Sabuku vobongomora Vatukwa Nemwana

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 11 вер 2024

КОМЕНТАРІ • 31

  • @user-zz8hv7wc5h
    @user-zz8hv7wc5h 19 днів тому +1

    Usabatirwa mukomana uyo sabhuku ndiye nyanya baba respect Havana kumwana

  • @angelinec.mhlanga4504
    @angelinec.mhlanga4504 8 днів тому

    That lady assistant is very vocal ,hasi fit ngabviswe

  • @malvernchinyemba6541
    @malvernchinyemba6541 19 днів тому

    Atoita mupurisa wamambo, wise chief 👌

  • @sharonmungwira4126
    @sharonmungwira4126 22 дні тому +3

    Waiting

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 22 дні тому +2

    Ko adzimai handiti i interested party here arikudei pawitness stand? Pane nyaya apo muchinda uyo anotuka hake. Mutuki. Mutukiriri. Mutukist. Mutukison

  • @nixonmarko1589
    @nixonmarko1589 21 день тому +2

    Vanhu munongo shaya zveku commenter, mambo atadzei apa. Heee akatukwa kuti mwana we hure akadii ku reporter kudare.... Mambo muri number 1 imi..... Zvima asesa zvenyu ndo zvekupenga chete

  • @user-fg3rf4xj5d
    @user-fg3rf4xj5d 21 день тому

    Maassessor achief Makope akadhakwa but chief Makope vanogona kutonga panongoda maassessor anoziva zvaanoita like kwachief Bushu

  • @user-fg7uj4us5r
    @user-fg7uj4us5r 22 дні тому +2

    Sabhuku akatodhakwa

    • @emmiesmit1241
      @emmiesmit1241 21 день тому

      Hausi hwavo vatakudzwa kangopisa 😂😂😂ndaseka nhasi

  • @emmiesmit1241
    @emmiesmit1241 21 день тому

    Mbuya varamba zvekunyimwa fertilizer 😂kusapota sabhuku vavo.

  • @abiegal4827
    @abiegal4827 21 день тому +1

    Dare nderekushaya iri

  • @MIIDZOMAVIDZA
    @MIIDZOMAVIDZA 6 днів тому

    Ko mambo munotongerwa dare navajadzi notupfana utwo muripiko haaa amwe madzimambo soo

  • @chadrequegouveia8017
    @chadrequegouveia8017 22 дні тому

    Uyo sabhuku ngaabviswe pahusabhuku bcz hapana sabhuku akadai.

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 22 дні тому

    Uyo ndi sabhuku werudzii uyo. Anenge akatozungaira zungaira hake

  • @emmiesmit1241
    @emmiesmit1241 21 день тому

    Sabhuku yakapusa 😂😂😂

  • @ssam1430
    @ssam1430 22 дні тому

    munongo muchizviti ndisu vacho makamwirira muma village hezvino wavpetwa namambo wavekuchema murume mukuru

  • @ROGUE406
    @ROGUE406 22 дні тому

    Ko why kugarisa sabhuku pachigaro when he is unwell?

  • @wellz13
    @wellz13 21 день тому

    That assessor or chief assistant ngaabve haagoni vasa ari too childish ive followed this court for a while nw and im not impressed. Dai vamboonawo chief Mutasa or headman chigodora for tutorials. Sabhuku vakura vakuda kuzorodzwa .

  • @dorothychihuri1928
    @dorothychihuri1928 22 дні тому

    Hakuna kuti mukadzi angaita witness kumurume wake Never 😮

  • @cletousmatope3500
    @cletousmatope3500 22 дні тому

    iri dare rakaneta

  • @BrightonMutototi-cz3qt
    @BrightonMutototi-cz3qt 22 дні тому +1

    Mudhara sabhuku vabatiswa magetsi ekadoro kambwa hazvicharambiki kuti havamwi kkkkkk

  • @paulinegwati8782
    @paulinegwati8782 22 дні тому +2

    Mai varikumberi hamheno mune kakurumidza so

  • @CollenArmitage
    @CollenArmitage 21 день тому

    Dare iri ndere kumama mambo uyu akaneta you must copy frm dare ra bishu rakarongeka vamwe vano polisher mambo vopedza basa not izviii

  • @phillthedrill
    @phillthedrill 22 дні тому

    This dare is unfair, if am not mistaken vanhu ava nyaya started from accusation kuti vana avo vana vekuhururwa, therefore such behaviour is expected, exchanging of words naturally hakuna munhu anyarara after being told kuti uri mwana wekuhurwa. Zviri pachena kuti mashoko akataurwa from both sides, but mambo acted kuva stupid its sensetive issue kudzi uri mwana wekuhurwa, mambo was suppose to repremand both since issue iri behind is sensetive