Dj Sparks unopesanisa vanhu iwewe, siyana nenyaya dzevanhu. Nyarie explained what she really know about their relationship but iwewe wakuda kuisa mashoko mumuromo make. Don't devide people.
I do not comment much but DJ Sparks unovengerei mwana Comic Elder. I cut short looking at your interview naDan uchitaura mashoko ane kakuvenga mwana. Mweya wakadaro wakaipa mufunge. Usadaro.
Sparks mati manga muri mwana wechii chita wat wat paroma apa hatina kukunzwa wataura China apo😂🙌sparks manga moda kubvunza nyaya yemwana kty ndewani pataitaura nyarie apo ndewani toda kutoziva 😅🙌
DJ Sparks you are divisive. Those who work naElder are telling you zviri kuitika and you want to stand with your narrative. Vanonzwisisana mashandiro avo, let them be!
You are an alpha lady Nyarie, ndafarira pawati ndakazvi avoider zvachose ... ndongonzwa vamwe. If you are principled no man will recklessly propose to you. Well done daughter. God bless you
Nyarie unogona kutaura zvose Noku actor kwacho. Much love to you and your carrier ❤❤❤
Cash talk yakawandisa panaDJ Sparks. Keep it up Nyari, uri natural zvandinoda
Sparks usavenge munhu iwe akanyanya kukuitereiko lee ,Nyarie explained kt y anga asisabatike iwe wotoita nharo
Zvakarongeka nice one Nyarie waigona kupindura pazvose❤❤❤❤❤❤
Chogona manje lol
DJ musarwadziwe neku rira kwa comic elder. Dan na Nyari vataura reason but iwe DJ sparks uri kuvenga mwana
Nhai
Thank you Sparks
Welcome come nyarie i wish yu more blessings more creatives
Thanks nyarie
Ko inini nyari
Ndyarie wakaramba seii kubvunziwa zvemwana isu ma fans toda kuzivisisa
Not saying that its me but my name starts with B and Nyarie ndinoto mufarira zvekudaro❤❤❤❤❤❤❤😊.
Couldn't finish watching Sparks musadaro mukoma team iro rinoshanda zvakanaka siya mwana
I noticed ,why is he attacking like that
neniwo language ya sparks handina kunatsonzwisisawo.Even kna ma difference aripo hazvinzwarwo.
He is so mean 😔
Taura kwawaswera iwe sparks kusada chakanaka kune vamwe.kana munhu anga Ari bizy anga Ari bizy fulstop,ziduzvi
Vanhu kana musina zvekutaura mukanyarara munobvei nhai
Thanks DJ sparks nekutiunzira Nyarie ndinomufarira zvekudaro anogona
Mukoma lee ,nyari namukoma Dan haaa guys munondigonera god bless you
Sparks inteview yako bhoo here? Tsomu tsomu yacho, Uda kuti vati Comic elder vakavhunduka mbiri here?
Nyari has explained it well abt comic elder
DJ sparks why kubva waratidza ruvengo rwakadaro
Hopefully, we can see Lee on the show, so he can also share his side of the story.
Nyarie to the people, hats off to you young lady
Good interview dj sparks... Keep going Nyarie, much love
Siyana na comic iwe sparks kuganza kupi 😢😂
Dj Sparks unopesanisa vanhu iwewe, siyana nenyaya dzevanhu. Nyarie explained what she really know about their relationship but iwewe wakuda kuisa mashoko mumuromo make. Don't devide people.
Nhai kunge akatomuvenga
Haunyepe wanku arikuisa mashoko mumukanwa mavol ,ndoo kupesanisa vanhu ukuuu ,haafanire kuvaudza zvekutaura noo
I do not comment much but DJ Sparks unovengerei mwana Comic Elder. I cut short looking at your interview naDan uchitaura mashoko ane kakuvenga mwana. Mweya wakadaro wakaipa mufunge. Usadaro.
Well done Nyarie, you’re so calm and talented. Will continue supporting you
DJ SPARKS EPAWO COMIC Elder MARUWA AKE ZVIMWE ZVESE BOE
Nyarie ❤❤❤❤ u are the best wakagona kupindura panyaya ya Comic elder
But Dj Spacks munogona but bvisai ruvengo pana Comic Elder please musavenge mwana thank you for your understanding
Dj pamaka ita intervew Dan waratidza kumaka Lee usavapesanisa pliz itaworako ivovongoitawo zvavo
Yes anenge atori negrudge naye
Thanks anoda kutivanhu vataure zvaarikufunga iye opesanisa vanhuvari kuzivana pamashandiro avo
akuda kupesanisa vanhu mu industry, usamake master lee
Dj sparks wakadhakwa urikuda kutii pana comic elder unomumakira mwana futsek
Akuda kupesanisa ajaira zvaanoita kunaiza boom
David mafana wangu same xool Katarira
Exactly ndohunhu hwake sparks ndimapesanise anoda makuhwa kunge mukadzi@@NomatterGod
Lee hausi kumudonhedza
Sparks mati manga muri mwana wechii chita wat wat paroma apa hatina kukunzwa wataura China apo😂🙌sparks manga moda kubvunza nyaya yemwana kty ndewani pataitaura nyarie apo ndewani toda kutoziva 😅🙌
DJ Sparks you are divisive. Those who work naElder are telling you zviri kuitika and you want to stand with your narrative. Vanonzwisisana mashandiro avo, let them be!
You are an alpha lady Nyarie, ndafarira pawati ndakazvi avoider zvachose ... ndongonzwa vamwe. If you are principled no man will recklessly propose to you. Well done daughter. God bless you
Sparks une agenda na Comic, asi pane zvamakaitirwa ku background here na Lee?
Nyari wamurambidza kutaura wakangwara my sister's 😂😂😂😂 l thnk panoti mwana ayende kuchikoro
Uri benzi wangu kuganza kana kusaganza hazvinei newe uri mboko no my like today
Mmmm Sparks bho here...each time mukomana anga akuGanza bho here...
Maroma dai maizivawo zvinondinetsa dai mandibatsirawo kunamata thank you Nyarie unogona shaa
Ini ndoita zvekutengesa ndirikuno ku South Africa and pa basa rangu vanhu vaindi shoropodza but now vamwe vanhu vakutondiyemura.
Shaa unogona zvako and usatedzere vanhu especially vanotaura zvekushoropodza usavatedzere ita basa rako wangu.
Nyarie im your big fan you are beautiful 🥰
Hi nyari ko dhani haakunakidze here iwe nadhani munondinakidza keep up guys❤❤❤
Beautiful soul 🎉
Ita interview na Elder wacho to avoid bias. Don’t push your own ideas before u talk to him.
Mwana uyu anonzi nyari ane feture dai mwari akuitira zvakanaka zvayenda mberi
Malike ndoangu ndozoteerera zvangu
Nyari dai mwari akukomborera basa rako rakupa a good feture ,and ngazviyende mberi
but zvekurwisanisana bhoo hr mmmm thats bad. but thanks to Nyarie
🎉🎉🎉well done Nyarie ❤😊
Iwe sparks unongivenga munhu zvisina basa asi akakutorera bbe here
I love ❤ nyari e uri munhu akasununguka
Had always known Nyarie from high xul...aive munhu wemadrama zveshuwa.zviri maari
Thanks DJ nekutuunzirawo Nyarie pano ❤
Usataure nyaya zvisirizvo 😮,hanzi anga ari busy not kuganza nyaya inoda kuanalycwer zvakanaka sparks
Problem kutsura zvinhu zvemunhu every interview yawaita nevaanoshanda naye mxaaa
DJ sparks musangovenge comic elder. Vanhu vaano shanda navo vari kuti anga ari busy. It's not fair. Farai neku rira kwemumwe
Umm, ska munhu akaita busy anonzi akuganza hr?
Am happy to know you are a Catholic Nyasha
Kana vaona Dan ku background isa like
Ini hangu nyari ndomufarira kuti haapererwe pabasa rake
Nyari uri right ndakavhura page ndoisa malink ebasa kuno kuchando munhu anoti high
Manwe ma questions ako Sparks haasi necessary some are too personal
Zita rako rekuberekwa ndi DJ SPARKS
Nyari azama kurerutsa and thus good
Mwari wa Lee ari kudenga ende mwari hana basa kuti vakamumaka uri kutoti akamorerwe
Sparks ane shanje zvekudaro anovenga mumwe murume kana akubudirira ndomuziva zvekudaro takakura kumaraini mamwe chete
Thank you so much🎉🎉🎉🎉🎉
Sparks ndaimbomufarira bt tsvina musoro netundebvu twaasingageze...anyway zvaanoita boe hake
Ko kusiyana naElder or kuzomubvunza iye unobveyi nhai sipakisi ?
Mukurwadziwa naComic elder kaimi rasta?
Wasiirira patricia Nyarie
Kusiirira here or it was intentional
Sparks uneruvengo nemwana iwe
Sparks siyana na comic elder iwe ko chii newe nxaa
Sparks usarwadziwe naComic plz haana zera newe
Blessings
Ndovanhu vanofanira kusimudzirwa ne government yedu ava .
Sparks you are wrong. Munhu haarambi aripanzimbo 1. Anokura, kukura hakusi kuganza. Woti angoramba achiuta zvaNyarie chete chete, nooo
Well done nyarie keep it up
😮
Handioni chakaipa kubvunza nezva Comic Elder since vachi actor na Nyarie .Musangoita dzungu kunge huku yabviswa musoro aaaaaa
Murume kuvenga mumwe murume zvakaoma
Kusviba zidumbu ,usangovenge Comic Elder wave zidhara ita competition nevezera rako usiyane nevana
siya mwana Dj mukosho itazvako
Haaa nyarie ano actor hake 🎉
Interview Hwindi President please
dj sparks why kuvenga Elder like that?
Ndini b wacho
Zita rangu rekuberekwa ndidj sparks ndoriripachitupa
Dj sparks mumotigonera
Panyaya dzenyu musa nyombe Gaffa nekuti blocking yenyu haishande
Nyarie shares her............
Mazikuhwa kunge munhukadzi ,zidumbu rizere matuzvi
Nhaiwe urikutaurirei zvinyadzi pa media muchinda wako akanzwa izvi anokuramba
Haaa panozobuda every skit pamaraini apa.
Haaaaa Dj sparks muchingori na Comic elder nanhasi haaaaa pride dzinokuurayayi why musinga admit kuti makanyepa
Sparks muri kubata basa rambai makadaro
Sparks wenyu uyu arikutoda kupedza comic Elder but hazvigoni
Pamwana aramba kuti pataurwe apa😂😂😂
Kuganza kupiko nhai Sparks siyana na Elder iwewe 🚮🚮🚮 wakurwadziwa nemwana iwewe Elder muhombe uya Nyarie wakapenga wakamira na Lee
She is a good woman
Sparks munhu ane number sewe hazvidi kurembedza tipfekere mushe
Guyz dai mwana wangu akaita SA nyari
Mavengere awakaita Comic Elder so ma1
I like her coolness❤🎉
Itawo interview naMan Tawa
Nyarie is such a vibe
Musabvume kupesaniswa rambai makabatana
Uuhm sipakisi aunyare here siya mwana comic to the world vanhu vanoshanda vese zvakanaka ava