Akatumwa mumwe chete, Pauro, wana wake wanotogonawo kurasika sana Solomon, Mwari wa Pauro a kuchengeta, then woti mwari achengete Alfred Kushamisa, Ko Pauro mutumwa wechinomwe akaunza evhangeri mupenyu, paizwi ra Bishop Chakawa 2023, Maungwa aripo....
Africa forward never backwards powerful testimony 🙏🔥😇❤️
King our Lord Jesus Christ who commissioned EPMMwazha of Africa to give rest to those that believe 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🙏😇❤️
Amen🙏
Paridzai zita rake,muzivise vanhu kuti Zita rake rinokudziwa Amen.
Ndinemi mazuva OSE kutsvika pakuguma kweNyika

Svoooo 😂