Kwa Prophet T Freddy kune drama mukadzi arambwa abatwa ane ma condom mu bag NYAYA YACHO IKUSEKESA
Вставка
- Опубліковано 13 вер 2024
- IF YOU WANT TO ADVERTISE YOUR BUSINESS CONTACT 0774045235
follow us on FACEBOOK link / djsparkszw
EMAIL US trustysparks@gmail.com
Iiiiii ndakaiona nezuro ine 2minutes streaming.Mama vakacheneswa even tete pavakaratidzwa napapa vakapupura nemuromo wavo kt ndachenesa muroora.Wanyepa apa.
Saka apa havana kupuluta here , dai waona uchipedza
Nhaimi she was innocent vanhu taurai zvamanzwa
Even ini ndaionawo haaa tete vakaoneswa vakabva vati ndachenesa muroora wangu uumm yekurambwa hatina kuinzwa
I so heard another person complaining kuti vakainda kwa t freedy , asi zvavakanoona here azvisirizvo , zvobuda pa tv so seems scams here
Murume aramba mukadzi zviri skillful
Usa nyepera vanhu iwewe thus the reason why tisinga Ku followe unonyepa had line igadzirise nekuti we watch and follow T Fredy big time now and then
Hapana paanyepa apa
Anyepa teererai nyaya yese musati manyepera vanhu
Kkkkk zvibaba zvenyaya izvi kkkkk
😂😂😂😂ndini hre wekutanga kusvika pano guys
Haana kuzorambwa hake...headline yako unofanira kuichinja
😂😂😂😂l like it
Topic yako nhema varambwa hre mai ava
Ummm musoro wenyaya maurasa plz gadzirisai
Nhai zvenyu imi chii chakadaro
Tiripo
Manyepa blazi azvina kunzwaro hana kurambwa musazodaro