Vari kuti maoko mese you don't understand traditional court maoko wkange uchivhizura zvine disrespectful so they need to avoid disrespectful kumadzimambo
VeDare vese varikushandisa maoko vachitaura yet others are not allowed. It will be interesting for @Platinum Fm Digital to ask chief why Body Language is prohibited mudare pamwe tingadzidzawo. I expect a very stupid explanation.
Uuum nyange iri CONTENT zvayo boys - zvimwe zvimatare zvamaakutitaridza, chasara kutiratidza zvematare zvemumhuri dzevanhu chete manje 🤣🤣🤣🤣🤣. "Tati mawoko hatidi kumawona.." Havadi body language ava. 🤣🤣🤣 Why do I feel like this judgement was way too harsh, biased, inconsiderate and punitive - not corrective. Ukadzinga munhu womuti adzokere kwaakabva, mambotarisa here kuti kwaakabva kwakamira sei? Ko kana akabva achitandaniswa nematemo, onotemwa-temwa zvake here? I understand he might be a hard nut to crack, but ndipoka panoitwa TEST huchenjeri nesimba renjere dzevatongi apa. Kwete kubva matandanisa munhu like this. This is so wrong!
Imi itai mushe imi mungataure maoko asinga fambiswe kwanai dare renyu nderekupenga chaiko
sign language is part of talking mambo
I agree with you
I agree with u now he is busy using head
But haunga shandisi zvose @ the same time kkkkkkkk.
Vana mambo vacho vachiri kugara pazvidhinha mukwane imi
Munda ngquitwe zunde, chibanditi chimopera on the spot
Dare iri ndere chizivano Zupuco adzvanyirirwa uyu
Kana vakadzi votonga mumatare haa
Munorambidza maoko pakutsanangura asi imi muchinashandisawo, that's not fair
Kkkkkk dare iri ma 1
Mbuya iyo ngainbodzikama, munhu wese ane mhosva ihama yavo
Point ndeyekuti baba vakura mai varipapeak😂. Hanzi mubedroom dololo apa support hapana.😅
Imi itai mushe pane munhu angataure asinga fambise maoko here useless court regai kungonakidzwa nekubuda pa social media imi
Saka kana mati maoko haashande okuratidzai sei😂😂😂😂😂
Dare iri harina kana order ko ndakavaviwa handichakwenya
Vanhu vanovhunduka
Zvima court izvi zvakadhakwa saka munoti maoko haashande here mukwane
Idzo kumirira anenge afambisa maoko😅😅😅😅😅😅 Matare edu aya
Dare matoto
VaZupuko vari kudherera Dare; zviri pachena. Hapana kana nyaya apa! Zupuko does not respect/recognize Dare iri.
Madzimambo dai adzidziswa kutonga mhosva zvimwe zvatinoona soo ma1
Tete vangu u are blessed kuyananisa mhuri uye vavakidzani . Tete mai mutungami ndiri kukutsvagai kana pane ane contact can send to me
Vari kuti maoko mese you don't understand traditional court maoko wkange uchivhizura zvine disrespectful so they need to avoid disrespectful kumadzimambo
Hakuna Mambo Sabhuku kana Ishe ane mvumo yekudxinga munhu panzvimbo.musa abuse vanhu imi itai mushe
Please apply concrate mukaRoom ako vanhu kugara muvhu kunge maDonkey so
VeDare vese varikushandisa maoko vachitaura yet others are not allowed. It will be interesting for @Platinum Fm Digital to ask chief why Body Language is prohibited mudare pamwe tingadzidzawo. I expect a very stupid explanation.
Chiiko chakadaro pane munhu angataura asingafambise maoko hre? Ndekupiko ikoku?
Nhai zvenyuwo asi ivo varikutaura vachipa magestures nemawoko wani vatongi vacho
Vazupuco igamba 😂😂
I think vanoitira kuti kuda ungazonongedza mambo nechigunwe
Very primitive way of handling court cases nxaaa
Uuum nyange iri CONTENT zvayo boys - zvimwe zvimatare zvamaakutitaridza, chasara kutiratidza zvematare zvemumhuri dzevanhu chete manje 🤣🤣🤣🤣🤣. "Tati mawoko hatidi kumawona.." Havadi body language ava. 🤣🤣🤣
Why do I feel like this judgement was way too harsh, biased, inconsiderate and punitive - not corrective. Ukadzinga munhu womuti adzokere kwaakabva, mambotarisa here kuti kwaakabva kwakamira sei? Ko kana akabva achitandaniswa nematemo, onotemwa-temwa zvake here? I understand he might be a hard nut to crack, but ndipoka panoitwa TEST huchenjeri nesimba renjere dzevatongi apa. Kwete kubva matandanisa munhu like this. This is so wrong!
Kkkkkk zvinoita vanhu ava dear hauvazive muvhitori ukabatana naye chete anorima achipinda mumunda mako ukasara usina munda. Nyaya iyi hayina kutanga nhasi yakabvira kare kahunhu ikako
Noran mugari urikupi ndaona pakazi mugari isu vanhu vacho
mafuza haagone kutonga takarisima nekiti maoko haataure .......... nonsense
In a free Zimbabwe. One man just wake up and chase you in a communal land . It’s just rubbish.
Zimbabwe isn't free yet if you know you know