6. Moi le prophète Kacou Philippe qui vous parle, je suis né et j'ai vécu sur la terre et un jour je quitterai la terre. Mais il y a deux choses que je n'ai pas comprises sur la terre. D’abord, l’homosexualité, le fait qu’un homme épouse un homme et ensuite, le fait que pour le Salut, des hommes soient conduits par des pasteurs, imams et rabbins au lieu d’un prophète vivant. 7. Il n’y a pas une religion qui est plus proche de Dieu que l’autre. Le chemin du Salut, c’est un prophète vivant. Et comment un homme peut-il être dans la volonté de Dieu sans un prophète vivant ? Dieu m'a dit le 24 avril 1993 : « Celui qui croira en toi, viendra aux eaux du baptême. Ce doit être une eau naturelle où il y a des poissons. Tu le tourneras vers l'Est et tu le baptiseras au nom de Jésus-Christ pour la restitution. Ce sera le baptême pour ton temps ». Et vous juifs, chrétiens, musulmans, bouddhistes et hindous, faites-vous aussi vos baptêmes exactement comme cela depuis le 24 avril 1993 ? #ProphetKacouPhilippe
24. Kana muri muchiedza, sei musi waKubvumbi 24, 1993 nyika yose yaiva murima uye kubwinya kweMutumwa ndiko kwakaivhenekera sezviri munaZvakazarurwa 18: 1? Uye kana musiri vanakomana vadhiabhorosi, sei muchinamata pamwe, munotora mifananidzo yemhuri pamwechete uye papa anoenda mumoski menyu? Ko ngirozi dzaMwari nengirozi dzaSatani dzingatora mifananidzo yemhuri pamwechete here? Uye kana musiri vanakomana vadhiabhorosi, sei muchitsiva vaporofita nezvitendero kana mabhuku matsvene? Ko Mosesi, Jesu Kirisitu mazita ezvitendero here kana mazita evaporofita? Uye kana Mahomet risiri zita rechitendero asi remuporofita, zvino sei muchisarudza chitendero pamuporofita mupenyu? Kana imi muri zvirokwazvo vanakomana vemuporofita, mukasiya kereke yenyu, moski kana sinagogi, ndiye muporofita wamunofanira kutsvaga.
20. Zvinofanira kuti unova muKirisitu uchitevera muporofita uyo akatumwa naIshe Jesu Kirisitu wenguva yako kana kuti unoramba zvako uri kumba. Haugoni kuva muKirisitu nhasi kunze kwekunge watevera Kacou Philippe, muporofita akatumwa naMwari panguva yako. [Mup: ungano inoti, "Ameni!"]. Sepanguva yaNowa, hazvaigona kuti uve muKirisitu kunze kwekunge watevera Nowa muporofita akatumwa naMwari wenguva yako. Munoona? Mira kuva muKatorike, Purotesitendi, evhangerike nemu Bhuranamisiti. Mira kutevera dhiyabhorosi uuye kuna Mwari kupfurikidza nemuporofita mupenyu Wake. Nokuti Johane 6:28 inoti basa raMwari kutenda uyo Waakatuma.
1. Kufanana nevaporofita veBhaibheri, muna Kubvumbi 1993, Ini, Kacou Philippe, murume akange asati ambotsika mukereke, ndakagamuchira muchiratidzo, kushanyirwa noMutumwa anondituma nemharidzo inoenda kupasi rose mukuzadziswa kwaMateo 25:6 naZvakazarurwa 12:14. Heinoi nhoroondo yokutendeuka kwangu, uye zviratidzo zvikuru zvitatu zvekudanwa nokutumwa sokugamuchira kwandakazviita.
6. Muchiratidzo chetatu, takange takagara mumba yebvunzo yeAdvanced Level uye munyoresi webvunzo waipa mapepa ebvunzo. Ndakati nechomumoyo: “Asi chaizvo ndinobatei muno, handina kugona chikoro uye kupinda mufomu sikisi zvino ndichanyorei?” Zvino garegare zvakazonzi kwandiri: “Nenzira imwecheteyo Maria akabata pamuviri asina kuziva murume, nenzira imwecheteyo Mosesi akagamuchira zvakazara zvakaitika pakusikwa, newevo wagamuchira nhasi uno mashoko ohupenyu husingaperi nomusi wa24 Kubvumbi, 1993, uye zvarairwa naMwari. Panguva yakatarwa, uchazonzwisisa uye uchadzidzisa zvausina kudzidza kuitira kuti aninani anotenda ave nehupenyu husingaperi .”
11. Uye kana muprofita nhume achinge atumwa panyika, chikonzero ndechokuti hapachina chokwadi panyika zvakare Mharidzo yake ndicho chokwadi choga chemunguva yake. Ndipo panodonedzerwa chokwadi uye ndiye mugadzi wemutemo weShoko raMwari. Maona? Nowa paaiparidza hakuna aikwanisa kupona asi neMharidzo yaNowa. Jeremiya paaiparidza hakuna aikwanisa kuponeswa asi neMharidzo yaJeremiya. Eriya paaiparidza hakuna aikwanisa kuponeswa asi neMharidzo yake. Jesu paaiparidza umo mumigwagwa yeJerusarema, hakuna aikwanisa kuponeswa asineMharidzo yake. Akati: “hakuna anouya kuna Baba asi nokwandiri”. Munoona? Martin Luther paaiparidza kuGermany, hakuna aikwanisa kuponeswa asi neMharidzo yaMartin Luther. John Wesley paaiparidza, hakuna aikwanisa koponeswa pasi rose asi neMharidzo yaJohn Wesley. William Branham paaiparidza uko kuAmerica, hakuna aikwanisa kuponeswa pasi rose asi nemharidzo yaWilliam Branham. Uye nhasi, haukwanisi kuponeswa kunze neMharidzo yoMuporofita Kacou Philippe. Kana wanga uri mwana waMwari munguva yavo, waitenda mavari uye zvakangodaro nanhasi. [Mup: Ungano inoti, “Ameni!”].
#ProphetKacouPhilippe
27. Ruponeso runogara nekusingaperi uye mwana waMwari haagoni kuisa ruponeso rwake mumaoko aRabhi, mufundisi kana imam uyo pachake achaenda kundopa nhoroondo kuna Mwari. Kana muri maJudha, maKirisitu kana maMuslim, zivai kuti avo vose vaRabhi, vafudzi nemaimam vanokutungamirirai pasi pano vanhu vakangozvipira, haasi muprofita akavagadza. Uye ivo vakaipa, vanyepedzeri uye vanakomana vedhiyabhori, ndicho chikonzero ivo vane ushingi hwekuita zvavanoita. Vose varevi venhema. Vanoparidza mafungiro avo mumatemberi, machechi, mumamoski nemasinagogi asi Ini, Kacou Philippe, zviri musimba rechiratidzo chaKubvumbi 24, 1993 kuti nditaure kwamuri.
13. Vose vanotevera kana vanoshanda nomweya umwechete navo uye navaprofita vose vanodambura nenyika in’anga, vavuki uye masvikiro, nyeredzi dzakarasika, vari pabasa raSatani kunyengera vanogara panyika, vane mazita avo asina kunyorwa mubhuku youpenyu yeGwayana kubva pakuvamba kwenyika sezvakange zvakaita mumazuva aNoa. Uye shumiro dzavo ndedzenyoka maringe naGenesis 3 naMateo 24:24. Shumiro dzavo ndedzedatya maringe naZvakazarurwa 16:13-14. NdiMwari pachake akavamutsa sehondo yake kurwisana nevavengi vake maringe naMadzimambo wokutanga 22:19-23 naVatesaronika vechipiri 2:9-12. Uye zvishamiso zvavo zvose, kusanganisira maBranhamist, zvinovavarira kunyengera uye kudzivisa vasanangurwa kuti varege kubuda muIjipita, uye kuomesa moyo yanaFarao neyemadzimambo avo.
5. Nepo shoko raMwari muchizvarwa chimwe kuburikidza chete nemuporofita nhume, kwete nomudzidzisi, mufudzi, muvhangeri kana muapositora,asi nemuporofita nhume uyo anova chidimbu nekuraridzirwa pachena kweshoko raMwari panguva yake.
#ProphetKacouPhilippe
9. Shoko rechiHebheru muporofita ndi nabi uye shoko iri rinoreva “mutauri anomiririra” kwete mutakuri wezvishamiso kana mutakuri wechizoro asi “mutauri anomiririra”. Maona? Muprofita nhume chizenga nekuratidzwa kweShoko raMwari muchizvarwa chake.
#prophetkacouphilippe
18. Nhasi, panyika yose, hapana anoponeswa kunze kwezvandinoparidza, ini Muporofita Kacou Philippe. Ndini ndega muporofita akatumwa kuvanhu naIshe Jesu Kirisitu. Semunguva yaNoah, ini, Kacou Philippe nhapwa yaJesu Kirisitu, ndini ndoga uye hapana angaponeswa kunze kwezvandinoparidza. [Mup:Ungano inoti,"Ameni!"].
10. Mharidzo iyi inoti Iziramu, chiKirisitu uye chiJudha mweya mitatu yematatya emuna Zvakazarurwa 16:13. Zvinamato izvi zvitatu zvinozviti ndezvaAbraham. Zvinamato izvi zvitatu zvinotenda muna Moses. Zvinamato izvi zvitatu hazvitendi muvaporofita vapenyu asi chimwe nechimwe chinozviti ndechemuporofita wachisingazivi. Chimwe nechimwe chine bhuku dzvene racho. Uye zvose zviri zvitatu zvakamirira Messiah. Ndizvo mweya mitatu yematatya yemuna Zvakazarurwa 16:13. Mharidzo iyi inoti aya ndiwo madhimoni mamwechete akamutsa vana Elvis Presley, Bob Marley, James Brown, Madonna, Papa Wemba akamutsa, nhasi uno, mapoka evaimbi vechiKirisitu nevaimbi vakaita sa Tabitha Lemaire, Don Moen, Exo Eclats, Yolanda Adams naCeline Dion…
#ProphetKacouPhilippe
There u go again Serima😁😁😁😁👏🏽👏🏽👏🏽
chido makwara 24. Kana muri muchiedza, sei musi waKubvumbi 24, 1993 nyika yose yaiva murima uye kubwinya kweMutumwa ndiko kwakaivhenekera sezviri munaZvakazarurwa 18: 1? Uye kana musiri vanakomana vadhiabhorosi, sei muchinamata pamwe, munotora mifananidzo yemhuri pamwechete uye papa anoenda mumoski menyu? Ko ngirozi dzaMwari nengirozi dzaSatani dzingatora mifananidzo yemhuri pamwechete here? Uye kana musiri vanakomana vadhiabhorosi, sei muchitsiva vaporofita nezvitendero kana mabhuku matsvene? Ko Mosesi, Jesu Kirisitu mazita ezvitendero here kana mazita evaporofita? Uye kana Mahomet risiri zita rechitendero asi remuporofita, zvino sei muchisarudza chitendero pamuporofita mupenyu? Kana imi muri zvirokwazvo vanakomana vemuporofita, mukasiya kereke yenyu, moski kana sinagogi, ndiye muporofita wamunofanira kutsvaga.
6. Moi le prophète Kacou Philippe qui vous parle, je suis né et j'ai vécu sur la terre et un jour je quitterai la terre. Mais il y a deux choses que je n'ai pas comprises sur la terre. D’abord, l’homosexualité, le fait qu’un homme épouse un homme et ensuite, le fait que pour le Salut, des hommes soient conduits par des pasteurs, imams et rabbins au lieu d’un prophète vivant.
7. Il n’y a pas une religion qui est plus proche de Dieu que l’autre. Le chemin du Salut, c’est un prophète vivant. Et comment un homme peut-il être dans la volonté de Dieu sans un prophète vivant ? Dieu m'a dit le 24 avril 1993 : « Celui qui croira en toi, viendra aux eaux du baptême. Ce doit être une eau naturelle où il y a des poissons. Tu le tourneras vers l'Est et tu le baptiseras au nom de Jésus-Christ pour la restitution. Ce sera le baptême pour ton temps ». Et vous juifs, chrétiens, musulmans, bouddhistes et hindous, faites-vous aussi vos baptêmes exactement comme cela depuis le 24 avril 1993 ?
#ProphetKacouPhilippe
6. Ini, Muporofita Kacou Philippe arikutaura newe, ndakaberekwa uye ndakararama panyika uye rimwe zuva ndichabva panyika. Asi pane zvinhu zviviri zvandisina kunzwisisa pasi pano. Kutanga, ungochani, chokwadi chokuti murume anoroora murume, uye zvakare, chokwadi chokuti pakuponeswa, vanhu vanotungamirirwa nevefundisi, imam uye vaRabhi panzvimbo yevaporofita mupenyu.
7. Hapana chitendero chiri pedyo naMwari kupfuura chimwe. Nzira yeruponeso ndiye muporofita mupenyu. Uye munhu angave sei mukuda kwaMwari asina muporofita mupenyu? Mwari akandiudza musi waApril 24, 1993: "Uyo anotenda kwaamuri achauya kumvura yebhapatidzo. Inofanirwa kuva mvura chaiyo panenge pane hove. Uchamutaridza kumabvazuva womubhabhatidza nezita raJesu Kristu. Urwu ndirwo ruchava rubhabhatidzwo rwenguva yako. "Uye imi maJuda, makiristu, maMuslim, maBuddha nemaHindu, makamboitawo here rubhabhatidzo rwenyu rwakadaro kubva musi waApril 24, 1993.
#ProphetKacouPhilippe
PROPHÈTE KACOU PHILIPPE :
9. Uye nenzira imwecheteyo, rimwe vhiki, ndanga ndichitaura naMbra Parfait uye akati, "Hama Kacou, siya nguo yako youporofita padivi, tora Bhaibheri uchaona kuti maererano neBhaibheri, hauna kodzero yekuita izvozvo! ". Ini ndakati kwaari, Kana chiri chakavanzika, handizivi, asi nkuti ndiri muporofita, ijasi rangu reuporofita rinoita kuti ndiite izvozvo! Kana mupurisa akasiya jasi rake rechipurisa, anova chii paanenge ane pfuti muruoko rwake? Ibhanditi. Munoona? Izvo zvakaita somuporofita, nokuda kwekudanwa uye kutumwa kwaApril 24, 1993, kuti ndiite zvose izvo! Uye musimba rokudanwa nekutumwa muporofita mumwe nomumwe akaita nenzira iyi kubva kuchizvarwa nechizvarwa.
22. Zvino, nditenderei nditi: Mwari anozvitonga. Akapa Shoko, anorirwira. Hazvisi kwandiri kumuudzira kuti arichengetedze kana kurirwira sezvakaedzwa naMaria muna John 2:1-5, asi uyo akapa mharidzo ino, anoziva chinodiwa pamutsanangurwa kuti atende. Ivo vatsanangurwa vakati muchiono chemusi wa24 Kubvumbi 1993, " hatina kuona Mutumwa neGwayana huye hatina kunzwa MaShoko ataurwa neGwayana, asi tinozvitenda zvakaperera".Chiiko ichi? Uku kutenda kwechiporofita zvinoratidzira kubvutwa. [Mup: Ungano inoti, "Ameni!"].
www.philippekacou.org
My best and worst CASSA
how 😆😆😆