Nzvimbo iyi magrudges ijahwi you can tell panenge pachiitwa macontributions nevanhu, this is a simple case inongoda nyakurapa on the ground nyaya yakutofamba, otherwise sometime a jilted lover unokwanisa kugadzira nyaya kuda kuti fix, bez why wait for three years kuti nyaya ibude, semwanasikana day iroro aifanirwa kuudzwa mai vake zvainge zvatoitika nyaya yacho yotofambirwa, otherwise nyora hachisi chinhu chekuti munhu anongonyarara, atemerwa, mbuya sithole ngavauye
Exactly no kana maenda pan'anga unotaura here marapirwo iwe uri murapi?Family yemukadzi yakarwadziwa nekurambana.There is a big grudge family yemkadzi yakuwedzera?This area yese zvayo ine nyaya zvikaramba zvakadai Mmmm muchazonzwa.
Zvamakutaura amwene ratove drama. Hamufambe ne mwana wevanhu pasina vabereki vake. Ko Dai akafa. Zvitsiurei iwe Malvern namai vako. Musanzvenga nyaya makaresva makaresva
Malvin ngaapuwe nguva to explain his side of the story, sekuita kwaita mai vemukadzi vachitsanangura Since aramba kuti haazvizive hapana here imwe nzira to verify kuti nyora idzi dzakabvepi from an independent person anogona kubetsera. uye nyaya yekuti mwana ainge akakwana here ma hospitals have records
Ngavangoendezwe kwa Tasvu zvinobuda pachena. Back to sender. Mai va Malvun mu nekuda ana no wana komana wenyu. Asi munorara mese here. Musikana wakanaka iwe dzidza zvishandire ukab iswa Nyora unotonatso wanikwa
Eeh vanhu dzidzai kuitawo Google information if you don't have a library near by. Some women don't even know they are not pregnant at 16weeks (4months) that's why pregnancies are confusing. If you want actual dates when the baby was conceived you have to do a scan not counting from when you stopped your period. Hachisi chinhu, mwana. Nekuti afa it doesn't mean that it's not a baby anymore
MALVERN SHOWING OFF HIS 3 PLATE STOVE, HEADMAN DONT FORCE PEOPLE TO ADMIT ZVINHU ZVAVASINA KUITA, MAI VEMUSIKANA HANZI MWANA AKUTADZWA KUNYENGWA NEMBINGA NEKUDA KWENYORA.....
Medically it's normal for a pregnant woman kubuda mukaka, it's called lactate in pregnancy and the milk is called colostrum, it's a normal change in a pregnant woman to prepare for breast feeding. This usually happens from 16weeks of gestation or of pregnancy. That's exactly the time she was was producing that breast milk. Nyaya iyi yanga ichidawo divi ranachiremba kana vanamukoti
The girl is so beautiful❤😊
zve paCamera otherwise proven nzenza and the mother yooooo
Part 7 yamai Vanessa ngaichiuya ndanzwa nokukwira nokudzika kuitsvaka
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂makwira nekudzika hiii mandinakidza Shem
Kana neni wena😂
@@mesiMutepfa kuda nyaya pakaipa kani sahwi kkk
Kana neni tanzwa nekuimirira semhuri
😅😅😅😂tese tese
Musikana uyo inyama hake jealous down 😋👏
😂😂😂😂 waona wanku
😅😅😅😅😅😅😅😅 hiweeeeeeeeeee
We are waiting for nyaya yamai vanessa
Wooow Ambuya vane hat yemurara vakapfeke green avo mmmmm makanakisa ambuya makanakisisa natural beauty yega 😍😍
Mai ava vakadzidzisa mwana kunyepa Marlvin ramba kupomerwa matsotsi aya mai nemwana
Taura hako kunyepa
Ichokwadi
Muri kuda Malvern
Thank you sekuru for letting the truth out. Malvern anooneka kuti itsotsi. Kungwara ngwara kwacho kwakanyanya. Akachacharika Malvern uyu
Ndiye nen'anga yake vakabvisa nhumbu zvess zvaari kuhumana ndezvekunyepa
Zvoda Mai Sithole tione chokwadi nyora dzinoreva zvakasiyana siyana
Headman big up mune common sense newisdom sedunhu tine kwatiri kuenda. Rambai makadaro headman justice kuvanhu.
Akauya nenhunbu yake, mai vemusikana itsotsi
Uti uri kuda Marvin
Mukomana pride anayo zvake
Mukomana anoita sekuti anotaura chokwadi
Darecra headman Chigodora is Netflix number 11😂😂😂
Haurevi nhema😂😂😂
Uyu mukonana wemagirazi anomboita nezvei anoda kucommenta every story yepadare apo futi anoti rasikei
Zvekuti ane full of I know
Akandibhowa panyaya yamai vaye teacher vairwadziwa nawo
Kwazi ndiPastor😂
Nzvimbo iyi magrudges ijahwi you can tell panenge pachiitwa macontributions nevanhu, this is a simple case inongoda nyakurapa on the ground nyaya yakutofamba, otherwise sometime a jilted lover unokwanisa kugadzira nyaya kuda kuti fix, bez why wait for three years kuti nyaya ibude, semwanasikana day iroro aifanirwa kuudzwa mai vake zvainge zvatoitika nyaya yacho yotofambirwa, otherwise nyora hachisi chinhu chekuti munhu anongonyarara, atemerwa, mbuya sithole ngavauye
Unorevesa even tikatarisa mapoints anobuda kuvanhu haasi ekugadzirisa nyaya zvinenge zvine kakuwengana mukati
Exactly no kana maenda pan'anga unotaura here marapirwo iwe uri murapi?Family yemukadzi yakarwadziwa nekurambana.There is a big grudge family yemkadzi yakuwedzera?This area yese zvayo ine nyaya zvikaramba zvakadai Mmmm muchazonzwa.
Imi musada kuisa macomments asina basa manzwa ini ndine example ndakazviitwa zvenyora izvi handna wandakaudza ndaive ndri mudiki ndr grade 7 ndave form ndipo padzakatanga kushanda ndipo pandakazotaura 😢unenge uchingofunga kut kuda ndri kubatsirwa ende handingaudze vanhu ka unenge usingazive kur dzichakonzeresa
Comedian hanzi mwana anga ava kubuda nge mukomwa😂😂
A whole grown woman agrees kuchekwa nyora dzausingazive kut ndedzei 🤔
Kamukomana aka Kane pride hayii😂😂😂 iyo phone ndoikunzi tiyione
Eish that Malvin guy is sooo cocky. Apa phone yaramba kukwana mubhachi😅. Haufambi nemmwana wevanhu kusvika kutemera nyora pasina mubereki wacho. Akarii kuendesa mwana kumba kwavo.
Morning bataps thanks nekutipa nyaya dzekumaraini
😂😂😂Haa mkwasha uyo kaaaa hanzi mwana ayida kubuda nemukanwa,mwana anga akazara siki
Kana neni ndasekawo😅😅
Idofo nhai ndotomuziya anodisa vakadzi
Sabhuku Chamunofira musavapa mukana vekutaura haazivi nyaya, vanovharira vanhu nyaya, pese pese tirikutonga junju no no 🙌
but that was the final judgement wani, 1hr remahara vanhu vachishupana munhu wacho akatema nyora asipo
@@JOETSINAZ yaaaa ndakazozviona kuti Sabhuku vari right, after judgment sorry Sabhuku Chamunofira 🤝😂😂😂
Nyaya yauya kudare ndeye nyora zvekuzoti nhumbu akauya nayo hazvina basa izvo,Blaz vemagirazi vanondigonera
Canhu va headman Chigodora vakatsvukira .vanenge vanodya vachiguta vese
Kudya havo cash yevanhu
Karanganda Tv ndimi number 1❤
Zvamakutaura amwene ratove drama. Hamufambe ne mwana wevanhu pasina vabereki vake. Ko Dai akafa. Zvitsiurei iwe Malvern namai vako. Musanzvenga nyaya makaresva makaresva
Am i the only one akuzama kuZoomer fone yaMalvin.
Kana usingazivi nyarara, kwete kunyepa wakapfeka bhachi. Hanzi mwana kubuda nemukanwa
Mai va Malvin avo is the type yavamwene ine pamuromo inoda kupinza varoora mumadhiri akadhakwa
Murume uyu anopenga mwana angabuda nemukanwa here😂😂😂😂
Kkkkkk
Kkkkkkkk ko kuzoti mwana akabuda aine sick
Imi .munozvionawo sei kwai 50kg yemagwere
Anoda kusimbisa nyaya yake
@@nyashabuwerimwe-sw6qu off topic
😂😂😂Mwana ayida kubuda nemukanwa.
Vanhu ava vane hasha vari kurwadziwa nekurambwa kwemwana wavo
Ko vanhu vedunhu iri vatadzawo kuitawo ka temporary structure here i feel for them kana kuchipisa
Malvin ngaapuwe nguva to explain his side of the story, sekuita kwaita mai vemukadzi vachitsanangura Since aramba kuti haazvizive hapana here imwe nzira to verify kuti nyora idzi dzakabvepi from an independent person anogona kubetsera. uye nyaya yekuti mwana ainge akakwana here ma hospitals have records
Wapedza
Hanzi nababa mwana haachade kutumira kkkk
Malven akutsanangura zvekudyiwa kwesadza uyo haana yaya. Nyaya ndeyekuti akarndesa mwana wevanhu kunotemerwa nyora without the consent of her parents.
Malvin anonyepa zvisingaiti
Muchinda wemagirazi uyo anotonga nyaya keep it up
The lady seating next to headman chigofora asi ndivo vahosi here she is so beautiful
😂
Kweduyo Jindwi..proudly Ashe eJindwi ..Babamunini Headman Chigodora to the world ❤️
Muface anozvinzwa uyu 😂😂😂😂
Ngavangoendezwe kwa Tasvu zvinobuda pachena. Back to sender. Mai va Malvun mu nekuda ana no wana komana wenyu. Asi munorara mese here. Musikana wakanaka iwe dzidza zvishandire ukab iswa Nyora unotonatso wanikwa
Haiwa tasvu kkkk
Ndongoti gurukota raheadman murume uyo aaaaah ndaombera❤❤
Eeh vanhu dzidzai kuitawo Google information if you don't have a library near by. Some women don't even know they are not pregnant at 16weeks (4months) that's why pregnancies are confusing. If you want actual dates when the baby was conceived you have to do a scan not counting from when you stopped your period. Hachisi chinhu, mwana. Nekuti afa it doesn't mean that it's not a baby anymore
If I'm not mistaken this guy said they were just two months into the affair yet the girl was 3 months pregnant
Amai ava vari kukanganisa mwana wavo wavadzidzisa kunyepa kudai.Amai vemukomana pindurai musoro wenyaya nokuti maakuzvipisa mhosva nekutsanangura zvisinei nemusoro wenyaya.Hanzi mwana wangu akawana mbinga mai iyi,ndosaka makapa mwana ane mimba kumurume.Makazviwana zvamaida.
Iweee nyarara uyo marlven ndomuziya anodisa vakadzi imhombwe usadaro
@@violamavhatu6434kkkkkkwaaa
Karanganda Mutare hoyeeee..chogodora haaa .hlw baTaps nemhuri yenyu
Kaheardman ako karubbish chaicho Kane full of I know nxaaaa
Kanotora side
Ava vemagirazi soo panyaya dzose haashaikwe 🤣🤣🙌
Unoda kuonekwa pakaranganda vanenge vanoda zvinhu baba ivava🤣
Kkkkkk
Ende nhasi akaayinirwa 😂😂😂😂mkadzi akanzi kune vanhu vemacamera uko kkkkkk anenge akageza
Vanotaura nyobvo isingaiti baba iv ava, vakati pepe I bonga vanoda kuzviita zuva zvose, vanodisa camera
he just has gullible fans i bet mostly in diaspora who a far from reality otherwise this guy is fa from fair and consistent
Mwana uyu musikan ngakwane bcz iye avamunhu mukuru anogona anadzo nyora but asina kupiwa nemurume akdziwanawo kake bcz avamunhu mukuru akadii kubvunzakuti mondichekerei ndedzei
Murume we musikana unyu ano zvitutumadza uyu
Mhuri yana Malvern ine Chikwambo chaimwa mukaka mwana uyo.
Mai vanoda kuti mwana wawo arrorwe nembinga saka vanga vamuendesa uku kune magwere vakaona sekuti imbinga .
Kkkk musapa vana zita rekuti Malvine kkkkk nharo ne pride😅
MALVERN SHOWING OFF HIS 3 PLATE STOVE, HEADMAN DONT FORCE PEOPLE TO ADMIT ZVINHU ZVAVASINA KUITA, MAI VEMUSIKANA HANZI MWANA AKUTADZWA KUNYENGWA NEMBINGA NEKUDA KWENYORA.....
Headman ipai munhu nguwa atsanangure nyaya zvizere musakata munhu achipa tsanangure
You can say that again vanonyararidza munhu achitaura
Ichocho ichokwadi ndakaona matare avo ose so vanhu havazogoni kupikisa sabhuku
kutsanangurei vachitenderera tsvee straight pane zviri kutaurwa
Ukataura zvema girl friends 2 vanokukata 😂😂😂😂
Kamudhara kechikepesi cheZanu kari kuvhiringa kufamba kwenyaya, ngaano vhiya mbudzi
Ndipei hangu mwana sikana uyo nenyira dzake ndizvibvusira ndega akanakisa
Malvin imbinga. Pakashereketwa apa kufixa Malvin.
Lord of mercy vabereki rairai vana kumba ukoo
Kubuda nemukanwa really😂😂😂
Batayi nzeve yenyu 👋👂🏾
Headman Chigodora mukanya ndimi munechimuti muri kurira soko kkkkk😅😅😅😅
Soko to the world..next time I’m joining him saAshe eJindwi
Ndandichitiona Action Movie mukomana achirova explanation
It’s Malvin’s phone for me 😂😂😂
Muchinda weCap yemusangano anorasika hake
Haunyepi. Kazhinji kacho anorasika. Anofanirwa kugara kuzuva kune vamwe uko
Malvin uyu Haana kuchena . At his age aziva n'anga too bad. It may not surprise akatorombawo kkkk amaa 2000😂😂
Nhai anga atoziwa n'anga nguvai
Magirazi uyo ane dzungu uyu
Akauya nenhumbu yake mumusha mana Malvin uyo
Taiepo , Keep up the good work BaTaps .Mwana kuda kubuda nemukanwa aaaah😂😂.
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂 zvine nharo
Mashamiro aita murume akagara kuseri ane black uyo😅😅😅😅😅
@@nondochirau9664 ndamaonawo heheheh , anga achitoti muface uyu dzakakwana here or hudofo 😂😂😂
Kurwmera mwana wausina rudzi naye nyora, Mashura emheni.
Mwana akabuda ane sick 😂😂😂 imika anhu woyeeeeee ana wasu diko chinyikoooo😂😂😂
Murume wacho anemisikanzwa kudavakadzi iye akatobatwawo nesick futi mukaka unotobuda uine mimba mapenzi
😂😂😂😂wasu to the world 🌎
😂😂😂😂😂😂 kunyepa hake kuti nyaya ikore muto
🎉Wekutonga junju anambopota achinyarara hapana zvozikanwa
ndozvazongobuda wani kuti mai sithole wacho ngavauye,
@@JOETSINAZ Ndofunga Ndofunga manga makatarira mukoma mudhara wejunju uyo arikuita sekunge aitaura zvine musoro asi zvisina. Pari zvino nyaya yafamba pabuda 1.kuti musikana ane nyora zveshuwa 2. Witness yakaona achitemrwa nyora yanzvadzi yacho iyo 3. Mhuri iri kupomerwa iyo iri kuramba mhosva yayo and for that reason 4. Headman vapa chisungo chekuti vachapihwa mhosva yokumboramba kwavaita. Mbuya iri kudiwa iyo haisiyo yakamhangarirwa ingori key witness chete inogona kuuya yotoonekwa kunzi mbuya inoyepa iyi . Sekuru ivavo vejunju vanofanira kutaura vakagara mune vamwe kuti tirikutonga junju kwete kudivi revatongi.
Mbuya Sithole kaaaaaa....Chabodo naMatutsa varimukati...vakaita zvekutamba vanodzokerera mukati..
Hapana kutonga nyaya kwakadai kana mai sithole vacho vekutemera musikn nyora vasipo
anyone noticed how Malvin flexing his phone?
Anopenga mukomana uyu
😂😂😂 aiwa vanga vachi flexa mukoma Malvin,nebhachi ravi rekodhoro
Aflexa aita sei ? He is just holding his phone it's no Biggie chill
Nyora dzichichekwa vanokuudza kuti uya nereza tigokucheka nyora, ko akabvumidza kuti aise nyora ndiyani kumwana .
Well done❤❤❤❤
Asi ndikuona sekuti mbuya Sthole vachaudzwa kuti rambai nekuti ishamwari yamai vemurume.
Zvir pa2 vanogona kutouuya vachidyamuka varikutogezera ft mukwasha uyoo
Mwana aive nenhumbu but isiri yaboyi. Akamwa mushonga wekubvisa nhumbu uyu. Matsotsi mai nemwana, dai akazvarwa takudaidza Tinashe Mugabe.
Nemari inoripiswa naheadman kwakutadza kungovakisawo chishade shuwa .
Vamwene nemwana wawo vari pachokwadi
Nyora dzakachekwa ndicho chokwadi, vangada zvavo kuramba but mhosva iripo
Headman mune chipo ❤❤❤
Pamwe nyora ndidzo dzakatobvisa nhumbu
Vakarohwa 10 not namalvin nambuya sithole nyora dzaiva dzekubvisa mimba nemushonga waanonzi akanwiswa
Headman kaarea kenyu ako Kane ndururani 😂😂😂
Zvisingaita ndiko kumusha kwangu.Kunoti chihure muroyi yooo
😂😂😂 very dramatic ndati imiweee
Mmmmm vamwene pane basa eish
😂😂😂😂😂😂😂
Kugomera mwana akuda kubuda nemu kana hey bro. I drummer here
Baba vemagarizi munedzungu tsvagai mabasa not kuswera muchiteedza matare.
😂😂😂😂😂😂
Vanoda kunzi vanogona kureketa apa vanodisa camera
What is the guarantee that the accused person will not meet mbuya Sithole
😂 Nhoroondo dzeupenyu. Hanz 50 KG yema gwere
I think dare iri rinozotambwa rakatambwa kare maonero angu sei musingapi mukana kut the accused ataure zvizere mozomubvunza
Nhai bataps ko gudo rekunzi ririkuuya rakapfeka sutu rakazodiii😂😂😂😂
Head man chigodora to the people
Our Biker 😂😂😂
Havagone kutonga ava vari kutsikirira vamwene
Ukaenda kumaprofita unotononzi unenyora mumuviri iwe usina kutemarwa nyora dzacho zvemaprofita izvi
Medically it's normal for a pregnant woman kubuda mukaka, it's called lactate in pregnancy and the milk is called colostrum, it's a normal change in a pregnant woman to prepare for breast feeding. This usually happens from 16weeks of gestation or of pregnancy. That's exactly the time she was was producing that breast milk. Nyaya iyi yanga ichidawo divi ranachiremba kana vanamukoti
Ahh iwe zvekutotesa machira here?
kkkkk chivanhu hauchizivi iwe ndaona mheni ichigadzirwa muna August kwakacheka nyika
True ini ndaitozviita ndikapiwa ma tablets
Ehe ini ndaitomuka hembe yose yakanyorova ne masheets
Maive makaroiwa nanhasi mybe muchakatoroiwa kusisa kutotesa ma sheets une nhumbu zviriko here imika
Budi wemagirazi excellent
Apa pane vanhu vanovengana. Uye Chigodora une rasika. Nyaya yekuti musikana uyo anonyepa hamuone here.
Akauya nemimba. Am sure Malvirn atsanangura. Ngazvipindirwe nenganga zvi onekwe kuti chokwadi ndechipi.
Musikana anofanira akabvisa Mimba
from Durban with luv big up baTaps
Mukaka unobuda kana munhu akazvitakura its normal.. vamwe vanotosisa chaiko kunyorova hembe .. after three months atove kamunhu harisisiri ropa
Kusaziva kufa chokwadi taura hako
Baba vanonyepa ava vekasutu kebrown,vekunyepa kuti ndoda kuchata.
😂😂😂😂😂😂vaida kutora nemuchato
It's the word "mbinga" from nyakutumbura.
THE GUY IN SPECS ANOGONA KUATURA I ALWAYS LISTEN TOHIM GIVING POINTS
Ende every dare anenge aripo zvondinetsa kuti havaendi kumabasa here
Anogona kutaura but anoyenda kunoyenda mhepo magirazi uyo
anondibhohwa anekakuzvitora kuti anoziva. kadzungu soo haana kudzikama
He follows the wind. At his age he should look for a job asiye zvekutevera zvimatare zvemumusha.
Noo kunyepa uko vari kurwadziwa nemwana akaramba.... after anyepera Malvin kti mumba ndeyake.....Mai endai munogare nemwanasikana yenyu kumba
Musikana akaroorwa Aine nhumbu yake Mai vaiziva vakangwarisa
Kuna vanamai vakangwara vaiziva KT mwana wavo anenhumbu avo xaaa vakuda kungofixer Malvin namaivake ini ndnorwadxiwa ini airwara nemimba asingaudxi vamwene nei itsotsi mainemwna
Kufambira mwana wevanhu vabereki vasipo imhosva iyoyo kusatokwana chaiko
Mai vemukomana vanoshandisa mwana wavo and iye anotoonererwa nekushandisa vana vevanhu
It's true totomuziya and hasireye wekutanga wakatoendesazve umwe wekwamurehwa
@@violamavhatu6434iya saka pane nyaya
@@violamavhatu6434 zvakaoma munoziva vane hunhu hwe kauroyi so
Thats very true