Unobvunza munhu ari kuchema kuti uri kufeeler sei what kind of a question is that❓ instead your are suppose to give her a hug to cool her down... Be professional RYAN
Im sorry hako mainini vakomana varikubhaiza ava nevamwe mababe arikubhaizawo futi izvi zvakutoda mweya mutsvene nekuti zviuya hazviwanani shuwa waunoda haasi anokuda wausingadiye anokuda , ukaenda mubible unotonzwa verse inoti there is an error under the sun machinda achifamba nemabhiza vana mambo vachifamba netsoka
Varume tichafa rinhiko , vakadzi vazorore.😢😂
Munoenderei kwaRyan musina kusimba hezvo makuchema muchanomukira kuharare hospital rimwe zuva
😂😂😂
Kkkkkkk
@@rumbidzaitarisai7282 kugomo
😂
Haaaa it's better undiudze be4 u go kwa ryan uko ndisazokunyadzise hona manje😅
You still young Nana u will find mumwe anoku value
Iwe know when to stop “mukufeeler sei panana “ for someone in tears 😂😂
Apa azoverengeswa surf manje ....... mujolo uyu mmm😅
😂
Haaa sory wangu this days relationship haddzis dzekupinda nemoyo pinda nemagaro zvekuti ukabhohekana unosiya wati bhuuuuuuuuuùu
Kkkk kwana iwe😂😂
Aikaka kkkkkk
😂😂😂😂😂
Plus why answer wakanzi dembetembe haaaa inini andidaire ahhh😅
Kkkkk pakaipa
😂😂😂😂, pese pese Ryan unongonzi, iwe imbomira kutaura, uri mharadzi Ryan
Ita zvechikoroo ukoo 😂😂😂
Nhai😂
😂😂😂😂 yes
Nhai busy zvemjolo kamwana kadokodoko kakadai
😂💔
Wonzwa mumwe munhu achiti chiroora... ndorwara here!?? 😂
@@bran_rx kk kkkkk kkkkk kkkkk haupenge ka kkk kkk
That’s supa dope 😂😂
That's shupa dope😂
Vayera moyo lets gather here ❤❤❤
😂😂😂😂
Hanzi Nala handimuzive, haana basa kkk sorry baby girl you are still young, its part of life
kana usingadi mnhu muudze chokwadi panekuchemedza vna vevanhu
Aah Ryan mwana achema wani wobvunza futi kuti uku feeler sei paheart hr 😅
I was not expecting this from samaita haibo ,hatina samaita ano cheater never😢😢😢😢😢
First to comment, Ryan and tinash Mugabe ndimi ma Exposer kuti Real love mazuvano hakuchina boyz
true
Kkkk naProphet Freddy
Shame ipapa ndiye anenge akabvisa mwana humhandara
Ndoska kachema
This one must be the first cut.first cut is the deepest
And check on...point taken
Saka vanhu vese ava havaone these shows here because kaSyndicate aka haka chinje😅😅
wangu ndokumbiraw kut cameraman wedu ambopota achitiratidzawo munhu wese tisangoona munhu kusvika muchuno chete, thank you
Hezvo 😂😂😂😂
😂😂😂😂aizve
😂😂😂 watsamweiko sahwira
Wakumuda hr 😂
19 years kuchemera mukomana yoo munonyanya kuvhura makumbo ndosakei zvarwadza kudaro 😅
Mwana arikuchemera binzi dzakadyiwa nemakudo. It's painful plz chingetedzai zvinhu zvenyu to avoid extreme heartbr💔ken
Very true…kuzvichengetedza chaiko
Muchatijoina henyu kumbanje sorry hko babe girl
Skizzzzi😅😅😅
Uchiri mudiki iwe chimbokura wamai kkkkk uku kunoda vakashinga bcz unogona Kufa kkkkkkk srry hako bby
King Ryan, may you counsel these people vanenge vaita heartbreak if possible please. Ndarwadziwa nesituation yaYala...😭
Mainn imbokurai its too early kut muchemedzwe nemunhu wawakatoona ave nendedzu dzake kare
😅😅😅😅😅ndikakonzwa kuti dembetembe straight to the decline button
Anzi zvingani zvandakakuitira isex chete hapana chimwe
Zvesure Ryan ita customer care ini wakandibvunza zvisina bsa ndokuvhara nembama
Kkkkkkk Ryan anopenga chokwadi hanzi ropa is always on time apa Mamoyo varipa rufu
Mjolo kaaa if you were a person taikupisa nemoto
Vakadzi vese huyai pano please.
SAKA AIDS INOPERA SEI BECAUSE ZVIRIKURATIDZA KUTI VARUME VACHO VANORARA NEVAKADZI HOBHO PANGUVA IMWE CHETE
❤❤❤❤❤❤
Ana ❤ hatichemedzwe nemujolo zvekumhanya ahh watinyadzisa chisikana
some people are very emotional, zviriko izvi
@reinhardtncube9788 Aifanira kushinga kwete kuchemera muface asiri murume wako🤣🤣 ah isu the moyos we revenge we don't cry
@@Syescooamalexactly
😭😭😭😥 Ryan munhu anorohwa ne motor mu road 💔💔
Jah man hamuna customer care imimi …. 😂😂😂
Chokwadi dai ipopo achinja hake anozonyanya
Rudo rinochemedza ummm dawadziwa gore rese here amana apa musikana wacho wakanaka
Mumwe achafa maruresheni shipi enyu aya zvorwadza
Don't worry baby u find umwe anokuda
Hutsinye mukomana uyu😢😢😢😢😢
Ryan kkkkkk ah mdara muri kubvunza kt uri kufeela cy panapa munhu ari kuchema hr kkkkkk ah mauraya
uyu andirwadza😔😔
Kasikana korebesa huro se giraffe 😂😂😂😂, zverudo izvi muchazvirega henyu, isu kare takazvisiya izvo
Hahahahaha ungasiya seiko ndaida kuti udzoke mugame
😂😂😂😂 lol nguva ipi lol? hurt at 19 …. Ooops 😂chimbokurai vaTete
I can't believe people still fall for this lol😂
Kkķk zvingani zvandokuitira kkkkkk wakatsotswa beans musapakure beans musati mamudzimba hanzvadzi dzangu
Haaa apa chikiti chakarohwakkkkk haa mike usadaro ka nhanha aka
Nhaimi kuchiri netrue love here kunze uku
Yes my love true love iriko me and food we love each other😂
@@LoreenMuwanihahahaah😂😂😂😂😂😂
Zvino zvomochema nhai mafana at 19 mamboti maonei ko 😂😂😂 sorry hako chema uchienda se umblence😂😂
😂😂😂
Umm babe akanaka uyu ngauuye hake kwandiri ndomupa mazirudo
Unenge waku cheater wauyinayeka futi
@MaslineNyakujara-i3e umm haiinde kwaryan saka safe
Link me up na Nala tomubata bho not zvaari kuitwa nemabharanzi izvo 🤣
Wangu tsvaga Security unogona kutyorwa futi
Isu mafuse tine nhamooo kusina mai hakuendweee wanzwa uchaita loose ukapinda neheart
Mface uyo aripafone imhata nxaaaa. Anyways varume vekuzim vangove mapenzi nxaaa zvakaoma so sad sorry mwanangu. But vakadzi vacho varikuitawo futi zvakaoma
Anonzi masiziva iwe kwete dziva 😂😂😂😂 anasamaz boe here uko
Ini ndinotozviti ndini ndega ndinorwadziswa nyqmbie tiriko tese kkkk huyai mutijoine kuno kumbanje 😂😂😂😂in somatie yangu yakafa chte
😂😂😂😂😂its "somatie" for me
Apa she’s cute 🥹
Zvakaoma 😢😢
Aka kachanozvisungirira chete nhasi😂
😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂 zvakaoma kachema shame
Ryan anogona imimi ndimi musiri honesty zvivanhu zvasatan why do u break plps hearts ryan atori bho munhu becoz hes fixing relatioships
Yes it's true because unoziva kuti uri papi maybe unenge uri time pusher kwaari 😢😢😢
Ryn wakufan kutsvaga ma giant specially uchibuda paden
haaa vana ngavamboita zve chikoro ava hurt kudii🤣
u are 😂 smart bro
Unonzwa sewotsva 😂
😂😂😂...haa hanzi muku feeler sey...apa munhu achichema..😂😂
Love ndeyekumama
😂😂😂😂 veduwee huya kuno Nala ini anditirinawo
Michael sazita wangu warwadzisa mwana😂
Kudanana ne mumosken kurinani pane muzimba ha irisk
😂😂 ko kuzochema mnje 😂
Vanenge vaita maHeart break avo hautipe number dzavo , isu tiri loyal 😅
Kkkkk ha zviriko hr imi musadero
Dzikamai vana vadiki zera iroro sure 😂😂tisiyei hedu isu
Wakarohwa nani nhaiwe Ryan 😂
Ryan ukufungei nemari yangu
Aizve ndezvekuwirirana here izvi
Kkkkkkk ryn ndimadzingonyodze panevanodanana
Muchatijoina Kuma singlaz zvenyu
Mamoyo makapinda nemoyo honai kunanadziva uko😂
Unobvunza munhu ari kuchema kuti uri kufeeler sei what kind of a question is that❓ instead your are suppose to give her a hug to cool her down...
Be professional RYAN
Rega ndimboita zveku mbanje izvi ndakasiya sorry hako munin'ina
Shame shame for this poor girl,there z always tomorrow ....kurara nebhutsu dzinobaya Baya nhasi
Ryan usanyanye kubvunza tete awo kuti muriku fira CEI ... She z heart broken 💔 bcz anga akapinda ne double heart yake murudo umooooo
Rudo marara
Ndogara ndichiudza vanhu kuti rudo izita remunhu
😂😂 sisi vachema shame 😂😂😂
Dei ndirini time yangu ndaibva ndanyarara ndomurova heartbreak manyama end ndaimutsvaka bby wake Ropa iyeye ndovakonanisa after ndatsvaka umwe
Haa zvakangooma ama 2000 umm ma one aya
Boiz mwana akanaka uyu sei muchidaro vakomana
@@NigelChirandure-k7p haa wangu... nyangwe chicken ichinaka, haungadye usavi 1 everyday... panodawo ka beef, pork, lamb waiziya lmao.
Muchafa ne zvirwere
I will fix her drop the tag 😅
kkkkkk kingRyan kaaaaaa 🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkkkkk kuchemera mjolo hre boyz at 19 yrz kacharara nebhutsu nhasi
Unohwa seunotsva 😂😂😂😂😂😂
Hahahhaah Life kaaa😂
Wakapinda murudo uchaita loss wakapinda ne hard uchaita loss😂😂😂😂😂😂
Pangonzi dziva mamoyo apererwa
Varume mnofa rini tizorore
Im sorry hako mainini vakomana varikubhaiza ava nevamwe mababe arikubhaizawo futi izvi zvakutoda mweya mutsvene nekuti zviuya hazviwanani shuwa waunoda haasi anokuda wausingadiye anokuda , ukaenda mubible unotonzwa verse inoti there is an error under the sun machinda achifamba nemabhiza vana mambo vachifamba netsoka
King Ryan mofanira kufamba netuma tissue twevanhu vanenge vakuchema
Haaa zvorwadza kunzi hndikuzive haaa😢
Anzi zvingani zvandakakuitira apa girls chavanoita kuvakomana most of the time isex
Ryan i need you in kwekwe please
Usaenda be moyo kwa Ryan
King Ryan ndilinkiseiwo pabby iro
Munin'ina imbokura
😂😂😂😂haaaa shura rangu
Ryan utori neproblem
Mikorooo😂😂
Murikufilasei Apa😊