Ngatishandisei Nyasha
Вставка
- Опубліковано 6 лют 2025
- Ngatishandisei nyasha
Tose pamwe chete
Tiite chitenderano
NaKristo 'She wedu *2
Nero simba rake Jesu
Ngatizvipirei
Tovimbisa iye zvino
Kuva vake chose *2
Tigare tichitya Ishe
Munzwi wechitsidzo
Kana Mwari muchifadzwa
Sanganai nesu *2
Chitenderano chanhasi
Ngachigare nesu
Tisasiye Mwari wedu
Kana inzwi rake *2
Ropa rechitenderano
Rinobvisa zvivi
Ariko mazita edu
Kum'soro kudenga *2
Hallelujah, Hallelujah Amen
@EastleaTabernacleETM
mandifungisa kure mutana God bless you.
@@KudzanaiSedze8028 Kudzie God bless you
My young brother