"Mamwe maguys Ahachazi maface angu Maguys aya Ane chiskiri one They use you When they need you Then they move On to the next one Nyaya dze mari Nyaya dze mari Dzinotonetsa Nyaya dze mari" ~ Voltz JT 2021
Iyo nyaya yemota-mota iyi yakambofamba sei chaizvo. Zvinoita sekuti mari yaifanira kuva yemaSalary ndoyaitenga mota. How is that? Salary yemunhu yaifanira kungomira yoga; then, kana Co ichipa vashandi revolving Car-Loan zvomira yoga. Seems that was a very poor deal for these guys to agree to. Vakapusa vanogona kutovona kuti mota idzodzo dzavari kuti vakatengerwa hadzisitori dzavo - dzakato regisitiwa muzita reCo or retsotsi iroro mbune. Anyway; wishing them the very best in their next move.
Guys siyanai naNaiza ,,,as long as murikuti Director Naiza u must know kuti maive vashandi ,,saka kana pay isingaite siyai basa thats all kwete kusvibisa munhu akakutengerai mota
Chidembo hachivhiyiwe paruzhinji. Solve your issues behind closed doors with Naiza. You may have valid points but sometimes dzimwe nyaya hadzidi chaunga. Naiza Boom is the second biggest subscribed UA-cam channel in Zimbabwe after Jah Prayzah. He can recruit a new team and move on with life mukatadza kuwirirana.
@@chiherachashe4332social media it's for fun not resolving isue dai vakavhura ravo page then advertising on there page vaitoenda mberi nyaya dzavo dzaizobuda vabata maclient zvino vakugwadza mbavha inezvese pano hapana help.anosungwa nani zvinhu zvisina contract ngatikurudziranei kuenda mberi not kudzokera shure
Guys kutaura chokwadi zvimwe zvoda kuonekwa kubva pakatanga naiza boom proboem ikunetsa its just money but hapna soo shoma iripo iyoyo inotokonzeresa but chiripo its keep the spark on muno demoraliser vanhu vane passion yekudawo ku actor but aah panogodawo kungosanganisawo musoro mese guys plizz dai pashoma yamaita maigona kuzongodawo ma sponsors but unity ne peace hapachisina mese pamuri
Why doesn't he start acting na Comic Elder vakupisa UA-cam channel as a stepping stone to get more followers for his UA-cam channel. Inga Comic Elder vakangotanga vega tuma short skit using his phone. Ngatange kubuda payoutube channel yaComic Elder. And also some other actors like Nigel the Slick Pastor ,Patricia ...
Guys imimi pananai mikana. Sandanai iwewe Chibanda, DJ Sparkas, Uncle Saint and come out with same questions to ask these guys. You Chibanda you are suppose to interview Ozemwa, Sparkas interview Vovo then Uncle Saint interview Jatiwero. Netsa is suppose to be interviewed by one of you who will be then free. Moti panopera interview moudza vanhu kuti endai kupage yaningi ended yaningi kuti muone interview yaningi neyaningi. Izvi zvekuti Jatiwero ataura naUncle Saint tomunzwa futi achitaura the same with you. Be organized guys.
"Mamwe maguys
Ahachazi maface angu
Maguys aya
Ane chiskiri one
They use you
When they need you
Then they move
On to the next one
Nyaya dze mari
Nyaya dze mari
Dzinotonetsa
Nyaya dze mari" ~ Voltz JT 2021
Iyo nyaya yemota-mota iyi yakambofamba sei chaizvo. Zvinoita sekuti mari yaifanira kuva yemaSalary ndoyaitenga mota. How is that? Salary yemunhu yaifanira kungomira yoga; then, kana Co ichipa vashandi revolving Car-Loan zvomira yoga. Seems that was a very poor deal for these guys to agree to. Vakapusa vanogona kutovona kuti mota idzodzo dzavari kuti vakatengerwa hadzisitori dzavo - dzakato regisitiwa muzita reCo or retsotsi iroro mbune. Anyway; wishing them the very best in their next move.
Niza ndezvake hasiye watoda Toda imi
We are removing our subscription from NAIZA
Done
Ndato unsubscriber ndarwadziwa
Chokwadi kusvika pasara pasina chiripo
Ini ndakatobvisa moyo wangu wakarwadza
I blame Moira Knight ndiye apedza mari dzenyu
true paita bbe risina musoro
Ndozvandanga ndchitofunga ipapa kkkkk
Wataura apa wataura apa
Jatiwero you're superstar🎉❤
Matsanga naJedza ndaona vachivhunika mbabvu nekuseka
Havatadze😅😅😅😅😅😅
Don't worry jati God he is on it
Plus imi magara basa morova
No one will take your talent from you guys zvinoita chete
You have our supports❤
Lesson to learn b4 you start work let everything be clear monzwisisana to avoid problems tmol
Vachiri vana vadiki ava havasati vaziva mutemo
Naiza usadaro change your attitude please keep the good work you start with others ndokuti zvifambe
Ndo,zvazvinoita madzibba siyanai naye makatokwana ipapa itai zvenyu taitofarira imi makadaro muri 4 uyo taisatoziwa kut atoripo kkkk munogona mega pazvainakdza ndimi maimakidza wanhu
Ndeekutepera kwayene naizaboom ikoku ,
Jedza na Matsanga vakangwara,vakazviona kuti zvadhakwa vakasiya pane time,Naiza ka Tsotsi
Naizaa i n'anga chaiyoo
Nxaaa naiza idako
Guys siyanai naNaiza ,,,as long as murikuti Director Naiza u must know kuti maive vashandi ,,saka kana pay isingaite siyai basa thats all kwete kusvibisa munhu akakutengerai mota
Lets unsubcribe naiza
Ndizvozvo kukanya my brother
Mkoma jati asi pakabva matsanga akazvi taura izvi paakabva kunaize asi zvinorwadza anotongwa mumwe wenyu uyu ane kutsinye
My advice is that reduce the interviews and have one spokes person this will help you make a great strory
Taura hko
Come up team with something we support you guys
Jatiwero ukanonoka kufunga unonyura or kuenda kujeri kana iwe uchiti uri director unofanirwa kutotengera vasina kutengerwa mota.
Dai makamusiya pakabuda matsangaa matove kure guys
Srry gyz
haa naiza idhodhi chairo mxm
bt vakomana imi makaita mistake yekumu bigger pamainterview enyu mese zvenyu so taitoti zvirikufaya kaa isu
Team ngoda ne Team paGhetto ...are now working together. .. join forces with those two
Tangayi ma works enyu boyz tokutsigirayi
Jati tangai zvenyu we're here to support you
Boss Matsanga vakazviramba kare izvi
Chidembo hachivhiyiwe paruzhinji. Solve your issues behind closed doors with Naiza. You may have valid points but sometimes dzimwe nyaya hadzidi chaunga. Naiza Boom is the second biggest subscribed UA-cam channel in Zimbabwe after Jah Prayzah. He can recruit a new team and move on with life mukatadza kuwirirana.
Hausi kutozivawo hako Jah haasiiye number 1, check your facts first
Let Jatiwero start his things not kunetsa apa nxaaaa anopenga uyo ngatange zvinhu zvake, every company ine ma problem awo
Naiza is dead ,team rakashanda iri ende vese vachabuda one one ,itai zvenyu guys ma sponsor ariko hobho ,or individual ana matsanga variko wani
Kanoda kurohwa kachigure malawi
Guys zviitirei mega leave that Naiza Boom
I'm hurt Naiza boom y mara
Motenga mota musina ma stands. Hurombe ihoho.
Itai zvenyu ..Naiza Doom zita ndakupai iro
Dai mangozvitirawo kuseri mavhura renyu page makanyarara izvi zvekuyaura taura hapana anokubatsirai vanhu vaxhatowedzera moto murwe budai makanyarara
Iyoyo tsika yekuti nyararai musataura ndiyo yatisingadi moda vanani vagonyudzwawo ngazvitaurwe zvakaipa kuitira vamwe vadzidze
@@chiherachashe4332social media it's for fun not resolving isue dai vakavhura ravo page then advertising on there page vaitoenda mberi nyaya dzavo dzaizobuda vabata maclient zvino vakugwadza mbavha inezvese pano hapana help.anosungwa nani zvinhu zvisina contract ngatikurudziranei kuenda mberi not kudzokera shure
Ndosaka jedza akatizako aaonakuti akunakwatikuenda
Guys kutaura chokwadi zvimwe zvoda kuonekwa kubva pakatanga naiza boom proboem ikunetsa its just money but hapna soo shoma iripo iyoyo inotokonzeresa but chiripo its keep the spark on muno demoraliser vanhu vane passion yekudawo ku actor but aah panogodawo kungosanganisawo musoro mese guys plizz dai pashoma yamaita maigona kuzongodawo ma sponsors but unity ne peace hapachisina mese pamuri
😂😂😂😂 naizaboom ane huZanu zvake.....haaah team racho rakadhiniwa
Toteveravimi kwese kwamunemuri tokudai makadero mwari haadhakwe
Why doesn't he start acting na Comic Elder vakupisa UA-cam channel as a stepping stone to get more followers for his UA-cam channel. Inga Comic Elder vakangotanga vega tuma short skit using his phone. Ngatange kubuda payoutube channel yaComic Elder. And also some other actors like Nigel the Slick Pastor ,Patricia ...
Kana mayambuka rwizi makutuka naiza ndiye aita muzikanwe mangodi kubuda mega munyerere
icho manas nhasi chaka smarter
Nekuchema kunoiita Jati mumamovie anopihwa $80
Imagine sha
Naiza akabhaiza apa
Asi neimwe nzira imi makawirirana pay yemariyi munokwanisa kusimbisana asi musingaoni rimwe side
Jatiwero matemai siyanai nezve naiza boom izvo akadhakwa mfanha uya nyangwe zvima shares mupe ngaatore zvese concentrate ne4seaons yedu bhora mberi
Imi muchabva nechipo chenyu hawasare nacho mwari wane chekuita nazvo ndomapiro amwari haangokupe chete unotanga warwadziwa zvozonaka kumberi ndimwari musabatikane shingai chete muone
batanai vakabuda mu naiza mcho guys tokudai
😢😢😢 sorry hko zvinoto rwadza izvi 😢😢😢
Too much gridness naiza boom,but team ravakudaro nhasi iri ndorakakuendesa kure ,nhasi vakudaro manje
Iwe ita mushe wangu unoda kutengerwa mota rgen fuel everyday iwe uchienda kuchihure
A car is not an investment bad project
Chapepa na Solo vakati mari irikukwana, Saka imi ndimi mega maipiwa ma $50, kureva kuti ivo varikupiwa yakawanda kudarika yenyu by far.
Why dont you solve these issues off the internet ; naiza boom is a big name; you are now tarnishing the name😢
Lets all unsubscribe from naiza boom. No to morden slavery
Nothing new apa, ndizvozvo zvinoita munhu kana abuda basa
Unsubscribe Naiza
We are going to unsubscribe very soon...Jedza thought arinwrong bt now everyone
Kusvika mafa kana ndafa murima top shata angu guys. Naiza ndabuda kare
jatiwere ,Netsai, Vovo ,Ozemwa, matsanga naJedza mukabatana makutotibudisira manake musayiwo Chipo troublecos
Ngavaende kumagtom Media
Chipo anga azviona izvi😂😂😂😂😂😂
Payment what what kkkkkkkkk Jatiwero
Start your own think will support you
Hakuna chinorwadza kushanda usingapihwe mari pamwe ndosaka jedza akabuda
Chero vainakidza vanhu zvaibuda nanaiza zvavari kuzviti ma directors makadi kunge mabuda kare musatsvage vanhu nekutsvinyira umwe mapenzi
Wenera yakafa seizvozo, greedy people ummm
Huu gready awuubhadhareee mu life
tough luck Jati
Unsubscribe Naiza Boom now guys kuti amame
I did already
Done
Done
Saka kana uriwo director ku Naiza kwacho why usiri kuziva kuti mare iri kufamba sei
Just deploy your Self Bro....😢
Matsanga good
Tsvagai help kuno Wickenel Chivhayo maybe he can assist guys motenga ma cameras ne zvimwe don’t cry a lot pa social media
Yaa uri right uyu yokuba Mari yema solar
Haana nyaya uyu
Haaa this is just ridiculous. U can not blame to be receiving less yet u don’t know how much u are suppose to be earning
But dai aikutengerai mastand kana kwaZiko uko kwakachipa pane mota.mota 1 yaigona kutengera vanhu 4 mastand kwaziko
Naiza is toxic. Ungarambidze vanhu kuita marks a hustle
Unoda mashares iyi iwe usisiko kut wakadzingwa hre nxa Wana kwawatanga ikoko
Makwira miti manje mkanya, maDumbe akazviona asi haana kuda kutaura ini ndinowona akazvibvira hake asi azviona zvemo kuti hazvibudi
Guyz let's unsubscribe Naiza Boom... Ndanzwa tsitsi😢
Ehe manetswa nemari asi natsai kwamabva kwamunoenda husiku mukasiya masvibisa zita ranaiza maku kanganisa manje immi kana muchida kubuda munaiza budai zvakanaka tongoku suppotai fut nekut mese tinokudai musaite zveku svibisirana mazita ....
Tanga zvako wega ugoita Director
Naiza ndi Satan anofamba
Very sorry guys 😢😢
Wory not jatii kwamakabvaa ndokuree
❤
Tiza nehupenyu
Sorry guys itai zvinyu
kana jati Asiya haa ma 1. 😂😂😂
Tengesai mota muite mabussness mamwe ,acting muchiita futi
Iwe dzoka ahus kuona kut warasika
Guys imimi pananai mikana. Sandanai iwewe Chibanda, DJ Sparkas, Uncle Saint and come out with same questions to ask these guys.
You Chibanda you are suppose to interview Ozemwa, Sparkas interview Vovo then Uncle Saint interview Jatiwero. Netsa is suppose to be interviewed by one of you who will be then free. Moti panopera interview moudza vanhu kuti endai kupage yaningi ended yaningi kuti muone interview yaningi neyaningi.
Izvi zvekuti Jatiwero ataura naUncle Saint tomunzwa futi achitaura the same with you. Be organized guys.
Taura hako
Haiwawo fokoro wenyu ana jatiwero and Ozemwa. You overestimate yourselves
Shame on u
lets unfollow naiza guys ndewekumama
Vamamiseyi chete mutore company yacho
Apa jati haatane kuchema
Ndozvinoita mashona ese kushandisa vamwe
Hezvoka hama yangu.wadireiko kudaro😭😭😭😭
I dont think Naiza boom makes the money you guys are looking for.