Girls thumbs-up you are really drilling this troubling story with the African heritage without bias press On & inform the nation & without hesitation to question those e.g the Father who claims to be the Custodian of African culture of this family. Knowledge is power and this helps us now where to start and the parallel lines with general knowledge & Christian line where it starts.
Thank you Drewmas Media for taking us to another level 👏 Mukomana uyu ari sober. Varikuti madrugs imbomirayi kuti vhiringidza. Nyoka iyi ngaingozivikanwe kuti yakabvepi. Vanoziva zvematare batsirayi mhuri iyi. Pane dambudziko hombe apa.
Baba varikuziva zvavakaita mwana . Ngavaende kwanasekuru tasvu zvibude pachen nekuti paita mudzimu , ngozi so help you you son boy baba ngavanjekese nyaya ko nyora yavakatemera mwana pahuma ndeyei pustion mark ....... Hanzi kuprotecta vana. Uchitemera nyora here protect your child munamato wekuudza mwari kwet nyora
I'm so amazed of how u 2 young girls know about chivanhu chaicho. Mukutochiziva kudarika baba ava. Vakutengera ngozi nezvikwambo machira vachifunga kuti ndiwo mudzimu. Your questions are on point I'm so proud of u
Uri kuti unonamata but une ndiro dzemudzimu. Such a young person hamutye here? You don’t need kutevera vabereki, you can make your own decisions woramba zvasatani izvo.
@@emeldanyamhunga887 but when we go that’s not an excuse, you can still go to hell. Now he knows it appears achiri kuzvida zvechivanhu but ari kunamata kuti apore
Why grilling vanhu vari kutsvaga rubatsiro nhai? In this case Drewmas u were just supposed to hear nyaya yevanhu ava, movatsvagirawo vanhu vanobatsira, ndookozobuda kiti chii chikuitika. Zvemweya izvi hazvina formula. Zvinoitika dzinza ranhingi hazvisizvo zvinoitika kwanhingi.
Hmm something is not adding up.ingavambofamba kumasahwira izvi zvekuzviitira pamwe mumusha muneakaromba ...Tateguru anotadza kubata dare remumusha sei ivo varipo for protection for dzinza .hmm something is fishy.....Baba vake vakamucheka nyora yeyi.
I feel u my brother...it happens to my sister 15yrs agoo and she died bcoz of that we tried kuzvifambira but hapana chakashanda...taitoiwona ichofamba mumuviri make she suffered a lot she even told us not cry kna afa coz ATI ndinenge ndazorora marwadzo iwawo 😢
Mudzimu unosvika. Chisingaite ndechekudeedza mudzimu between half 11:30 pm or am kusvika just before 1am or pm. But kana watosvika before 12 idzodzo unoramba uripo uchipanda dare
Mdara akaenda kunogadzirisa mari ku bank nabhururu wake ndiye anoziva madhiri ake akabata mukuru uyu ngaabudire team iri pachena, vanhu siyai zvinhu zvamusingazive izvi munoda kumutsa mudzimu zvinhu zvamakakura musingazive this is a lesson to many siyanai nekuita zvimatare zvamusingazive munopedza mhuri idzi.
Before the dad gave his side drumas this guy is under influence of drugs mutoriro wat he is going through ndiko kunonzi kuterwa wich is the first sighns of mutoriro and you will think your family is against you and unotovenga amai or baba or anyone against u and secondly mutoriro is spiritual you see the things others don’t see and I’m talking of experience ndakuzviita inini personaly ndikaendeswa kumaporofita kwese baba Ava the only thing is to remove mwana wake mu society maari glenview kuma drugs and then make him sober for a week muinaye trust me hazvimufambe fambe but spiritually mutoriro ndizvo zvaurikuita zvibude zvese pachena
nyaya iri APA ka inoda meso emweya ...paita ngozi ...midzimu...hurombwa ....chekutanga dai paripwa ngozi and then moclear nyaya yehurombwa...mudzimu hausvike pakasviba vakomana muri kushndiswa nemweya isiri iyo muchiti mudzimu maktogamuchira mweya usiri iwo
Rubatsiro rwangu hanzvadzi ruoko rwake Mwari runesimba rinotisimbisa runotiponesa runoti rwira muhondo dzose tora ishe jeso somuponesi wako 🙏🏻
Girls thumbs-up you are really drilling this troubling story with the African heritage without bias press On & inform the nation & without hesitation to question those e.g the Father who claims to be the Custodian of African culture of this family. Knowledge is power and this helps us now where to start and the parallel lines with general knowledge & Christian line where it starts.
9
Thank you Drewmas Media for taking us to another level 👏 Mukomana uyu ari sober. Varikuti madrugs imbomirayi kuti vhiringidza. Nyoka iyi ngaingozivikanwe kuti yakabvepi. Vanoziva zvematare batsirayi mhuri iyi. Pane dambudziko hombe apa.
Thats true hes sober mukomana uyu vanhu tangojaira kujudger zvisipo futy
Imboendai. Kwasekuru. Tasvu. Panekushinhwa kwakaitwa
Baba varikuziva zvavakaita mwana . Ngavaende kwanasekuru tasvu zvibude pachen nekuti paita mudzimu , ngozi so help you you son boy baba ngavanjekese nyaya ko nyora yavakatemera mwana pahuma ndeyei pustion mark
....... Hanzi kuprotecta vana. Uchitemera nyora here protect your child munamato wekuudza mwari kwet nyora
Ichokwadi chocho vabereki ngavasadro 😭😭 ko moyo wekubereka uripiko
Ndiri Mwari anegodo .wakasanganisa zvechivanhu naMwari choose one unopona
Chokwadi
Vanhu vachatora ngozi moisa musha muchiti mudzimu
I'm so amazed of how u 2 young girls know about chivanhu chaicho. Mukutochiziva kudarika baba ava. Vakutengera ngozi nezvikwambo machira vachifunga kuti ndiwo mudzimu. Your questions are on point I'm so proud of u
Baba sva vakaromba he knows what causing this to his son
Kubva zvaatanga kutaura ndaona senge baba vake vakaromba vakumushandisa
😢😢😢 ndarwadziwa hangu mukoma munoita zvakanaka dai mamboona sekuru tasvu
Imboshandisa onion nemafuta egwai kuzvipisa pastove wofukira everyday
Mwana arikutambudzwa 😢😢dai pawana mubatsiri wechokwadi
sekuru tasvu n kanengo
Iyo nhekwe yefodya yaive nemufananidzo wenyoka yakanzi rasa mumvura akanga ayiwanepi ndiyo snake yacho sezvo wakairasa mumvura yakuuya ichitonhora nyoka iyoyo saka ndochirombo chirikuku shungurudza endai kwasekuru Tasvu mugadzirirwe musha
Drewmsa media taking me to another level.keep it up guyz
Mhuri iyi yakatogara yakatakura kurema iyo pachayo it's like varikungozviroya Vega imomo
Mukoma hamhusi jinda remudzimu rambai izvo zvese zvemuri kutaura ,Mwari haaparikwi kna muchitenda kuti Mwari anokubatsirai siyai zvekuzviti ndri Jinda remudzimu muite Jinda raMwari keep on praying the moment yamuri kutanga kunzwa kufambiwa iyo namatai michizviramba ,uye kna maenda kugomo kunonamata mukanzwa kufambiwa musarege kunamata namatai nguva iyoyo ,muri mwana mudiki pakuita zvemudzimu ,mudzimu haubvi kuna Mwari plz siyai zvemudzimu izvo munamate
Dambudziko vanhu vakuda zvemudzimu saka unopinda mumatata iwe pamwe unenge usitorina kana tseeee saka zvikunetsa nekuti vanhu vakuzvida makore ano aya
Nhai chii chinonzi Mudzimu?
@@desiregadza7995😂😂😂😂😂😂😂😂😂vanhu siyaia drama
If you do not understand things nyararai kana usati wasangana nazvo
Verenga Psalms yese dear zvopera
Mwari ngavakurwire Hondo dzirikutevera ropa rako ngadzizorodzwe nezita raJesu
Ndinoramba kushungirudzwa kwaki,hugugu ngahurwadze akadya mazambiringa.
Muchazvirega henyu henyu dedzai ropa raJesu
❤❤❤❤❤ Girls Excellent
Sei kumba iyi vese vane mudzimu ma1 aya vakatengeserwa mashavi hapana mudzimu
Drewmas media taking you to another level.nyaya yemwana uyu inorwadza
Drewmas media automatically taking us to another level without any doubt.
Baba vakaromba ava mudzimu ungavapo asi wakapindutswa
Pamwe parikundinetsa ini ndepekutii midzimu inobuda pavanhu vangani munzinza 1.2 munzinza munoita dzimu hwani kna azotorwa nenguva panozosvikirwa umwe ftii kwete ktii vanhu 3 vanonzii vanemudzimu vese fti
Chiedza nerima hazvisangane kana wada zvekunamata woita zvekunamata kana wàda zvechivanhu oita.nekuti Mwari ndimwari wegodo haadi zvekusanganiswa
Uri kuti unonamata but une ndiro dzemudzimu. Such a young person hamutye here? You don’t need kutevera vabereki, you can make your own decisions woramba zvasatani izvo.
anotoda nyasha mwana uyu achitori mudiki 22 unenge wakakura zviripo like zvatinoita kuti vabereke vakakukudza vachipinda church yavo ndoyaunotongoti ndoyangu kashoma kuti mwana ayite zvake
@@emeldanyamhunga887 but when we go that’s not an excuse, you can still go to hell. Now he knows it appears achiri kuzvida zvechivanhu but ari kunamata kuti apore
Taura hako akatobvuma kushandiswa uyo hondo yake iri pamba pavo ipapo baba ava indururani svinu chaiyo
Exactly
Mkoma kana made nezva Mwari
1. Ibva pamba ipapo
2 rasa machira aunawo ayo
3siyana nezve chivanhu icho tevera Mwari
4 baba vako ndivo chikakarara chiri kukuroyai fullstop
Mhuri iyo vese vakangwarisa even baba vanotsvaka mishonga mubhawa or help its easy kuromba .
You are taking us to another level realy
Why grilling vanhu vari kutsvaga rubatsiro nhai? In this case Drewmas u were just supposed to hear nyaya yevanhu ava, movatsvagirawo vanhu vanobatsira, ndookozobuda kiti chii chikuitika. Zvemweya izvi hazvina formula. Zvinoitika dzinza ranhingi hazvisizvo zvinoitika kwanhingi.
Hatikwanise kungoti munhu wese auya tongonzwa nyaya tisina kunzwisisa because tisu tinopinda busy mangwana,
Ha vasikana mabata basa well done mapinda nemo nemo
Thank you
Yah mudzimu unenge wakachena but mhepo musatambire zvinhu izvi akomana Misha yakasviba
The best channel others follow
Amuna kupembedza zvikwambo here ,chinobata basa kunge mudzimu,
Zvino ukuzvisanganisa wanamata woita futi zvekusango chimbomira nechinhu chimwechete handisi kujudger hangu
Zvinonzwisa tsitsi Mwari anoporesa vanorwara darikai nepano 🙏 😢😢😢
Prophet Jose hero bsa
Baba avo vakabata zvemudzimu muchazvirega henyu vamwe vakupembedza mhepo nengozi
Zvinotopa nhamo zvemudzimu zvacho
@@netsietumu7767 taura hako
Hmm something is not adding up.ingavambofamba kumasahwira izvi zvekuzviitira pamwe mumusha muneakaromba
...Tateguru anotadza kubata dare remumusha sei ivo varipo for protection for dzinza .hmm something is fishy.....Baba vake vakamucheka nyora yeyi.
Drewmas media taking us to another level
I think vabereki varikuzviziva chete, machira aya uye mudzimu uyu hauna kunyatsoitwa zvakanaka, itai restart kunevanonyatsoziva
Baba ava indururani ingozi nezvikwambo zvavo zvavari kutenda kwazviri izvi. Mudzimu unombotambirwa usina kukonya here kumazezuru hazviko izvo varikutonyepera kuzungaira henyu imi. Kune vanhu vanoda zvemidzimu izvi asi vachishereketa zvavo. Izvi ndezvavo izvi saka mwana uyu akanzi dare rako rinoda sahwira anoripatsanura. Nhoroondo yavo iri dodgy. Honai havasi kutowadzana nemhuri yekwavo vanenge vachivabata huroyi hwavo uhu.
Hurombwa
Drewmas media taking you to another level 🙏👏👏
I feel u my brother...it happens to my sister 15yrs agoo and she died bcoz of that we tried kuzvifambira but hapana chakashanda...taitoiwona ichofamba mumuviri make she suffered a lot she even told us not cry kna afa coz ATI ndinenge ndazorora marwadzo iwawo 😢
😢😢😢😢
Very sad shame so sorry
😢😢😢
Zvinonzarwo here kana kuti tinosimbisana
shame zvorwadza izvi kutambudzika kwega kwega
Kutonhora kwemumba means there's a spirit around it
I didn't know that.
@@rolandmoyo-yy3ok that's very true.
But this family looks organized vane kahupenyu kawo include varora zvakarongeka .....saka vakaipa havazorori vanotorwisa
Ini dzakambondigambawo muna 2009 dai pasina kusopepuka dzakandiurayira kuhope. Dai awanirwa nyasha mukomana uyu
Very sorry young men .Kip on praying n praying but am suspecting yor father
haaaa nyaya iyi ndoona sekuti mukomana uyu akarombeswa nababa namai vake chitsvimbo ichi inyoka chaiyo kotoda vanozvigona
Kana akarombeswa why is the serpent attacking him, akusenzeswa instead.
Wapedza nyaya baba varikuziva
Dzimu rinogona riripo ASI pane hushereketwa hurikuseri,ndinovimba Kuti Mwari nevadzimu vachatungamirira muvane sahwika anochenrsa dare renyu
Ichokwadi
Very sad my brother sorry hako, go to prophet Jose
Maiwii kani ndahwa muviri wangu wese kumerera kani dei mwari abatsira mhuri iyii
Baba ngavasunungre mwana wy midzi yese irikuuya mumba mavo panezvavakabata ava
True, ndosaka mudzimu wakati haupindiri.Baba vakabata avo
Nyati, nyati,nyati imhenyu
Vakaberekesa mwana .ramba zvinhu izvozvo
Shame zvakaoma, Mwari pindirai haa vanhu kuromba vakuzvinyanya aah, pane nyaya pamusha apa
Mwana wangu newewo chivanhu chacho wanyanyisa kuchida.Mitambo yenyu haina kundichenera.Zvese mahumbwe zvamataura.
Chihera my crush 🥰
😊
@@oppahmpofu4430ngizalwa ngumaMpofu kunjani mamncane wami❤
Zvakaoma zvisineyi chikuru ikunduso endai kwasekuru Linde kuBudiriro 5B havabhadharise
Welldone girls for the knowledge you have acquired and still acquiring.
Endai kwasekuru Tasvu zvindibuda pachena kt nyoka ndeyani
Hakuna mudzimu unosvika na12:00 dzehusiku unosvika na3 kusvika kwanoedza murikutambira ngozi mumushaa imi plus baba vako pane zvavarikukanganisa pachivanhu chavarikuita ichooo
Mudzimu unosvika. Chisingaite ndechekudeedza mudzimu between half 11:30 pm or am kusvika just before 1am or pm. But kana watosvika before 12 idzodzo unoramba uripo uchipanda dare
Vanoromba nekushandisa mhuri dzawo ngaazvifumurwe
Hesi Chihera❤❤❤❤❤❤❤
Mhanyai ku church munin'ina ndiko kune mhinduro
Mdara akaenda kunogadzirisa mari ku bank nabhururu wake ndiye anoziva madhiri ake akabata mukuru uyu ngaabudire team iri pachena, vanhu siyai zvinhu zvamusingazive izvi munoda kumutsa mudzimu zvinhu zvamakakura musingazive this is a lesson to many siyanai nekuita zvimatare zvamusingazive munopedza mhuri idzi.
ndomaonero anguwo nekuti mukomana ataura kuti muporofita akamurasisa pfuko yaakarasa akataura kuti vabereki vako varikuziva kwawaenda and zvese zvatiri kutaura vari kuzviziva vabereki vako
💔💔💔💔 nyaya iyi inorwadza hayo
Hakuna chivanhu chakadai,zvivanhu takakura nazvo apa aiwa haaaa pakaipa.
Anonyatsotsanangura hake mukomana uyu.Sunungurwa naMwari mwanakomana🧎
Mhuri iyi haina kurongeka
Baba vanoziva ndovaneyese
Aaaaaa i know mukomana uyu takadzidza tese kuhigh school shame inga zvakaoma nhai mwari
Mmmm pakaipa
Pamberi nedrewmas vasikana vakugona basa
Mukaona vanonetsa kutsvaga mbiri vanogona vanotsvagiwa
Tsvaga mwari vakusunungure. Baba vako vanoziva zvese zvirikuitika kwauri
Baba Ava vanoda kurohwa vataure chokwadi vakaromba
Basa kunavana godobori Ka iri mwana anoda kubatsirwa chokwadi
@Drewmas Media ko madii kuenda navo kwagogo Vaya kwamakabva manje manje uko vekuteerera midzimu yemagamba uko
Gogo manhambara
12 hausi mudzimu ,inguva yezvakarombwa.Mhepo yehurombwa inoziva zvirimumusha nekutika yakatengwa.Mweya wekurombwa unomutswa kumakuva wouya wotanga kutaura ...
Kwete kwete mwana machira hamutaurirane pachenyu,machira unoudzwa umwe munhu azopupura .Mese mese hapana akasvika .Chero ngozi inotaura mwanawangu.
Someone is mixing kuromba nemidzimu. Panenyaya dzirikubviringidzana nemidzimu, and it won't end well
Dont mix chivanhu nechikristu hazvibatane ita one thing Mwari haaparikwe
Maybe unezviripauri hadzvadzi mudzimu chaiwo coz nyoka dzimwe vadzimu ufunge. Anyways ndini hangu ndadaro. Even kuuine zveurombwa maybe ndzizvo zvirikuteera mwana or vadzimu chaiwo anyways hopefully munowana help
zvino idzi nyoka dzemudzimu dzinonanaira vanhu here kana kurumwa veduwe 😂😂😂😂ndosaka vanhu vakungozviti vane njuzu zvamurikutaura izvi 😂😂😂😂😂
nemavanga arikuita mwana uyo here veduwe zvosiririsa izvi
@@priscillakampiyawo l understand u dear zvakaoma
Baba varikushandisa mwana vonyepa kuti mudzimu iyo irimhepo...kana urimudzimu hauna kuchena zvachose zvisiyei izvi tsano.inindakambotengeswa machira nemamwe madzimai ndikazoona kuti ummmm izvi ndezvekumama izvi.hakuna mudzimu unosvikira pa address kana kusvika pasina munhu anoziya kudetemba dupo rangu
Shame kushungurudzwa nemubereki kunorwadza
Drewmas media I LOVE YOU ❤
Pane akarombera mudzimu kubatabata too much
Endai kwa skru Tasvu
12am is a witching hour
Chokwadi ichocho ndsak tichifanirw kunamata midnight also na3
Hapana mtoriro kuromba uku baba vane yese gore rino muchazvirega chete ma journalist itai basa mafamies vana vawane zororo muma..mumafamily makaoma
I love how you girls are asking questions.. very educational ❤..
Baba avo iproblem sei vachiti chavawa muroad vanoita kuvana
Hayiwa vanoziva zvavanoita kupusisa havo vana vavo baba vanoziva
Chenura makwara rinorasirwei wakatosudurudza vheneko yedzimu rako kuti risaone zvirikuitika baba vako vanezvavanoziva avo vanokurasisa chenura makwara nehukuru hwavo ihwohwo vanozviziva
Before the dad gave his side drumas this guy is under influence of drugs mutoriro wat he is going through ndiko kunonzi kuterwa wich is the first sighns of mutoriro and you will think your family is against you and unotovenga amai or baba or anyone against u and secondly mutoriro is spiritual you see the things others don’t see and I’m talking of experience ndakuzviita inini personaly ndikaendeswa kumaporofita kwese baba Ava the only thing is to remove mwana wake mu society maari glenview kuma drugs and then make him sober for a week muinaye trust me hazvimufambe fambe but spiritually mutoriro ndizvo zvaurikuita zvibude zvese pachena
I will pray for u broo
Ummm baba vakangwarisa ava,vari kuziva zvavakaita mwana wavo
Umm mukomana ashatirwa uyo ,
Magona basa Vasikana . Pamberi nemi vachele
Tinotenda
See sekuru tasvu or kanengoni
Baba ava ngavasunungere mwana
Messiah sunungura Africa
Baba vanechavanoziva
Maonero angu vabereki vake vanoziva zviripamkomana uyu
Especially kababa ako kanoshereketa ako