Dai vanasikana vachinzwa😢 icho chivindi chekufambira munhu wausingazivi kure kwese uko 😭 you were initiated... you need genuine deliverance... may God heal and restore you totally and permanently in Jesus name 😢
Mmm zvivindi munozvi order kupi zvekurova cross country kufambira a total stranger usina kuudza wekuziva ikoko just in case. Dai vanhu vasiyana ne online love it's just like dating a ghost yoo
Sorry hako nyaya yako yandirwadza with God and time you will heal and all this shall become a distant memory. Don't let this experience determine the rest of your life.
Kupusa nekukara mari dzevarume ndokwakusvitsa pano nhasi...muchavuya zvenyu kumutoriro. I just feel sorry for the guy that will marry yu...he will be the one to carry the cost of yo foolishness

Chokwadi hama🙏
Vakadzi ngatisave Desperate kusvika pakadai sanganai kumusha mozivana ikoko uye hama kwete zvekungoti chero izvo ummm zvine njodzi
hello everyone i hope the lord helps you through the situations that you cannot talk to anyone about 😣
Not all that glitters is gold , vasikana and vakoma please stay away from internet dating .
Amen
Uuum srry zvako wakapinda pakaoma uri mwana mudiki
As much I wanna be sorry, mazvokuda mawanga….
Don't b n evil person
Aroan Tarira PaNyika .Nyika yakatakura kurema
Inyasha kuve newe nhasi
Mmm zvivindi munozvi order kupi zvekurova cross country kufambira a total stranger usina kuudza wekuziva ikoko just in case. Dai vanhu vasiyana ne online love it's just like dating a ghost yoo
Vana vemazuvano.dihimnoni Rabat.vanqsikana munopera.kufa nematsotsi
Ukaona Munhu aramba kuinda kumusha ziva iAgent yasatani tiza nelife yako
Akadzidza chidzidzo uyo
Ko iwee kungoenda kumba kwevanhu vausingazive usade kungotsvaga help mahara bishuu wenunhuu putsekiii wemunhuu
Imi kune nzvimbo isinga tsikwi mutara here
Obvious the guy aimunyeperaka kazzy😂
SA zvirikuitika imomo isondoma negomora chairo
Volume yenyu mukoma Nashy sometimes ahinzwike munombozvifambisa seiko
Yaaa ndakambozvitaurawo
I'm sorry dear I hope you'll find peace in your life..
Hama dzedu kunyengwamunoda asi munoda zvinhu zvekudaro tarisai zvinhu zvamunosangana nazvo ndolife yamurikuda
Kuda zvakapfava sewonye muchapfidza muchatijoiner kuhumadhumbe sure kuri kuda murume here ummm pakaipa
Kungonzwa ticket rendege akati ndapinda mu soft life haa pakaipa
Kuhumadhumbe chii?
@@chelesanimalinga6866 ku chidhumbe dear, pot n pan technician 😅
@@esterdube8894 Technician ipi zwe hama? Isu vamwe ka ma tricks hatiwazivi
@@chelesanimalinga6866 technician yekushanda mumba munhu washe😂
That's SA for you.but that's not the end ...be born again receive Jesus Christ and the Holy Spirit ....you will overcome
Ndozvinoita kuchiva vanhu vanehupenyu hwakanaka, how can you get in love with some one thru face book it's realy surprising, now got the results.
Zvakaoma sure
Flat chairo rinobata home affairs system??
😂😂😂😂😂 munenge manga magara makapusawo imi amainini.
Kkkkkk vange vakapusa zvawo Amainini
Chihulehule chakavakurira
Asi mamboti maive ne$50 yamakachìnja paairport kuisa kumarands yange yaenda kupi
Ummm ibhishoo iriii
Ummmm dating online yaurayisa vazhinjiveduwee ko kuita cross country uchifliyer kuti ndikuenda kuSA kunani nhy yoooo😢😢😢😢 mazvokudq mavanga enyora ssy dont ever regret coz unonyanya kudamariii
Asi nhy sei vanasikana musingatyi kudaroo ummmm iyai Mwariii
Rudo rwemuma saisai dai mazvirega sure
Ummmm ayaas
Hello mkoma Nash
Confession enda kwa sekuru TASVU uno tariswa kuti hauna kukanga niswa here
Very sorry tete vakasangana nezvaoma
Enda kunasekuru chapora kana kuthi tasvu
Tadzidzawo shuwa fcbk dating ma1
Sorry hako nyaya yako yandirwadza with God and time you will heal and all this shall become a distant memory. Don't let this experience determine the rest of your life.
Maitogadzira porn sisi ma videos ese iwawo will be trending, plus Satanism is included also
Iwe mwana iwewe zvirinani kusaudza vanhu nyaya yako.
Bad advice shaa its a lesson kune vamwe. Plus mukutaura ndo therapy iyoyo
😂😂😂
😂😂😂😂😂😂ayizve
Kupusa nekukara mari dzevarume ndokwakusvitsa pano nhasi...muchavuya zvenyu kumutoriro. I just feel sorry for the guy that will marry yu...he will be the one to carry the cost of yo foolishness