ChiBHOI hachishande Hama dzangu chinonzi chBHOI hakusi kushora isu vatema bodo BOY ivara reEnglish rinoreva mwana mukomana mudiki tisaite hunhu ihwohwo hwauraya nyika minister anotora 15 billion ndochi BOY BOY kuda ma toys maBenz neku renterq mahure maFlats chi BOY BOY fuck chi BOY hunhu wembwa
thank you guys for teaching us as youths to stop complaining and change our mindsets and begin to work ourselves,pazhishoma izvozvo you can make a living.not be a subject that is changed by the enviroment ,we thank God for the life of Prophet Emmanuel Makandiwa who is empowering us and building a generation of warriors.
shame to you kana usingazive basa rehurumende ....ko vana mbuya vane ma 60 year voitasei... haufunge handi...shame unofunga kuti vanhu vakagara .we are working but hurumende should do something for us ma doctors.. imi ma hwindi mosara muchiitawo mari pane kuyi tose nesu vakadzidza aaaaaaaah think young man
kkkkk maybe ndini ndarasika hangu but sense ye joke is hiden. Kedha ati "Hakuna Hurumende wazvinzwa" then paused. Kwakuzotaura zvimwe kumberi but he had already made his point. Kurova imbwa vakavika mupini ndokwandaona apa
Jay M Boss kedda is saying that don't depend ne government but use your own hands unlike bhutisi arikuti zvinhu zvaoma Hope yake iri mu government of which government haitarise kuti wadya here kana kuti hauna
Guyz am also not happy @ ol abt wats happening in our country Zim ..our economy z down BUT as a yung man I urge u 2 stop complaining... let's open up our mind n stop complaining on things u can't change @ ol u jus nothing 2 change ths government..try 2 count how many tymz u failed..we failing ..complaining won't change anythng ..lets try 2 mek a lyf out of the resources we have..pamukuty zvakaoma ipapo ndoopakutengwa mota nevakawanda dzimba zvakawanda...
2020 click like if you are still here. Remember hakuna hurumende inokudiridzira garden.
ua-cam.com/video/VmDCNC8IseU/v-deo.html
I'm back here after 5 years
Wa
2023 wi still watching dem Legends
i salute you guys .this is really motivating and inspirational
Who is watching after USD is banned
I'm here
we are always connected
we want these guys back 2023 still here
I miss these guys acting together
2021 still waiting for reunion
2024 still watching
Team rangu iri 😂😂😂😂❤❤❤❤
2021 tiripo 😎😎😎😎😎😎
God is in control don't forget to pray
Hakuna Hurumende inokudiridzira garden...
uuumh bhutisi abva ademba zvaatengera ka super
ChiBHOI hachishande Hama dzangu chinonzi chBHOI hakusi kushora isu vatema bodo BOY ivara reEnglish rinoreva mwana mukomana mudiki tisaite hunhu ihwohwo hwauraya nyika minister anotora 15 billion ndochi BOY BOY kuda ma toys maBenz neku renterq mahure maFlats chi BOY BOY fuck chi BOY hunhu wembwa
😂 6 years later zvaworse
2008! Zim yanga iri manganga!
Komuripi guys
thank you guys for teaching us as youths to stop complaining and change our mindsets and begin to work ourselves,pazhishoma izvozvo you can make a living.not be a subject that is changed by the enviroment ,we thank God for the life of Prophet Emmanuel Makandiwa who is empowering us and building a generation of warriors.
fuck you
totambura tichirega mbavha tichirova15B
Why do we have to be relageted kuzvishoma ko iyo hurumende yacho inoshandepi or they are just there to loot. wake up comrade and stand up. shame
shame to you kana usingazive basa rehurumende ....ko vana mbuya vane ma 60 year voitasei... haufunge handi...shame unofunga kuti vanhu vakagara .we are working but hurumende should do something for us ma doctors.. imi ma hwindi mosara muchiitawo mari pane kuyi tose nesu vakadzidza aaaaaaaah think young man
2024 we here
hakuna hurumende !!!!!!!!!!!!! hakuna hurumende inokudiri dzira garden
Tea hobvu 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Vakabatwa neshoko vakatadza kana kurova sip yebeer ravo
no goverment in this country kkkkk
kkkkk am e 2nd 2 comment discplineee maPrinciples lol
TSVE KUTAURA NEZVEZVIHUTA KUTAURA KWAMUSINA KUSWERA...PAWAIVHOTA WAITI UKUVHOTERA HURUMENDE YEKUMBA KWENYU....HAPANA NEZVEDZIDZO APA....AM SO ASHAMED KKKKKKWAAAAAKS MADOFO MUNOFA NEKUROWA
NORMAN TEL EM #TAG DIASPORA STUDENTS TSAGA NE15 BILLION YAKASHANDWA NABBA VAKO
Boss Keda makanyanya.....maprinciples anotodiwa mdara kkkk
Zvazooma manje apa maibhaiza
Word
OMG these boys are dng thingz
Hamuna kuita ma prefect kuchikoro
Hah kudhara
Cant blv I still enjoy these guys after 8 yrs😊
haaaa kkkkk Butis madisi hanz prefect
Hakuna hurumende inokudiridzira garden kkkkkk iyi yakakora iyi..
Haaa maya,handimwe pabasa kkkk.vakaipa boss kedha
Yaa kana zvakaoma, kutosona bhutsu ndizvo cause vanhu vanenge vasisatenge new one.
2021 who’s with me?
May is the month
Great guys keep it up
taking serious things in a comic manner. makaipa makaipa
sneeky Calvin fgm
Yeah
Dai makaramba murimese matokuma 200 k subscribers
mmmmmmmm Hakuna hurumende inokudiridzira garden. Pakaipa
The prevailance of the truth
Born free things Wil be ok tix not yo. Fault
Shuya akuna hurumende inokudihiridzira garden pamba pako
aaa kkkk bhutisi haanwire pabasa ndanakidzwa kkkk
serious boo ere
KANENGE KACHOCOLATE
Song in tha intro anyone know
"Hakuna hurumende" pause, hakuna hurumende ....... Vanedzinodhonza vanzwa.
Boe hr
Bhutisi pinda na boss kheda
😂😂😊gud job 👏
Enda muno rima minda iri tii
Kkk
hakuna hurumende ..........................kkkkkkkk
Kkkk hapana hurumende inokudiridzira garden
Me bvarubvaru b4 watching 😂😂😂
Combination iyi anga ari ma1
UNODA KUTI munhu wese ararame seasina kudzidza .NDIRI KUKUTSVAKAI vapfana imi muri ku lacker shamhu. Gonyeti ava kukuisai musaga. kudarikwawo na maggie here.
boss kedha i like .... am inspired
2019 we are still here
Hakuna Hurumende 😄
kkkkkkkk abva atadza kumwa doro audzwa Shoko ranhasi kkkkk
kkkkk maybe ndini ndarasika hangu but sense ye joke is hiden. Kedha ati "Hakuna Hurumende wazvinzwa" then paused. Kwakuzotaura zvimwe kumberi but he had already made his point. Kurova imbwa vakavika mupini ndokwandaona apa
let they that have ears hear. vamwe vanotadza kuverenga. kungomhanyira kutaurisa
ɷɷ I Havee Watched Thisss Movie Leakedddd Versionnn Heree : - t.co/EQMyZQlo5e
Jay M Boss kedda is saying that don't depend ne government but use your own hands unlike bhutisi arikuti zvinhu zvaoma Hope yake iri mu government of which government haitarise kuti wadya here kana kuti hauna
fuck off iwe, tikuita zvana bo kedha wotiudza zve leaked mvie
Haaa bhutisi vanondiita bhoo
KKKKK iyo hurumende yacho hapatorina totally, shem!
APA pakaipa kumberi
kkkkkkkkk iwe usamirire kudiridzirwa garden
Zvaitova nani mazuva ayo ikozvino nesuper yacho hayichatengeka
2024
2023
kkkkkk can't stop laughing
Dennis
No government this time kkkkk madyaira kunwa tea kurufu
Guyz am also not happy @ ol abt wats happening in our country Zim ..our economy z down BUT as a yung man I urge u 2 stop complaining... let's open up our mind n stop complaining on things u can't change @ ol u jus nothing 2 change ths government..try 2 count how many tymz u failed..we failing ..complaining won't change anythng ..lets try 2 mek a lyf out of the resources we have..pamukuty zvakaoma ipapo ndoopakutengwa mota nevakawanda dzimba zvakawanda...
Keep the good work
maface ayo soo kkkk madhara
Kkk kkkk chokwadiii ichi
kikkkkkkkk tumachinda itwi ka!!!!!!!!
Kkk kkkk chokwadiii ichi
Ishungu ka idzi hamuna kuita ma prefect kuchikoro
I enjoy this video
some guys are just bitter nxaaaàaaàaaah,ini ndanakidzwa kana usina kunakidzwa siya pane kungotukirira
but also hurumende must create jobs
Hhhh vakuzvi discipliner
zim haina hurumende kkkkkkkk hurumende inoku fidha wakagara
kkkk handimwe pabasa
Zvakatinyaaa
Bt bhutisi anoda zvinhu kkkkk
makaipa guys keep it up
Heavy
Hakuna hurumende inokudiridzira garden ,"FACT"
Inoità bus stop
ko song iyo inonzi chii ??
HAKUNA HURUMENDE
Kkkk hakuna hurumende..................???????
Hakuna Hurumende
kkkkk shoko ranhac
2020 chichiri kupisa
kkkk super yaichiri kuwanikwa kkkkkkkk
2020 zvatove wesi manje
adzamirwa ne shoko ndiye mwiii