Tinashe was in shock kuti shuwa vanhu vanongoenda ku DNA pasina nyaya. Thats why he kept asking. Anyway muchishona tirikuti mai vakaonekwa vasiri mhandara. Pamwe ndizvo zvekudanana ma 2 minutes munhu oti ane nhumbu and so vagara vane doubt pa first born. Especially anga ari munhu wekure wausina background information. Ndiyo nyaya chaiyo. But at least now wane peace of mind.
@@rockmaposa3109 I remember that story. Kwekwe or Gweru. Shuwa baba vaka chilla vachiita havo zvedoro vana tete veku UK vakati vanhu ngavaende kuDNA wanike 2 vese vana vatorwa mumusha. And another case number 2 out of 4 anga asiri wake. Apo wife material ane Zambia ne dhuku. Uya uya futi vekuti ndakanzwa neighbour achiti mwana uya auya. Vakutoenda ku DNA. Ya program iyi yakuita kuti vanhu vagare vane suspicion coz taona zvakawanda.
Couple came with one goal, and despite all the challenges they are facing, managed to protect their dignity. Zvimwe zvacho unoshaya kuti vanhu vachazofamba sei. Wish them all the best
@@markmagwenzi9421 No no hazvisizvo The closure haisi yekuita maDNA chete but Variko vanhu vanouya vaine ma real problems and vachizobatsirikana aswell .If matevera this episode zvekare Mr Tinashe was struggling to make conservation with the couple becoz vangouyawo.
Everyone watched this episode we must take notes from these couple . NO NEED OF EXPOSING YOUR PARTNER OR YOUR SECRET TO ANYONE EXPECT YOUR PARTNER tadzidza zvedu God bless you guys
It was like he was forcing a conversation....he kept asking the same questions and it was becoming annoying for the guests and some of us the viewers too...
Facial expression and replies from a lady can tell kuti anzwa nekufurufushwa nemurume... They might be discussed before the interview and agreed not to disclose anything regarding their family matters...we are jus wasting our data...
In a other countries its a requirement for DNA tests to be taken before you register the birth because once you accept that the child is yours you are obliged to look after them until they are 18.You cant come back after 10 yrs n say the child is not mine n stop supporting them
These 2 rehearsed their statements, they made sure they don't hang their dirty laundry on TV. If the results had however come out negative taigona kuzonyatsonzwa nyaya chaiyo chaiyo.
@@mbizi4573 They are not time wasters. Some of Tinashe questions are problematic. They knew how to protect their family from ridicule plus they are still together
This couple kana muri kuona comment yangu tiitirei mushe. Kana muchida kuita 2 minutes of fame pa TV endai munoita ma skits uko not wasting our time muchiunza zvima doubts zvenhema. Manga musina kana nyaya. Only thing that we learnt panyaya yenyu is mai vanga vasiri mhandara chete. Musapote muchitipedzera data nekutiwanzira ma episides ne baseless story isu takamirira forogonya nababa vekuwana mbewu pamusoro pemagadziko amai vekwavo. Mandibhowa.
I subscribed for drama or anything to do with learning something bandangonzwa kuti hapana kufungira i skipped and went straight to the results, thnx for bringing back the song .
Haaaii man this episode has to be the most boring one ever. Its a good thing Tinashe has patience to keep asking questions otherwise dai episode yapera in 10 mins lol..
Tinashe do not criminalise a man's wanting a DNA test. Encourage society to normalise DNA tests. Dont queeze too much kana munhu ati hapana ma issues , there is nothing wrong with that. You are dividing the couple more than uniting them
True that. Tinashe is stigmatising his own test. DNA yakango fanana nekunontestwa HIV, hazvirevw kuti pane chawaka ita, asi you just want confirmation chete
Dna tests are not cheap test, incomparable with HIV. Wasting resources if there is no PROBLEM. Vanhu ava vavaine nyaya yavo just they had chosen to be silent about it for which there is no problem.
Iyi ndiyo ZERO manje iyi. Shuwa Tinashe kutambisa episode kutipa vanhu ava vasina nyaya. Dai mavabhadharisa because vakatambisa nguva plus sound yacho ikuita kunge vanhu vari mu drum.
Nyaya iripo hayo pavaviri ava bt vabva vataurirana kti hatisi kunozvitaura and ndaona kunge mkadzi uyo anotya mrume wake anyway all the best to both of them
Keep up the good work Mr Mugabe, murume wese ane kodzero yekuziva kana mwana ari or asiri wake, pasi nekuchengetesa vanhu vana vasiri vavo. And that family is so humble shame, God bless you
Apa hapana kana scandal apa. This man was just brave enough to do what all man secretly want to do. 99.99% of men out there vane ka1% doubt hence the saying 'anoziva muridzi wemwana chaiye ndiamai'. Tinashe ngaarege kuisa impression out there yekuti only unfaithful partners come to his show. Ini ndaida kutouya just to have this in black and white but ndatoona kuti people end up judging you. Even by tinashe wacho. Uuuuh mabvunzire ake ange ari ekuda kutokonzeresa chaivo. Tinashe could have used this episode to invite everyone out there without paternity doubt but just want paternity proof documented for whatever reason to the show.
Tinashe Mugabe! Tinashe Mugabe! Tinashe Mugabe! How come to you? How come to you kuti unotipedzera data pasina nyaya. Haikona kudaro mhani. Do you know kuti data remuZimbabwe rinodhura? How come to you? Haikona kundikwidza forogonya yangu mhani.
Ava vari correct baba ava.....vana vese vanofanira kuitwa DNA Ana mai vari kuita mashura mudzimba umu Ma doubts ariko kungoti Havana chekuti vanganongedzere chaicho..... Mwana wese ku DNA
Zviri right handmbovasvore vanhu ava vaclear doubt kazhinji munhu anotizira aine nhumbu mumwe kunenge kungori kupomerwa saka vari right kuclear doubt now haana chaachafungira and rudo rwavo rwasimba coz murume akutoziva kt mukadzi akavimbika
Nyaya iripo ndeyekuti murume was expecting a virgin. Ndipo pane nyaya , atadza kupabuditsa. Next time Mr Mugabe nyaya dzakadai musaunza pamhepo. Dzinosvota zvekuti. Only air dzine macomplications. Its so annoying to wait for 1 week to watch this. Vanobhowa zvekuti vanhu ava
Woooow what a humble family and beautiful lady wishes them all the best God will bless you guys until you walk with a stick take care of yourselves and your kids 💯💯💯🙏🙏
Humble family pakutii when this man took his wife for DNA testing for no reason at all. The children will grow up questioning why they were taken for DNA testing and the way the wife I saying yes to everything shows she is vulnerable and probably has no say in this marriage.
@@angelakwaramba9752 Ah.... lweka. This is a family that agreed not to tell you of their problems but you now take it upon yourself to say uyo ari wrong. There's nothing wrong kungoenda for DNA even pasina problem
@@ralphchimbaira1755 zvitori ne problem izvozvo. You don't take munhu ku DNA pasina good reason. Either wakabata chipfambi chake, wakamutora ari pane umwe murume or wakanzwa nevanhu kuti ari kufeva. No such thing as kungoenda ku DNA.
Mukoma Tinashe.. basa tikuriona mukuribata… keep it up… ko chimbowanzai ma episode ekut baba vanenge vasiriwo …. Ndokuti zvinakidze .. asi musazobikire ma results lol 😂
Only interesting thing on this one is unravelling the names of the children.Wekutanga ndiTadiwa,wepiri ndiSandra kana Mutambara,wechitatu ndiIrvin or Tin-tin.
does anyone feel what i am feeling, it seems as if ist now a great achievement and miracle kuti mwana anzi ndewababa vemumba, and its normal kuti mwane anzi ndewe gomba/boyfriend
Tinashe was in shock kuti shuwa vanhu vanongoenda ku DNA pasina nyaya. Thats why he kept asking. Anyway muchishona tirikuti mai vakaonekwa vasiri mhandara. Pamwe ndizvo zvekudanana ma 2 minutes munhu oti ane nhumbu and so vagara vane doubt pa first born. Especially anga ari munhu wekure wausina background information. Ndiyo nyaya chaiyo. But at least now wane peace of mind.
Yaaa, ndochokwadi, uyewo kungoramba tichitarisa this show nekusavimbika kwatinoona ipapa kunogona kutisunda kuti kunyange pasina chandinofungira rega ndingoendawo just kungoitawo.
Kkkk you remember yemurume uya wekusundwa nehama pavana vake 2 vaya zvikadhakwa of which anga asina chaaifungira zvachose.
@@rockmaposa3109 I remember that story. Kwekwe or Gweru. Shuwa baba vaka chilla vachiita havo zvedoro vana tete veku UK vakati vanhu ngavaende kuDNA wanike 2 vese vana vatorwa mumusha. And another case number 2 out of 4 anga asiri wake. Apo wife material ane Zambia ne dhuku. Uya uya futi vekuti ndakanzwa neighbour achiti mwana uya auya. Vakutoenda ku DNA. Ya program iyi yakuita kuti vanhu vagare vane suspicion coz taona zvakawanda.
Hahaha
It is my opinion that maybe the woman was not a virgin when they spent time together so he may have had his doubts as a result.
Kkkkk muchishona manje
As a man, I think this is very disrespectful to your partner, especially when you are not suspecting her of cheating.
I smell fame hunger
Garai maziva chokwadi wangu... it was unnecessary for them to be on the show but test in private get the results in private
@@tribal1546 they didn't have enoughoney to pay for full in private
No, he was suspicious because the wife akatizira uyu. She might have been pregnant for someone else. I don't know why people can't see that
hapana chakaipa apa
Couple came with one goal, and despite all the challenges they are facing, managed to protect their dignity. Zvimwe zvacho unoshaya kuti vanhu vachazofamba sei. Wish them all the best
This couple just dreamt of themselves being on tv, they then thought of Tinashe Mugabe's show 😏😏😏
Yes, saw an advert on UA-cam and they signed up. Ridiculous fane hungry couple.
Zvirinani Mari yapinda muwomwe ma Mr Mugabe
🤣🤣🤣🤣🤣
Ini ndoda kutozoendawo ku DNA ndichibvunzwa bvunzwa hangu
😂
This is my first episode that l have watched and fast forward going straight to the results.
Lol like for really no need to broadcast this😅
@@8thluv Kutambisirwa data chaiko uku hama
😂😂😂😂😂😂Wajaira how come to you so
Me too 😂😂😂 kutoita skipy skipy chaiwo, their story yakatonhora
finaly here is the coment i was looking for🤣 If guests got paid for for being on the show i was gona think that this couple was just here for the 💰
Zvimwe zvima episode musatiunzire ngazviperere kuOffice Aah ,too cold episode Iyi😆
Boring boring
Mai nababa 4 kuda kubuda paTV hre
@@egnesrmaritinyu550 kkkkkkkkkkkkk 🤣🤣🙈🙊
😂😂😂😂😂😂
Kuda kubuda TV zvemahara
Mamwe ma episode kwakungodawo kubuda pa screen🤣🤣🤣better kuita mafollow up vana forongonya. nice and humble couple though.
We miss forogonya isu
majaira ma zero percent ndoamunoda kunzwa variko vakadzi vakatotendekawo vaomberereiwo maoko
@@markmagwenzi9421 No no hazvisizvo The closure haisi yekuita maDNA chete but Variko vanhu vanouya vaine ma real problems and vachizobatsirikana aswell .If matevera this episode zvekare Mr Tinashe was struggling to make conservation with the couple becoz vangouyawo.
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Haa forogonya ngaaite zvema drama gegegege
I love this couple vakatongwara... vanhu kuda kuziva nyaya dzevamwe nxaa imi wani hamuna kuuya kuDNA nyaya dzenyu dzazivikanwa nani
Wonderful episode...your sound engineer has been brewing mbodza of late. Voice renyu ririkuita fanike riri mu drum 🥁
Improve sound quality va Mugabe yekwa Mutare iya yaisanzwika futi
Haurevi nhema sound engineer please itai plan
True, this episode appeared as if it is their initial one, bored today
ndanga ndichida firogonyo part2 ini
Everyone watched this episode we must take notes from these couple . NO NEED OF EXPOSING YOUR PARTNER OR YOUR SECRET TO ANYONE EXPECT YOUR PARTNER tadzidza zvedu God bless you guys
One of a kind ndikushaya ndopa malikes mangani
Mugabe really wants couples to expose each other
Baba vanoshusha Ava. The women looks like she is heartbroken that her hubby was doubting her. Hameno
Thank you Mr Mugabe for this lovely show... We are learning a lot
For the first time ever , Tinashe , like button not clicked . Hatidi kuurairwa program yedu yatinodisisa
Nyaya yanhasi yakadhakwa. Tinashe angoedzawo kubvunza bvunza but vanhu ava vari kuda kungowana chekuvaraidza nguva yavo
It was like he was forcing a conversation....he kept asking the same questions and it was becoming annoying for the guests and some of us the viewers too...
Taura hko atryer bt still zvashaya bsa
Facial expression and replies from a lady can tell kuti anzwa nekufurufushwa nemurume...
They might be discussed before the interview and agreed not to disclose anything regarding their family matters...we are jus wasting our data...
This couple is strong enough to keep their secrets as I know DNA test hangoitwe as easy as they're saying
Taura hako. They just didn't want kuzvinyadzisa pamhepo
I think so too they are hiding their secrets
True
That was my sentiments as well
Pakatonetsanwa apa that's y uchiona mufaro wemukadzi after ma results
VaMugabe apa matambisa episode …zvekuti takaita mwana tisina kuroora ingatonzi ground for DNA here😂😂😂🙌🏻
Total waste
Couple yacho ndoinopenga
Mr Mugabe tangai manzwa nyaya dzevanhu ava musati maita maDNA test coz munopedzerwa fuel muchifambira zvisina basa
🎶🎶🎶🎶🎶🎶 Kodzero yekutanga pamwana, kuziva dzinza rake... Thank you nekudzosa song 👏👏👏
Haa iyi yakatonhora chero tabuda pasocial media 😂😂😂 Even Mr Mugabe havasi kunzwisisa kuti zviri kufamba sei.
Baba ava kungoda kuonekwa pa tv chte nxaa anyway nice kepesi mama 😊
Vada kubuda pa screen
😂😂😂 nhai kungonakidzwa ne advert riri abusive zirume iro
haaa these guys staged this thing before they visited the DNA man they don't wanna disclose their story.... but otherwise psnenyaya apa
They practiced their story really well. Apa Tinashe akawachiswa. Nyaya chaiyo haina kubuda.
Yes they staged everything here, the guy seems to be a parasite in the marriage
facial expression yaamai said it all. there is more to the story
We do DNA when in doubt,,not just for just,wasting resources
Exactly, there was doubt but they didn't want to tell
In a other countries its a requirement for DNA tests to be taken before you register the birth because once you accept that the child is yours you are obliged to look after them until they are 18.You cant come back after 10 yrs n say the child is not mine n stop supporting them
Is not about only issues drive the father to do DNA . But is the right of every man to know if he is real biological father of the child.
Very true.
These 2 rehearsed their statements, they made sure they don't hang their dirty laundry on TV. If the results had however come out negative taigona kuzonyatsonzwa nyaya chaiyo chaiyo.
Haa chitipai ma results makubvunza mibvunzo nhando va Mugabe aah
Nhasi vabhowa zvavo 🤣🤣
Vanhu vacho ndivo varikungopindura zvirikufinha
Boring
VaMugabe vari kubvudza mibvudzo hombo bcz vakuedza kuda kunzwisisa bcz nyaya yevanhu avo yakaneta
In this episode Mr Mugabe was really trying to draw water from a stone 😅
True..it looked stupid
Akawachiswa
kkkkkkkkkkk
Yaa tried with all his strength but it was not a positive one
Yah he tried this episode hakuna drama
First perfect couple l have met, hanzi namama zvese zviri bho mazuva ese yet maface are not showing that.
true.......even dressing chaiyo how can a couple dress up parallel like that
the man is all smartly dressed but madam ..............
Haaa episode iyi kaA yanga ichirwadza Kuona.. No drama no what
Moms vanenge vanokwapaidzwa nababa ava ndochokwadi. Hakuna murume akakwana anongomukira kuti handei kuDNA. Something doesnt add up in this couple
Just to be on telly I can't believe this
DNA Tinashe Mugabe wauya neplatform of realities closure dna show,closure dna show.in love with the song
Ko the first statement pasong yekutanga panonzi chii
These two planned to be on TV, next time @Tinashe Mugabe bring us something educational.
Peace of mind, they did a good thing,,, remember they paid for this
Very boring couple. Who just goes Kuma dna just because maigara different neighborhoods? Time wasters
Tatane unenge unodawo zvine drama so 😂
@@mbizi4573 They are not time wasters. Some of Tinashe questions are problematic. They knew how to protect their family from ridicule plus they are still together
Exactly……I cannot waste my Data for this next time.
Totenda Mr Mugabe muri kugonera vana weZimbabwe kunyanya kunana baba ivava vanongodawo chokwadi kuchengeta mwana kunodhurawo good job
This couple kana muri kuona comment yangu tiitirei mushe. Kana muchida kuita 2 minutes of fame pa TV endai munoita ma skits uko not wasting our time muchiunza zvima doubts zvenhema. Manga musina kana nyaya. Only thing that we learnt panyaya yenyu is mai vanga vasiri mhandara chete. Musapote muchitipedzera data nekutiwanzira ma episides ne baseless story isu takamirira forogonya nababa vekuwana mbewu pamusoro pemagadziko amai vekwavo. Mandibhowa.
Nhai zvako iwe. Ko ivo ma one word answer arikuitwa na mother kunge mwana mdiki
Ndasvotwa
😂😂😂zvabhowa chokwadi
false advertising, tanga tatouyawo kuzopedza stress pano tabva BP yakwira data rapera 😂😂😂😂😂
I subscribed for drama or anything to do with learning something bandangonzwa kuti hapana kufungira i skipped and went straight to the results, thnx for bringing back the song .
Haaaii man this episode has to be the most boring one ever. Its a good thing Tinashe has patience to keep asking questions otherwise dai episode yapera in 10 mins lol..
Infact all these episodes should take at most 10 minutes if it was not for Mugabe anoda kunyadzisa macouples
Taura zvako so boring
Tinashe do not criminalise a man's wanting a DNA test. Encourage society to normalise DNA tests. Dont queeze too much kana munhu ati hapana ma issues , there is nothing wrong with that. You are dividing the couple more than uniting them
True that. Tinashe is stigmatising his own test. DNA yakango fanana nekunontestwa HIV, hazvirevw kuti pane chawaka ita, asi you just want confirmation chete
Dna tests are not cheap test, incomparable with HIV. Wasting resources if there is no PROBLEM. Vanhu ava vavaine nyaya yavo just they had chosen to be silent about it for which there is no problem.
Thank you mr Mugabe for the lovely show ko forogonya part 2 ngaiuye tamirira
First to see tinashe laugh haaa vanhu vatipedzera time Ava bt l think pane nyaya yasikuda kutaura ava
Ndapfuurwa nebota question 🙋🏽♀️
mukadzi anenge audzwa zvekutaura baba avo vanenge vanotonga with an iron feast
Iyi ndiyo ZERO manje iyi. Shuwa Tinashe kutambisa episode kutipa vanhu ava vasina nyaya. Dai mavabhadharisa because vakatambisa nguva plus sound yacho ikuita kunge vanhu vari mu drum.
Alright ! Ok ! ndiva mugabe vachiferefeta
Nyaya iripo hayo pavaviri ava bt vabva vataurirana kti hatisi kunozvitaura and ndaona kunge mkadzi uyo anotya mrume wake anyway all the best to both of them
Keep up the good work Mr Mugabe, murume wese ane kodzero yekuziva kana mwana ari or asiri wake, pasi nekuchengetesa vanhu vana vasiri vavo. And that family is so humble shame, God bless you
ua-cam.com/video/FY1RluiztaY/v-deo.html
Bmnn vakuda divorce chete Ava bcz aah and madam vakutotya chaiko aah iyi marriage iyi ka
tinashe:mhamha munonzwa sei nenyaya iyi muchinzi handei tinoita matests
mhamha: zvinotondipa mufaro
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣
🤣🤣🤣
Gegegege
Why do l feel like this couple told each other not to say bad stuff🤗l like it though 🥰
You can say that again. Shame
Thanks to this couple they don't cheat like others we usually see hre
No drama no party🤭🙈🤦♂️ vanhu kana musina ma drama garai kudzimba kwenyu purizi🤣😂🏃
Ndazvishayawo neni 😹😹 , this is a platform of reality not straight to the point! Toda dramaaazve isu 😂😂
Mr mugabe pane episode yandichiri ndakamirira iya yamai vaya vekukanda makeys nepawindow kana vakuda bota . You are doing awesome job keep it up
Apa hapana kana scandal apa. This man was just brave enough to do what all man secretly want to do. 99.99% of men out there vane ka1% doubt hence the saying 'anoziva muridzi wemwana chaiye ndiamai'.
Tinashe ngaarege kuisa impression out there yekuti only unfaithful partners come to his show. Ini ndaida kutouya just to have this in black and white but ndatoona kuti people end up judging you. Even by tinashe wacho. Uuuuh mabvunzire ake ange ari ekuda kutokonzeresa chaivo.
Tinashe could have used this episode to invite everyone out there without paternity doubt but just want paternity proof documented for whatever reason to the show.
Tinashe must normalise DNA tests and encourage couples to appreciate that its okay to just want to be sure. Zvinotomupa business
@@chengetaimatarutse-matema211 yes u expressed it much better. He should normalise dna testing
This is so true Tinashe is sounding like this DNA show is ment for people who are unfaithful only
This is so true Tinashe is sounding like this DNA show is ment for people who are unfaithful only
This is so true Tinashe is sounding like this DNA show is ment for people who are unfaithful only
this has been the longest episode ever 😜🤪😄
The guy looks to be a good daddy, even mom she's soft, God bless ur marriage,VaMugabe sotai mike video haina kuzonyatsopera bho sematangiro ayaita
Tiunzirei hedu how come to you final kwete vakachena vari happy vanongoda kuziya pasina reason
Iam just happy for the couple vanogara murunyararo pasina kufungira mumwe chakaipa well done ..
Handiti kutouya ku DNA baba vanenge vatofungira kuti pamwe vaba havasi vavo? Meaning pane kufungira
Bota family I greet you all
🤣🤣🤣
😜😜🤓🤓🤓
Kkkkkkkkkkk no question about bota this time
For the first time I skipped sections of the show. Hope the next one is better
Bota ranhasi rati kushaya sugar ndobva raitazve mbodza haaaaya Pakutiunzira vanamusandipfuura Jesu ava Dai ma touya ne part 2yaforogonya
Hanzi vanamusandipfuura Jesu kkkk Julie ka kkkkk
Varamba kupfuurwa ne screen
We have lots of suspenseful loading stories tipei idzodzo kwete ma holy holy ava vachingoda kubuda pa tv. Toda zvine drama isu
Taura hako wasted of data.nxaa
Tinashe Mugabe! Tinashe Mugabe! Tinashe Mugabe! How come to you? How come to you kuti unotipedzera data pasina nyaya. Haikona kudaro mhani. Do you know kuti data remuZimbabwe rinodhura? How come to you? Haikona kundikwidza forogonya yangu mhani.
Ava vari correct baba ava.....vana vese vanofanira kuitwa DNA
Ana mai vari kuita mashura mudzimba umu
Ma doubts ariko kungoti Havana chekuti vanganongedzere chaicho.....
Mwana wese ku DNA
Clap hands for this wife material lady👏
If you want peace of mind zvongoreva kuti paita ma doubts ...taurai chokwadi kwete kuvanda nemunwe
Zviri right handmbovasvore vanhu ava vaclear doubt kazhinji munhu anotizira aine nhumbu mumwe kunenge kungori kupomerwa saka vari right kuclear doubt now haana chaachafungira and rudo rwavo rwasimba coz murume akutoziva kt mukadzi akavimbika
This is a good challenge..... wishing if all could do the same....
Nyaya iripo ndeyekuti murume was expecting a virgin. Ndipo pane nyaya , atadza kupabuditsa.
Next time Mr Mugabe nyaya dzakadai musaunza pamhepo. Dzinosvota zvekuti. Only air dzine macomplications. Its so annoying to wait for 1 week to watch this. Vanobhowa zvekuti vanhu ava
I agree lol
Yeah vanhu tinoda drama venekanoise so true what a boring episode . Ndiani anongomuka achiti arikuda kuenda KuDNA pasina reason nxa
Kkkkkkk Tinashe ma1 hanzi aaah ndiripowo kaini mudakundisiyawo aaah ndiripowo 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
DNA clears the doubts. Magona!!!
Hatingatange kutsvaga dzimwe kodzero,kodzero yekutanga pamwana kuziva dzinza rake🎶🎼🎵💃
💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽💃🏽
Chitungwiza and Glenora hanzi kure kkkkkkkkk
Sure here 😃😃😃😃😃😃
Taurai nyaya yenyu me mushe
Woooow what a humble family and beautiful lady wishes them all the best God will bless you guys until you walk with a stick take care of yourselves and your kids 💯💯💯🙏🙏
Humble family pakutii when this man took his wife for DNA testing for no reason at all. The children will grow up questioning why they were taken for DNA testing and the way the wife I saying yes to everything shows she is vulnerable and probably has no say in this marriage.
@@angelakwaramba9752 Ah.... lweka. This is a family that agreed not to tell you of their problems but you now take it upon yourself to say uyo ari wrong. There's nothing wrong kungoenda for DNA even pasina problem
@@ralphchimbaira1755 izvozvo pachazvo zvitori problem guru
¹1¹
@@ralphchimbaira1755 zvitori ne problem izvozvo. You don't take munhu ku DNA pasina good reason. Either wakabata chipfambi chake, wakamutora ari pane umwe murume or wakanzwa nevanhu kuti ari kufeva. No such thing as kungoenda ku DNA.
Tongoti hatina kupihwa episode yechitatu as we wait patiently on the next bota
Ava vatipedzera nguva ava, havasikuda kutaura nyaya yavo. Votoita sevarikunetswa asi ndivo vauya kudna kwacho. Resistance yacho ummm I felt sorry for Tinashe
Thank you Mr Mugabe
Vanhu ava vangoita DNA just for the fun of it aaaah ava vandinakidza 🤣🤣🤣
Tinashe apa wakanga wagadzirira 30mins but nyaya yaperera pa 15mins. Kumwe kwese uko wanga wakungwavha ngwavha mibvunzo😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
@@nomsamuradzikwa9633 but hauonewo kudaro here?
Ini hangu l would not be happy as a wife kuitwa so. Ndinoramba ndakabatirira hangu. She is too nice mukadzi uyu. God bless you.
This one just give us results without stories hapana nyaya
Thanks Mr Mugabe ......ko how far Forongonya part 2 takamirira .......
Part 1 yacho yakaitwa riin ndangonzwa forongonya pa comment section apa
Mukoma Tinashe.. basa tikuriona mukuribata… keep it up… ko chimbowanzai ma episode ekut baba vanenge vasiriwo …. Ndokuti zvinakidze .. asi musazobikire ma results lol 😂
Hapana ryt apa ,atadza kuvimba nemi why ,anoshusha murume uyo kkkk
Only interesting thing on this one is unravelling the names of the children.Wekutanga ndiTadiwa,wepiri ndiSandra kana Mutambara,wechitatu ndiIrvin or Tin-tin.
😂😂
🤣🤣🤣
Please chingokandai rimwe video asap to blend this episode.
Gore reCensus door to door with Mr Mugabe kuverenga nekutester each family🤣🤣🤣
Kikikiest
Volume yenyu chichakuiyika vamugabe since last show
Basically tsano vane Hana nhete..vakangotyawo havo kubatiswa pasi..since vaimboonawo mashows eDNA
There is something hidden here. Where did the doubt come from. The man was waiting for a nagative result the he would come out of the bag 🤷🏻♀️🤷🏻♀️
totally agree from the look of things i dont even see this as a happy marriage
how on earth can people be in love where there is no trust?????
Apa panenyaya apa shuwa kungonoita DNA pasina zvamurikufungira
does anyone feel what i am feeling, it seems as if ist now a great achievement and miracle kuti mwana anzi ndewababa vemumba, and its normal kuti mwane anzi ndewe gomba/boyfriend
ko sound hanzii nhasi
Tinashe tipewo dzinopisa kwete idzo dzavanoda kubada paTV where is forongonya part 2 pliz
Did you change crew last two episodes sound is discouraging
madam is shivering
Rimwe ishawi rekutambisa mari
Insecure man anoshusha.
Big up amai kuunza all children nekuti mangwana azofunga zvimwe ...
Baba ngavaripe mukadzi wavo for doubting her
Mr DNA hamupererwe zvenyu