Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Prophecy ❤❤❤❤
Amen 🙏🙏
Amen .
Hanzi manamatiro atirikuita pano, me thought a life of prayer is our life we prayerful where ever we are ho then is
Imi Mwari akauya munomubvunza mukamirapo here imi mai imi
Yes church ndeye Mweya kutsvene,
Paurosi unoti IMEI madzimai multi mwii mukereke.Kan paita chipofiti mozivezera anababa.....
Not muno muAfrica munomuafrica Mwari arikutaura pavanhu vose uye matotaira mukati pauros kwete Mwari hatiteerere pauros toreteerere mwari
@@ChipoMpofu-hl2ll hauna chawataura ... afrika yowo taura yakaganhurwa namabhunu saka uridofo
Amen amen 🙏 🙌
Ini ndine problem neprophecy iyi.. this is an individualized revelation yaingoda ivo mufundisi Vega kwete revelation yechita chese. Thts my view.
Endai kunobatsirwa muve nemuono wakanaka zvataurwa apa zvirikutoda paruzhinji ipapa mune dhimoni rinonzi maramba kutsiurwa or marambakupona ndorinokupai muono wakadaro
Amen amen
Revelations dzesangano ndidzo dzinoda mhomho kudai coz dziri meant for them.
Kuna Mwari zvose zviri pachena hapana chakavanda Jesu haana kuudza vafarise hunyengeri hwavo pachena here?
@@zvikomborerocmufari8184ndichochokwadi ichocho kwete zvekuseri kwe door zviye munhu ahasiye mabasa ake uye Satani or dhimoni rinoda kufumurwa pajekerere rinotama
Amen
Chiporofita ichi chavakuitika now muchechi
Tichazokuwanai kwaTasvu vanhu imi maporofita nevakuru vedzichurch mavakutyisa nenyoka
Zvakangonaka kutaura zvaunoziva
Tasvu anotora vanhu nyoka futi uye vimba naye stereki ndiye Mwari wako iyeye
Anotopaa vanhu nyokaa
I church ipi imwazha hr or ndeimwe
the real MWAZHARIANSndochurch yaMwazha chaiyo chaiyo
🙏 🙏
Vanowanikwa kupi muprofita mai Gurupira
Eastview
@@ritatgotora376 thank you sister. Vanoita here pafoni for vasingakwanise kusvikako or vari kunze kwenyika uye vanobhadharisa here
Vanogara kueastview Mai Ava l know her very well kungotaurawo hangu navo
@@beatricechikuni6770 thanks. Do u know kuti vanoshandura pafoni here uye vanobhadharisa here?
@@beatricechikuni6770 ndapota hangu ndinoda kutaura namai Gurupira
Ko vanhu zvavanonyepa kuti hakuporofitwe iii zvevanhu futi vanotaura kwavasina kuswera
kuti utonzwisise zvinoitwa kuchech kwausingaendi itoshanyako otherwise zvekunzwa inhema dzoga
Kazhinji havawanzo porofita vanhu vasiri vomukereke
Ndokumbirawo number dzavo anadzo
Same here
Inbox me in 0717979860
Amen Amen 🙏
Prophecy ❤❤❤❤
Amen 🙏🙏
Amen .
Hanzi manamatiro atirikuita pano, me thought a life of prayer is our life we prayerful where ever we are ho then is
Imi Mwari akauya munomubvunza mukamirapo here imi mai imi
Yes church ndeye Mweya kutsvene,
Paurosi unoti IMEI madzimai multi mwii mukereke
.Kan paita chipofiti mozivezera anababa.....
Not muno muAfrica munomuafrica Mwari arikutaura pavanhu vose uye matotaira mukati pauros kwete Mwari hatiteerere pauros toreteerere mwari
@@ChipoMpofu-hl2ll hauna chawataura ... afrika yowo taura yakaganhurwa namabhunu saka uridofo
Amen amen 🙏 🙌
Ini ndine problem neprophecy iyi.. this is an individualized revelation yaingoda ivo mufundisi Vega kwete revelation yechita chese. Thts my view.
Endai kunobatsirwa muve nemuono wakanaka zvataurwa apa zvirikutoda paruzhinji ipapa mune dhimoni rinonzi maramba kutsiurwa or marambakupona ndorinokupai muono wakadaro
Amen amen
Revelations dzesangano ndidzo dzinoda mhomho kudai coz dziri meant for them.
Kuna Mwari zvose zviri pachena hapana chakavanda
Jesu haana kuudza vafarise hunyengeri hwavo pachena here?
@@zvikomborerocmufari8184ndichochokwadi ichocho kwete zvekuseri kwe door zviye munhu ahasiye mabasa ake uye Satani or dhimoni rinoda kufumurwa pajekerere rinotama
Amen
Chiporofita ichi chavakuitika now muchechi
Tichazokuwanai kwaTasvu vanhu imi maporofita nevakuru vedzichurch mavakutyisa nenyoka
Zvakangonaka kutaura zvaunoziva
Tasvu anotora vanhu nyoka futi uye vimba naye stereki ndiye Mwari wako iyeye
Anotopaa vanhu nyokaa
I church ipi imwazha hr or ndeimwe
the real MWAZHARIANS
ndochurch yaMwazha chaiyo chaiyo