZimbwedza 7 місяців тому

    😂😂😂😂😂😂😂 ungarombera hurombe hr shamwari kkkkkkkk

  • @mami2900
    @mami2900 Рік тому

    Manyepo ayo mucharohwa zvenyu ne police mukataura chokwadi.

  • @isaiah45.32
    @isaiah45.32 Рік тому

    Akaromba anozviramba wani,saka ava vakubuda pachena sei umm zvakaoma

  • @Havock.badenzel-yf7tx7vv8p
    @Havock.badenzel-yf7tx7vv8p 9 місяців тому

    😂😂😂😂 degree hr baba

  • @fadzaidickson58
    @fadzaidickson58 Рік тому

    Ummmmmmm aya ndoma highlights hurombwa hune maside effects

  • @anoldknox8664
    @anoldknox8664 Рік тому

    Mnangagwa usadero.

  • @Kanyisez
    @Kanyisez 11 місяців тому

    Kushanduka nemushonga hr

  • @selfaalpha6551
    @selfaalpha6551 Рік тому

    Iko kutodada nazvo there is God veduwee

  • @maichristinmutero8104
    @maichristinmutero8104 Рік тому

    Problem hamudi kugwavha nyaya motiunzira zvimunya

  • @virginiamaposa6579
    @virginiamaposa6579 Рік тому

    Duda zvakachipa sehonye mhani nxaa

  • @pelagiamataruse5019
    @pelagiamataruse5019 Рік тому

    Kuda zvakachipa sehonye

  • @maijoe10
    @maijoe10 Рік тому

    But seek ye first the kingdom of God, and his righteousness; and all these things shall be added unto you.Matthew6:33
    Siyanai nekuromba please tsvagai Mwari.Mangwana tichakuonai muchidzoka pano mochema naho hurombwa uhu.

    • @nancynjerere
      @nancynjerere Рік тому

      This is very nonsense and stupid the blame is on government zvoshandeyi kana nyika ichitarisa zvakadai in society

  • @manyaramarweyi9989
    @manyaramarweyi9989 Рік тому

    Ummmm uncle izvi zvotidzidzisei izvi pls vana vedu vachaona se zvakanaka pls tinamatirei vana nekuvadzidzisa kushanda not zvekupenga izvi

  • @dianamainana4910
    @dianamainana4910 Рік тому +2

    Hahahahah anopenga uyu.. akutovhaira Nekurimba kunge basa

  • @dr.mupedzandhamo
    @dr.mupedzandhamo Рік тому

    Zimbabwe kkkkkkkk ha ha ha ha ishasha.