Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Ndatenda neshoko raDaniel Prophet
Mvurai maziso ndione shamwari dzakanaka , singing 🎉🎉🎉song ya Prophet vangu
Cain killed Abel, cause of jealousy, Joseph was sold by his brothers, the meaning of the story is never trust ( anyone) !!!!. I mean anyone!!!!!!
I love it 🎉🎉🎉
Prophet zviriko here asi 😢😢😢😢
Prophet handidi nemi Amen
In kwaT Freddy ndolike ndisati ndaona zvangu coz vanondigonera zvangu
Taurai Man of God
Makanyanya munhu wamwari ❤❤❤❤❤❤❤
ingaaa zvkaomaa...munhu munhu shuwaa ... wako wepedyo anokushandukira yoweee
Sisi muri mboko saka regai murume aite ma girlfriends
Pakaipa, vana sisi ngatisadero vanin'ina vedu
Makadini zvenyu prophet ,zviriko mumhuri ini ndakatozviitirwa ndiripo pamurume ndikazvifunga ndinombochema asi ndotenda mwari akandipa murume anonzwisisa
Shemu sisi sei makadaro munonyadzisa
I love it
Mwari vanoziva vanongoita kuti unzwewo kurwadza kwazvo
Zvakaoma mwana wamai vako here
Shamisikiro yaita muningina why does it sound like haasi kunyanya kushamisika?
Makanyanya prophet
Yooo zvakaom
Thou shall not trust not even your biological bro or sister eish😢... It's really very sad
Don't trust anyone around you even yourself
Amen
And setra setra
Wat goes around comes around
Kty whaaatt😂😂😂😂😂
Vanhu vakaoma unofusirwa urimupenyu
Pakaipa
🎉
Chokwadika zvakaoma Unopererwa kaniGodo racho soooo haaaa ririko mafamilies ese
Ndipo munukuna munamato wako wadairwa
Yohh
Hay hay aaaa
Zvakaoma sure jealous ndereyi pamwana vamai vako ndirikunzwa Kuda kudhomoka boys rank

Chokwadika zvakaoma
Unopererwa kani
Godo racho soooo haaaa ririko mafamilies ese