I don't mind selling my car to get money to subscribe for my WiFi as long as I am seeing mbwa yeGorongoza Zvimwe ndezvimwe Tsoka is Jack of all trades ndambofunga kuti mai vainyeperwa at first kusvika ndazonzwa vakutaura zve 2 boyfriends bvandatoona kuti zvaendwa. I advice makombe to burry the past and start loving his wife a mother of 5 children. Be blessed Tsoka
Traditional Therapist at work hapana kushopera apa munotaura mega nyaya dzenyu. Ukaona n’anga suggesting DNA ziva kuti he is protecting his credibility yake. He knew kuti makwikwi ne scientific evidence hauhwine. Uchanzwa rimwe rakuti tsoka vanga vazviona kare kuti mwana haasi wemumusha. Even mhepo ye fake iyo yanga ichigara nemwana asiri wedzinza. DNA test is the only way to end this story.
Shumba yeGorongozi itai basa Sekuru.
Tendai mwari mabatsira dzinza iri mwari vakunzwai kuchema kwenyu ❤❤❤mukotsanjera thank you sekuru
I don't mind selling my car to get money to subscribe for my WiFi as long as I am seeing mbwa yeGorongoza
Zvimwe ndezvimwe Tsoka is Jack of all trades ndambofunga kuti mai vainyeperwa at first kusvika ndazonzwa vakutaura zve 2 boyfriends bvandatoona kuti zvaendwa. I advice makombe to burry the past and start loving his wife a mother of 5 children. Be blessed Tsoka
Dr Mukotsanjera to the fullest
Kkkkkkkk sekuru rapai vanhu zvimwe zvemunowedzera izvo imagic n,anga dzese dzinobvisa zvakafanana
Vanhu vozoti heee N'anga dzinonyepa
Tinotendaaa nemoyo wenyu sekuru mukotsanjera mabatsira
KwaTazvera unozikanwa here 🤣🤣🤣🤣🤣
Tsoka ndaisa zvanza 👏
Kamudhara kemhanza kakaganhira kunge mutundo kana kudzikamiswa nembama
Nyaya yemwana uyo ngapangoitwa dna test chiremba musashopere apo tapota hedu
Mary Tshuma
MAzuvano mukurova zvediiiii
Tsoka woyee
Tsoka to the world
Deadman ❤
Number 1
Gooo ndavapo
Tangwena murikumberi tsoka muteyi
Musha urikubatsirwa sei murikuita sekunge musiri kuda murikutya here
Makadini sekuru
Mukotsa chibaba
Traditional Therapist at work hapana kushopera apa munotaura mega nyaya dzenyu. Ukaona n’anga suggesting DNA ziva kuti he is protecting his credibility yake. He knew kuti makwikwi ne scientific evidence hauhwine. Uchanzwa rimwe rakuti tsoka vanga vazviona kare kuti mwana haasi wemumusha. Even mhepo ye fake iyo yanga ichigara nemwana asiri wedzinza. DNA test is the only way to end this story.
Tsoka vabhuruvara mazuvano, dzangove nyambo chete, haachaoni chinhu ,rangowe Guru raipinda nyoka zzzz zvangu
Zvatanga tiri kuda kunovaona nhaiwe
Enda unoudza akutuma kuti mbwa yeGorongoza haipere zvekudaro
Instead he is getting better with age
Tsoka to the world , chenesai nyika.
Ava mai first born haiisi yababa ava , ende vanoziva baba vemwana
Ii pillow iyo vakomana
Famba nyamudzurura nguva yakwana
Sekuru munokurumidza kuousa zviro makazombo pisa zviro zvemunhu mukachema munambo mira muongorore
Ummmm imi asi munorapawo
vakachema kupi iwe
Kwanyakurimwa wakapisa machende
Ndavepo
My tsoka bae ♥️ wandinakidza nhasi
Taterera
Tsoka
Tatovepo kare
chibaba icho
Tavapano
Tsoka to the world